MVURWI............AMAI VEKUFUKUNURIRWA MWANA MUGUVA VORAMBA MURUME

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 23 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 87

  • @Maitanyamasvosva
    @Maitanyamasvosva วันที่ผ่านมา +3

    Ini my advice to musikana, dai maenda Kure nehama manotanga hupenyu hutsva these challenges dzeupenyu dziriko uye zvinokupai chekutaurira vazukuru venyu mangwana. Murume wako haasi kuzviramba uye anokuda he stood by you from day 1 dai usina kusiya murume wako mwanasikana. Hauzivi zvirimberi dear unoti waramba uyu nekuti mai vake vanoroya next marriage KO ukaroorwa nemurume anoroya ndezvipi zvirinani.

    • @ShyleenMachinda-m3w
      @ShyleenMachinda-m3w 15 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Haaa murume wake anosuppoter Mai uya aida kurova ambuya kuti why mukusumudza musoro

  • @IreneMusekiwa
    @IreneMusekiwa วันที่ผ่านมา +2

    She's beautiful 😍

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl วันที่ผ่านมา +1

    Wadzikira Lucia ...usaita stress girl...and becareful unopiwa umwe mwana ukasangwara.
    ..
    U are beautiful❤❤

  • @veeee7248
    @veeee7248 วันที่ผ่านมา +1

    All the best young lady ❤❤❤❤❤❤❤❤❤ siya imba yemhondi

  • @BarbaraMakusha
    @BarbaraMakusha วันที่ผ่านมา +4

    Ndozvayidiwa nevaroyi vakaroya mwana

  • @annadzoto6837
    @annadzoto6837 วันที่ผ่านมา +7

    Andrew guwa kuita kupinza munhu mumota kkkk🎉

    • @RachidcastigoCastigo
      @RachidcastigoCastigo วันที่ผ่านมา +1

      Kkkkk ndambofunga kuti mwanasikana atenga mota ka ini kkkkkkkkk

    • @Manondo34
      @Manondo34 วันที่ผ่านมา

      Kkkkkkkkk

    • @rudomadzivire2512
      @rudomadzivire2512 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Kkkk

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 วันที่ผ่านมา

    Vari right apa mmmmm pavaroyi ❤❤❤❤❤

  • @IreneMusekiwa
    @IreneMusekiwa วันที่ผ่านมา +2

    Siya vese vehukama vemurume unofa hauchaziva vanonyatso kuda

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson วันที่ผ่านมา

    Taking us to another level

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl วันที่ผ่านมา +1

    Gd move mama Anotida wagona ukasiya waive uchauraisa mhamha

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 18 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Uchenjere kuzokuvadzwa nemurume iyeye vanoziva kuti unomuda vanomutuma akauya akaberekeswa wafa mufana😢😢😢

  • @TambuNechiwowe
    @TambuNechiwowe วันที่ผ่านมา +4

    Avo sisi vakadzungaira ende murume vari kumuda but vanonzi vaigara vachidhindwa kurohwa. Regai afurirwe nemurume kunogara kure angonopondwa ikoko.

    • @Rene-u5r
      @Rene-u5r วันที่ผ่านมา

      My thoughts exactly, bcz akafumura gure revanhu ava. Shuwa anofira mahara ipapa

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 วันที่ผ่านมา

    She is still young and beautiful 🥰🥰 siya unozofira mahara mwanangu kana padaro hapachagarika apa.Mwari vachakupa mumwe.ladies let's normalise kunamatira the families dzatinozoroorwa or dzichazoroorwa vana vedu mangwana

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll วันที่ผ่านมา

      Uyu ndiye wakapiwa naMwari akasiya apa acharoora inosangana nezvakapfuura ipapa

  • @LuckmoreMachaka
    @LuckmoreMachaka วันที่ผ่านมา +1

    Batsirai mwana uyu please abve papurazi apa asiyane nemhuri iyi amboenda kwamukotsanjera

  • @blessingnnzvaura3831
    @blessingnnzvaura3831 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Ummm mwana uyu nezera rake zvakawoneswa hazvina zera naye ngasiyane nazvo azviraramire life yake

  • @Spiwamuvirimi
    @Spiwamuvirimi วันที่ผ่านมา +5

    Terera amai wako iwe

    • @UnityMabanga
      @UnityMabanga วันที่ผ่านมา

      Taurai zvenyu mwana ngaterere maivake kwete kuita kwindii iya

  • @norestchiranda6282
    @norestchiranda6282 วันที่ผ่านมา

    She did a good decision kuvaroyi kuya

  • @Rene-u5r
    @Rene-u5r วันที่ผ่านมา

    Ahh makunakuna ngavatikwanire. Ko mukadzi wavo zvaaiita mwana uyu rough sekunzwa kwatakaita naamai vake mwana uyu. Ku Mozbique kunoitei kunzvenga nechigunwe

  • @simonmazendame
    @simonmazendame วันที่ผ่านมา

    usadzokerane naye unogona kuno teyiwa sengonzo uye mai vako vakakuyambira nezve mhuri yemurume wako kuti vakadzoka ku jere ihondo.just move on uyise mwari mberi iwe wovatevera.uchiri mudikisa God will give u a good loving husband.

