The lady knew kuti mwana haasi wemrume Uyo that's y she did not let her parents know about the pregnancy and childbirth.that gentle man is very smart because wen he started having doubts he sent her packing akati avoider zvinhu zvakawanda.varume vakawanda varikuchengeteswa Vana vasiri vawo mudzimba umo.thanks to DNA.
When she said she never asked her friend who said the child is not for this man that's when I know the alleged father is excluded as the biological father, she knows who the father is. Thanks DNA
I was thinking this young man is cruel but hey do not judge a book by its cover. Some women are silent killers zveshuwa. She is extremely heartless. No sign of remorse at all. I respect her friend for being honest with this young man.
Hatifaniri kumhanya kupa varume mhosvanga. If we take Statistics of Mr Mugabe"s results probably about 15% of cases vakadzi vano kubatwa vachinyepa. Then pa 85% inowanika vakadzi vari correct panhamba yakatikutio panenge pane nhorovondo yekusakufamba zvakanaka kwaamai futi. Shuwa, kana uchimbobata mameseji ezvikomba mufoni kana kutobata munhu nezvikomba ungatarisirwa kungozobvuma kuti vana ndevako? Varume vakagara vachiwanza wanza (patriachy system inovapa mukana futi wekuti vadaro - handisi kuti yakanaka bodoo). Asi chonyanya kudhuva vanamai voda kuwanza wazavo kufanana nana baba. Unfortunately vana amai vano bata nhumbu yet vana baba havana nhumbu yavanozonenera munhu asisi iye
Good afternoon The Bota Family (Cerelac). Can't wait kuti tinzwe madyiro aaita Bota ega arikumba mujaya uyu. Please share toda kuti munhu wese agute nhasi.
Closure DNA - I have one small request. Can you put a delay to the subtitles when Tinashe reads the results? I love to keep the suspense and act surprised when results are read, but the subtitles always appear before he reads the result and spoils it for me. Ndini ndega hère? 😂😂😂
Thank you the DNA Man for solving other issue ....the lady knows hake kuti mwana ndewani.....you are one lucky guy my brother Big up to the friends yemusikana nekutaura chokwadi
The lady knows kuti akarara nemumwe murume plus friend yake inotoziva date and place that's why she can not confront her. The guy was sure of the correctness of the tip he got.
Tinashe thanks for bringing back this statement "baba hapana chenyu chorikuwanikwa mumwana" Unobva waziva kuti even nzeve dzawaiona sedzafanana nedzako its 👎not.
I thought this girl was peace loving ka nekuti pese anga achongoti ndaida kuzobvunza ku future or kuzoudza vabereki about mwana in future izvo munhu anga achiziva hake kuti hapana hapana😩😩. She lacked confidence zvake from the beginning, kokuzonogara ne shamwari yakakuchera🙄🙄huye kusa confronted shamwari yacho.. Sorry hake mukomana uyu he seems like a nice guy. 💔
TM: Tinashe Mugabe TM: Hamusi kugara nemukadzi, So bota mukuita sei? Man: Ndrikudya kumba kwangu. TM: Ko mom varikudya kupi? Man: Vanodyawo kumba kwavo kwavarikugara TM: Saka kana muchiti mukudya kwamukugara meaning kuti makawana mumwe mukadzi? Man: Aiwa handisat. TM: Saka bota mukudya sei? Man: Ndinobika mai vanobikawo kwavarikugara. TM: Hamusi kunyatsondinzwisisa. Bota family ma1🤣🤣🤣🙌
Blaz havana kunzwisisa kuti "bota "chii😂😂😂😂. Ndafa nekuseka. Questions: 1. How how can mwanasikana move in with a man, get pregnant, give birth and not tell your parents? Ummm mwana uyu andityisa ini, and vabereki kutogara vasina kumbnoona mwana wavo in over 9mths while both aprties stay in the say city, zvinombofamba sei? 2. Your friend snitches on you and you end up staying with the same friend after wadzingwa kumurume? How come to you so? 3. After all that, kana sorry zvayo kumurume uyu? Some people are just heartless shuwa, that apology would have gone a long way in this story.
