Andishori zvangu ma church asi church iyi inobhohwa chinhu 1 kusaenda ku clinic,,tete vangu ndoyavanopinda vakafirwa nevana 2 PA mwedzi 1 problem yaiva yemaronda mukanwa grade 4 n 6 vana 2 months vari kuvarapi vachikweshwa maronda kusvika vafa ende vana vakafa avanyatso rwadziwa sooo andizivi kuti kupindwa nechitendero Chavo here hanzi nguva inenge yakwana
Ndokutsigira this man it's better to die becoz he was a problem couser kuroodza vana wadiki wamwe wachifa nenyaya dzekutakura nhumbu wachiri wadiki banzai Isaiah Phelps
Vanhu ava vanoshandiswa nemunhu afa uyu unoona vana vemapostori vachiteerwa nema toki or huku dzichidya tsvina vasina ma brugwa but mari yese vachipa mutumwa zvaindirwadza
Ndopaunogovona kuti munhu chaiye nechidhori fanana! Apa vanoti Jesu Jesu apa zvevanoita vhiki yose vakamirira kuti Noah Taguta amuke sekumuka kwakaita Jesu. Wotoshaya kuti saka muvovono wevanhu ava uripapi chaizvo.
Rest in peace mutumwa wedu . part 2 baba taps ndiyo: ndiyo church yandinonamata shame tarasikirwa nemukuru wedu changamire muzorai murugare ndarwadziwa Shuwa.
The way Zimbabwe is so religious you wud think it wud be canan . Not even Israel and Palestine where the most 3 prominent religions started. Islam Judaism and Christianity. Clearly there is something wrong with Zimbabwe. The God they pray is definitely weird. We need to go back to our roots
Ndooyega church in varume hobho bcz yekuda vakadzi hobho,
kkkkkkkk handiti vanoitira kuona dzese dzese dzevakadzi
Inevitable ma benefits evakadzi
@@memoriegomana5341 yako dakumboirova ndokubata sei
Kkkllk yakawanda vanhu cozy umwe neumwe ane vakadzi 2 zvichiinda
@@taitoszvirikure6543 Nevana hobho 🤦♀️
Baba Taps mutipewo ma full details ekuradzikwa kwavo please
KARANGANDAA! WAIYAPO BATAPS!!!
Thanks for bringing us this one baTaps. Mukuru uyu wairema ii. Kuti chuuu
Kutaura zvako Chokwadi chiri muBible ava vanhu vakakanganisa vanhukadzi vangadai vakakwira ndege chaidzo. Musikana achingozvarwa atotarisirwa kuva mukadzi we murume ane vakadzi vake kare. Haaa veduwe zve Zimbabwe, chipositori chacho chakaita kungobuda mupfungwa dzemunhu mumwechete.
Andishori zvangu ma church asi church iyi inobhohwa chinhu 1 kusaenda ku clinic,,tete vangu ndoyavanopinda vakafirwa nevana 2 PA mwedzi 1 problem yaiva yemaronda mukanwa grade 4 n 6 vana 2 months vari kuvarapi vachikweshwa maronda kusvika vafa ende vana vakafa avanyatso rwadziwa sooo andizivi kuti kupindwa nechitendero Chavo here hanzi nguva inenge yakwana
Taura hko
Muvakidzani wamai vangu anopinda church iyoyi akazotanga kuenda kuhospital ashaikirwa nemwana, nyangwe vamwene vake vakaita bofu for 2years vakazoendawo kuhospital vakaita operation vakatangazve kuona, vakangwara vanoenda kuhospital
May their eyes be enlightened. Ephesians 1vs 15to 18
Ndokutsigira this man it's better to die becoz he was a problem couser kuroodza vana wadiki wamwe wachifa nenyaya dzekutakura nhumbu wachiri wadiki banzai Isaiah Phelps
@@cecilialuissale6399 yaaa vakangwara vakagona unofira mahara
Go well sekuru vevana from Namibia 🇳🇦 l love this family
We need part 2 apa motipawo pavange vachiimba
nnnnn great loss on my life!!musandisiyewo muparadhiso itsva ST NOAH...AMEN
I remembered july last year in lockdown tirimo mupenda.
