Obert is the type of guy ane cash,a bit more stable than fatso but haanyengerere.Ukamunyima bota relationship yatova kudhara. Type yekuti Pamela anoziva kuti akandiroora ndapinda but pana Obert Pamela haasi ega.Pane kacompetition. Bro Fatso iback up plan.Kuti zvikadhakwa uko handipotse.Though he is understanding and a good person pacash makwikwi.He doesn't compare to Obert asi ane focus,love and commitment. Ana Fatso vakawanda panyika.Vamwe vatozosvika pakuzviuraya nemaheartbreak. Vasikana,vakadzi.ityai Mwari first.
Big up prophet Ryan what you are doing is good .ladies stop using vanhu vevanhu.Mhepo zvadzimoita Soo kuiona munhu ari serious nekuda kukuroora nezvauri kwave kumuita stupid.Thank God zvaiwana ngwarati.I wish all the guys are clever like Fatso
Kana rudo rwuriko, saka rudo anochemei?. You are doing great job ryan. NO TO CHEATING
😂😂😂😂😂😂😂 confidence dza prophet is on another level
As I'm looking in the realm sheberekedia 🤣🤣🤣🤣 prophet Ryan
Wasiririra shekede😂😂😂😂
One day uchamuka wavhura church iwew 🤣🤣
#do i know you , do you know me🔥🔥🔥🔥
Obert is the type of guy ane cash,a bit more stable than fatso but haanyengerere.Ukamunyima bota relationship yatova kudhara. Type yekuti Pamela anoziva kuti akandiroora ndapinda but pana Obert Pamela haasi ega.Pane kacompetition.
Bro Fatso iback up plan.Kuti zvikadhakwa uko handipotse.Though he is understanding and a good person pacash makwikwi.He doesn't compare to Obert asi ane focus,love and commitment.
Ana Fatso vakawanda panyika.Vamwe vatozosvika pakuzviuraya nemaheartbreak.
Vasikana,vakadzi.ityai Mwari first.
Chero vakoma varume uri Kuti ahuna mukadzi womitisa mwana we vanhu womuramba futi varume ityai mwari
Kkkkkk 7 months uchinyimwa bota richidyiwa na Obidza hahahaha mujolo zvirinani kusiya
Chitonotora Mari utenge Honda fit wangu ...,😂😂😂😂 Kana kuita project yehuku ...
Kkkk mujolo ama 2000 never disappoint 🙌
Wangu sawara be strong, ndakasangana nazvo
Apa confidence dzaFatso hanzi kana handiite heartbreak
King Ryan ndiitirei plan ndirorwe hangu na fatso uyo😂😂
Tiri kutoshaya vakomana vakaita safatso vano understander .vamwe vaskana vachitamba navo eish...wish you the best farai
Hari dzinowira kusina mapudzi😂💔
Ryan ipa mwana number dzafatso
Thank you so much its not it
But iyo mari yakazotanga kuchengeteswa babe rinhi my foot 🤣🤣🤣🤣
Bvunzawo don't trust these dogs forever 😅😂😂😂
Kkkkkkkk king 👑 ma1 chaiwo mwana akatobata mari yeroora haaa mweya wetsvina chaiwo
Taura hako shavi renhamo
Ryan unoganza zvako🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Gumbo mufarai gumbo mu Obert
🤣🤣🤣🤣🤣king pandimi makazozvinyanya naye Pamela aitadza kunzwawo kuti hakuna ndimi dzakadero
Zvirinani kutenga honda fit woisa pa road zvako than hondo fit yaidyisa bota na Obidza😂😂😂😂
I think Heart break inorwadza shame😂😂😂😂😂
