But pakuda kusaziva baba vako ndopauri kukanganisa Hama yangu tiri vanhu vechivanhu chero wakachengetwa na mai hazvina basa baba namai ndivo vakakanganisirana iwe uri mwana tsvaka baba vako izvo zvakanakira kuvana vako
baba tencen musatiita vana imi, ungabookira munhu ticket nepassport here plus this is not 1990 kunobbookiwa online. wamboti wakabriber necoldrink vakatokurega uchienda wave kuti ku court wakanzi hapana nyaya wavekuti wakaruza mota
Of all da interviews Ollah,, i really enjoyed ds this one. So much talent in baba Tencen. So natural. Loved it ❤❤
Tirimo kuripwa kugara zveshuwa, thanks Ollah for this interview ❤
Thanks olla for bringing baba tencen
Well done Baba Tencen.MaZimba anedambudziko rekungoisa politics pese pese.Siyana navo vanorwadziwa newe!
Thank you very much,the presenter baba Tenison you rocking.Keep the standard up.Proud of you.
True Baba Tensen - kutukana hayisi comedy. You are a true Commedian.
Thanx Pepu for interviewing Olla!!
😂😂😂😂
Baba tencen so humble . This video shows u anyone can make it
Thanks Ollah wambodana bba Tensen
This is wonderful! Kuripwa kugara kkkkkkk. I like this homeboy of mine.
Haaa this one,always bubbly met him kuna 4th very jolly soul!!!
Thanx olla bba Tencen ndaiva navo Saturday ku bosman
Thanks ollah nekuunza munhu uyu ❤
Ndaseka kunge ndichatyoka ma ribs thruout 🤣 🤣 🤣.. DJ Ollah n Baba Tencen vasangana, combination yavo yakapenga👏👏👏
Chero neni ndaseka kwanzi saka handichaendi kumusha here I am not a politician 😂😂😂
Pepu, the name for me. He actually intelligent
Baba Tencen, just wish to see you face to face. You are such a talented man
Thanks olla
Very good ba Tensen vanhu ngavadzidze kuita zvisinganyadzise
This show could have ended after 1hour 30mins but Baba Tencen was on fast forward 🤣🤣🤣🤣
Taura hko
😂
Ha havana kuna kumbofema 🤣🤣
Down to earth and talented man. I saw him at Bosman.
Wow ❤❤
Sando baTencen panoti Senzeni ndipo she's so cool and not involved in other people's business
Tinashe Mugabe hero basa, baba Tenson needs his grass roots.
Baba Tensen makagona chaizvo kupiwa mari mukanoroora mudzimai wenyu chero Wicknel achizvihwa anodzamirwa zvikuru, well-done well done 👏👏👏
Kkkkkkkk baba havamedze mate ava, kunge vari paFast forward
I meet him twice pabossman apookkk he is on fire
❤❤❤❤❤❤
Helllaaa baba tenses 😅😅😅😅😅
How did you share the video muna 2006 or u used Bluetooth?
🙌
It's a God time .....nguva ndeya Mwari ❤
I meet baba tencen ivory 3 score vachifamba na tencen vakandiratidza tencen ndochekutanga chavakaita tasanga
Chiro chirikutapira ichi thank you Ollah
uyo kuripwa kugara chibaba chihombe but anoita politics
Baba tencen vanotaura 100words in one second instead of 10 words 😅
Mafollowers dololo ,vanhu teverai pepu uyo.anenhema hake tsano vake ndaidzidza navo ,vakapedza 2007
I have laughed lungs out, hanzi Tsvangirai tonga vanhu...hanzi I sweated!!!
System
Shame,hugs PEPUKAI 🤗🤗
Yes todii navanhu vaMasvingo proudly wezhira
Wezheveee
Tisu vanhu vacho vemasvingo
beautiful kkk
On it
Baba Tencen can talk yoh!
