If you're following the Zimbabwean law this man must be arrested for abusing underage this is a married man not a boy and if you force this man to marry this young girl for sure is going to be abused more noway she gonna enjoy this marriage
Saka madhara ese aya arikuroodza mwana akabatwa ari underage ? Apa it's clear the guy is Intrested in marrying this girl why force him? Baba vemukadzi dai vatora mwanasikana wavo vachengeta. Ndiye anozovachengeta vachembera. Chief do better mhani
Taking a girl child as a commodity, promoted culture, yekuti mwanasikana is not responsible for her own actions, sei iye musikana achibvuma kudyiwa bota zvisiri pamutemo? is a girl child an item that can be picked and drop like dombo here? or munhu who is also aware of her own actions, lets promote a culture that teaches girls to be responsible
@@nomsanyika151 i half agree kuti inyasha but zvimwe its culture that makes a girl child irrresponsible because she is made to believe that she is victim pakaitisana nhumbu, their judgement is clouded by compensation culture , whether she took part willing in the act, she is still viewed as a victim. From a young a age she is groomed to be the victim hense poor judge in being responsible for her own actions in sex before marriage
Sezvo mwana asina mwana kana pamuviri, dai vasiyana. mwana ngaadzokere kuchikoro mudiki zvekuti. Baba avo havana kana nyaya inemusosro kana direction mwana achanotambura. Baba ngavatosungiswa avo vakaputitsa mwana ari underage. Hapana marriage inobuda after rape.
That girl is very nice and intelligent ummusaroodza mwana pliz kuda kuzomuendesa ku nursing wakuda kuita muchekadzafa siya vabereki vamurndese vega kuda kuzodya mari yake vakuitonga ndiwe and it seems like uri abusive cz your face looks like gandanga unotyisa mwana iwe
Problem baba ava vaida bota kuvata mwana ikozvino vatove kusemeswa naye sezvo vane mumwezve mukadzi kumba kwavo tipei hedu number dzatete tinobvisa pfuma kwavatezvara Pliz
History is being made vana vachiona kuti Baba varikuda bota zvisiri pamutemo zvonyadzisa newe urikunyepa as if hausiwe Tashinga wacho urimbwa futi muno taper vana mose
@@thecharcuteriehubkkkkkkk endai wo Ka mynoromba yu have proven yoself to be the monster himself fuck you you who needs yu endai munoromba ,wo bota kudyiwa kwaro who owns it anyway???
Muchinda uyu anotaura achifunga kuti akaqngwra sitereki; asi kutaura kwake hakuna hungwaru zvachose. However, he considers himself as very clever. Ngaaroveregwe zvaklasimba uyu - indururani murume uyu.
shem why vana vadiki vachidai kanty please mukoma give me location nditore hangu mukadzi ndimubuditse mu zimbabwe my heart its broken tiri so desparete kutsvaga vakadzi vakadai and its my age
Kindly donate for better quality @ +263 718 992 800 / +263 771 257 515
kkkkkk iwe chibanda
Chibanda muchinda ngaasungwe aah anoshaya kana 10us yekupa vana Baba
Mwana uyo akanaka
akanakira pasina kana munhu achienda pachipare zera rake iko aah
Jingo Masembura lets gather here ❤❤
❤❤
Uyu anoda chief Nyamaropa kana Bushu
Sure or dai Asekuru vangu Jingo dai vachiri vapenyu airohwa netsvimbo uyu😂😂😂
Chief mutasa and bushu are the best. They know both tranditional and constitutional law....this isa criminal ngaangosungwa
Tashinga zvokwadi ndakunyarira kana kut ndikuti sekuru kwete inin .mufunge kusiya your beautiful wife and kids kunotatapurana nekamwanana ummmmm ndakutya hama
Zvakawoma hazvo kushaya kana pekutarisa hama yangu.... The way this is affecting all of us
Dare ngarisunungure mwanasikana achiri mudiki zvakare ane mukana wekuti zvichida angawana imba isina madzudzo zvichienzaniswa ne dhara iri .
Ukaona munhu achivhura gumbo anenge akura regai aroorwe
She is 19 she is now a major. Vanhu ava vanotozivana heavy. Kari kunovhura kachipihwa wechi 2
Garnish kubasa, mwana ari kumba kwavo achifanotsvaka ari serious
If you're following the Zimbabwean law this man must be arrested for abusing underage this is a married man not a boy and if you force this man to marry this young girl for sure is going to be abused more noway she gonna enjoy this marriage
The girl is not underage she is 19 years although I am not saying the guy did good to this little lady.
