ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Iyi nyaya iyi maonero angu ngozi ndeyekunyepa ngozi inofanirwa kunorwadza kwakauraiwa munhu kwete kugara pamuroora aaaah zvakaitika kupi pane ari kunyepera vanhu apo
Karanganda manga manonoka, nyaya tatenge tainzwira panext door/channel. Ndatomboedza kukumirirai asi curiosity killed the cat😊
Isu hatikwate ku next-door.. Tunomirira fresh food from here.. Karagandans🎉🎉🎉
😂😂takafanana
Isu kwedu kuMasvingo tinongofa tichirova. Manicaland munhu wese anomuka chipoko
Mainini is very fluent in her narration
Charisi akabikwa nemukadzi wake uyu😂😂😂😂😂😂 zvaarikutaura nezvaaka taura zvatosiyana
Zvakaoma ufunge
Imagine I'm surprised machinjiro acho so,zvinoratidza kt pane zvirikuitika
Mkadzi wacho akangwarisa
Kakangwarisa vanoda kuuya paneumwe vanenyaya ava
Hmmm ngozi suspect iyi😅😅
Murume nemkadzi pane tsotsi
Thank you 💕 ne newz
Uyu mudzimu ndewe chokwadi here,ko ivo Sekuru vanoverenga tsamba yakanyorwa nomudzimu ,aah, mudzimu wacho yooh
Karanganda tv 🎉❤❤❤
Karanganda TV for everyone 🎉🎉🎉🎉
Sheedzai Mukotsanjera, zvimishonga zvawo zvavaurikushandisa vachivhara vhara
Mai ava vakangwarisa yuwiiiiii vanotaurisa shemHavaimbotadza kuuraya maiguru kana kudyisa murume ummmm she is too fast
Ko sei mambo vasina kuti mai vaite fast forward nenyaya yako? More than 20 mins vachingotaura
Kusaziva Mwari kufa chaiko
Ndezvekunyepa izvi musatitambise manzwa imbwa dzevanhu kutsvanga Mari nenzira isiriyo tichakusungisai rimwe zuva
Plz takuda next ycho
Mambo vanhu vemadhuku machena ngavapote vachibvisa ma doek ayo mudare ,anenge akasungirirwa tumatombo kuvhara nyaya
Yesesssssss mai vakangwarangwanduka avo nxaa 🚮🚮🚮
Hamudi kuparikwa asi ndimi mauya panemumwe. Moponda to eliminate the competion. Shame on you😢
Karanganda for the pipo❤😂😂😂😂😂
Iwe mdara dare raivako Saturday, nezuro Sunday kwakuswera usina chawaunza pano, be serious nebasa
😂😂😂😂
😂😂😂
Mudzimu wakambonyora tsamba kupi kkkk
Ko mwana wamainini usapindira nhau dzevabereki
Nyaya yekuuraya munhu haibvumike zvekumhanya
True. Tazviona kakawanda pano. Hakuna anobvuma umhondi
Mudzimu wakati ndinoda kuti ndibude pauri kuti ndizivikanwe mainini vakangwarisa
Midzimu unonyora tsamba 😂😂😂
Karanganda TV
Yeah nyaya yedu yadzoka
Mudzimu uyu ndowokunyepa uyu
mombe dzakavapa vana ndedzekupa vana kwete kut vakaripa ngozi
Tambomirira kubva zuro ...ndatozoti pamwe mamusiko ta nge takukwata ku bext
Kutsvaga mari uku
Waivepo here? Kuti chuuu. Sofa rese kuti dhesheee
😂😂😂😂😂
Iii kuManyika handidi zvangu
😂😂😂 ko masvingo nematoko?
Imi mai imi FACK OFF ,hamugone kumbonyarara here?Tongai murume wenyu kumba kwenyu mhani munojairira stereki
17 minutes + vachirondedzera zvavo amai
Apa hapana chokwadi Ngozi haibude pamuro ora mutorwa Dai yakabuda Kana pamyzukuru
Zvinoitika hayi
Zvinoitika ,, because vanenge vachitsipika.
Wapenyu warikutonga wakafa Mwari ngaatibatsire tinzwisise mabasa a satan
Vakadzi tiregererei padrama kuvhura ziso
Imi nyaya iyi ma1 kungonyararawo hedu
@@TrishTimburwa yakagadzirwa kaa
Kuti I nhema here
Dai ainyepa baba avo vaigoudzirwei madzibaba zvisati zvaita zvabuda Moti drama but vakayambirwa Ava
Traditional courts can easily be used to harass other people
But they also help many. Hamusati mambourayirwa munhu mumusha. Varoyi havatendi vanoramba chero zvavanoziva.
Kuita kuwetsa maziziso ngozi dzekunyepa idzi 😂😂😂😂😂😂😂
Hiiiii musadero imi
Usadaro dear svika kumba uzvionere
Dai maiziva kurwadza kunoita kugariwa maisadaro
Musadaro hama, hakawana hama hachisekwi.
Hazvisati zvauya side rekwenyu
Ngavaende kwasekuru
Iyi nyaya iyi maonero angu ngozi ndeyekunyepa ngozi inofanirwa kunorwadza kwakauraiwa munhu kwete kugara pamuroora aaaah zvakaitika kupi pane ari kunyepera vanhu apo
Karanganda manga manonoka, nyaya tatenge tainzwira panext door/channel. Ndatomboedza kukumirirai asi curiosity killed the cat😊
Isu hatikwate ku next-door.. Tunomirira fresh food from here.. Karagandans🎉🎉🎉
😂😂takafanana
Isu kwedu kuMasvingo tinongofa tichirova. Manicaland munhu wese anomuka chipoko
Mainini is very fluent in her narration
Charisi akabikwa nemukadzi wake uyu😂😂😂😂😂😂 zvaarikutaura nezvaaka taura zvatosiyana
Zvakaoma ufunge
Imagine I'm surprised machinjiro acho so,zvinoratidza kt pane zvirikuitika
Mkadzi wacho akangwarisa
Kakangwarisa vanoda kuuya paneumwe vanenyaya ava
Hmmm ngozi suspect iyi😅😅
Murume nemkadzi pane tsotsi
Thank you 💕 ne newz
Uyu mudzimu ndewe chokwadi here,ko ivo Sekuru vanoverenga tsamba yakanyorwa nomudzimu ,aah, mudzimu wacho yooh
Karanganda tv 🎉❤❤❤
Karanganda TV for everyone 🎉🎉🎉🎉
Sheedzai Mukotsanjera, zvimishonga zvawo zvavaurikushandisa vachivhara vhara
Mai ava vakangwarisa yuwiiiiii vanotaurisa shem
Havaimbotadza kuuraya maiguru kana kudyisa murume ummmm she is too fast