@@paulinemckenzie9594 Easier to condemn until you get yourself in that situation, do you think vanhu ivavo vanopenga, thank God akazviuraya haana kuuraya mwana wavo.
Stop playing blame game and l thank family yemkadzi for not taking threats lightly dai rombe iro rakauraya mwana wavo, any person anozviuraya he's capable of anything.
Kumusha kwangu paMtekedza
Anatezvara havana dambudziko ravakakonzera imi ndimi makatadza kudzidzisa mwana wenyu kugara zvakanaka nemukadzi maida kuti auraye mukadzi nekuti haagone kudzosera,goid job anatezvara
Sei musingatipiwo ngoma iyo
Maakupa munhu aida kuurayirwa mwana nebanga manje madofo wenyu akazvipfuudza mazvokuda maida waani atumbugwe nebanga rubbish 😢😌
Ini ndirikutonakidzwa nengoma, drewmas media taking us to another level
Agara aive nemhepi dzake dai asina kuzviuraya auraya mukadzi
Exactly
Nhas rave rimwezuva
Ini ndinoona kt kurova kwakaita vana tezvara havana kutadza nekt murume anoratidza kt airova mukadzi
VaNeshamba huyai kuZaka mumbobudisawo dzeko pamwe tuchembere netudhara tukakuonai twungachinja maitiro ekungofunga kuuraya vanhu
😂😂😂😂😂
Taura hako umwe wangu especially kwaveza magovo umo ummmm manetsa umo
Njanja ndokumusha mazhanje avako here guys
Aaaa saka maida kuti mwana wevanhu aurawe nebanga, rufu rwanga rwagara ruchitenderera mumba umu. Dai mukadzi asina kuenda ndiye angadai akafa. Akazongozviuraya. Mweya wacho wanga wavanaye
Nyaya yamandi na bee yakazopera sei
Ndokumana kwedu uko Shumba, veNjanja ngatigarisanei zvine hunhu, tichamuona hedu mambara iyeye
paNhangabwe apo
Kangoma ako toka Downloader kupi 😂😂😂😂😂 AMBUYA VANGU MUSANDIDARO KANI SIYAI NDIRORE WEZERA RANGU 😅😅😅😅😅😅😅😅
Kufa kwemukadzi waaida kubaya aisava nebasa nhai kwake kufa ndokwashamisa🤨🤨🤨🤨
Nhy zvako
Imagine
Nhy Nhy, unotosvishayawo pazvo.
Aparadza musha wangu ndianiko
Nematambudziko mhuri yekwa Tendai.
Mwari vakunyaradzei mose panguva yakaoma kudai.
Love shouldn't hurt and mental health is real.
Musandimanike kurorwa nemurume wandisingade me singing zvangu
Mmm Patrick anga agara aine mhepo yanga ichitoda ropa
Saka iye akarwadziwa nekurohwa but iye aigara achirova mukadzi
My home boy rest well
Zvinorwadza
The music is 🔥❤
Ndovakapara mhosva sei kwanai imi
Nothing justifies kuzviuraya, imhepo dzake.
Rufu rwanga rwafembedza and thank God the wife ranaway then rufu rwukazotora iye
Tezvara hokoyo ngozi yemukwasha
Kanjani iye akazvisungirira ega
Hpana ngozi apa .kudisclipa mnhu hakuna kuipa iye mufi aitovawo violence asi kuti wafa anochenesewa chete .
Ndiri Mai vako NeShamba huya uyamwe mwanangu
Shumbaaahhh nayo nayo ndima
Chibaba chaPatrick asi wenyu mwana ndiye aneropa chete here zvarwadzaka
Akarwadziwa nekutorerwa huku yake yenyama yaaida kubaya nebangaka ndoyaakazviurayaira hanty🤨🤨🤨
Chivhu murikurova vakuwasha
Kusakwana veduwee
Mkwasha akadherera ngaarohwe...
@@markgamanya3084 urimukuwashawo kurova kunopedzei ? Hezvoo yatova ngozi vacharipa havo
@markgamanya3084 noone should ever lay hands on anybody. Noone is perfect
@@paulinemckenzie9594 Easier to condemn until you get yourself in that situation, do you think vanhu ivavo vanopenga, thank God akazviuraya haana kuuraya mwana wavo.