  • @Amarie077
    @Amarie077 วันที่ผ่านมา

    Haazi ainge asingateerere amai vake here musikana uyu.

    • @FungaiWapendama
      @FungaiWapendama วันที่ผ่านมา

      Ndiye uyuu ayiramba mai vake vachiti dzoka ugare pamba achiti handigare nemi handigare pamba pano

  • @ShupMacheka-vj7qw
    @ShupMacheka-vj7qw วันที่ผ่านมา +2

    Gara ikoko wakuendepi amai vako chaivo wakati haudi kugara navo uchichenama kozvaipa papi

    • @ShyleenMachinda-m3w
      @ShyleenMachinda-m3w 15 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Aiva nemhepo paya musanyanya kumushoora

  • @JoyceMuderede-uj6we
    @JoyceMuderede-uj6we 21 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Zvinhu zvaanwenw zviri mudhuku ravo ravasingabvise reBROWN and YELLOW. Vane misikanzwa MBUYA ITSVUKU. Iyo

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve วันที่ผ่านมา +1

    Kuiko uko kumapurazi hr,tudzimba twacho eish zvakaoma

  • @BEAUTYMUTANDWA
    @BEAUTYMUTANDWA วันที่ผ่านมา

    Becareful na Tezvara siyananazvo hauna feature yamanģwana

  • @fortunatefrank1708
    @fortunatefrank1708 วันที่ผ่านมา +4

    Ane confusion mwana uyu dai asiyana nemrume uyu

    • @NomsaNyama
      @NomsaNyama วันที่ผ่านมา

      Rudo semunhu waaigara Naye uye murume wake ahana mhosva mhosva ndiamai vemurume

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll วันที่ผ่านมา

      ​@@NomsaNyamarambi muine moyo wakadaro muvaka echokwadi chamurikutaura

  • @OlindaMachiya
    @OlindaMachiya วันที่ผ่านมา

    Gogogoi vaneShamba

  • @charityzanga7604
    @charityzanga7604 วันที่ผ่านมา

    Drewmas media taking u to another level

  • @EstereMadziva
    @EstereMadziva วันที่ผ่านมา

    Iwe siyana nezvesha uyu,nyaya iyi yakada kufanana neyangu ini ndakafirwa nevana vaviri aaa musha wacho ndakasiya ini ndatove nemakore ndakazvigarira ndega nevamwe vana vandasara navo

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll วันที่ผ่านมา

      Mhesva mukono mharadzi

    • @EstereMadziva
      @EstereMadziva วันที่ผ่านมา

      @@ChipoMpofu-hl2ll ndatadza kunzwisisa hama

  • @tryphinenyamupinga1186
    @tryphinenyamupinga1186 วันที่ผ่านมา

    Ngaasiyane navaroyi avo

  • @vivianmugowa3918
    @vivianmugowa3918 วันที่ผ่านมา +1

    Gara wasiya mrume uyu ita zvinyowani

  • @Rosemarywoche-wf1gj
    @Rosemarywoche-wf1gj วันที่ผ่านมา

    Hanzi waa open check kkkkkkk

  • @edithtsveta
    @edithtsveta วันที่ผ่านมา

    Community service yei panyaya yakadai. Umm nyika yedu ine huwori.

  • @Monica-z3t
    @Monica-z3t วันที่ผ่านมา

    Kana achida murume wake ngabvepo pamba apo bcz ndepa step father kaaa ngaende kudzinza kwake kana adina dzinza ngaende kunana sekuru hanzvanzi dzamai ambokurasi moita upenyu hwenyu ikoko

  • @LucyDudu
    @LucyDudu วันที่ผ่านมา

    Usabvume Kuwonekwa uchibira bira..rongeka wakafita kunyengedzwa iwe

  • @nnyarry
    @nnyarry 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Adzikira mwana uyu ,pakadai apachagarike siya udzokere kuvabereki vako

  • @beautywessel8551
    @beautywessel8551 วันที่ผ่านมา +3

    Nhasi anenge akasungunuka kwindi kwindi yapera bhooo musikana wagona siya marara aya

  • @masciemudumo
    @masciemudumo วันที่ผ่านมา

    Lucia ndakambo zvi taura pekutanga tanga kt siyana nemurume uyu chero nanhasi my advice is siyana nedzinza re varoyi iri unodyiwa uchifamba havanyare ava

