Ikozvino ukaenda ku church vanotokuudza kuti izvi zvinoda chivanhu , enda kuchivanhu wonobatsigwa wozouya ku church. Chero iko kuchivanhu vanototi wachena chienda kuchurch. Vanotokuridzira kunamata.
Iya muri yemwana uya wekurawa pachikoro na headmaster pa boarding school ngavatore sekuru Mukonzanjera please nyatwa inondirwadza iyoyo kunga mana wangu
At that time zvaito yera une uri shoroma ndo aitove ma shop acho and une uri powerful kunzi uri business man ,vema shop achi nyorwa kuti General Dealer
Endai kwasekuru Mukotsanjera ivava he can help you. Chinenge chichitika ndechekuti vanenge vachitsipikwa kuti vasamuka. So help him to avenge his death
Business rinoita nekuda kweruzivo rwako. These days people go and study how to run a business. Do some research and the place you open your business determines how good it can get not blood
@@overtonchikwakwa6288 ko icho chokwadi chinombotyirwa here nhayi, inga vanhu varikungoudzwa ku chivanhu kuti mwana haasi wako and votoyenda kuma dna mwana otononzi haasi wake zveshuwa, ko apa pakadai zvinorambireyi???????
Hama dzacho handiti dzakati dzinonamata. Havana havo kuda kuita serious kuzvifambira. His head is possibly pashop pa bamkuru vacho vaye. Vamwe vanotoisa panocherwa foundation chaipo
Handiti you know the majority of people in Zimbabwe originated from Mozambique and other countries. Mudzimu unenge uchiziva mutauro ivoyo that's why even though a spirit can speak many languages if it wants to
Chikwambo churikucherwa . Vanga vatogadzira chikwambo neparts emunhu zvakaoma.We used to hear of these stories growing up for me to see this live is really shocking.This evil magic exists. Thank you to Mambo Mutasa nevagona basa racho. This old lady singing this song at viewing of body parts was such a painful atmosphere.
These are thugs criminals taking advantage of the poor masses i don't buy this rubbish this thuggish behaviour should be stopped n ts starts with a community that is wise
Kuzvida kana kuzviramba tingave vaKristu zvedu asi chivanhu chiriko. Ende matambudziko akadai unganamate zvakadii asi matambudziko iwaya haapere kusvika agadziriswa nenzira yawo. Kutenda kukuru kuna Sekuru Mukotsanjera nebasa guru ravakaita rekusunungura mhuri. Zviri pachena kuti Mweya wemunhu hauparare. Ndotendawo mhuri dzine vabari vakakoromora kuita chimwechete kuti varipe. Well done Slymedia nekutipa zviri kuitika mumatunhu.
@@Washongton Sandi watawura chokwadi hama
Ikozvino ukaenda ku church vanotokuudza kuti izvi zvinoda chivanhu , enda kuchivanhu wonobatsigwa wozouya ku church. Chero iko kuchivanhu vanototi wachena chienda kuchurch. Vanotokuridzira kunamata.
Amen
I concur with you
Chiiko ichocho ndizvo zvombo zvavohere
Iya muri yemwana uya wekurawa pachikoro na headmaster pa boarding school ngavatore sekuru Mukonzanjera please nyatwa inondirwadza iyoyo kunga mana wangu
This is painful ladies and gentlemen haisi nyaya yedambe iyi kana zvisiri mudzinza rako haugoni kuzvinzwisisa
Zvinorwadza chivanhu chiriko
Ira idrama uone pazvichaitika kwenyu kuti uchadeedza fata hrre kana kuti uchadzoka pano kuzotsvaga number dzasekuru😂
Ipapo haurevi nhema, mushonga vengozi kuripa. Give ceaser what belongs to ceaser
kusaziva kufa veduwee. zengwete reshop irori ndiro rakafira munhu
Kkkkk aizve aitoona aine shoprite yake ipo paye mukore wachoo kuma 1982 ndo ma shop aitoyera iwayo kuchitengeswa paraffin dzekupima dziya netu kota majarine
At that time zvaito yera une uri shoroma ndo aitove ma shop acho and une uri powerful kunzi uri business man ,vema shop achi nyorwa kuti General Dealer
@@primrosesalika398 I know Prim. Just a sad and unnecessary loss of life
@@washingtonsandi4404 finish haunyepi 😂
Panguva yacht ndodzaipisa wangu😂😂😂😂
Baba vangu muvete kwamuri kwatisiri kuziva madiiwo kuzviratidzira zvirikuitwa nevamwe budaiwo mapfupa enyu awanikwe tikuzorodzeiwo vakaponda endai munorwisa 😢😢
MHSRIP.
