Wahuuu this is wonderful truth can set free dont throw away our culture tradational thank you my great strong lion of judah to teach people our culrture
New curriculum chiremba very smart and hautofungidzire kuti ndichirema Kudhara waiona kuti munhu ndichiremba akazara mafuta emugona bvudzi rakamona plus kunuhwa fodya nemandarira mumaoko nemuhuro Manje chiremba Nyamariwodzo is the opposite of that. Long live chiremba Thanks Sly Media
Thank you so much mkoma Sly ndosaka trikuramba tichitambura nkudeedzera fire muchurch kudzinga ngozi mmmmm musadaro maPstrs imi remember we are black Africans
Thank you so much sly mukanya with this program I have to go and see this man my father also was killed asi he wasn't buried we don't even know where he he buried
Mukomana sly mayita bsa chose ini ndotoda kuvaonavo sekuru ava ini Mai vangu vava ne 21 years vashayika zvisina kunaka vakangobuda ropa munzeve nemhinho ndokushaya time yatakana kufamba ne sister yavo tayiwana vose vanobatsira kusina chero ndikafugama papi hapana anondiudza uye guva ravo rawira kaviri kose apa ndini ndega mwana
Chikristu chakatangwa nevamwewo vanhu,AKA varungu,chakauya kuzotipaza,vanhuwee dzokerai kuchivanhu chedu.chikristu will not save anyone.namatai kuna Mwari musikavanhu,wake up Aftikans
Akuudza kuti havapfuke ndiyani? Have u followed the families of those who would have committed those murders and see kana kusiri kunetsa? And in any case ngozi inogona kuuya after years and years after. Also it's not only about Zimbabweans ...ku South africa ikoko ma South Africans anouraya vanhu vamwe vanotanga vaenda kunana gogo to get mushonga to protect them from ngozi.. Hakuzi kuzimbabwe chete kuno pfuka ngozi...
Wahuuu this is wonderful truth can set free dont throw away our culture tradational thank you my great strong lion of judah to teach people our culrture
Your work is genuine sekuru Mukotsanjera. Nyaya yenyu ndainzwa kwenguva refu. Tinokutendai.
New curriculum chiremba very smart and hautofungidzire kuti ndichirema
Kudhara waiona kuti munhu ndichiremba akazara mafuta emugona bvudzi rakamona plus kunuhwa fodya nemandarira mumaoko nemuhuro
Manje chiremba Nyamariwodzo is the opposite of that.
Long live chiremba
Thanks Sly Media
This guy is legit, I remember Sekuru Tasvu tried to remove the spirit from Mai Tino
Thank you so much mkoma Sly ndosaka trikuramba tichitambura nkudeedzera fire muchurch kudzinga ngozi mmmmm musadaro maPstrs imi remember we are black Africans
It's true wena
I felt so much emotional about the soldiers laying in the forests around the country
Thank you sly media nekutsvaga sekuru awo timbonzwa basa rawo
Thank you so much sly mukanya with this program I have to go and see this man my father also was killed asi he wasn't buried we don't even know where he he buried
Oh my God. I'm so.sorry to hear that. I pray that you will be able to go and see hum so that you will fine peace and closure.
Tinokumbirawo foni nhamba dzawo
VaMukotsanjera Shumba yeNgozi
Guys ndinodawo number dza sekuru Mukotsanjera baba vangu vakapondwa 1992 kuda kufambira nyaya dzacho
Sekuru vanogona 🎉🎉🎉
Ndadzidza zvakawanda asi vanoshora havashayikwe
Makasimba here
Uyu anogona zvake. Agadzirisa Nyanga & very genuine zvake. Anodhura yes because process yengozi yakareba plus vanhu vaanofambawo nawo.
Maita basa sly ndadzidza zvizhinji zvandaisaziva❤❤❤
Nyaya yechikoro 😢 pfungwa iyoyo yakanaka ...❤
Heyiiiii igamba reva Tangwena iroo basa vanogona zvavo
Thank sekuru Mukotsanjera.