I think he understood very well what vaMugabe meant as for the woman She’s naive gullible and desperate that’s why she’s going back to shack up with the enemy maybe there are issues in her upbringing zvaita paite drift pakati pake nevabereki
Ndosaka muskana uyu asina ku Confronter ma friends ake cz aiziva chokwadi.. Ndiani anonogara nevanhu vakakuchera .. who does that?.. kutoti ma besty angu ayaas... Shamwari idzi muchazvirega henyu
i like how Tinashe Mugabe takes steps to assist the lady on finding the other guys responsible pachena ...I hope anozotaura mazita eboys racho after the show
He's actually a very down to earth guy dai ndine muninina ndamupa hangu shame very sad. Vakadzi musadero ndapota. Shame Baba varwadziwa but vashinga havo
Tinashe Mugabe the brother every troubled sister needs. The way he speaks to the ladies who would have been found wanting is so good. May God continue to bless you maybe even go further to embark on programmes which will educate the girl child on these matters earlier.
Ko Tinashe Mugabe akangoita Minister of child welfare hazvingafambe mushe here? Thanks for bringing science to the people who need it most and making this testing available for peace of mind. It’s never too late for a DNA test!
VaMugabe: mhamha mwana akabuda achinzi haasi wababa ava munotii. Mhamha: ndinongotambira kuti ndozviripo. 👆🏽Number 1 sign yekuti even akanzi ndewababa, ziva pane aidya bota same time na baba. Women who don't cheat say. Hazviite anzi haasi wake. Confidence 100%
I had a sneaking suspicion that this lady was lying from the start, it ddn make sense how she ddn question why her friends sold her out and went on to live with them. She ddn even show any signs of being upset with them! Ndikati either kupusa to the last number or mai iyi iri kutoziva madhiri ayo zvayo
The young girls look vulnerable and honest in most cases, such that before the DNA announcements, everyone sympathizes with them, only to hear that the alleged father is excluded as the biological father, they are like wolves in sheep's skin. They are both too young and crooked.
I have been following comments on this show, since the last time, when a bunch of matriarchs tried to sabotage it. Having failed in their unseemly efforts, these women have now changed their antics by: focusing on trivia such as, remarking on what the host is wearing, the way participants sat or even, (by) suggesting that the excluded fathers should just continue living a lie, for the sack of the affected children. The way in which women incessantly lie about their sexual behaviour, does not seen to bother them. Their prime concern seems to be, to divert attention from worrying levels of sexual promiscuity amongst Zimbabwean women
Thank you brother for the good decision you act as a man without violence. But to that little sister I knew something because how can you chased out with your partner and you didn't take any action
Mr Mugabe perekedzai musikana uyu kunevabereki wake atange afresh I ndururani musikana kusvika pakugara neshamwari vabereki varipo nemucheche
Agreed kandururani aka
Vamugabe vashamisika panzi ndokwanisa kugara ndisina kudya bota 1 yr or more kutaridza kuti ivo havazvigone😁😁😁😁😁 apanzwawo isa like
Lesson for all single guys. Sometimes it’s much easier kuzvibikira bota kumba kwenyu.
It makes life easier!!
🤣🤣🤣🤣
Aiwe usadaro please 🙏
Kkkkkkk
Aaaahhh finish🤣🤣
hahaha stella toziva wah u mean hahaha
The lady knew kuti mwana haasi wemrume Uyo that's y she did not let her parents know about the pregnancy and childbirth.that gentle man is very smart because wen he started having doubts he sent her packing akati avoider zvinhu zvakawanda.varume vakawanda varikuchengeteswa Vana vasiri vawo mudzimba umo.thanks to DNA.
Very true. Kunyanya team rinoita zvekutizira iri. Rikaita nhumbu rotsvaka kunoendeka even richiziva kuti sandiko kudzinza kwemwana
Kana vachengeta vozoita vawolenzi
Tinashe: saka bota mukudya kupi
Father: kumba kwedu,,ndinobika kumba kwedu 🤣🤣🤣🤣 dude killed me
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂
That killed me too🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂🤣😂🤣😂🤣😂
Kkkkkkk
Thumbs up to the lady’s friends who alerted the innocent brother and spared him from raising mwana asiri wake. Mashurugwi nekuvakadzi arikowo
th-cam.com/video/iS-0xdPPdpw/w-d-xo.html
Pamberi neguhwa rinovaka
Kamukadzi aka kamusungwa, kamubhanditi chaiko
She knows the truth too aaah it's sad she seems too tired after giving birth why can't we be human. Not a pack of wolves.
I suspect akadyiwabota ne boyfriend ye friend.. friend ndokudira jecha...
