I don't think inyaya yekurecorder mahara, those are the people in her circle like she she spends most of her time with people who are in music industry. My thoughts.
Pa fair fair hapana kwaari kuenda uyu next thing we are going to see is another sex tape Sir Mono Mukundu said you have to sound original to be internationally recognized look at ladies like Selmor Mtukudzi , Gemma Griffith, Feli Nandi these are the female artists who have a better chance of going further izvi kungostvuka chete ma sex tape chete chete
Shashl sound so kind, keep up baby gal!!
Tamuka tamuka tamuka ndakudeedza kangani,ukudya mwana iwe hokoyo naRevosi
When she said "will be there at the Grammys",eish thats the spirit,u go girl🎉When its fulfilled please like my comment watever the year❤❤❤❤❤
Shashil....Tammy....pakuda collabo😊
True zvakol Tamy Moyo
Im 100% certain that DJ Tamuka will make it happen.. On the vocals Shashl yes is taking over..
She's can kind of girl l listen her music isi good
Handina kunzwa chirungu
I love this girl❤❤
ipapa ndirikutogaya zvangu kana kungoti marriage eeh!
Chitsaru kwauri chitsva kwandiri...(Hembe yemubhero tikaitenga yanew one kwatiri) #Simon mutambi ft Madzibaba...Chitsaru
Anogona zvake mwana uyu ,keep it up nana
lovely smile @shashil
confident smile from her. keep up the standard
who is that guy jostling around wth a camera like MC at a wedding
@@charlesonline_ ndiye ari kutinha munyemve Wakasiiwa na levels
Shashiri huyaka uite mroora wangu
Grammy Please you have everything the tunes should to that level
Shashl
Taking over👌👌👌
the way she says Takura for me
She is the GOAT !!!
Anogona mwana asi usachatsika ku mbare vafana vaya vanobhosha ma suspect
😃😃😃😃
Hoyoooo ma1 ayo arikupedza mwana
Haaa ngasazo danane na DJ tamuka sezvakaita pana mambara uya
DJ Tamuka is married
@@bossmunah5479 kuva married komisa labulushula here
Levels aida kutyora career yemwana ,Shashl good singer🎉
Haana kumbomutyora inga aingobika wani varimu relationship
kuuraya kupi iyeeee ari iyeeee akatonyatsoitaa kut abudikire
😅😅😅
I love you hunnie❤shashl
Soft girl. I love her
Tamuka tamuka tamuka ndakudeedza kangani
I like u Shashiri zvekudaro. Your music heals my soul. Keep up the good work
She's amazing ❤
Ok how did she date Levels with that beautiful accent though 😂
Levels anehombe
Vanodanana here?
akapusiswa na levels how??
Tami Moyo has to pull up her socks, Shashil is taking over for real!!!
Kwana
Tamy Moyo has a hit already, so what are you talking about
Matotanga Comparison nxii why don't you just enjoy such unique talents.
Love you dearly my sis
Sniper akatura wani kuti vanhu varikukotsira PAna shashi apa
Levels aida kutyora career yemwana ,Shashl good singer🎉 2:06 2:08
guys rakashinga iri, kunotora wakamboona ya Levels yakamwa 😂😂in kungozvifunga relationship tomirira ipapo better pasina evidence 😢
Tamuka ari kuita zvengoma baba not mjolo
Zvemujolo is always kubackground even Levels was mujolo kuba ground
Murikungorova mavirgin mudhara cause as long asiri virgin panenge pakatombopinda hombe kudarika yalevels plus yake Tamuka munoiziva here
My favourite Girl.Go girl. So talented and taking over for sure❤❤❤
Shashl anoda kudanana nema dj ega sei kasi anenge achida ku recorder mahara here??
I don't think inyaya yekurecorder mahara, those are the people in her circle like she she spends most of her time with people who are in music industry. My thoughts.
@@christinezinyama8779good❤❤❤
I'm one of your number 1 fan❣️, go girl kp it up
i love her😍
She's a mamoyo because mwana wa obadia moyo
Keep up the good work
Oooh, inga pakashata
Saka tamuka akazoita yekwa The Dream kuna Levels😂😂
Haaa kana wangu I think he is just working with her nothing much…
Saka oramba here combination yavo ichibuda Tamuka is a good producer
@@Takunda068 bet
I don't think so and I am so proud of him for doing the work that somebody ...
He’s molding her into a superstar . Eversince they started to work together ma levels achinja .He was the missing puzzle on Nutty O’s EP
Ndiye anopedzera mababe ese anechirombe chekuimba muZim
Akatevedza maprodycers wena
I have got a classmate that is such beautiful like yu
Ahh ukuti chii iwe
@@chamunorwamashanga3732 😂😂😂 it seems Anesu has a little crush on his classmate. Anesu, chingomuudza classmate that you like her.
Should I just say it????
NOOOO😢
Pa fair fair hapana kwaari kuenda uyu next thing we are going to see is another sex tape Sir Mono Mukundu said you have to sound original to be internationally recognized look at ladies like Selmor Mtukudzi , Gemma Griffith, Feli Nandi these are the female artists who have a better chance of going further izvi kungostvuka chete ma sex tape chete chete
Ghetto baddies ❤❤❤ that’s my baby song or levels or both
Muhombe uyo 😂😂😂😂
Pane akaisa dial pad aida number here😂😂😂
❤❤
She is bigger than
Mwana akanaka hake uyo
Akanakei?
@@chamunorwamashanga3732pustek
She is beautiful
mahorror baba
🔥👏
Interesting how convos were in English in an African country with it's own language. Tichadzidza hedu
It's sad
Star Fm inosanganisa Shona ne English. Asi ana Radio Zimbabwe ndovanorova nema local Languages waya waya
Radio zimbabwe iriko mukuru endai ikoko hamumboita dambudziko
Kusungura nekanindo
Why is she rocking in the chair
Zemo kkkkkkk
it doesn't matter😂
she shy!
Ujangogara paChair iyo unotozongoona wakuzviita😂
Uyu MuZim Haasi bho zvake kune vanoziva music Vanoziva zvandirikutaura ❤❤❤❤❤Siyai maLikes acho
Levels anemamhepo chaiwo, kutadza kuroora wife material yakadai. Unfocused man Levels
Deepisa inopisa
Mahits anoperera nekutangira kuChilsport
Hamusiku kuziva uyu Bro
@shashl anogona wena guyz
❤❤❤