Kurukuchute kwangu uku 🎉❤
Baba Patrick makachena here
Kkkkkk shuwa havana zvishop izvo
Hapana dambudziko mhepo dzemumusha menyu musade kutaura zvisina basa imi mdhara stvagai zviri mumusha menyu pane kuswera muchitaura kuti tezvara muri mapenzi
Vanhu vekwaSadza ndakambokuudzai kuti ityai mwari imi handichina neremuromo
Saka yatongozi iyo amana kaa😢
Saka aida kungo gara nemwana wevanhu asina kubvisa haiwaa hedu
Mhosva yavakapara handiione hangu ini vanatezvara ava. Mwana wenyu akazviuraya ega saka mhosva ndeyei???
Maida mukadzi aurawe here? Tongai zvrifair imi yowee nekut wenyu ndiye azozviuraya
Akazviuraya nenyadzi
But anatezvara hsmurangu mwana asi wenyu likewise
Vanhu ityai mwari
😂😂😂😂😂Sadza kumusha 😢😢😢😢
Can you guys go for Katarína
Ko anatezvara vaipindirei nyaya dzemwanasikana nemukwasha , pamwe ndzange ndiri dzemu bedroom , vanonyadzisa chose anatezvara avo.😊
Saka vaifanira kusiya mwana wavo achiuraiwa ere
Akagona mukadzi akaenda aiuraiwa nemhondi iyi
Nowadays basa rakandibata ...I always watch munya ..it pains me
Marwadzo
Zvakaoma shuwa
Muuye nehuku iyo😅😅😅
Maswera sei team drewmas media
Tingati zvedu dzinza rekumurume rine mhepo , asi tikatarisa deep deep nekumukadzi kune zvakowo, chirudzi tezvara kuuya direct pamba pemukwasha kuzorwisa nekuda marooro handiti ibasa remunyai nanatete kuzogadzirisa zvirikunetsa , manje zvaafa chavahwina chii?, mangwana mufi kana ava kumuka ingozi kaiyi kumusha kwemukadzi , anenge ava kuti mdakazvisungirira pamusaka penyu anatezvara, muchiri kurangarira uya wetv akanwa ega poison asi akamukira mainini achiti ndimi makasakisa kuti ndinwe poison nokuti maindishungurudza
Taura zvako
😅😅😅Ngozi yemunhu azviuraya ega here iii kkkkk dai akafira mumaoko avo taiti.panga pagara panemhepo yerufu apa dai asina kufa aiuraya mukadzi
Akamama Patrick
Haamuke uyo akafira kumba kwavo
Ndokumbirawo nziyo purizi
Drewmas media ma songs ayo munoawanepiko nhai
Anorohwa munhu kana achifarisa aida kubaya mwana weumwe kuti akoshei ngaafe azorore hake zvenyika zvanga zvamukunda dhemeti😢😢😢😢 ngaaende zidhodhi🤨
😂😂😂
Vhayolenzi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Imagine
😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂
Tiri kuuya kuzodya huku shumba unongondipawo nzondora chte
Mumusha menyu mune ngozi chaiyo it's either Patrick aifanira kuuraya mkadzi kana kufa iye... Imhepo inotoda kugadziriswa mumusha
Masong enyu ayisarendi ambuya vangu kaniiiiiiikk😂😂😂
Agara aive ne mhepo
Tiri kuuya kunodya huku Shumba
Rest in peace
Mwana waPatrick ari so handsome
Taiisa zvadza shumba ini ndoda matumbu hangu
Pa Drewmas tinoda nyaya dzakasiyana dzinoitika kwete zve nziyo
Ahhh kana musingade nziyo isai zvitsitsi munzeve. Isu vamwe tinotosika kunera jive chaiko
@@Rene-u5rmanje munotodzinzwira ipapa ahakupei full motoenda kwaMutoko kunoridzwa ngoma
Patrick anengeaiwa nemhepo..why ayimboda kubaya mukadzi nebanga
Taura zvako
Yaa; anga ane mhepo dzakasimba. Dai asina kuzviuraya aitouraya mukadzi zveshuwa. Monoti imwi munhu ungazvi uraya nekuti warobwa chete, whether natezvara or whoever? Kana warobwa usina mhosva ukashungurudzika sitereki unongonomhangaraka wogona kuripirwa uriiwe; or wobatsirwa kuti usazorobwa futi hako zvee.