Thanks karanganda tv .ko hamukwanisewo ndipa video ir hr
Vanhu ava vanoshandiswa nemunhu afa uyu unoona vana vemapostori vachiteerwa nema toki or huku dzichidya tsvina vasina ma brugwa but mari yese vachipa mutumwa zvaindirwadza
Havana kukwana ava zvitototo chaizvo
@@talithadube6468 musoro wambuya wako wakafira muchemba yematuzvi
But havadye kumba kwenyu
kopamadzimai asara hapana anodawo kugarwa nhaka here ...
woto joiner church yacho kkkkkk
Vangaperasei baba umwe une wakadzi 10, Mai umwe une vana 7,6,5 pamusha panobuda vanhu 25
😀😀😀😀 pakaipa
kkkkkkkk
Guiness world 🌍 record yemazuda ei
🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂HAYAS
I need part 2 of this
Ko vanhu vari kumhanyireiko🤔🤔🤔🤔🤔🤔
Ndiri kutozvishayawo ini ummmm
Varikumhanyira kunobata nzvimbo yekugara vachiona mavigirwo ake ukanonoka hauna chaunoona
Always shot glands to us bcz, you are spiritual father
Rest in peace Tenzi, u thought m to love others nekuti kunamata chii nekuti tinofanira kubatirira panaMwari nemoyo wedu wese.
Im so heartbroken. Mwari voga ndimi munoziva
Zororai murugare Changamire rugare rwagara hwuri wenyu.tichateverawo
Which church is that
You'll be forever missed....my King 🤴
Missed by who?
@@mzee5533 obvious by his followers not u
Ndopaunogovona kuti munhu chaiye nechidhori fanana! Apa vanoti Jesu Jesu apa zvevanoita vhiki yose vakamirira kuti Noah Taguta amuke sekumuka kwakaita Jesu. Wotoshaya kuti saka muvovono wevanhu ava uripapi chaizvo.
Havaendi kuhospital asi vachikwira motor nekutenga motor
Saka zvekusaenda kuchipatara zvinobatana papi nekutenga mota iwe
@@emilytham9468 zvinopinda pakuti people are following them and listen to their teachings but these leaders believe in technology after all
Vavo vana vachienda kuzvikoro zvepamusoro venyu vachingongodza simbi kuti vararame
What does that mean
@@royisrael3658 it's self explanatory vani
Asi nweya wati vanhu mhanyai
Rest in peace mutumwa wedu . part 2 baba taps ndiyo: ndiyo church yandinonamata shame tarasikirwa nemukuru wedu changamire muzorai murugare ndarwadziwa Shuwa.
Jesu kristu ndiye mukuru
Muzvibate Amai haisi church iyi it’s a cult church yekudiiko iyi
Vakadzi vake akavaroora vane makore mangani?
Saka do u pray or moteedzera mukuru chete
mudzidzisane kuenda kuchipatara munouraisa vana vasina mhosva nezvirwere zvinorapika
Ndofunga church iyi ine vanhu vakawandisa
Mutipewo party yekuvigwa kwavo . My condolences to the family and friends
Who is St Noah he don't know was he doing instruct people not going to hospital
Is it a sin not to go to hospital
The way Zimbabwe is so religious you wud think it wud be canan . Not even Israel and Palestine where the most 3 prominent religions started. Islam Judaism and Christianity. Clearly there is something wrong with Zimbabwe. The God they pray is definitely weird. We need to go back to our roots
Yaaaa
Ndiye here vevakadzi 1 500?
Rest in Peace Mutumwa Noah
umm these pple are too many,its because their main objective is to be fruitful and fill the earth - "the Lord's command" ,bravo mutumwa
How many were there 🤫
Rest in peace Mutumwa Noah. Marwadzisa changamire
Saka maifunga kuti haafi sevanhu veZanuPf vaiti Mugabe will leave forever
haa thats why ZANU YAKA TARGETA team iri
A saint, a multitude, in God you never walk alone. Dayi mamborega vatiimbira.
@KING DIJALA (Music & Videos) Ok
BaTaps unosise kuite drone camera
Bocha redu tarasikirwa chokwadii ....😭😭😭 Rororai baba vedu tachema navo vamwe vedu nyangwe tisina kusvikako hedu
Munobva bocha papi chaipo
Kurasikirwa ne paedophile yanga ichirooresa vana vadiki mukwane imi makapusa stereki vanhu vekuBocha nxaaaaaa
Haaaaaaya
Dai matipa couple connection yemapositori iwayo dai matsvaga umwe
Kkkk anenge ayine 20 vakadzi plus vanogona kuti atitenderwi
Wakawanda Anu acho🥺
May his soul rest in eternal peace 💔
Mhaiwee akawandisa anhu acho
Baba Taps mayivepo here?