Endayi munoona Murume uyuu kosanjera zvose zvinoita
Endai kwasekuru Mukotsanjera ivava he can help you. Chinenge chichitika ndechekuti vanenge vachitsipikwa kuti vasamuka. So help him to avenge his death
It's only a matter of time,
Vanogona kunge vakatsipikwa nevakauraya. Makanzwa pachinzi pakabiswa zvikwambo 4 zvaiita kugaridzirana kuti mweya wemufi usabudikere. 41years haasi mafanizi. Zvimwe zvacho zvinoda kuita zvekufambira nekuti ukamirira akapondwa wachozvinotora nguva
Haa guys honestly hakuna zvakadai the moment yaavharidzira gomba iro ne garment rake anga achiitei ummmm
Taura hako ko mabhonzo ari patsvimbo ndeani kkkk
Yaaaa ipapo
Atori fake N'anga uyu kutopedzerwa mari uku
Umm ndine kakusagutsikana neniwo kubva kunemufi wacho ,,ko mvura ndeyei ahh
I thought as much kudlalwa ngabantu nje la
Good work sly
Sekuru Mukonjera must go kwanaMunya kuGokwe
Number one
Usati wazviona live unotiinhema but musiwaunourairwa hama ndopauchawana zviriko
But seyi pangapakapfumbira after all these years, the parts needed to be DNA tested to ascertain kuti ndeehama yavo chitsotsi chinoitika..
i agree with you 100 % my brother these thugs should be arrested ts blaspheming people ts sad bro
Varume kana musinga zive izvo it's better to keep quiet 🤫🤫🤫
This man anonzi mukotsanjera ndomuziva uyo I have videos epanext kumuxa
Ehe
Nc’anga iyi itori nemapepa eZinatha iyi
Kana ndakawona nyaya dzakai ndinonzwa kuzvininipisa nekuti zvirikoo kwedu
Sekuru avo Dai vabatsirawo baba naMai Tapiwa Makore
Fambisai shoko risvike kwamai nababa vaTapiwa
The bible says the truth shall set you free
It’s so sad story Eish
Nyararayi Tapiwa achabuda hake
Sly media check the n'anga's left hand at 14:57.😅
Inga hapana zvawaita Wani kusara kwekugadzirisa Jira rake cz parikudirwa mvura apo pakadzika
Ndaitoti Kuda ndini ndisina kuona mushe kani eish mara this n'anga tichamuka zvedu
@@nomsanyika151 have a good look again
Waita ndivhurikewo pane zvandaonawo
Munhu haauraiwe 41 yrs mabhinya ari zii kunyarara. Dai zvaitwa kuna vaWimbo vakaurayiwa vakatorerwa pfuma yese ne mabhinya. Vanhu dzidzai kuti munhu haaurayiwe
Vanhu mufunge vachine hudofo ihwohwo wekuti kuchekeresa munhu kuno pfumisa sorry kwavo kusaziva kuva chaiko
Chinhu chabva mugemenzi umo
Very good job fake ingaitwa ipapa ngeyeyi after 41yrs nematimbirwe aitwa ayo vanhu nyararayi
Kanamwasye zvekuCommender please uye murikutarisireyi
N'anga ndidzo dzinovapa mushonga yacho yekuromba
Business rinoita nekuda kweruzivo rwako. These days people go and study how to run a business. Do some research and the place you open your business determines how good it can get not blood
Can those body parts go for DNA testing to certify whether they are really for a member of that family,matsotsi awanda
ummmm imi
Kana zvisatizvaitika kwenyu nyararai pano pari kuitwa chivanhu izvozvo muzvitaurira kwaMugabe
@@overtonchikwakwa6288 ko icho chokwadi chinombotyirwa here nhayi, inga vanhu varikungoudzwa ku chivanhu kuti mwana haasi wako and votoyenda kuma dna mwana otononzi haasi wake zveshuwa, ko apa pakadai zvinorambireyi???????
Kana musina chamunoziva nyararai
Exactly
The work of poverty in Africa then what?
Ko kana n'anga dzakadai sei tapiwa makore akarova
Hama dzacho handiti dzakati dzinonamata. Havana havo kuda kuita serious kuzvifambira. His head is possibly pashop pa bamkuru vacho vaye. Vamwe vanotoisa panocherwa foundation chaipo
Taura hako
Wehukana hwa Tapiwa vakaenda hre kunotsavaga N,anga iyii.dai vakaenda vakabatsirwa ka
Weduwe ka zvimwe tinaona Mwari kana muriko chokwadi ratidzai masimba enyu zvii izvi zviri kuitiswa vanhu Mwari weduwe huyai
Vanhu ngavasauraye vanhu, munhu haasi mhuka, to those who do not believe ndezvenhu chivanhu chiriko. Whether we like or not
Ko sei vanasekuru vachiguma vakutaura chinenge chinyanja kunge imwe language isiri yemuzimbabwe.