Zvinowanikwa muupenyu
Mukadzi aihura ndosaka Aaidakubaiwa nebanga ndini sahwira wavo ndaivayananisa nyaya dzavo
Tisu ana Moyo acho
Vana Sinyoro nanaGambiza makadiiko ,hama dzangu pachivhu apo
Andrew nziyo unodziwana kupi
Taura hako dzose dzongoenderana nezviri kuitika
Rest my home boy
Shumba ndoda woo masong enyu
Shumba vanogona kutokutengesera kkkk
Pidigu yakwenyu ngozi ibvai Matanga kugadzira kuripa
Sinyoro
Zvakaoma
Rest well home boy
Mune ngozi mumusha
Mukadzi wakagona ukatiza neupenyu hwako munhu uyu aitova nemhepo yake saka azofa waida kuuraya mukadzi
Both kwemukadzi nekwemurume hakuna kuchena
Shumba tawepo
Drewmas Media taking you another level ❤❤❤❤
Zvakaoma 😢
Ko mukadzi waaida kubaya nebanga uyo
Itori ngozi yaidaro it's either anofanira kuuraya kana kufa
Stop playing blame game and l thank family yemkadzi for not taking threats lightly dai rombe iro rakauraya mwana wavo, any person anozviuraya he's capable of anything.
😢hezvo kotezvara vanonogadzirisa Mukwambo nyaya dzake anasekuru voitawo basarei daivakatuma anasekuru pasina zvese izvi rudzi rwakafumuka iri pakatadzika apo hakuna Tezvara akadaro chero isu vabva kure hazviko
Shumba ndaisa maoko 👏👏👏
Baba vaPatrick vskaromba chete
😂😂😂
Masong kuseri
Tiripano shumba
Baba zvitsvagisisei chauraya mwana, vanatsano vakangozopindirawo zvavo asi musha wenyu une mhepo.
Stop saying mukadzi mukadzi or Ana tezvara.. vakapara mhosva yei vana tezvara
Tisu vayera moyo
Zveminhanzi tombozvifarira here toda nyaya
Mumusha mana Patrick mutori nemhepo yekuzviura vabava kunetsana nemukadzi dai vari vamwe vazvitsvaga nekukasira
Ava madzitezvara kutaura chokwadi vakadheerera haungauye mumusha memukwasha kuzoita zvaunoda chero zvikanzi hauna kuroorerwa zvino iko zvino vanoti kudii nezvaapo ,chero iye mukadzi wacho achazoudza mwana wake kuti baba vako vakazviuraya vabva kurohwa nana sekuru vako
Anenge anyanya twume twurume twunodheerera
Mimhanzi yawo inosvota 😂😂😂😂😂
Wakarasika nziyo dzinonakidza idzi
Ndine hurombo hukuru ne mhuri yekwa Tendayi nekurasikirwa ne mudikani. 😢😢😢😢
Sadza mbodza razviita zvekare
𝐌𝐮𝐜𝐡𝐚𝐯𝐚𝐰𝐚𝐧𝐞𝐩𝐢 𝐯𝐚𝐜𝐡𝐚𝐫𝐨𝐨𝐫𝐚 𝐯𝐚𝐧𝐚 𝐯𝐞𝐧𝐲𝐮 𝐯𝐚𝐧𝐡𝐮 𝐯𝐞𝐤𝐮𝐂𝐡𝐢𝐯𝐡𝐮 𝐧𝐡𝐲𝐦 𝐦𝐮𝐜𝐡𝐢𝐫𝐨𝐯𝐚 𝐯𝐚𝐤𝐰𝐚𝐬𝐡𝐚😢
Saka iye akarwadziwa nekurohwa but iye aigara achirova mukadzi
Zvakaoma
Zvakaoma
Zvakaoma