Dare iri Mambo nemakurukota ake akaneta. Varikuto dheererwa nevari kuda kutongwa kwacho Too much kutenderera vachipedzerwa nguva ne tsanangudzo dzisina basa
Team rekuti rinodakuuya kumba kuzobvisa mugaran'anga ndere fake, ipapo Daniel you were right, you issue needs a better chief to help guide the family and a spiritual man like Makotsanjere to reveiw the reality, zvekupomerana izvo is time wasting
Thanx baba Taps nzvimbo iyi inedambudziko hombe mudhara Daniel anenyaya arikunzvenga muvhunzo. Nyaya iyi ngayiende kwa Headman chigodora or Chief Mutasa then voenda kwa Dr mukotsanjera Dr Zimbabwe ipapo nyaya inoswatanudzwa nekubuda kwechokwadi
Tichadzidza rinhi nyai? N'anga chadzinogona kuunza confusion chete. I've always said "No 2 people can give the same account yezvaitika kun'anga" Its impossible because n'anga dzinotaura in such a way yekuti if you dont ask for clarification unogadzira nyaya yako wega totally different from the other people. The other thing n'anga dziri very good at distractions munokanganwa zvamafambira. In this case, vakafambira kunotsvaga kuti guva riri kucherwa nani? But n'anga accused mudhara webhachi kuti ane mugara n'anga and people celebrated kuti abatwa. Zvataurwa nen'anga ne zvafambira mhuri 2 different things but family celebrates kuti mudhara abatwa uyu. Mugara n'anga ne kucherwa kweguva zvirikusangana papi? Mudhara arikupumhwa uyo is the the kind of person n'anga doesnt want to deal with because anobvunza and can articulate well. Haasi gudza mudungwe and he's not scared to challenge what he doesn't understand. Just put a hidden camera paguva iroro.
Baba muri ryt imi these fake n'angas and prophets they are bringing a lot of confusion in many families in this country, nwana haachakwanise kuwadzana nababa namai vakamubara nekuda kwekuti akanyeperwa kuti natambudzoko ose ari mauri vabereki vako, mabrothers nema sisters havachawadzane nekuda kwadzo n'anga idzi nemaporofita aya
Hapana nyaya apa . Cyclone damaged this grave.Whatmore dzimba nemazitombo aitorwa.Superstion is destroying family and communities.Ana mambo vakatopofomadzwa nekungofungira pese pese.Waste of time and space.
Number1 kuti dheshe ndini ndine chimuti karanganda team woyeeee🎉🎉
I'm first here ndipeiwo malikes
Baba taps tore nyaya iyi uibeke kwa mutasa iyo kadare aka kaita kadodori panyaya yakadai plus uwape shumba yengozi yepa gorongozi apo ndabonga hangu
Trymore bande pamwe ndiye akavhura guva iro achidakubudisa album 😊
Bambo Daniel nharo dzavo says a lot. Varikuziva mabasa avo. Kudheerera kwavanoita dare so.
Mbuya iyo ndoitori mambo bcz ndoinotonga
@@jahtotomrmorefire9921 Mambo Norman vachiri vatsva vakagadzwa soon so havasati vajaira.
Chimambo icho chindomundomu ziii zvachoo kutovata
😂😂😂😂😂 chindomundomu chakaita sei manje😂😂😂😂😂
Bab Taps nyya dzema couples dzinofaya munaita muchitipa pliz
Mambo mutambara vakaneta saka vachizofudziswa mombe nevanhu vedunhu ravo. Shuwa uyu akanzi aripe anoripa here iyeyu.
Kkkkkkkk musadaro veduweee
Achiripei iwo vachikotsira vakabata musuva wesadza andisati ndaona zvakadai
😂😂😂😂😂
@@sarudzaimutsago7896dare iri rinotongwa nema border gezi😂😂😂😂😂
@@JosephPhiri-h8e 😂🤣🤣🤣🤣🤣
Mambo apa ambori upi chaizvo
Team yekwaMutambara basa iro batsirai Mambo wenyu. Isu wedu Mutasa bhoo zvokuti
Iye mdhara achena mberi neshure anoti haazive kuti mugaran'anga chii nxaaa
Vanoziva sekuru avo zviri kuchera guva
😂😂😂😂😂Tari ka.Kuchena mberi neshure😂😂😂😂😂 wandisetsa.Hatwubvume twuvanhu twakwegura utwu..kanouziva mugaran'anga kanouziya ndosaka kakarwadziwa😂😂😂
Zvakaoma dai nyaya iyi irikwa mutasa ka hakuitwi matakanana akadai
Iyi mbuya inondibhowa zvangu
Dai mbuya ino yaiverenga macomments dai yakabva kare manje aah. Ini ndonoita fast forward pese painotaura inondisemesa too much full of I know
Mwana wakafa nechigumbu.Tsvakai chikonzero chaicho
Dare iri Mambo nemakurukota ake akaneta. Varikuto dheererwa nevari kuda kutongwa kwacho
Too much kutenderera vachipedzerwa nguva ne tsanangudzo dzisina basa
Dare rakadhakwa iri even chief wacho hapana hapana,vanhu ngawafambe patatu
Team rekuti rinodakuuya kumba kuzobvisa mugaran'anga ndere fake, ipapo Daniel you were right, you issue needs a better chief to help guide the family and a spiritual man like Makotsanjere to reveiw the reality, zvekupomerana izvo is time wasting
Thanx baba Taps nzvimbo iyi inedambudziko hombe mudhara Daniel anenyaya arikunzvenga muvhunzo.
