Unoziva here kuti Mwari anokuda? Jesu Kristu Mwanakomana waMwari uye ndiMwari. Jesu akafira zvitadzo zvedu uye akamuka zvakare. Ani naani anotenda muna Jesu Kristu achava noupenyu husingaperi. Tenda muna Ishe Jesu Kristu kuti uwane hupenyu husingaperi kudenga. Johani 3:16

My 4 year old was singing along to this achitamba and mama here had no idea there was such a good song from mamaland......thanx now I play it daily and my son comes to mind. Good tune!
This is one of the best remixes ever produced in Zim 🎉 Shout out to everyone who put in their best efforts on this one, can't compare..everyone brought their A game😊
I'm here till I find the one, I'll 😊 come back and make her listen to this song...will tell my kids how it all played out😊... heavy song.....the melodies are just amazing, the lyrics...I can go on
l am leaving this comment so that when someone likes it l will come back and listen again to this masterpiece🔥🔥
dzoka Sama kk
@@rejoicedenhere3854 l am back😆
Dzoka zvakare, this is good don't miss this master piece ❤
Andisiye dzitori number 😂
Iweee
Those who are here for bagga n K chaps lets gather her
Wre here
Bagga n chaps 🔥🔥
to be honest haaaa team mese makasota chikoti rambai makadaro lovely
Kae chaps
Bagga 😢😢😢😢 ndachema zvangu 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
uyu wamunoti Kae Chaps haana kuchipa manzwa if you are here for him tap a like 2024
Chibaba icho
hwinza akapedza apa
Unoziva here kuti Mwari anokuda? Jesu Kristu Mwanakomana waMwari uye ndiMwari. Jesu akafira zvitadzo zvedu uye akamuka zvakare. Ani naani anotenda muna Jesu Kristu achava noupenyu husingaperi. Tenda muna Ishe Jesu Kristu kuti uwane hupenyu husingaperi kudenga. Johani 3:16
Zimbabwe yakunakidza pa music well-done to all artist u are superstars
Thank you❤❤❤❤😂hantyka ukutaura neniwo ipapo😅😅
You can say that again
Ndikunakira ndiri pa Glasgow. UK baba
2 December 2024 camped here. Each time someone likes this comment I will come back to vibe 💃
Hwinza akagona button >>>>>>>
akauraaaayaaaa
Last haaaa Hwiiiinnnzzaaaa his voice+energy+deep shona lyrics🔥🔥🔥🔥🔥
Haunyepi Hwinza abva avharisa
🎉🎉🎉
uchaiswa chigunwe🤣🤣🤣
The guy who sang in Ndebele did it for me. That was fire
Calvin Mangena❤
Calvin Mangena is good
My homeboy Calvin Mangena
Absolutely epic!! Calvin apedza maSports!!
Incredible talent 🙌
Chad Chellart mupeyi mukombe angorova riri track... ukazofunga kundisiya wandiuraya🎉🎉🎉 every like I came back again to this gem
UYOOO WAMUNOTI BAGGA HAA MUCHINDA MUHOMBE ZVEKUTAURA TWAKAWANDA HATIDI ZVEDU ZIVAI CHTE KUTI MUKURU MUKURU
King bagga😊
Why is gonz left out?
You're right!
Imhondoro chipo chokuzvarwa nacho
Akanyanya munhu uyu
Here for BAGGA WERAGGA ,,, " Dakuziva zvawakandidira bcz moyo wakandibira, ndinewe ndendaka ndakachilla , kana ndichirwara ndo healer" 🙌😭😭😭,🔥🔥🔥🐐
Unondida wakanditeya 😂
Maihwe, you don't even want to know what I was singing 😂😂😂.
Thank you!
I don't knoe zita remuface we juzi but akauraya anogona
@@rufarochipayimphambela3155 ndiye Bagga wacho.
Tukaz kwese uriko kubva kuIG kusvika nekuno hama😂😂😂
That first verse from Chillmaster is underated 🔥🔥
honestly it is underrated
Very😢
Those here for Calvin Mangena. Show with likes
Ndeupi iyeye Calvin?