He talks like a DJ 😅😅
Yaichinakidza interview iyi
This man is very energetic like bhozhongora
Boa noite pai do tensen
Muntu bem pai Tencen boa noite
Olla is trying hard to slow down baTansen but is not winning 😂😂😇😇
😂 😂 😂 😂 Pakaipaa
Kkkk sure
Kkkkk vari pafast forward
@@abigailmuneka442 😂😂😂😂😂
😂😂😂
There are no neutrals in politics they are just ZanuPf 💯
Met him pa boader last year mdhara anospaka
😂😂😂 ba tencen speed pakutaura yakanyanya
⚡⚡⚡💥💥🔥🔥🔥🔥🔥👊👊👊👊 makanyanya king
Yaaa chakanyanya ichoo chibaba
Hie baba kuripwa
Talented baTencen
Kuripwa kugara 🔥🔥🔥🔥⚒️
June avakusvika.totenga mazvinodziya kkkkkkk
Muneyese BaTencen
Mavende is a Recipe for success 😂😂😂😂
True, Soul Jah love ndemumwe wacho.
Ma passport Olla kana taita over stay tiri kuno tinopa ma drivers ma passport edu kuti ano reverse nanhasi zviriko kkkkkkkkkk
Ehe musabate chokwadi mazimba hayite makange manyudzwa.
Baba Tencie kkkkk mnondigonera kkk
Kuripwa kugara Tencen
Happie t c u wezhira
Border rakanaka zveshuwa baba taurayi zvenyu.Built to international standard reminds me of buildings being done in the UK.
I still don't understand kuti what exactly is zvema passport ...is it a profession or what
Baba Tencen ndo mdara wa Ollah here because the similarities aaaaaah
Baba tenses 😂
😂ndaseka hangu..muri chibaba ba Tensen
Yema passport makazvamburwa bax tensn paya makaporonga dzamave kusasa ingano apa ku stamper chepasi pemuti hre?
Ndikutsvakawo mavende
kufema neshona😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Haaaa sando dzenyu baba Tenson. Kana Ola 7 aseka 😅😅. Kaskiti kekepedzira akooo😂😂😂
Nyc
😅
Baba tencen kuripwa kugara
Ana Jacob Zuma nana Malema.......🤣🤣🤣🤣
Kuripwa kugara ❤0
Sadza ne nyama pa Newtown Rank R35 Baba Ten cent
Kuripwa kuzvigarira kkk akaipa uyo
Kufema neshona waitosungwa😂😂
Kkkkkk boyss
😂😂😂😂😂😂
Kufema ne shona kkkk
Lovely i like his art
Musaite politics baba tensen even yutube inoenda futi
Kkkkk
Kufema neshona panguva yacho wayisungwa 🤠🤠🤠🤠🤠
😀😀😀😀😀😀
Check it on translate..... Breathing haard
Mudhara wairovera vanhu mare kudhindisa ma passport iwe uchitumira nema bhazi ku border,woisa ka mare kakowo pamusoro kkkkkkkkk
But pakuda kusaziva baba vako ndopauri kukanganisa Hama yangu tiri vanhu vechivanhu chero wakachengetwa na mai hazvina basa baba namai ndivo vakakanganisirana iwe uri mwana tsvaka baba vako izvo zvakanakira kuvana vako
Pama Passport manyeba Baba Ten cent,, maitenderedza madhiri epassport eku stemba
❤❤
Baba tenson mune chipo imi.munonakidza kkkk hanzi pepukai zita rembwa
Well done Pepsi wapedzera olla
ZZ2 hoyeee😅😅😅😅
hezvo comedy nyange america chaiyo vanoto taura politics and current affair,chinenge chichipisa time iyoyo ndiyo comedy yacho
kkkkkk pari panyanya yema passport iye kunoku zi hustle we all know what happens ndoo maramiro hedu pa joza
Vanema voice akafanana 😂
baba tencen musatiita vana imi, ungabookira munhu ticket nepassport here plus this is not 1990 kunobbookiwa online. wamboti wakabriber necoldrink vakatokurega uchienda wave kuti ku court wakanzi hapana nyaya wavekuti wakaruza mota
ba Tencen zvamunoona kuti zvinopisa dont answer next time just say,' no comment on that ziii"
Kufema neShona kkkkkkkk haa ndanakidzwa zvangu🤣🤣🤣🤣
Vakanyanya babava 😂😂😂😂😂
Kufema neshona kwaisungisa kkkkkkkk
Too late wakatopera kare
KwaMike kumadomasi ZZ2 ma1
BaTencern musadaro vanhu vakawanda vakaisirwa maBan nekuda kwenyu Mwari ave nemi
Mbiri yechitsiga if you know you know😅
You can say that again
Kuripwa kugara