Nyaya iyi ngayiende kwa Headman chigodora or Chief Mutasa then voenda kwa Dr mukotsanjera Dr Zimbabwe ipapo nyaya inoswatanudzwa nekubuda kwechokwadi
Mambo wacho ndeupiko
Iyo n'anga yacho ndeimwe hre inoda inongoda 400😢 dzimwe n'anga dzemadzimambo rave business chairo
Dare rakadhakwa ndosaka vanhu vakunetsana ..nxaaa
Chief mutambara wacho ndeupi apa nhai
Ndiye ane kakepesi keblack
@@LuckmoreMandigo😂😂😂Kakepesi lol
😂😂😂😂😂😂 kakepesi
Madzimambo haafananidzwi kkk awasi maPoliticians ba
Lkk awa hawavhoterwi ba ngezve dzinza bloodline
Musasoshora
Majaira vanopfeka red ka
Ngatowirirane kt Jar ndiwo wari kutonga kwaMutambara
Mambo wacho kungoti zii zvaanoita hazvisizvo zvinoitwa nemamwe madzishe
Imboko
Mai avo vanorondedzera nemazvo chaimo. Ndofunga nditete muimba yeumambo..Princes pachingezi..Ashe pachiBocha
The Mambo is the one with cap
Chief mtambara haaaa I followed nhau dzavo. Havataure why.machinda 2 awo ndiwo anongotaura.musadaro chief ..
Ndipo here pana mai vaye vedzungu
Kachembere kaya kane dzungu
Kane rasta kaya
😂😂ndipo apana mambo ari strong apo vatongwa vacho vanotoda kutonga vatongi kkkkkkkkkkk
Kerasta Kaye ndanzwa nekukatsvaga ipapa
Mambo Nomara imbotauraiwo kani mwese naana Casper awo.shuwa kuti ziii kunge musipo
Kkkkk mangudya mwana wa former teacher wangu we building
@@GodknowsMurare yes yes ndini wacho.
Karanganda TV ❤❤❤
baba avo ndovakuita mabasa erima ,shuwa ungati mkoma mozondidana handikudherera hre,
Chief uya uuuum nevatongi vacho same same dai vambo hire Head man Chigodora bcz hapana zvozivikanwa
Chigodora part 2, $400 inobvepi munyika inemaZig
Vanodherera mambo baba avo
Daniel Daniel Daniel how many times we wrote yr name
ndafara hangu kuona gogo vangu(ashe aNoni) the old woman sitting next to rasta vemagogorosi
Teki teki naNomara ...Mambo Mutambara ndiye iyeye Norman Mutambara
Sabhuku ngaapfekedzwe uniform please tiwone musiyano nemakurukota ake.
I don't see the chief here
I think uyo ane cap. Mamwe maChief havabvumidzwe kupfeka robe iya nemhondoro dzavo because it's red. Hameno this one.
Nhai chief Mutambara kutosuwa izwi renyu muripo sure kuita semusipo sure
Endai kwaMutasa the best chief for ever
Ngavafambe nhasi chaiko Mukotsanjera ariko uko nhubu ibatwe
Kunodyirwa mari
Iyi nyaya ngaiende kwamutasa
Headman Chigodora vangatova nani pana Mutambara wenyu uyu, dzinotouya dzakamwa kambucha kubva dzati zii kunga dzisipo
Uyu mtambara uyu 😂😂😂😂 ndewe nhamo nhamo so chaanogona kuripisa 😂😂😂 saka achifudziswa mombe 😂😂😂😂. Ngaamboonawo vamwe vana Chigodora nana Mutasa kuti vanotongasei
Ndiyo Mhuri yana Trymore bande here
Next time ipai vanhu mupurisa wamambo kuzoitira mufakazi, look now kwese kwaifambwa hapana chokwadi chauri kupihwa chinobatika
Mambo ndewapa apa?
dare iri ndere kupenga chaiko vakadhakwa big time
Mudhara Daniel anenyaya uyo anoziva Zvirikuitika paguwa mugara n'nga anowo arikutokunyararidzai mese padare murikutoudzwa zvikuita nekamudhara ako ngavaende futi pamwe pairi Paine mapurisa amambo
Chii chinonzi mugaran'anga?Just curious
Mushonga wekuti usabatwa kun'anga
Edward Muzulu wakakwana kwanawo mudare raNomara
Nhaimi chief ndeupiko nhandiimi?