First and foremost
Bataps ndoda kunzwa hangu number yevana vamutumwa Noah
Maita MARANGE nekumira nemutumwa wenyu
Ko anhu acjo arikumanyei
Varikumhanyireiko
@KING DIJALA (Music & Videos) tanga wa subscriber wo pangu kkkkk am also new
Wakafa wanemakore mangani?
Iyaaa anhu acho haaperiba haaaa achemwa shame this one it's inogona kuita nhamo of the year 🤞🤞
Haa mapostori akawanda imi woye 😳😳😳😳
RIP baba changamire mtumwa wedu
rest in peace mutumwa ummmm wachemiwa dai wanhu wese awa waivota pakanaka tisina nhamo
Havapfeke shangu here???
OMG 😯😯😯
Thanks father Taps
You could not get transport. Kumhanya here
May he rest in peace
Dangerous that truck is too much
Ndiyo church inoita vakadzi vana vanema 9years here 😏🤔🤔
@KING DIJALA (Music & Videos) okay done
Why are they running
Amen
Baba vakutambirai kudenga mudirangarirei
I miss my church. Rest In Peace St Noah. Thanks #KarangandaTV for keeping us informed.
Ndarwadziwa hama
Neni hako
Church yakoo wakaitanga riini church yaunoti ndeyeko
@@batiez.mlambo3215 Itai muchikura mupfungwa Bambo mukuru
@@jaccuzivisuals uridhongi
Rest in peace Mutumwa Noah marwadzisa 😭😭
Mota dzabva kuhurumende here idzi. Mota dzinodhura idzi.
Ngavabva varega fti katsika kavo kekuroora vana vadoko
Yhoooo vanhu here awo,
REGISTER TO VOTE 🗳 VANHU IMI
Heart ❤️ breaking
Ndonzira yedu tese zvinorwadza zororai murugare baba
Yohwee anhu here awo kuwanda kudai
Ipapa so vese vanenge vachivhotera zanu nekuwanda kwese uku
Rest in peace Sent Noah mambo wemadzimambo
Unonyepa mambo wemadzimambo pamba pako
Baba Taps uko shame nematambudziko xvogwadza chkwdi
VaTaguta vazorora zvavo asi vasara chimukaiwo kubva muchadzimira ichi, zviri kuitwa izvi hazvina kana pazvakarairwa noMuponesi wedu Jesu Kristu. Ropa raShe rakadeukira kuponesa wose anotenda, imi munokabata kanmwana kasati katogona kutora sarudzo. Kuponda zvipo.
Vakuendepiko ko havasvike here
Nhai ichokwadi kuti vakafira kuhospital
Inhema akafira mumba make
Yaa ndatenda zvangu 👏 may rip baba💔
@KING DIJALA (Music & Videos) ndofara oky rega ndione
Ba Taps muri dhara mozivikanwa kwese kuti chuuu
MHSRIP..ko vanhu vanomhanyirei
Ko warikumhanyei nhai baba taps
Varikuendakuri
Daimunhu achifzoka nekuunganirwa dai uyu adzoka
Thanks baba taps
Vanhu vakawandisa koo xvakwainzi mutumwa Noah akafa nyika ichiguma
Kkkk Rega kudaro
Ha vanhu ngatimukei veduwe nguva ichipo
Aaaah akawanda mapositiri aya
Fungai vakadzi 1500 vandanzwa nevana kwozoti church members hawamboperi bataps
Rest in peace mutumwa pliz go with your culture yekuroodza tuvana tudiki and depriving women and children proper health care
Havaperi
Rest in peace St Noah 😢😢
The cult leader is gone and that’s the end of his empire watch the space
Rest in Power Mutumwa wamazuva 🙏
Hamba kahle changamire
Murume wachemwa uyu chero mugabe haana kumbochemwa seizvi
Noah anevanhu
RIP bamboo NOAH TAGUTA
Iya mamusinawo bhutsu Ba Taps
Anhu ahaperi ba . baTaps 😆 zvikutsobida ere. Wachemewa veduwe. Eeeh eeeh pane anhu wena.
Vachemwa zvokwadi
Akubvepiko anhu eshe ayo