Tinashe we need a follow up on this one
true coz pakaipa
That guy is humble hake,,,God bless him
When she said she never asked her friend who said the child is not for this man that's when I know the alleged father is excluded as the biological father, she knows who the father is. Thanks DNA
Me too.
God bless you my brother may you find healing and strength to move on hmmm zvakaoma that lady ngaadzidze chokwadi
Alleged father seems a down to earth person. Moyo wangu wainda kure pavasimudza ruoko kuti vataure. What a sad😔 ending though.
So humble, ndabatikana neniwo
@@DC-jj7rr saka that makes it kuti akapusa? Dai akapusa ingadai adina kutomboita ma test
Unprotected sex with someone you just started dating....in Zimbabwe? With our history with HIV ??? WHY ?????? 🙆🏾♀️🤦🏾♀️🙆🏾♀️
I think this show can educate people about this. It's like vanhu havanzwisise chinokonzera kutapurwa kwe zvirwere.
@@bisvomhlanga5110 You have a point there🙌🏾
These guys deserve to be buried at the Heroes Acre forsho
Vanhu vane zvivindi shuwa...kana kutya
You are so right dear 😢
This guy is a gentleman 👏 I salute you my brother may God bless n protect you 🙏
th-cam.com/video/iS-0xdPPdpw/w-d-xo.html
I was thinking this young man is cruel but hey do not judge a book by its cover. Some women are silent killers zveshuwa. She is extremely heartless. No sign of remorse at all. I respect her friend for being honest with this young man.
th-cam.com/video/iS-0xdPPdpw/w-d-xo.html
Hatifaniri kumhanya kupa varume mhosvanga. If we take Statistics of Mr Mugabe"s results probably about 15% of cases vakadzi vano kubatwa vachinyepa. Then pa 85% inowanika vakadzi vari correct panhamba yakatikutio panenge pane nhorovondo yekusakufamba zvakanaka kwaamai futi. Shuwa, kana uchimbobata mameseji ezvikomba mufoni kana kutobata munhu nezvikomba ungatarisirwa kungozobvuma kuti vana ndevako? Varume vakagara vachiwanza wanza (patriachy system inovapa mukana futi wekuti vadaro - handisi kuti yakanaka bodoo). Asi chonyanya kudhuva vanamai voda kuwanza wazavo kufanana nana baba. Unfortunately vana amai vano bata nhumbu yet vana baba havana nhumbu yavanozonenera munhu asisi iye
Shez not cruel shez just dumb
Haaa zvakaoma ini ndaiti pamwe kupfava kudaro arikupomerwa mhosva yaasina
Tit for tat. Iye anga achihurawo.
Good afternoon The Bota Family (Cerelac). Can't wait kuti tinzwe madyiro aaita Bota ega arikumba mujaya uyu. Please share toda kuti munhu wese agute nhasi.
@Godfrey Muusha you are a true follower, unoda sando dzako iwe💪💪
icerelac here iri or ndere Dovi
@@energykaseke9527 Cerelac
@@miketanaka6479 ndoo my favourite programme mumwe wangu.
Dna ikaitwa poshaika inzwi rikuti bota andinzwi manyawi kkkkkk
Closure DNA - I have one small request. Can you put a delay to the subtitles when Tinashe reads the results? I love to keep the suspense and act surprised when results are read, but the subtitles always appear before he reads the result and spoils it for me. Ndini ndega hère? 😂😂😂
Very true
As for me i close my eyes
True
@@ronicachikata3131 😂😂😂😂😂
Me 3
The picture quality keeps improving well done closure team
Bota has been distributed to several people , this Gender iyi ka drama roga roga
Thank you the DNA Man for solving other issue ....the lady knows hake kuti mwana ndewani.....you are one lucky guy my brother
Big up to the friends yemusikana nekutaura chokwadi
The lady knows kuti akarara nemumwe murume plus friend yake inotoziva date and place that's why she can not confront her. The guy was sure of the correctness of the tip he got.
Pamabvunxa nyaya yebota ndaseka amana hanzi ndobikira kumba kwanku ini eh🤣
Neni nyaya yebota yandikuvadza nekuseka kkk yooh hanzi bota ndodya kumba kwedu
🤣🤣🤣
"ndobika ndega" 🤣🤣🤣
Kubika ndega = bonyora 🤣🤣🤣🤣🤣
@@princesstee6483 😂😂😂😂😂😂
Yeah ma1 chaiwo. My heart bled for the guy. Just imagining hangu Mafia muroad umu rakuti ayichengeteswa Mwana asiri wake. So painful and embarrassing
There is no way the best friend would have lied about another man being the father.