Zviriko here zvekuti mwana mudiki anoona nhongonya yemadhara
Where is the chief? He say anything🤷♂️🤷♂️
Chief ndevane blue avo asi havatauretaure
The one wearing black cap
mai imi maiwepo here kana kuti makaita zvekuudzwa nemurume
Hauvazive here vakadzi vanoroya pamwe chete nevarume vavo😂😂😂
KO mai vari pamberi pamai vari kutaura aso hawasiwo wekuti vanoyamwisa baba nemwana zvosr
Mambo ndevapi
Ukaona munhu anowanza kuiita nharo anenge anezveanoziwa zvakaoma
Ko mai vane kahat awo vari kuchema hre kana kuvhara husu kusada camera ah zvinhu zvacho
Tichadzidza rinhi nyai? N'anga chadzinogona kuunza confusion chete. I've always said "No 2 people can give the same account yezvaitika kun'anga" Its impossible because n'anga dzinotaura in such a way yekuti if you dont ask for clarification unogadzira nyaya yako wega totally different from the other people. The other thing n'anga dziri very good at distractions munokanganwa zvamafambira.
In this case, vakafambira kunotsvaga kuti guva riri kucherwa nani? But n'anga accused mudhara webhachi kuti ane mugara n'anga and people celebrated kuti abatwa. Zvataurwa nen'anga ne zvafambira mhuri 2 different things but family celebrates kuti mudhara abatwa uyu. Mugara n'anga ne kucherwa kweguva zvirikusangana papi?
Mudhara arikupumhwa uyo is the the kind of person n'anga doesnt want to deal with because anobvunza and can articulate well. Haasi gudza mudungwe and he's not scared to challenge what he doesn't understand.
Just put a hidden camera paguva iroro.
😒😒 Mambo mutambara kunyarara kwavo kunondi nzwisa tsitsi
Iri dare rakashoreka😂😂😂shuwa kumisa mambo kutaura kkkkkk chigodora namtasa so far ndivo varikuita zvisvinu
iri team iri namambo ummm hariko iri ko mambo ndeupi apa
So dare iri Rina mambo here nhai ba taps
Muchinda ane green shirt ne jean anokodzera kuva Chief akarongeka anoziva kuvhunza nyaya
Kunyepa, hudofo iro anobvunza nonsense
Baba muri ryt imi these fake n'angas and prophets they are bringing a lot of confusion in many families in this country, nwana haachakwanise kuwadzana nababa namai vakamubara nekuda kwekuti akanyeperwa kuti natambudzoko ose ari mauri vabereki vako, mabrothers nema sisters havachawadzane nekuda kwadzo n'anga idzi nemaporofita aya
fair enough but still
it doesnt solve problem iripo, guva riri kufukunhurwa how do you solve that.
Tudhara utwu maone
Endai kwaMukotsanjera
Why madhara ekwaMutambara aine nharo pazvinhu zvavanoziva
KO iye mupfanha anomirirra kuudzwa namkoma sey ...suspect
Mambo awo wakasauka zvakanyanya wanoda go fund me
Mudhara Daniel mune nyaya imi
Daniel ndiye anovhura guva
Nharo dzacho ane nyaya Danyero
Ko mambo ari kunyararirei
Daniel Daniel Daniel
Mudhara uyo anoxiva zvirikuitika
So mbuya iyi why isingasungi dhuku padare iri nei
Bataps
Twakaromba twumadhara utwu
Maglass anoziva
Muporofita upiko pa wengezi kkkkk
Ndavepo
Baba avo vanonyaradza mambo kuti mira batai munhu
Wana Chihwa itai muchitarisa matongero Ari kuita mamwe madzimambo ,Headman Chigodora is far better than this Chief
Tavapo
Hapana nyaya apa . Cyclone damaged this grave.Whatmore dzimba nemazitombo aitorwa.Superstion is destroying family and communities.Ana mambo vakatopofomadzwa nekungofungira pese pese.Waste of time and space.
Ko vakuti vakavhurwa futi recently
Kungoti amusati masangana nazvo kwenyu chete.
Cuz eeh tazvinzwa zva Idai mubvunzo wangu ndewekuti Idai uyu ndiuye akasiya ma braa hre
@@vachihorowamaona here
ndafara hangu kuona gogo vangu(ashe aNoni) the old woman sitting next to rasta vemagogorosi
Endai kwaMukotsanjera
Ndavepo
ndafara hangu kuona gogo vangu(ashe aNoni) the old woman sitting next to rasta vemagogoros