Word rekuti bota ngarichirambidzwa muZimbabwe..harichayita
I had to subscribe
Its been some time l see your notifications king Ryan bt didnt know kt this show inotonakidza kkkk , ndabva ndangoisa my subscribe kt ndisajambwe kkkk
Thank u so much u highly appreciated
@@kingryan_Official keep it up my brother show inovaraidza
😂😂mjolo pandemic muchati joiner kubhora kkkkk
Bt Ryan hapanawo vanombowirirana here cz ukuposter varikungorambana chete😊😊😊
Manhanga anowira kusina hari ndazozviona nhasi
Vhura project wangu😢😢😢😅😅😅😅😅😅😅😅
Heartbreak your lung in profet's voice😂😂😂😂
Ambonzi don’t trust even me,,,akudururura😂😂😂😂
Shegede here Ryan tsiurika iwe😅
Haaaaa you are the real gentleman wngu ummmmm the way you handle this issue I surrender
Ryan Ryan Ryan ……how many times dd l call you😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Prophet Ryan mucharohwa imi
Don't worry Family ne @Sama VIP Protection ndiri safe
Shegede 😂😂 hakuna ndimi dzakadai Ryan
Chi game chachona chechiporofita wakachi master Ryan Shengedhe! 😂😂😂😂😂
Gumbo mu Farayi Gumbo mu Obert 😂😂😂😂
Shegede here nhai Ryan 🤣🤣🤣🤣🤣ndabvuma hangu kuti unotopenga iwe kkkk but great work
Kkkkkk l thought ndazvinzwa ndegaa
Ryan chibaba 👊👊👊 chingovhura Sowe 😂😂😂😂😂
Gumbo muna Farai gumbo muba Obert 😂😂😂
Kkkk hanzi kamuchemero kaakaita haambondirarire nebhutsu....farai mainyimwa bhurugwa muchinzi mirirai svitsa.....vakadzi imhata
Prophet I don’t know you , you don’t know me kwaaaaaa 😂😂😂😂 hanzi tsomtsom your legs kkkkkk rororororo hamenhiii
This guy is something else - no sex b4 marriage from some who has been pregnant already!
Kkkkkkkkkkk hanzii apaaa waindinyima bota uchitii no sex before marriage kkkkkkkkkkkk 1500 enda unovhuraa hardware wangu 🤣🤣🤣
Amen prophet ryan 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Unodaku mamisiwa iwe bhangu
Vanhu 2 vakatumwa namwari Ryan na tishashe makatumwa namwari
True ende vanozvigona 🤣🤣
Ndachema zvangu 🙌 sherebhedhiya kkkk bota no b4 marriage kkk gumbo my obert gumbo mufarai ndaseka kkkkk
But why vanhu vachirudunuka to a stranger just like that over the phone
They don't call me Prophet for nothing 💔😂😂😂 unototi ubude musaga chete😂
Umwe munhu anenge achiti shaya we kuudza Saka ototi andibvira nepi hake auya kuzondibatsira kusazaziva zviri mberi vanhu vakatakura mukurarama umu umwe ano totya kuudza hama kana waanoziva zvonzi vanondi Seka ndozvimwe zvozopa kudaro semusikana uyu akatoremerwa ne hupenyu
Ryn ndimi dzako idzo shegede kkkk
Kkkk abafazi ngobu thanda ukukholelwa kuma profita hayi yingakho bedliwa izimali
Because after marriage Obert aizongoramba achidya bota kkkk
Go deeper prophet
Tora Mari yako wangu utoitazvimwe, ndozvavari vasikana ini ndakapinda nemoo
I love the way you say the truth uri mharapatsetse kkkk
🤣🤣🤣🤣🤣 Ryan Ryan tsiurika iwe 🤣
Run oooo
NaOrbert takavhura project yeNguruve😂😂😂😂😂😂
