Vanhu imi hamusi srs mungandiudza kuti mhuri yese makatadza kubatanidza 150 us and zvinotaridza kuti hamuna hanya munhu angarutsa ropa for two years makanyarara zvenyu ndarwadziwa 😢😢😢😢😢😢😢
@mesiMutepfa kana mombe kana panenge pasina here bcz hupenyu hwemunhu hwakakosha vanhu moti hatina mari asi zvipfuyo makachengeta kana afa moti takutengesa mombe titenge coffin paonei ipapo
Dai makangotsvagawo mari akaenda kumberi.Upper G1 endoscopy was needed to identify the root cause of bleeding,definitely something was wrong internally chaikonzeresa kurutsa ropa..Dai makamuendesa mberi zvaibatsira.Definitely munhu anga atove ne low iron
Vana baba murikuona mhuri ichipera makatarisa nei. Mwana angapedza 2 years achibuda ropa? Ende haasi munhu mumwe akafa nenzira iyoyo. Kana makabatabata taurai. Ko kuendawo ku n'anga. Izvozvi tichanzwa mumwe achiti ndiri we church, handiendi ku n"anga.
Daidzai Sekuru Mukotsanjera. Sumba ye Ngozi nehurombwa. Imbwa ye Gorongoza. Tsoka please batsirai mhuri iyi. 😮😮😮😮😮
Ko ma updates ekwa Tensen makati muchatipa avo vose vari 7. We are waiting, dear
Zimbabwe yakaora Zanupf must go ndochiii ichi nhamo soooo mmmmmmmmm ❤❤❤❤❤❤❤
Mkoma Neshamba keep them coming nyika yakatakura kurema
Sabhuku uyu mmmmmm anotodedera pakaoma apa❤❤❤
Kurutsa ropa achisi chirwere chinochengetwa, 2 yrs. When someone is throwing up blood it means something is wrong internally.
Muri kudzifambira shua👏👏👏tinotenda chaizvo nekugara muchitipa nyaya dziri kuitika mumativi ese eZimbabwe.dai Mwari varamba vachikuchengetai makatikoshera❤❤❤
Haa kwaMudhindo haisi nzvimbo yekujairira kune vanhu vakuru chaivo 😢
Number1
My home mudhidho
Nhasi rarimwe zuva drewmas media taking me to another level
Munehurombwa mumhuri iyi
Guruve my home
Rest in peace
Iiii iro team reku church kwedu abo i know them very well
Ndange ndichiuya, ndasvikawo
Umm zvinhu hazvina kumira mushe fambai semhuri bba
Ummm Guruve chii
Mukoma neshamba nyaya yekwa Mudhindo itai kuti musha uyu ubatsirikana ndomudzinde mangu
Guruve kumusha kwangu. Rest in peace homie
Alliness urisei ndakuona
Ndangandichiuya 🎉
It could be a severe case of ulcer inozokonzera an upper GI situation my younger sister akamukira Pare nayo iyi ane ma ulcers 😢😢😢😢😢😢😢
Drewmas media to the world ❤❤❤❤
Vanhu imi hamusi srs mungandiudza kuti mhuri yese makatadza kubatanidza 150 us and zvinotaridza kuti hamuna hanya munhu angarutsa ropa for two years makanyarara zvenyu ndarwadziwa 😢😢😢😢😢😢😢
Inoshaikwa dia takambosangana ne that situation yekuti takatadza kusanganisa $200 chaiyo in a family of 15 people😢😢
@mesiMutepfa kana mombe kana panenge pasina here bcz hupenyu hwemunhu hwakakosha vanhu moti hatina mari asi zvipfuyo makachengeta kana afa moti takutengesa mombe titenge coffin paonei ipapo
@@mesiMutepfaShuwa mari ikada kunetsa kaaa
My roots ❤
Zvakaoma hazvo.