Mumwe achangoti bagga bvaati zii💀💀💥💥💥💥💯
@travistom3776 the one singing in Ndebele
His voice is 🔥 l thought it was the blaq diamond
Same here @@lindadube4573
Those who have this song on repeat let’s gather here 💯
And all the good singers together 💃🏾💃🏾💃🏾💃🏾
Ukazofunga kundisiya wandiuraya verse is underrated mhani😍😍❤️❤️❤️❤️❤️🥹🥹🥹🥹🎉🎉🎉🎉
My favourite...
Those who support Bagga, let's mark the register ✅🔥
Tiripo
President agh present😂
❤
@@angloitemanjeese8832❤
Bagga weRagga💯💯👌
Bagga naHwinza vange vakacharger battery full 💯
Mface mudhafu akapenga hasi right he is international level
Bagga akadyarira munhu wese pasi kunge mbeu🔥🙆🏽♂️🙆🏽♂️🙆🏽♂️
Hwinza🔥
Kunge Winky d muHarare gardens 😂
facts
@@SirDon33 which one is Bragga pa ma artist ari pa song iyi
@@sir_kay the one who came second
Those who support Zim music, let’s mark the register ❤️
Here for the Ndebele King
Mangena keep pushing bro siyaziqhenya ngawe
Munozongoliker comment yangu ndadarika nepano Chaps,Bagga, Hwinza 🔥🔥🔥🔥🔥
Those who are here for hwinza lets mark the register
Tiripo😊
Muhombe line raapinda naro ummmm😂
Muhombe
Tiripano
daddy maintainer
Let's gather here for Chad Chellart...kubvira kuti bvrrrrrrrrrr 🔥 🔥 🔥
Bagga une hunhu hweGentle magic anopedza masports😭🔥🤞🏿
😂🔥🔥🔥🔥🔥🔥
broo🤣🤣🤣🤣🤣
😅😅😅
Its hotter ❤
Kunyara but bagga wacho ndeupi
Ahyewa ahyewa whinza whinza akatiza nechimuti apa
Gara apa.. gara wakaka matenda panaapa...hapana mumwe anotonhodza hana... kunze kwako iwe nevana ava..❤
KSG di don ,Kae chaps ,Hwinza and Bagga fans thumbs up 👍 😊❤NB vese vakagona havo😊
Unoziva here kuti Mwari anokuda? Jesu Kristu Mwanakomana waMwari uye ndiMwari. Jesu akafira zvitadzo zvedu uye akamuka zvakare. Ani naani anotenda muna Jesu Kristu achava noupenyu husingaperi. Tenda muna Ishe Jesu Kristu kuti uwane hupenyu husingaperi kudenga. Johani 3:16
Haa ndinonzwa moyo wangu kufara ndichiona Baba Lula Chimentainter vachi maintainer status.....masports makapedza henyu apa kana mazimbabwean akupupura, takabva Kure tichiterera Nzawi uyu🎉congrats baba Lula
The last guy is hot horayt Amana listen very careful ah...