I thot maybe she was jealous
The best friends always have the juiciest of shenanigans secreted away in the depths of their hearts
Bt ndomakuhwa. Thts bad
Yes bota mukomana arikudya kumba kwavo asi haana hake mumwe mudzimai 😄 🤣 😂 😆 bota as in porridge kkkk what's up Mr DNA man aka Mr Botaa
Kkkkkkkk
😂😂😂kkk
🤣 🤣 🤣 Anakuziva kuti bota ririkutaurwa nderipi kkkkkk 😂
🤣🤣🤣🤣🤣ndodyira kumba kwedu.shame the poor guy haana kunzwisisa the question apa vaMugabe hanzi pardon iyi yandityora iyi can't stop laughing
I like the way mr Tinashe ask questions to couples....Thank you Mr DNA for giving this guy peacefully ...
Mibvunzo yacho yakadzidza
Ndinotenda baba ava nekuzvityora havo.. Thanx mr DNA
Picture quality and sound has improved greatly good work 👏
th-cam.com/video/iS-0xdPPdpw/w-d-xo.html
Smart guy 👊👊
Kuna trucks kwataurwa ikoko ndokuna baba vemwana potse potse baba vemwana mukomana we friend yacho
kana uchida kuziva chokwadi, bvunza maBridesmaids🤣🤣😂
😂😂😂😂😂😂
Wapedza
Squaaaad😂😂😂😂
The song yes🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 hatingatange kutsvaga kodzero .....kodzero yekutanga pamwana kuziva rudzi rwake ❤️❤️❤️❤️❤️❤️
Tinashe thanks for bringing back this statement "baba hapana chenyu chorikuwanikwa mumwana"
Unobva waziva kuti even nzeve dzawaiona sedzafanana nedzako its 👎not.
😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣statement iyi is a killer statement
Very humble guy l hope the lady wil not disappoint please ndingarwadziwe
I thought this girl was peace loving ka nekuti pese anga achongoti ndaida kuzobvunza ku future or kuzoudza vabereki about mwana in future izvo munhu anga achiziva hake kuti hapana hapana😩😩. She lacked confidence zvake from the beginning, kokuzonogara ne shamwari yakakuchera🙄🙄huye kusa confronted shamwari yacho..
Sorry hake mukomana uyu he seems like a nice guy. 💔
Ndafano ugars pafront line zvangu🙇♂️👩⚖️👩🏫🤱🤰🧘♀️🧘♀️🧘♀️
TM: Tinashe Mugabe
TM: Hamusi kugara nemukadzi, So bota mukuita sei?
Man: Ndrikudya kumba kwangu.
TM: Ko mom varikudya kupi?
Man: Vanodyawo kumba kwavo kwavarikugara
TM: Saka kana muchiti mukudya kwamukugara meaning kuti makawana mumwe mukadzi?
Man: Aiwa handisat.
TM: Saka bota mukudya sei?
Man: Ndinobika mai vanobikawo kwavarikugara.
TM: Hamusi kunyatsondinzwisisa.
Bota family ma1🤣🤣🤣🙌
Chokonyonyo
Baba mugabe vanhu vamunosangana navo mmm ma1 baba you are strong keep up the good work
Such a humble man shame 🙏🏽🙏🏽🙏🏽
Kopakuiswa sound yehana ichirova before maresults averengwa⚡
I love this Song Kodzero😍😍
Hatingatange kutsvaga dzimwe kodzero, kodzero yekutanga pamwana kuziva dzinza rake🎼🎶🎵
th-cam.com/video/iS-0xdPPdpw/w-d-xo.html
Ini ndkashaya side bamunin vanonzwisa tsts mainin wofuti Havana dzungu mnhu akatonyararawo zvakanaka aaaaa but you can't fake genetics
Mm askana kuitwa yese yese kunge usina vabereki. Askana zvichengetei musawire mumawoko evanhu vanokuita zvakadai. Shuwa kumaraini uri muzvere
Blaz havana kunzwisisa kuti "bota "chii😂😂😂😂. Ndafa nekuseka.
Questions:
1. How how can mwanasikana move in with a man, get pregnant, give birth and not tell your parents? Ummm mwana uyu andityisa ini, and vabereki kutogara vasina kumbnoona mwana wavo in over 9mths while both aprties stay in the say city, zvinombofamba sei?