Dèedzayi chief Bushu,chigodora,na nyamaropa vakudzidzise kunonzi kutonga nyaya
Uyu munhu ngaasungwe handiti akamutoraari underage here
Saka madhara ese aya arikuroodza mwana akabatwa ari underage ? Apa it's clear the guy is Intrested in marrying this girl why force him? Baba vemukadzi dai vatora mwanasikana wavo vachengeta. Ndiye anozovachengeta vachembera. Chief do better mhani
Dare rakareruka semunhenga veshiri
Yaaa yaaa madamages anodhura zvesure 5k boe zvekuti vanhu ngavaaomeserwe kuti vagodzidza kubatsirana kuchengetadza vana vevamwe musociety.
Aaah murume uyo ngaausungwe
Achisungirwei?? Hapana kumanikidzana apa. Vakadanana fair akakumura bhurukwa ega akanakirwa naiyevo fut.
@@EvidencePraisekana asati asvitsa 18yrs anokodzero yekusungwa
@@nomsanyika151 kusungirwei ivo vakawirirana
I cant believe kuti ndakambomupinda mudare umu
Ndaitao dzangu nyaya ### manhenga
Mukuwasha ishutup yemunhu in chief Nyamaropa's voice
Ndoo pandinoda nyamaropa axhiti shatapu😅😅😅ndoda mombe 10 pano
Kkkkkk hanzi schupet
,,😂😂
This man is a coward abusing mwana wake apa haadi kana kubvisa tsee kunana tezvara failure to pay tsvakirai kuno must be arrested klaar.
Sungai munhuu munhu uyoo
Baba vanemagirazi pahumha vataura point iro zimurume iro fine hutsinye
Iwe chief mazizino ako unoswera uchitonga marriage yakadero hauzivi kuti nyaya ya Tashinga inoda matare echirungu aende ku jeri uyo
Vaishumaeri torai.baby renyu 😂😂😂😂 kochikunetsa chiiipa😊naplayer uyu😊
Ivo vana sikana vanozungairiswa nerudo sure, kutadza kuona kt ndkudanana nembwa ipapa
Rudo ibofu wangu😅😅😅 tozozviona tanyudzwa
Ngazvinakire mwana wevanhu hameno chaayida pana dzoro bhangu iri
In life you will never advise a person who is deep in love and some say love is blind.
Ngavamusungese uyooo vanojaira vanhu
Anodherera munhu uyu akawana ana tezvara vakapfava chose
Vana tezvara vakaita mafunnies vachasungwawo futi avo as accomplices,,they are involved pakuroodza mwana aka abuswa arimudiki.
Taking a girl child as a commodity, promoted culture, yekuti mwanasikana is not responsible for her own actions, sei iye musikana achibvuma kudyiwa bota zvisiri pamutemo? is a girl child an item that can be picked and drop like dombo here? or munhu who is also aware of her own actions, lets promote a culture that teaches girls to be responsible
The traditional system is mearnt to suck the man dry
To be a girl child is very difficult wangu haungazvinzwisise inyasha dziya plus tinopona neburi retsono it's not easy zvekudaro
@@nomsanyika151 i half agree kuti inyasha but zvimwe its culture that makes a girl child irrresponsible because she is made to believe that she is victim pakaitisana nhumbu, their judgement is clouded by compensation culture , whether she took part willing in the act, she is still viewed as a victim. From a young a age she is groomed to be the victim hense poor judge in being responsible for her own actions in sex before marriage
Chief mutasa huyayi musungise munhu
Chief Mutasa haa tolerate this nonsense kungokandisa munhu mukati
⁰very pretty girl ange azviwanira chimananachake😂😂😂😂😂❤❤
Siyai mwana aite life yake kana asina nhumbu ngaazvishandire
Nhai Tashinga, sure kusiya mhuri yako uchinotatapurana nemwana wevanhu. Tora ndozvawakada.