True akagona
Bagga 🔥&Kae chaps 🔥
Everyone gather here for Bagga
@@Prolific_me which one is Bragga pa ma artist ari pa song iyi
Akaimba second verse, ane orange Jersey nema shades @@sir_kay
@MemoryMazhiriri thanks lots Memo😘
From Kenya 🇰🇪 , i don't understand the language(s) but it's a hit in my world 🔥🔥🔥
if yu are loving the choral just put a like
Mafans aChad Chellart hit the like button 🔥🔥🔥
hesi iwe
@@anotidaishechapisa hesi urisei
booo n u
Chad to do world 🔥🔥🔥
January 2025 anyone ❤
Happy happy new year 🎉🎉
I'm here toendepi isu tinenharo nemujolo😅
Kae Chaps ozvipamha.. anechipo muimbi uyu🔥🦾🙌🏾
Unoziva here kuti Mwari anokuda? Jesu Kristu Mwanakomana waMwari uye ndiMwari. Jesu akafira zvitadzo zvedu uye akamuka zvakare. Ani naani anotenda muna Jesu Kristu achava noupenyu husingaperi. Tenda muna Ishe Jesu Kristu kuti uwane hupenyu husingaperi kudenga. Johani 3:16
U right ... He is the best ❤❤❤❤ ndoda titaure takalaxer 🎉🎉🎉 wat a sweet verse
Chillmaster killed man
Bagga 🔥🔥🔥Shuu
KSG Dion❤❤❤❤
Chill Master all the way
mufes uyo wekut UKAZOFUNGQ KNDISIYA HAA ZVAZVINHU .CHOPEDZA BHORA🤩🤩🤩🤩🤭
Hmmm magetsi kani
He nailed it
Mmm he killed it
Inzwaiwo toung twisting yaBagga gyz haaa kna wainzwawo isa like ndizive kut tiri pamwe hre
Haaa kakudya,hanzi dakuzhiya zhawakandidira 😂❤
Kkkk yaaah kakuruma mazino so
😊
😂😂😂😂🎉@@tanyaradzwamakasho-hs4xg
Bagggggggaa
those who support KSG DI DON gather here
Tiripo
🖐️❤✋
Best producer currently in Zim
❤❤❤
Guys shuwa l wanna know everyone here😊
Real talent.. sending love from Botswana
Team rakabata basa iri ..hapana wandrikushora
I'm with you vese vakabata
Haaaaaa vese zvavo vakabata
Very true
Pakashandwa ❤
Handinzwe hangu Ndebele but uyo we Ndebele auraya, wapedxa bro
Akapedzera
Calvin mangena 😂
Akapedza zvake mukomana
Yes my thoughts as well
bahasa naon mang
This song is timeless. Who is here 2024
Haaa Chillmaster muhombe
Chill master voice rake my 1 zvaJah🤞verse rake ummmmmm rinodawo malikes please
ko uyo mudhafu anonzi ani haaa anogona🎉
Chad chellart
I second you
Apa akauraya
Akapedza uyu
@@gillianmunaki9260 ndiri kubva kutik tok haaaaah in love with the voice
Ndebele princee vakuruu🔥🔥🔥
Bagga fans isai like apo 🔥🔥🔥
My 4 year old was singing along to this achitamba and mama here had no idea there was such a good song from mamaland......thanx now I play it daily and my son comes to mind. Good tune!
This is one of the best remixes ever produced in Zim 🎉 Shout out to everyone who put in their best efforts on this one, can't compare..everyone brought their A game😊
Hwinza entrance it’s something else 🎉🎉🎉
He is the goat
Ndoda undiudze zvese asi handide zvawakaudza vamwe vese🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Haaaaa boys Hwinza amusi kumufeela imi pa4:44
He is so unique anonakidza
Uyu anotapira nzahwi
Hwinza wacho ndeupi nhy dakuzivao
Ndeupi wacho anonzi Hwinza
Kae chaps moto🔥
Bagga's body language❤🎉Calvin Mangena uyibambe lapho bhudi. You blend in so well with Ndebele verses🎉🎉❤❤
Hwinza akapaita loud🔊🔥🔥🔥🔥🔥
Nzahwi ma1 ndatiii
Those who support Chillmaster let's mark the register✅🔥
❤
I'm from my malawi🇲🇼 and Zimbabwe 🇿🇼 I love this song I dnt understand the whole language 😊
Those who are here for Chad chellart let's gather here 💪💪
came here for Chad too all the way from Kwekwe
Is he the fat guy with green and white stripes
I love all of them but if I have to choose one I would choose the second guy when he say moyo wakadibira and also ring on your finger
Came here for chad too all the way from lesotho ❤❤️🔥❤️🔥❤️🔥
Chad ❤
Bagga
Hwinza 🔥🔥🔥🔥
Nyararai henyu muchiita semusina kunzwa zim dermaco akarova last verse😎
Hwinza is underrated ...verse rake 🔥
Dhumebhi 🗣️🎤✅
That guy akaimba nendex was world class sounded like 100 percent SA singer blaq diamond 💎 chaiyo ❤❤❤❤❤❤❤
❤
Those who play this song evry day lets gather here❤❤
Those who are here for kae chaps let's gather
That's true
I'm here
Vanogona
Kae Chaps akapedzera
❤❤❤
Chad Chellart fans from Kwekwe like like 👍🏽
Thumbs up paKwekwe apo
Chad muhombe
I'm here till I find the one, I'll 😊 come back and make her listen to this song...will tell my kids how it all played out😊... heavy song.....the melodies are just amazing, the lyrics...I can go on
Gevha President 🔥
Approved here in south africa 🇿🇦
✅
Chillmaster ⚠️ ⚠️ ⚠️ bad combination 😊😊😊
Panguva ye zimdancehall kwakanetsa ma medley ana levels nana PTK , nguva ye zimhiphop kukunetsa ma remix a uncle 🙌🏿🔥
Uyu mufesi we verse rekuti, seiko pauri ndichinyanya kufealer high
Handiwanzi kuperera murudo zvekudai.