Ndine hanzadzi yangu ndiye mukuru mumhuri medu apedza hama tirikufamba tichimubata asi anoramba kufamba nevamwe tikabestereke sei kuti zvikwambo zvake zvimurwise muridzi please help tatambura
Mushonga wezvikwambo kutozvipisa.endai Kuna Tasvu $100pamatare then monoudzwa anouya anotoda kushandisirwa mishonga Kut auye
Enda Kuna sekuru bunzamukombe or dziva
@@faraimasuka1275 thanks hama ndichaenda ikoko
👏👏👏👏👏
Mkoma sly Isai fone# pliz vanhu vazive sekuru avo,rambai makadaro kule muripo pakubatsira varikutambura nevarikutambudzwa
well explained
Sekuru munoziva bsa renyu kwedu zviriko zvengozi ASI pekutangira ndinopa shaiwa chose
Mukomana sly mayita bsa chose ini ndotoda kuvaonavo sekuru ava ini Mai vangu vava ne 21 years vashayika zvisina kunaka vakangobuda ropa munzeve nemhinho ndokushaya time yatakana kufamba ne sister yavo tayiwana vose vanobatsira kusina chero ndikafugama papi hapana anondiudza uye guva ravo rawira kaviri kose apa ndini ndega mwana
Give it a try
@@maidonnel l will do so thanks alot l have to go home
Chikristu chakatangwa nevamwewo vanhu,AKA varungu,chakauya kuzotipaza,vanhuwee dzokerai kuchivanhu chedu.chikristu will not save anyone.namatai kuna Mwari musikavanhu,wake up Aftikans
Ava vanozvigona zvengozi shuwa
Ko ini mwana we munin'ina wangu anodonha nepfari kuti pamwe ingave ngozi? Tinofanire kutsvagawo rubatsiro😢
Sekuru ngavaende vanobatsira mweya wadheriyo
Tikudawo nu dzasekuru todziwanepi
Tinodawo number dza sekuru mukotsanjera
Makazodziwanawo here number dza sekuru Mukotsanjera pliz
@@effortnyazorwe1443tevererai mavedio ake dzripo
Ko seyi maZimbabweans arikupondwa kuSouth-Africa kuno vasingamuki ngozi?.
Akuudza kuti havapfuke ndiyani? Have u followed the families of those who would have committed those murders and see kana kusiri kunetsa? And in any case ngozi inogona kuuya after years and years after.
Also it's not only about Zimbabweans ...ku South africa ikoko ma South Africans anouraya vanhu vamwe vanotanga vaenda kunana gogo to get mushonga to protect them from ngozi..
Hakuzi kuzimbabwe chete kuno pfuka ngozi...
Moziva sei kty havasi kumuka ngozi
Ko vakaurawa muhondo vanomuka here chiremba
Ehee
Nyaya ndeyokuti vakafa chete, zvokuti kupi kana sei hazvina basa. Vose vonodzoswa kumisha yavo
Nhai SEKUKU Ko munhu aka uraya munhu kunze kwe nyika zvinoitwa sei imi musinga zive
Ini ndinobvumirana nemi chiremba chivanhu chiriko kwete zvana Papa izvo zvekurohwa cash
Kkkkkkkk iweka
Tokumbirawo number dzaSekuru
Ndave kutevedza chivanhu.
Ndokumbirawo number dzasekuru mkotsanjera
We want closure he was murdered 1978 till now no closure
Sekuru ava vanogona zvokuti
Tinotenda sekru tadzidza chokwadi tipeiwo number dzerunhare sekru
Hekani ayewa basa tirikuriona tateguru
Vanowanikwa kupi sekuru
Kumanicaland kuNyanga vanopedza masports engozi zvechokwadi
Contact details of Sekuru pliz!!
Kumbirawo number dzachiremba
Ndokumbirawo number yavo
Ko akauraiwa nekutsipikwa kuti asamuke panoitwa sei sekuru.
Tsoka ndir simboti Muteyi ichokwadi zvamurikutaura munoziwa shuwa
Sekuru ndoda kusangana navo
Isso é verdade não se pode matar pessoa
Sekuru tinotenda nebata kwamunoita. Tinokumbira number tigowana mafambiro kuzokuonai nematambudziko mu mhuri
Takateerera
Haaa ava vanoziva chivanhu chedu…hanzi moti tkupisa nezita rajesu 😂😂😂😂😂
Chivanhu.chakaoma.zvokuti kubatirana.pahukama
Sekuru Mukotsanjera phone number ?
Teverai mavedio ake dzripo
Ndipeiwo number dzavo
Havasimudzike Sekuru ava vanodhura zvekuti dhu asi vanoziva
Unovaziva here
Ma sports vanopedza zvavo
Do you have contact details please
@@hildahmudzinganyama335 ehe
@@pellagiamukora426 ndipo number dzavo dea
Kana une hama yako yakaromba yapedza mhuri asi munhu vekuromba wacho achiramba kuti handina kuromba achiramba kufamba nevamwe tinobatsirika sei sekuru
Zvidiki Winnie izvo
@@obertmhute6473 explain more hama ndibatsirikane tatambura mhuri yapera kufa ndino kumbirawo number dzenyu
Endai kwaSekuru Tasvu ndivo vanoz shanda ikoko
@@alfamj7412 kwakazara wena kwasekuru Tasvu ndichaedza kudzoka zvakare
Enda kwaTasvu ndokwazvinopera
Ndipeiwo phone number dzasekuru awo
Number dzasekuru ava hadziwanikwi zvekumhanya. Ndakakumbira kuSly neku Karanganda vose vakangonyarara
Ko vakaurawa muhondo vanomuka here chiremba