Paul Madzore chibaba since 1999 tinewe chete. nice music watching and enjoying the music in chipinge... Tamandayi.. I salute you Paul Madzore you are the Legend...☝️☝️☝️
Mashai ehurombo kutiza pane ruzhinji nekuda kwe mari shame Welshman Ncube naTendai Biti ( political prostitutes) shame on you with your Thabangu , Zimbabweans have suffered enough
Paul Madzore chibaba since 1999 tinewe chete. nice music watching and enjoying the music in chipinge... Tamandayi..
I salute you Paul Madzore you are the Legend...☝️☝️☝️
Paul Mazdore is a rare gift to Zimbabwe, this music inspires a complete revolution
Congratulations CCC tana Chinx yedu kana maifunga kuti ndimi mega ZANU unogona kuimba.. we love you mukoma Paul
I love his husky voice the most.
Ko angatadza iye achidiwa nevanhu plus haana kuita zvekubirira nekuti kana wakazvizodzerwa haute zvembabvu
Sure
Paul madzore and honorable Biti I salute u God bless u loyal leaders
Madzimai namadzibaba veshanduko kkkkk i salute you really
VaMadzore you are talented jealous down. Keep it up.
True tungamidza kushinga mberi zvichanaka infact zvatonaka guys 2023 hoye vote ccc
Kushinga mberi, tinotenda VaMadzore 🙏🏽 💛✨
Mondipasa manyemwe , comrade
"Hallelujah praise the lord"phambili le CCC
We are nearly there citizens Paul this is another master piece 👌👌
True chikara chiri kuenda
Victory is certain, let's wait and see, I have hope and faith, Canaan is near, smiling it. With Advocate N Chamisa zvinoita. ED Ngavaende!!!
The best ever vaMadzore. munotigonera kusatenda huroyi
For ccc first ,lets gather here🐱
👏👏Mwari weeee tinzweiwo
Thank you forward ever and forever I appreciate Alleluia
Comrade MADZORE IGAMBA REDU tungamidza kushinga mberi chokwadi zvinotoda kushanga chaiko.
LEADER PAUL MADZORE YOU ARE THE BEST
The struggle is on vechidiki forward ever...
Paul Madzore reminds me in 1970s heroes like Mukanya Thomas Mapfumo freedom fighter ❤❤
Never listened to this kind of music.., but it resonates to everything.
Song is kul bt u could get notes 1 o 2 from chief hwenje. Mor lyrical content and vibe
Comrade madzore your atire and songs so good on this song,will you include pictures of all this people murdered, abducted in your vedio
Mr madzore makatumwa musadzoke kumashure
Salute you Sir , you are legend
Kushinga mberi Paul Madzore tinoziva masangana nesungurudzwa asi hamuna kudzokera sure
Vana Dani nana Kora vaka mwedzwa nenyika hokoyo na Nero tava padyo ne Canani famba chilomana na mukoma Paul Madzore ini ndino nzwa kuti tasvika
Ndinoteerera VaMadzore everyday
More fire
These songs, instils more fire to the struggle.
This song gives more strength guys Nero nayo hondo handeyi nayo
Uyu anoendesa Hondo mberi
Makanyanya mkoma Paurosi Madzore rambai makashinga baba
Thanks boss madzore makanyanya big thanks you
Baba Madzore makakosha ..u are the best
Ngaapinde hake mukomana ❤❤
Mr Madzore the big Boss
Chakanyanya Ichi handei CCC Paul ndikoko
Excellent
You s gifted vamadzore brave man totenda chose
We are motivated for change. I wish to make contributions to the cause. How do I do it
Me too. I believe there is a new website for donations. We need to fund this good man , because zanu pf have failed the people badly.
Well-done baba
PAUL CCC WOYE!!!!!! WOYEEEEE!!!!!!!! PAMBERI MBERI MBERI MBERIIII NE C C C HUYA HANDEEEE NE CCC!!!!!!!!!! +!!!!!!!!!
Mashai ehurombo kutiza pane ruzhinji nekuda kwe mari shame Welshman Ncube naTendai Biti ( political prostitutes) shame on you with your Thabangu , Zimbabweans have suffered enough
Pamberi ne ccc. ☝💛
Chamisa weduuuu love you baba wenyikà
Nice song kushinga mberi
Ccc pamberi ,mayouth this time is your chance ,bhora musango
Ndachema hangu you voice bro
On the 23 of August we are crusfying Judas and release Jesus to lead Amandla
Nice song cde
Thank you Paul Nadzore
It looks like Chamisa is already enjoying being the President more than the current president
Faith
😂😂😂 we luv him dman is kak
Haabatsiri chamisa akuruza
Hes ryt cause nou we dnt hve president
Real President is him for sure
Guys if become a war let be tiri kurarama upenyu unorwadzwa tiri munyika yedu what is democracy
Kushinga mberi
Hatishingei
Pasi nemhandu
Paul Madzore Chibaba icho
Paul Madzore ndoda newe
😢 Misodzi inodonha yega kunesu vakapfuura nepaChimuremga cherusununguko
Aluta...
☀️☀️☀️
If we don't get change in Zimbabwe I will go to hell
Apo mukurru
Iri ibhuru
classic
💃💃💃💃💃
👃👃
Well done 🏃🏃
Chakanyanya Ichi handei CCC Paul ndikoko