Anonzani uyu akapedza
Mr Konscious
My favorite of them all yooh🔥🔥
Trust me T Gonz aachidiwa apa
Yes also holly and jt
Wangu holy na jt vekuita ipapa@@PatriceLewis-in8sj
U see pabhaizika apa....
Ha verse Ra Gonzi ma1 riye
Nhay nhay wakamusiirei
KSG BUTTON >>>>
Tha Don🔥🔥🔥
KSG akapedza
Anopedza
Ndiye baba wavo
Chibaba ksg
Rudo rwawandisa muhana handizive rumwe ndichaisa pai😍😍😍🎈
🎉
Those who play this song daily gather here❤
We're here dear 😊
The first guy is the best scene and bars and visuals, he nailed it 👌
Anonzani first guy.
Chillmaster
best ndiye akatobata song
vangani vaka believer murudo after listening to this song
With love from Jamaica. Tinoti gala wandiuja zhesheeee
Haaa amana chill master fans lets gather here makamaster chinhj ichi 🎉🎉Chillmaster music to the world❤
weldone Shelton & Tynash ,keep it up sunshine records from way back before zimdancehall
EISH EISH EISH , Bagga , Kae Chaps , KSG , Mr Konscious💥💥💥💥🫡
Why we not talking about calvin's verse
I mean bagga🔥 kae chaps🔥,hwinza 🔥chillmaster🔥 they understood e task 📌
Yaaaah makabata ngoma ......❤❤❤❤❤❤❤❤❤ those who coming Facebook gather here 🎉🎉
Ndunge akapotsa akanganisa song uyo paisada zveku deedzera chigunwe apa
I thought so as well..
Just came here for Chaps
Intro yacho ka, I'm in love shem❤ndoda undiudze zvese zvausina kumboudza vamwe vese
Im here 4 Mr Konscious 🎉🎉
Chellart family let's represent our Supa Star💯🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥To di blodclaaaaat World 🌎✊🏽🔥🔥
handidi kuzodzoka pano neheart break story----heart felt💕💯ndobva ubve nemaAnswer...makes the love safe 👌Inzwaaaa "unomira neniiiiiii................"
Handinyatsogona ndebele hangu but mface wendebele uyu isigonile
As Kae Chaps,Bagga nation we approve this masterpiece 🎉
Dakuziva zvawakandiraaaaa .....becz moyo wakandibiira ...ndinewe....mmmm bagga .....bagga master❤
Uyu anonzi Bagga anogona uyo. Put your shades on bro coz the future is so bright for you. Much love from🇺🇲
Bagga effortlessly carried the song baba..chogona icho
THOSE FOR KAE CHAPS🔥🔥🔥🔥🧨CAN WE MAKE A QUEUE❤🔥
Isu magevhakadzi we're here for gevha🤭🤭❤❤❤🔥🔥
TichiGevhenura nekuRagganura
🎉🎉🎉I didn't know uCalvin Mangena ngzoku follow 💪💖 you're guys got nice voices
Kae chaps , hwinza and bagga
Hwinza kani mhayi🔥🔥🔥🔥
😂😂😂😂akarova zvekuti maiwee
Akaipaaaaa