Musandiona kunonoka ndandichiuya❤
Zvakawoma sure kumusha kwangu uko
Huroyi ku guruve handitsike ku musha
Vanongoku sorta nyangwe uri kwauri iwe Mutematsaka
Asi karoyero kekwedu kumusha kane mutinhimira so nechibharanzi
African Scientific fiction unotungwa nenyanga ugorohwa nezvivanda ugosvetewa ropa kunge une mukondombera iwe usina
Taura xvko kkkk kuside kwedu uko paakafa asekuru vngu adumbu zvakadhakwa vnhu vchitora masandawana nxaa
Fambai nadzo nyaya dzacho. Vanhu vachema
@NomatterKamuchanyu Yes true. Vanhu vaimbotsiurwa n dunhu raimbotarisika manje mazuva ano nemishonga Tsvera MaDivisi yaakubatwa neVanhu vachida kukohwa vasina fertilizer iyi ma1. Dai vanamata chaizvoizvo generation dzinouya vasatevera matsimba ekutsvaga pfuma neku bata-bata mishonga yeropa
Kwamudhidho
Ko nyaya yambuya vekumvurwi yekuuraya mukomana wadanana nemuzukuru wavo
Andrew Neshamba enda navo kwasekuru vaye vekubatsira Tensen or sekuru Mukotsanjera
Kotopera Simba Kuda yatove anaemia
Upper GI bleeding zvimwe zvinoda chipatara Dai makamuendesawo mberi
Chanetsa kumusha kwedu kuna usina mari haurapwe
Ngavaende pa Mazowe pana sekuru vekubatsira Tencen zvinodhakwa chop chop
Ngozi kana zvikwambo, so sad😢😢
Drewmas media taking us to another level 😊
Drewmas media 🎉🎉🎉🎉🎉lot's of love
2years munhu achirutsa ropa guys. Shuwa vanhu vachitadza kuti munhu auye ku Harare kuzotariswa achiri kufamba ega. Zvichida aigona kubatsirika . ummmm ndarwadziwa shem.
Dai makangotsvagawo mari akaenda kumberi.Upper G1 endoscopy was needed to identify the root cause of bleeding,definitely something was wrong internally chaikonzeresa kurutsa ropa..Dai makamuendesa mberi zvaibatsira.Definitely munhu anga atove ne low iron
Kumusha kwangu here vakomana
Unobvepi ndine muroora wangu wandiri kutsvagawo
Were exctly
drewmas media Tencen how far haasati aenda here kwadhakazhe
Ndakashaikirwa nemwana ane 7 months nekuda kwechamupupuri chakangotangira pamba kwaSeke kwataigara.Mwana akabva arohwa nemabayo haana kupedza 2hrs anga atoshaika 😭😭😭😭😭😭😭😚
Jehovha mafiro hwai
Ko vanhuwee nguva yose iyi yakarenavo mhunhu achingorasikirwa neropa
Long time pano pamusha Vashumba murise
Zvakaoma izvi
Nhai nhai sei musina moyo varume imi. Kuregerera mwana kudai!!!! 6 deaths makangotarira chete?? Pupurai
Ummmm yeah pasi rashata veduwee.
Thank you anasekuru vangu shumba,murizve vakuwasha vekwanamhofela muri rudadiso❤❤❤❤❤
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya
Makadii vaShumba
Inga zvakaoma nhai
😢😢😢😢 zvakaoma
Kanengoni vzkuru vngu😢😢
Apa clinic varikutoedzavo Pavo..
Mumusha munogona muine zvirimo saka vabatsiri vanenge vachivharwa kuti vasaone
Drewmas media talking us to another level
Ko yaTencen how far??
Musandione kukunonoka ndanda ndichiuya
Uuuumm 😢
The level of poverty munyika inorwadza
Vana baba murikuona mhuri ichipera makatarisa nei. Mwana angapedza 2 years achibuda ropa? Ende haasi munhu mumwe akafa nenzira iyoyo.
Kana makabatabata taurai.
Ko kuendawo ku n'anga. Izvozvi tichanzwa mumwe achiti ndiri we church, handiendi ku n"anga.
Apa vakutoda kuudzwa kuti ngatifambe,sabhukuka
2yrs munhu achirutsa ropa hamaweee...
.
Ask them ko sekuru vaye vaKanengoni vanorapa vaya haisi hama yavo hr bcz kana irihama havangashaye mari yehospital
Ummmmm zvinotyisa izvi unotogara uchitya ka unenge usingazive ndiani ari kuteera ngavafambe vanhu vangapera kudai sua
Haaa zvipatara zveZimbabwe ma 1, kushaya,Ambulance ma Helicopter akatengwa paripi???
🎉
Ko Hospital yakatii? Diagnosis yakangonakavo
Marwadzo😢
Musha wehusabhuku kubasa bata too much
Mhuri iyi yakaoma shuwa munhu kurutsa ropa 2 good yrs muchishaya $150 yescan imika munoziva zvaiitika
Taura hako pane ane chikwambo chake chaitotora ropa racho zvino uyu zvaafa umwe achateverazve gore richotanga vakaita zvekutamba
@VeeDube zvakaoma ishuwa chikwambo chaicho chiripo
Deedzai munhu anoshandira mapedza mo refere munhu yeye kweduwo kamuchanyu tanzwa nekuroiwa 😩
Kuziba dumbu vakaenda kuchipatara here . Chipatara chakakosha
Hie
Zvakaoma hazvo shame
Ummmmm zvakaoma izvi
Maybe akaita cancer