Ndipeyii hangu mukadzi uyoo oyenda kujerii
Bba vangu vari Kuda kkumbira munhu Kut vaende naye panze
Statutory
R***P case 18
Sungai N'doda
😂😂😂😂
Plis musapa zigiringo iri mwani zobhinya iri mwanaa uyo ane future plis
😂😂Tashinga tora jeche iro ahhhhhh nhai vakomana 😅😅😅😅❤
Taura hako babe bhoo iro jeche zvaro. Ngaandipe hake
Mambo ndipeivo mukadzi uyo arikutambiswa pls jeche remwana ndiroore ini zvangu
Iwe kamwana iwe siyana nedhara guru iro enda kuchikoro iwe dhara uri tsotsi siya mwana adzokere kuchikoro uri mambara
Ndafarira mvura iri muhare nemukombe chete zvimwe zvose chachihure
Chiefs Nyamaropa,Bushu,Makoni,Matsiwo,Muzarabani tongai muchinda uyu aende pabzvimbo
Ngaiende kwachigodora
my brother nhai tashinga nhai veduweeeeeeeee
haaa dare iri harisi serious, muface uyu anoda kumborohwa uyu oripa vasati vamuisa kujere. this is abuse
Ngaande mukatii mhani mukadzii ndotora zvangu
Tashinga waka siya mkadzi nevana 4
Tezvara havası kuroodza mwana coz havana kutaura rusambo nedanga remombe nekti ndizvozvo zvinonzi roora, so tezvara ati anoda damage, macosts avo nemombe yeumai. Huye vataura kti handina chokwadi chekt mukuwasha anoda mwana wavo. His charges a vry clear kti avasikuroodza asi kuripirwa chte
Tadza kugadzirisa muskana musoro achiri mudiki kuzoti azvara vana vatatu anitsvaka umwe wechidiki osiyiwa futi vanhu ngava pihwe mitongo yakawoma kuti zvisarambe zvichingoitika izvi
Sezvo mwana asina mwana kana pamuviri, dai vasiyana. mwana ngaadzokere kuchikoro mudiki zvekuti. Baba avo havana kana nyaya inemusosro kana direction mwana achanotambura. Baba ngavatosungiswa avo vakaputitsa mwana ari underage. Hapana marriage inobuda after rape.
apa mwana ngaanake nxa ama2000 kuda zvinhu kamwana kadiki kuda dhara
Mazi zamu bdoo anofurira
I tsotsi murume uyu ngabvise zvataurwa namambo
Ndipei number yemwana uyo ndiroore zvangu
That girl is very nice and intelligent ummusaroodza mwana pliz kuda kuzomuendesa ku nursing wakuda kuita muchekadzafa siya vabereki vamurndese vega kuda kuzodya mari yake vakuitonga ndiwe and it seems like uri abusive cz your face looks like gandanga unotyisa mwana iwe
Murume mukuru musikana mudiki ndadzokere kumba kwavo
Chief vanotonga ne Zoom here or vari pa Skype ? Why is he always his phone .
Kutonga kurikurema apo, Tsitsi neNgoni dzakawandisa.
mukadzi watashinga l mean first if you see my hura hura nyatsohura wangu
handina time nana pambwa auya pa comment yangu uchitaura zvausingazive ziduzvi
yeah you are wellcome tashinga
ndiwee tashinga planning to get married munhu wawaitiza unotiza vakadzi iwewe zimboyiiiiiiiii😂
Nyamaropawas going kukuita stupid yemunhukkk😂😂😂😂🎉
Madzimambo dzimwenyaya yakaita seiyi endayi kumapurisa murume asungwe
Mface uyu ari kunyepera hake kudzungaira kuda kupusisa dare. Ngaabhadhare ma damages emwana wevanhu waakkanganisa . Ritori nemhuri yaro somewhere iri
Cannan iri pachena iyi
Chief is trying to protect this man by forcing him to pay something to his in laws
He is not protecting him but anofanirwa kubvisa by fire by force even asingamude ngaabvise something vopesana zvavo
i sometimes i wonder kuti vakadzi vanonga vada or vaona chii pane vamwe varume, 19 versus 38 😰
tashinga uyu ihureee
@thecharcuteriehub yes I am hure iwewe
Ummmm zvakaoma hazvo!
Arrest him that's all finish
Problem baba ava vaida bota kuvata mwana ikozvino vatove kusemeswa naye sezvo vane mumwezve mukadzi kumba kwavo tipei hedu number dzatete tinobvisa pfuma kwavatezvara
Pliz
Murume uyu ngaatange ambo enda kujeri ozodzoka achibhadhara mari idzo
Murume uyo ane mhuri uyo tatopedza n muskana uyu mwana mudiki umm vana askanaa murikurwadzisa
Kkkk varikutonga vakabhakwa ndiwanakule vangu vanomwa
Ndozvaari uyu Shem , a lot is be reviewed on this guy I know him so many victims against this guy
You can never take out the monster in you that's why you even failed to provide for the kids
Am now happily married ,
Shut up imbwa iwe nevana vacho vatoiona Vid iyoyo toregererei zvedu kuvaratidza kkkkkk zvesemesa izvi
History is being made vana vachiona kuti Baba varikuda bota zvisiri pamutemo zvonyadzisa newe urikunyepa as if hausiwe Tashinga wacho urimbwa futi muno taper vana mose
@@thecharcuteriehubkkkkkkk endai wo Ka mynoromba yu have proven yoself to be the monster himself fuck you you who needs yu endai munoromba ,wo bota kudyiwa kwaro who owns it anyway???