  • @desert8498
    @desert8498 วันที่ผ่านมา

    First come first save

  • @respinaruzvidzo
    @respinaruzvidzo วันที่ผ่านมา +1

    Siya hapana rugara unopedzisira wafa

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda วันที่ผ่านมา

    Murume achiri kumuda uyo Saka dzikama usanyanyosimudza hapwa

  • @Basamathebolt
    @Basamathebolt วันที่ผ่านมา

    Enduru...enduru..enduruuuuuu

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm วันที่ผ่านมา

    ❤❤❤

  • @HanahGade-s5f
    @HanahGade-s5f วันที่ผ่านมา

    Wagona teerera Amai vako vanokuda

  • @BabraDabwa
    @BabraDabwa วันที่ผ่านมา

    Mukoma vedu zviri sei

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve วันที่ผ่านมา

    Akazodii zvakatorwa nen'anga zviyaa plus vaifanirwa kurapiswa

  • @Spiwamuvirimi
    @Spiwamuvirimi วันที่ผ่านมา

    Iwe unangwara

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 วันที่ผ่านมา

    Uchimudiki siyana nazvo utange umwe upenyu

  • @Khundai
    @Khundai วันที่ผ่านมา

    Munodzifambira chokwadi rambai makadaro

  • @Mamoyo4
    @Mamoyo4 วันที่ผ่านมา

    Zvakaoma

  • @GladmoreChivamba
    @GladmoreChivamba วันที่ผ่านมา

    Ukadzokera ndiwe uri kundofa

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora วันที่ผ่านมา

    Zvakaoma hazvo veduwe

  • @BEAUTYMUTANDWA
    @BEAUTYMUTANDWA วันที่ผ่านมา

    Hapana kujeka iwe ibva unotanga upenyu hutsva nekuregerera Amai vako nomater what

  • @edwinbhimha9191
    @edwinbhimha9191 วันที่ผ่านมา

    Ummmm zvakaoma hazvo

  • @shemiemakaza9945
    @shemiemakaza9945 22 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Uuum

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve วันที่ผ่านมา

    Agara ane umwe mwana su

    • @MaDubeChishongo
      @MaDubeChishongo วันที่ผ่านมา

      Eee anaye hanzi akamitiswa achiri mudiki ndakanzwa mama vake vachitaura pa interview ya Elizabeth

  • @Rene-u5r
    @Rene-u5r วันที่ผ่านมา

    Saka manje unomudii murume uyu unofonyorwa brain ukasiya umwe mwana watiri kuona wakabata uyo. Please usamanikidzwa kana kufurirwa bcz kune vakatsamwa vafumurika apa

  • @mancuesokolate9989
    @mancuesokolate9989 วันที่ผ่านมา

    😂😂😂Pakaipaaa

  • @SinikiweMpengesi
    @SinikiweMpengesi วันที่ผ่านมา

    Pack yours and go unofa iwe

  • @patriciachamanga5075
    @patriciachamanga5075 วันที่ผ่านมา

    Rambai muchitipa dzimwe dzeguruve ne mvurwi ndokwedu

  • @PatriciaManyika
    @PatriciaManyika วันที่ผ่านมา

    Asi nhai weduwee mwana uyu atowe mai vemba here?

    • @MelissaJays
      @MelissaJays 18 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Akatombomitiswa asati atopinda mumba

  • @Alexis-ys4uj
    @Alexis-ys4uj วันที่ผ่านมา

    3rd to comment 🎉

  • @wedzaprincess2216
    @wedzaprincess2216 วันที่ผ่านมา +1

    How old is this girl?

    • @monicamuwalo3962
      @monicamuwalo3962 วันที่ผ่านมา

      She's 19 yrs

    • @wedzaprincess2216
      @wedzaprincess2216 วันที่ผ่านมา +1

      @@monicamuwalo3962 she is still very young and has her life ahead of her

    • @respinaruzvidzo
      @respinaruzvidzo วันที่ผ่านมา

      Mwana zveshuwa

  • @simonmazendame
    @simonmazendame วันที่ผ่านมา +1

    too much kuromba nehuroyi mu zim

  • @SmilingBowtieCat-lj1ur
    @SmilingBowtieCat-lj1ur วันที่ผ่านมา

    Unonourairwa kure ikoko nekudzungaira kwako enda kuvabereki vako

  • @MarisaNja-c5d
    @MarisaNja-c5d วันที่ผ่านมา

    Kanopenga kamwana aka.kakandirwadzisa kachitauea namai vako.kanoramba Mai vako kamwana aka.fokofu

  • @Monica-z3t
    @Monica-z3t วันที่ผ่านมา +2

    Kana achida murume wake ngabvepo pamba apo bcz ndepa step father kaaa ngaende kudzinza kwake kana adina dzinza ngaende kunana sekuru hanzvanzi dzamai ambokurasi moita upenyu hwenyu ikoko

  • @edwinbhimha9191
    @edwinbhimha9191 วันที่ผ่านมา

    Ummmm zvakaoma hazvo