Varungu vanosiira vazukuru vavo treasure igara makote nemakore asi vanhu vatema kusiirwa mweya yea yetsvina iyoyo kutodada nayo not knowing kti yo kids r the ones who r going to pay for that wickedness
Manyasarande awa.The whole of Harare,hakuna zviriko.Manyasarande oga saka nyika taparara,kwavo Marawi they respect each other.Zimbabwe is their play ground😢
Kune ari kuda ku bleacher isu we have products that can actually give you a natural glow without damaging your skin by bleaching. We sell beauty supplements and we are a registered business in Australia. Our products are also now available in South Africa and Zim. Hope that helps .
I wish ndai kune audio button I was gonna use it, why vakadzi vachinda kutsuka nhaimi, ini am yellow born by birth but guy's you don't know this skin is very expensive if only you know, ini hangu ndai colour yaichinjwa I was gonna change mine to be black nemapisiro these day's guys it's a Nooooo ne yellow skin I tell you
Yoooohhh vanhu vanoroya veduwee ndabvuma kni eyiii....kana maita mubobobo wenyu mkoma..kudenga kunonorohwa mbiti
Nhai mubobobo wauya pano kuzoganza nagondwa wako hre uri muroyi tsvaka rubatsiro kwete kuboba vanhu Satan wemunhu
Zvobatsirei kurara ne munhu anenge akatofa kare
🎉🎉🎉i am first 🎉🎉
Varungu vanosiira vazukuru vavo treasure igara makote nemakore asi vanhu vatema kusiirwa mweya yea yetsvina iyoyo kutodada nayo not knowing kti yo kids r the ones who r going to pay for that wickedness
am s3cond kkkk
ummm saka watopedza wakadzi nyika yose nemubobobo yooo inga urimuroyi wemuntu😮
Ko mkoma totaura navo kuti chii mucomment section hanty vari proud nemubobo here ko vakakuboba uchityer kuziva nhema 😂
Kuda kutsvaga vatsigiri mukutadza kwavo
Vari kushaina nehuroi kkkkk benzi remurume
1stconfession 14:11mins hanzi kuboba kuchurch morally is very wrong. So where exactly does it make it right.
Mwari dzikai mutonge mega 😂
Vekubhoba hamubhate sick here
Manje soo
Sisi siyanai nezve bleaching izvo...unoora ganda veduweee ...takbva nako uku siyanai nazvo...zvine masides effect izvi..and ndoona ft sekt zvine ma evil spirit mukati ...zvakawandisa hidey..dada neganda rako ...pazuva chaipo haumire unenge uchinzwa kutsva zvaknyanya ..siya hidey use Nevis hko...pls hidey siya Hko
Manyasarande awa.The whole of Harare,hakuna zviriko.Manyasarande oga saka nyika taparara,kwavo Marawi they respect each other.Zimbabwe is their play ground😢
Manje mukaboba ini munomera minzwa mubhurugwa nyika yese ikakuonei kkkk😅
Kana ukadada nekuboba hazvife zvakafanana nekuita live chaiyo
kuita mubobobo shuwa ukakwira bhazi wotopedza vanhu vese ummm surrender
MUkoma vemubobobo tiudzeiwo kuti munotonakirwa here kana kuti munotunda here,uye munomitisa here.Mu norova marounds mangani ?
@@peterphiri9590 hapana zviripo kungoitwa bonyo nezvikwambo zvake kusvika atunda
Une hutsinye shamwari mubobobo ne hu satanists mauri what a shame saka ndiyowo legacy yaucha siira vana vako here.
Hezvo nemukadzi wenyu wese zvamutori ne shave
Majaira kudya zvamu zvamusina kushandira, zvisiri zvenyu, dhemeti
Yohwee nhaimi
Kune ari kuda ku bleacher isu we have products that can actually give you a natural glow without damaging your skin by bleaching. We sell beauty supplements and we are a registered business in Australia. Our products are also now available in South Africa and Zim. Hope that helps .
Nhai mwanangu saka kana watsvuka zvobva zvakupa Mari hre kuva mutema chivi hre ita zvako nyaya yacho uchaiona
I got bleached by my parents and i guess thats the only one that doesnt have after effects
We bleaching Uyo Enda kunakamchacha Nana brijo 😂
#3 CT plus oil
Uyo ari kuda kutsvuka ita zvekuenda kwadoctor vanoshandisa madrip kuti utsvuke or mapiritsi aye akanzi Glution wombozama izvozvo
Im 3d
Fallen Seraph
😂😂😂😂 haa surrender
😂😂😂 hanzi kuvhurirw door nemunhu wakarara naye kuti upinde😂😂😂. Vamwe vanhu vanozviomesera
I wish ndai kune audio button I was gonna use it, why vakadzi vachinda kutsuka nhaimi, ini am yellow born by birth but guy's you don't know this skin is very expensive if only you know, ini hangu ndai colour yaichinjwa I was gonna change mine to be black nemapisiro these day's guys it's a Nooooo ne yellow skin I tell you
Very true sis, I'm also a yellow born and having trouble maintaining my skin especially in summer
@MarthaYamikani 😭😭😭
You are right izvezvi sun burn yakandifunura mhino iyi apo ndikangochinja sipo mapimples kozoti maspots. 😅😅😅 imheremhere
😂😂😂😂😂😂😂hayaz huye bodo
😃