ane makore mangani mwana uyo? tell us nyaya izere mudhara uyo ngasungwe
Hah bby ipombi ngavauye zvake nemimba yake ndomuchengeta iro ibhambii iro
Mukwasha uyuu itsotsi haadi mukadzi wake
Itsotsi uyo akasiya mukadzi nevana 4 kuno Harare nxaaa
Murume ngaasungwe uyo musapedze nguva kunetsana naye akarepa underage
Muchinda uyu anotaura achifunga kuti akaqngwra sitereki; asi kutaura kwake hakuna hungwaru zvachose. However, he considers himself as very clever. Ngaaroveregwe zvaklasimba uyu - indururani murume uyu.
Tashinga itsotsi ngaavharirwe hake kana Mambo ngavamupe machinda arohwe
Kkkkkk anopondwa
shem why vana vadiki vachidai kanty please mukoma give me location nditore hangu mukadzi ndimubuditse mu zimbabwe my heart its broken tiri so desparete kutsvaga vakadzi vakadai and its my age
Hezvo ko zvavari bamkuru murume wa sisi 😂. Anyway, zvozvaari. Sorry baby girl. Indururani munhu uyu.
Vanasikana vanomgosvirwawo ne jung yard vachitambiswa
Ivo vana vadiki so uuuuu Mmmm Zvakaoma kuda madhara chii chakadaro naro dhara richipfidza kudanana ne vana vadiki anogona kutiza asi mudhara uyu
Freda Rebecca yacho should get rid of this guy. Anonyadzisa hunhu hwake.
10:58
tashinga anotiza vakadzi atori nemhuri yaakatiza with 4 kids
Saka 19 yrs ingave under age hre nhy even 18 chaiyoo
Kkķkk baba tarisai camera muonekwe nevana
Mambo uyu ane anosvuta mbanje zvakaipa
Kkkkkk indava wadaro
Muri baba vangu bt ummm matinyadzisa dai matosungiswa henyu u don't deserve kugara munharaunda nevanhu hunhu hwenyu ndewe imbwa
Murikunyenyeredzereiko zimurume iro ngavamuise mujeri imbwa yemunhu
Ko kurisungisa gombiro iri dare iri arikuriita zvaanoda
How can he marry his daughter, munhu kujeri
Varume musatambise vana vevanhu musingadi kuzogara navo
Kana kuti vasikana musatambiswe nevarume vevanhu
@@konekt. Havaudzike ava asi kna zvazodai ndopovoyeuka bako
@@vachihoromistake yese inecorrection
Zvanana zvacho zvinezemo zvinototanga madhara izvi
Mfac uyu anotoda kusungwa chaiko or kutorerwa zvinhu zvaanazvo then mwana odzokera kumba kwavo
Usanyepa iwe wakambopinda murudo nemoyo here? Usada kuita senge usina kupinda nako kundima uku
Ama 2k too much kuda zvinhu hona manje
tashinga zidzoi
Hatinga ngware nyika yese. Zvakanaka kuti imi vachenjeri muriko.
Chief rudzii anogara ari pa 4ni
Variku gugula zvekutaura
tashinga uyu ane vana 4 nemudzimai wake kuzoti vemusango
uyu anenge tashinga chete ....soo tazvitaura wanga wati hure tashinga
apa kwa chief raita kunge zidzoi kuzugaira kupusa zidatya chairo
Mambo is very weak
Muchinda uyu anofanira akatodyirwa mari neteam iri zvese zvekunyepera kumuuitira twuhasha izvii dzinenge fake idzi
And futi iwewe tashinga Chaitezvi ramba uchiuya ne ghost account yako iyoyo uchiendera vanhu kuma inbox dakukufumura nyaya yako yekurara nevana vevakoma vako ....iti nyoooooooo
Share +263 718 992 800 / +263 771 257 515
and first wife wako wawakasiya she's black beauty sex and short mukadzi uya anonaka akomana...very hard working 😂
haaaa kana first wife ibabe bhooo manje iwewe tashinga urizihure ndiwe ukuuya nechi account chenhema zidhuzvi ......sex sexy ndonyora zvabuda pa keyboard pangu zvinyadzi zviri muvanhu and ndezvevamhu zidzoi
kkkkk dzikamai Asekuru sahwira wako weyi on what grounds zidhodhi
iwewe urizidzoi zvakutaura nezvakaita totally different zihure tashinga
Tashinga ndiwe une account iyi ndati ndiweee chete .....ukureva Norman kaaa ....ko iwewe wairara nevana vemukuma wako wani😂
you are welcome baba Ethan