2. Your friend snitches on you and you end up staying with the same friend after wadzingwa kumurume? How come to you so?
3. After all that, kana sorry zvayo kumurume uyu? Some people are just heartless shuwa, that apology would have gone a long way in this story.
Mwana uyu ipfambi chaiyo hushingi kuita mimba vabereki kana kuzviziva
Achine pfungwa yekuda kutaura zvakanaka nemurume wake achikumbira ruregerero pamwe ndoookufunga kwangu
I think he understood very well what vaMugabe meant as for the woman She’s naive gullible and desperate that’s why she’s going back to shack up with the enemy maybe there are issues in her upbringing zvaita paite drift pakati pake nevabereki
She might have been a lady of the n**t. Man, she is so cold.
Aaah kana neni ndavhunduka kuti shuwa munhu kutaura 9 months kusvika pa kuzvara vabereki vasingazivi. What about ukaita dambudziko pa kuzvara ipapo unoti chii?? Andipa hasha mukadzi uyu
Tinashe Mugabe unemoyi wakanaka mubatsirewo pachena mwana azivedzinze rake thank you vamugabe
Ndosaka muskana uyu asina ku Confronter ma friends ake cz aiziva chokwadi.. Ndiani anonogara nevanhu vakakuchera .. who does that?.. kutoti ma besty angu ayaas... Shamwari idzi muchazvirega henyu
Imagine 😂
Yeah aitozia that's y asina kubvunza
Chi syndcate chema hure ichi
The best DNA ever shamwari dzemunhu
Thank you for bringing our favorite song back 🙏
th-cam.com/video/WaoxqNSfzKM/w-d-xo.html
th-cam.com/video/iS-0xdPPdpw/w-d-xo.html
The guy is so sweet. God bless him abundantly 🙏. True gentleman.
The guy is good he is mature
Zvandinetsa ini kt mai ava kuteramira kwavo vakumbotembei chaizvo🤣Ndamboti kupusa hr or kudzungaira izvo ndoshangwiti yadzo😂😂😂
The guy needs to run as fast as he can from this one.
Suit yenyu iyo Mr Tina ndoidavo...makachena wena.
MaBabie anodherera munhu akanyarara kana angoona kuti avenenhumbu azozviona kuti kunyarara hakusi kupusa Tinashe akauya neshanduko
dude munhu boe zvekuti❤
I'm still trying to understand how a young girl can have the courage to deliver a baby and not share the news with her parents tjooo
Ndo type dzinorasa vana idzi. Kubata mimba kuzvara and never tell the parents, hmmm kane moyo wehushingi hwakaipa
@@normamunyoro3044 haureve nhema wangu ummm akashinga
nxaa hapana munhu apo team mjolo
Haa iye nemafriends acho vanenge girls dzemafaro
I was away from my mom pandakaita first pregnancy at 31 but ndaitovapa update daily lol
i like how Tinashe Mugabe takes steps to assist the lady on finding the other guys responsible pachena ...I hope anozotaura mazita eboys racho after the show
Maziso emuskana amutengesa b4 ma results averengwa
Maziso agara akutaura maresults 0,0 hey kkk
Yes hee eyes were hoping kuti zvichaenda nepamwe,but you can’t fool genetics,unfortunately for her
gd evening Bota Family,.....hanzi bota tiri kubika paDen
He's actually a very down to earth guy dai ndine muninina ndamupa hangu shame very sad. Vakadzi musadero ndapota. Shame Baba varwadziwa but vashinga havo
Vakadzi ngatirege kuchengetesa vanhu vana vasiri vavo zvinorwadza.
Tinashe Mugabe the brother every troubled sister needs. The way he speaks to the ladies who would have been found wanting is so good. May God continue to bless you maybe even go further to embark on programmes which will educate the girl child on these matters earlier.
baba:pakazoitwa nhumbu
Tinashe:pakaitwa nhumbu nani
me:gagaagagagagagagagga Tinashe ma1
We need part 2 on this one
th-cam.com/video/iS-0xdPPdpw/w-d-xo.html
Request : Pa presantation of results apo please DELAY THE SUBTITLE a little until the presenter says everything.
hee,,,
u hv a point though... we shld listern be4 we can read it..