Pamwe vanobva kumalawi
Handiti you know the majority of people in Zimbabwe originated from Mozambique and other countries. Mudzimu unenge uchiziva mutauro ivoyo that's why even though a spirit can speak many languages if it wants to
Vose vana sekuru ava vane midzimu yeku Mozambique
@Gift Musikavanhu Haasi maZimbabwean vana sekuru ava ndeveku Malawi
Ini andisati ndamboona n'anga ye chishona dziri ko here dzese dzandiri kuona PA social media ndemamwe marudzi😂
Vanhu vatema mune hutsinye veduwee 😢 Izvozvi kutori neumwe arikutsvaga wekuuraya kuti ayite mari nxaah
imagine
Cameraman hayi, unotiuraya nedzungu
Pakaipa
Aaaaaaaaa ndazoshoravo pakuvhara nenjira iroooo aaaaaaaaa
41 years hapachisina mabhora,wangove mushonga neivhu
Ehe
Hazviskusekesa asi zvirifunny😂😂
ummmm😢😢😢😢
Chivanhu nemweya wemunhu hazvirove
Izvizvinorwadza
Zvangazvisati zvaora here nanhasi
Hazviore ufunge kana mwari vachida kuti chokwadi chizobuda
munhu munhu akakosha ichi chidzidzo ichi
These guys were lucky to be charged by a reasonable ghost. Dai vakachajwa nevanhu vainzi mombe 100
Ichokwadi asi unoona kuti humwe hunenge hwave hudyire kuti tazviwanirei. Ukatarisa anochaja mombe 100 iyeye haana kana kiti inobata gonzo chaiyo. Saka mufi akazvichajira ndinoona zvakajeka ini.
@@washingtonsandi4404munhu achimbouraiirwei
@@washingtonsandi4404munhu achimbouraiirwei
Taura hako imwe ngozi inopedza kuuraya pedzezvo yoti mombe mukadzi nembudzi
Mishonga guys yakaipa
Chikwambo churikucherwa . Vanga vatogadzira chikwambo neparts emunhu zvakaoma.We used to hear of these stories growing up for me to see this live is really shocking.This evil magic exists. Thank you to Mambo Mutasa nevagona basa racho. This old lady singing this song at viewing of body parts was such a painful atmosphere.
Ngavaendewo kwa Munyaradzi ku Gokwe
Iwe waizive chii chokwadi chei makazvionakupi itiswai muchazviona kuti denga ririko
Kutonga ndekwenyu Mwari
Zvinonetsa kunzwisisa izvi ini hangu handizvinzwisisi
Tokumbireo number dzasekuru
Team iri ronyepera vanhu roda kuroweswa ne C10 nxaàaa
Musi wazvichaiitika kwenyu uchatenda
Ko iyeee bhozvongora or sly media anenge asingaone hre pavharwa negarment apoo.uye camera yanga isingasvike sei pagomba parikucherwa uuuuuuiim
Zvakangooma.mufunge
Handiti angove hundunzi chete
Fake
Blaz vane Jersey re Portugal vamira mira from part 1,but ngavachichinja Jersey iro
😂😂😂😂😂😂😂
He is supposed to be wearing a red colour on so maybe ane one hake . Hanti mukuona vamwe avo vane red clothes on . Zvinechirevo
red ndiyo iri kushanda apoo
Kana ayo ari mabhora ko kuzoti dhazibhomu mmmm
😅😅😂😂😂😂
Please
These are thugs criminals taking advantage of the poor masses i don't buy this rubbish this thuggish behaviour should be stopped n ts starts with a community that is wise
Takaiwona kare sorry
No comment cz I don't understand
You going to understand zvaitikwa kwenyu so sad
Upenyu mutoro chokwadi
Blaspheming the masses of people ts sad how we get so into these nonsensical heresy we are going nowhere with this kind of nonsense
We're fooled here this is real fake
True
Taura hako
This is not fake my friend I know this story very much this is a true story
zitsvimbo rinotyisa iro
Maturusi auya hre apo😢
Fake or not fake munhu anourairweko
Yes taura zvako
Mashopu ese ngaapazwe
Unofunga kuti uri kutenga zvinhu chaizvo zvisirizvo
Kana kutengeserwa nechidhoma chiri kuseri kwecounter uchiti munhu
Cheese chekudya kunyanya nyama unodya nyama yemunhu nawo mabhizinesi meni aako mazuva ano 😱
Vanenge vachida kudaidza macustomers
Hanzi vanogeza zvitunha mvura yacho vanosasa nyama mu fridge, vema bhuzimusi
Gegegege
Mhepo muri kuiwanepiko futi
Parikucherwa apo seiko pakapfawa zvekudaro guys
Ivhu rinosiyana wangu
Ino inguva yekunaya plus harusi rukangarabve urwo ivhu rejecha
pakadirwa mvura shavi rajati maparts munomaona ari fresh
Vanhu unoda kubvunzisisa hamuzive here kuti hadzisi nzvimbo dzese dzakaoma saka mukuedza kuti in'anga futi yapfawisa pasi futi here
DNA test havadi. Fake yega yega
Total fake akuitisa vanhu🙌🙌🙌🙌🙌🙌