ZANU mazozviona ka kuti Zvipoko zvinoimba. Tinotanga nechaSamora. Aibatsira ma ZIPRA nema ZANLA forces mukamuuraya. Chipoko ichocho chavakubatsirana necha Learn more Judah Jongwe ( a double portion of double trouble) munopabuda here apa! Kuna nyaya iyi muchiiramba pamwe Chete neye Genocide at Chimoio training Camp! We you and I( one Ari ega) we will have a bone yard match courtesy of weapons and martial arts for good! If not guilty as charged ZANU Pf as a whole you are to win! Challenge accepted home and away!
Kkkk👏👏👏🇿🇼🙏🌻🌿God bless Zimbabwe and all 🌍🌍
Ko ndo.basa ko kupuhwamabasa
Paingoda jiti apa zve seleee uuu
Mabraids kunge muswe webere kudaro
Pakati chorwa kudzero dzokuremekedzwa kwenyu a amai nemusangano zvorevakuti munotengesa muviri enyu kuhurumende amuchakoshesa wanano munyika azvishamise kuona nyika ichiita pfambi munotodzidziswa navamunoti baba ve musangano dzokeri kutsika dzemumarudzi enyu Buda mutsipa dzevanhu vamunoita kuvoteta mitemo yavo ino Pera panongobudaiye pachigaro ndapota, hangu anamai the vauraya nyika zvakanyanya fumukai henyu
Urikuzama kusimudza magaro but haasimuki bcz tudiki kuomarara nzara yamopiwa ne zanu😂😂😂😂😂
Tambisai ako mahombe aunopiwa kwachamisa kune maguta.
Kana song yacho iriko zvayo kwachamisa kwacho?
Kkkkkkk
😂😂😂😂
ZANU mazozviona ka kuti Zvipoko zvinoimba. Tinotanga nechaSamora. Aibatsira ma ZIPRA nema ZANLA forces mukamuuraya. Chipoko ichocho chavakubatsirana necha Learn more Judah Jongwe ( a double portion of double trouble) munopabuda here apa! Kuna nyaya iyi muchiiramba pamwe Chete neye Genocide at Chimoio training Camp! We you and I( one Ari ega) we will have a bone yard match courtesy of weapons and martial arts for good! If not guilty as charged ZANU Pf as a whole you are to win! Challenge accepted home and away!
Tugayo nxaa twe hukumukati yamunopiwa after 5years
😂😂😂chiuno chikati waudza ani izvozvo
😂😂😂😂
Nxaaa mahure for ed
Beautiful video
Anodya organic food kwete doughnut 🌻🌿🍁⚘🤝🌾🍁☘🍃🌴🌱👏🙏
5 million votes 🗳❤
Mahure for ed😂😂😂
Mahure aya
Mahure for ED
Chihure chabuda papi apa?
Mahure kuna Ed
@@godknowschinaka8054 chihure chenyama chiri nani pane chekutengesa nyika.
Nzara
Zanu pf ndizvoo✊✊✊
Ini hangu ZANU PF ndinotoida zvekudaro. Pamberi neZANU PF July woyee ED pfee muOffice
Pfunya chisero reply cmng vry sn
Famba mwana wevhu
Apa varungu vanoda kutora nyika ndevapi , makavadzinga kare chamisa Murungu here nhai veduwe
U should be at school ryt now .rombe
, nhai
Muchakwata nenhamo . Muchipfichuka kudaro. Uchibva ipapo urikunodya beans mxmmmmm haaa isu hatiko ikoko . Shanduko muZimbabwe veduwe pasi nembavha idzo mxxxm,
😂😂😂😂Taura hako matuzvi ayaa
Simba rekutamba unoriwanepi iwe une nzara nxaaaa mahure suka puuuuuuuuu
Haa uku ndiko kupererwa please.
Saka imi musingapererwe maapapi? Makahwinha here zviya?
Zvipenzi kutamba kwevanhu vasina kukwaba
Kuitiswa shame
Ko motambudzirei mwana nhai veduweee yoooh Zanu haina tsitsi
zanu totoida zviome sei
ide wega ndiwe urikudya
Pamberi neZanu PF Pfee Ed Pfee
Reply coming soon
Foku
Pfee Ed Pfee Ed Pfee Ed Pfee
Funding shit
Nonsense xaaaa
Dirty dance
Wats dirty here?
Ichava nhoroondo
Reply coming soon
Kushandisa kooo pasina chaunova kkk pamberi na P Chamisa
Those young ladies should be in college please kugadzira their future - shame
Saka munhu ari kucollege haatombobude gate rechikoro?
Who told you that they aren't in college
Saka kutamba zvoreva kuti havaende kucollege here?
@@monicabotsanzira-yr1jb bvunzawo hako. Vamwe vanhu chidofo chavo chotyisa chaiko wenaa