Mukoma havasi kudyiswa ava, zvingadai zvaigara pasi pe fridge here. Bvunzai atezvara but by now he already knows alatotipirwa. Pamwe haasi kurara hake shuwa but why not keep mushonga uyu mu bedroom. Whatever it was for, zvatofumuka zvinhu zvacho hazvochashanda. You were meant to find mushonga uyu itofarai.
1st confession murume wenyu akaoma. I have a brother like that asingade kuchengetawo kumba kwemuroora. It bothers me so much knowing kuti on our side he pitches in but kwemukadzi oramba.
Gegegeeee iwe musikana iwe is it legit kuti iripawilll. Are for sure it a real one. Iyezve mogadzirira kuenda kwaTinashe. Usarwadziswe, iwe unesugar dada, iye anesugar mama, vakapusa urimwana vamai aniko
If you are sharing one parent let's say Mai vamwe chete Baba vake vake or Baba vamwe machete Mai vake vake that half brother or half sister not step brother if zvichinzi step brother qndezvekuti Mai vako vakaroorwa nemurume anevana vakewo ndomastep brothers and step sisters
Nhai sisi imi why are you doing this to this old man. Thats so wrong. Mari yacho munozoiwana here if he doesn't perform at work. Dai mukabatwa. Apa you come and ask Mkoma Nash with such a request?? Makaoma zvenyu
Sis ava vanehutsinye vanodann nasekuru ava musadaro ba boyfriend yenyu iyi irikumuitisa henyu dai matovaka kuitira kuti mangwana marambiwa munepekupinda nekuti zuva nerimwe gava parichadambura musungo
Chandakadzidza muma marriage amwe ma secret pakuzvarwa usaudza spouse yako nekuti chova chituko.because imi you're not wrong kuudza umwe wenyu but ane hutsinye.moda kuita madhiri na landlord or land Lady?
Second confession rasai mishonga iyo murikuda kupusiswa rasai izvo hakuna mushonga wekunz heee ndikutadza kurara musavharwe your heart is telling yu the truth chero tsano makavabvunza havafe vakataura chokwadi bcz vakatotopirwa kare
Mukoma havasi kudyiswa ava, zvingadai zvaigara pasi pe fridge here.
Bvunzai atezvara but by now he already knows alatotipirwa.
Pamwe haasi kurara hake shuwa but why not keep mushonga uyu mu bedroom.
Whatever it was for, zvatofumuka zvinhu zvacho hazvochashanda. You were meant to find mushonga uyu itofarai.
1st confession murume wenyu akaoma. I have a brother like that asingade kuchengetawo kumba kwemuroora. It bothers me so much knowing kuti on our side he pitches in but kwemukadzi oramba.
Kutumira mari hakuna kuipa but be wise. Sanganai pakati nemurume wenyu. Ukaona wakutoita sacrifice zvoreva mari yacho ishoma. Tauriranai munzwisisane
Maswerawo sei mkoma Nash nevedare
Gegegeeee iwe musikana iwe is it legit kuti iripawilll. Are for sure it a real one. Iyezve mogadzirira kuenda kwaTinashe. Usarwadziswe, iwe unesugar dada, iye anesugar mama, vakapusa urimwana vamai aniko
1st conf. Your hubby is correct. Vekudzunza remunhu ndivo vanomiramira kuviga munhhu
#1 ane dzungu ndiwe nemanetsero anoita £ shaa pafunge
Last confession heyi zvakaoma hazvo mvura yezvitunha amai 🙌 yemuna mukuvisi irinani.makatoromba ka imi zvichati zvopanduka zvinhu zvama kabata .
Hoyoooooo,
Bho yere mkm Nashey
Hmmmmm kunze uku tirikubgodyiswa zvese zvese shem... Mundione muzvima restaurant zvenyu futt
Murume wenyu haazi fair.ltoitai henyu madhiri sezvo murume wenyu asina dhiri.
First confession siya muroyi wemurume uyu ndiye munhu anoda bonde Chero mai vako vafa musi iwowo munhu asina hanya newe. Pane kutokunyaradza otaura marara akadaro. Kubva nhasi usatumira kumusha kwake ita tunhu twako wega usiye benzi iro..
1st Confession pane Maths dzikuitika..Taurai na Tete venyu zvamakaona then mokupai advice kuti modii
1st Confession Mukoma vekuona chibhodhoro pane Maths dzikuitika..Taurai na Tete venyu zvamakaona then mokupai advice kuti modii
1st confession murume wako akaoma anehutsinye iwe itira hama dzako zvakanaka chengeta wega siyana naye anopenga uyo
Muri kuto dyiswa mukoma kagamba kane mushonga wenyu Baba 😅makatodya
Haaa sis vekupa boyfriend Mari ndochii ichocho zvinenge ngozi 😅
1st ❤❤❤
If you are sharing one parent let's say Mai vamwe chete Baba vake vake or Baba vamwe machete Mai vake vake that half brother or half sister not step brother if zvichinzi step brother qndezvekuti Mai vako vakaroorwa nemurume anevana vakewo ndomastep brothers and step sisters
Third confession zvemishonga munenge mozvifarira ko unongoda Kuti tikutsakire vano furatidza moyo we boyfriend yako seyi wadii wadzokera kwawaka gadzira dara rako?uchasiirwa hurombwa mwana sikana nedara rako iri.
Be careful of mushonga. Umm uchapanduka.. ibvudzi rei iii
Hakuna zviri nani hwese huroyi mvura yezvitunha yekwa mukuvisi Same fanana itsvina mukoma asi uuumm tiri kudzidza
Yowe veduwe mvura yazvitunha mm musadaro veduwe
Christmas Box Mukoma Nash🤣🤣🤣
kkkk box
Strange things do happen in this world
Second confessions kana usiri we kuku dyisayi ndewekuti vatyiwe ku church yes vavhunzeyi tsano depending ne relationship yenyu.
Nhai sisi imi why are you doing this to this old man. Thats so wrong. Mari yacho munozoiwana here if he doesn't perform at work. Dai mukabatwa. Apa you come and ask Mkoma Nash with such a request?? Makaoma zvenyu
Ummm tiri kudzidza zvakawsnda veduwee. Ini zvekutengana nezvikafu zvakabikwa mutown puuu handi chaite hangu. Better kukaura nenzara ndozodya ndava kumba. Ukafunga mamwe maconfession acho unoto pedzisira wafunga kuti hapana asina kuromba shuwa. Imagine kutengesa sadza rabikwa nemvura yakageza chitunha chemutorwa kana yekumasewage nekuda hupfumi ummmm God have mercy on us shuwa. Kana varungu vataiti vane hutsinye vakambotiitira zvakadai here nhai vana vevhu 😱😱
1st confession zvirinani kusiya bangu iyeye. kana muchiri kumuda mogara masunga homwe yenyu. kubva nhasi musa contribute zve kumusha kwavo bewise