Ko Tinashe Mugabe akangoita Minister of child welfare hazvingafambe mushe here? Thanks for bringing science to the people who need it most and making this testing available for peace of mind. It’s never too late for a DNA test!
zvinofamba mushe
😂😂😂😂😂 bota ndinobika Kumba kwangu ndega kkkk
Be strong girl zvinowanikwa
Haa shamwari dzinodzosa kumashure shuwa😂, aiwa imbwa nyoro ndidzo tsengi dzamatowo.
Ndatuka here
kana ndatuka hameno henyu.
Thanks to DNA for giving that broken heart guy closure but it shows he still loves her.
kamudyiro ndokanozosiyana ipapo handizozivi manje 🤣🤣🤣😁
But how comes to you people. Why haven’t we reached 100K subscribers? 😂
VaMugabe: mhamha mwana akabuda achinzi haasi wababa ava munotii.
Mhamha: ndinongotambira kuti ndozviripo.
👆🏽Number 1 sign yekuti even akanzi ndewababa, ziva pane aidya bota same time na baba.
Women who don't cheat say. Hazviite anzi haasi wake. Confidence 100%
Shame poor guy but he knew and was certain he isn't the father. And the girl is looking innocent nx
Am happy our favourite song is back
Aaaah Mr Mugabe musadaro bota ndonobika kumba kwangu hahahaha
Aaaah kunyepa kudzungaira uko kkk
Good timely move by the alleged father aizopinda maexpenses ekuchengeteswa mwana wemusango
Baba "pakaitwa nhumba"
Tinashe "pakaitwa nani"
😂I dieded a dead death🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣Tinashe mibvunzo yake inotoda changamu changamu
th-cam.com/video/WaoxqNSfzKM/w-d-xo.html
Yooo that statement killed me
Kkkkkk I dieded tooo
All men across the globe 🌎 even on planet Mars, musatruste vanhu awa hayiii
Im reading comments for a living.😂😂😂😂😂😂
Same here....
Reading comments association🤣🤣🤣🤣
Haha 😂
😂 comment section
A follow up on this one pliz.. zvakaoma
The guy is hurt 😢😢
Kumba havasi kuziva kuti watove nemwana,mwana wacho baba vake havasi kuzikanwa ah wonders shall never end
I had a sneaking suspicion that this lady was lying from the start, it ddn make sense how she ddn question why her friends sold her out and went on to live with them. She ddn even show any signs of being upset with them! Ndikati either kupusa to the last number or mai iyi iri kutoziva madhiri ayo zvayo
Nyaya yebota mukoma ava yavanzvenga 😁😁😁😁😁😁😁bota family muriko hre
What a humble dude 😎
Ukangoona munhukadzi akati kwindi kudai unotoziva anenge ariguilty🥱🥱🥱🥱
The DNA man is a good presenter
Kungoti kamudyiro kacho bedzi ndokanosiyana 🤣🤣🤣🤣🤣🤏🤏
word rekuti bota robhaiza kkkkkkkkkkkkk
Rinobhaizira vasikatariri chirongwa
Kkkkkkkk
Mr Mugabe please help her kuenda kuvabereki ake musikana uyo, kana ivo vabereki 9mths usina kuona mwna wako bho here
I like your humbleness Mr Mugabe
So there we are, good friends can assist you in your marriage
The young girls look vulnerable and honest in most cases, such that before the DNA announcements, everyone sympathizes with them, only to hear that the alleged father is excluded as the biological father, they are like wolves in sheep's skin. They are both too young and crooked.
Usually panofamba guhwa pane katsanga kechokwadi.
I have been following comments on this show, since the last time, when a bunch of matriarchs tried to sabotage it. Having failed in their unseemly efforts, these women have now changed their antics by: focusing on trivia such as, remarking on what the host is wearing, the way participants sat or even, (by) suggesting that the excluded fathers should just continue living a lie, for the sack of the affected children. The way in which women incessantly lie about their sexual behaviour, does not seen to bother them. Their prime concern seems to be, to divert attention from worrying levels of sexual promiscuity amongst Zimbabwean women
Well said
My gender and truth don't love one another silly 🙃
kanoziva Baba vemwana kuzama lucky jeck pot pamwe murume wemunhu but kanoziva katsotsi maziso kumhanya mhanya
Thank you brother for the good decision you act as a man without violence.
But to that little sister I knew something because how can you chased out with your partner and you didn't take any action
MaCamera enyu moto guys 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Kkkkk dhagi percent
kkkkkkkkk
@@desperkutoka7161 kkkkkkkkk ho nhayi
Dhugi Dhugi kana muchiti havasi baba saka makavaisepi makavamedza