Uri sasikamu Pamela Dai uri hama yangu ndakurova
Musikana anochema hke uyu 😂😂😂😂
Prophet makapenga ko kudhara ndaidii kuona channel iyi
Haaa wangu one day uchadamburwa musoro mira zvako uwone. Kkkkk
Prophet Ryan hamuna denga ramuri kupinda
😅😅😅 KingRyan uchatongwa namwari iwe😅😅😅😅
Unotopenga chete iwewe kuchengetesa musikana Mari yekuroora yakawanda kudaro.Mwana wamaivako hre
Ngaasadaro babe uyu
Shekeberekedhiya shegede for me🤣🤣🤣🤣
Reporting as it is written in the heaven😂😂💔
@@kingryan_Official 🤣🤣🤣
Vanhu vachazvisungirira nawo king Ryan
😂😂😂😂shegedeee hv we met bfr kkkk prophet 😂
Vhenekai papa 😅😅😅😅 THAT'S NOT IT.😂😂😂😂
That's not it💔😂😂
THAT'S NO IT 😂
Hoyoooo king
Ko king video rebabe randaona kuFacebook kwenyu haripo wani makuzvifambisa sei? Pliz isa kwese ti balanzise 😅
Will upload it tomorrow
Pakaipa asi Anonzwisa tsitsi Musikana uyu
Big up prophet Ryan what you are doing is good .ladies stop using vanhu vevanhu.Mhepo zvadzimoita Soo kuiona munhu ari serious nekuda kukuroora nezvauri kwave kumuita stupid.Thank God zvaiwana ngwarati.I wish all the guys are clever like Fatso
Mjolo uyanyisa
Hoyoooooo prophet Ryan 🤣🤣🤣🤣🤣
That's not it 💔
Nhayi Ryan....iri idrama iskit or it's real zvirikutoitika here izvii.....urikugadzira nyika my brther keep it up
Munhu wamwari wacho 😂hahaha in I’m Fatso ndombono svirawo ndosiya😂
😂😂😂😂 kuzvisimbisa hanzii machenero unonyura
Mjolo pandemic 😂😂😂😂😂
Prophet Ryan kwaaaaaaa
Akapihwa here 1500? I need closure.
Ko kuzoti babe 😓 eix
😂😂😂 RYAN HAHAHAHA
Kkkkkkkk Ryan ka ita mushe , hanzi do you know me
Fatso huya ndikupe ex wangu akavimbimbika zvake mwana iyeye siyana nemharapatsetsetse iddzo
Kuchema nhema ungarare nemunhu asirikukuchengetesa Mari uchirambira munhu adakukubvisira mari
Mapudzi anowira pasina hari
Taura hako iwe
Handisati ndapedza kutarisa but kudanana nemusikana ayimbodanana nevarume vevanhu kupedza nguva
That's not it mhani💔😂😂😂 mweya wakanditaurira kudaro futi
@@kingryan_Official 😂😂😂ngatimbodaro 😂
Akusisina 1500 yakatodyiwa ndozvaari kuchema
Apererwa zvke mujaya🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Pamela 😂😂😂😂 Dangerous
Ichho you mean our name king
Tangai project chibaba kkkk
😂😂😂😂hv we met be4...
Usazovhura church iwe
😂😂🤣🤣🤣😅Hahaha that's not it mhani Prophet Amana Musadaroo Imiii munozvitireiko
That's not it mhani😂😂😂😂
@@kingryan_Official kkkkk
Paipa kana padai
Heartbreak ichabreaker heart, lungs and legs 😅🤣
🤣🤣🤣🤣
This generation 💔😂
🤣 🤣 🤣 Sazodaro
Shegede kkkkkk church ine mweya iyi 😅😅😅😅
Ngaaende mberi ne chihure
Gumbo mufarai gumbo mu obet😂😂😂😂😂
Prophet Ryan kkkkkkkk haaaaa uuuuummmmm Shegede boysssss.... Unondiitira Ryan. No to Cheating
Iwe Ryan hanzi mhepo dzekuteerwa nevarume vevanhu
But Pamela Why?!!!!!
Enda unotora mari yako zvako Farai
Kkkkkk haya Ryan Ryan its not iziii lol
Mwari vanhu venyu mukuvaona ka pastor vapi vanoti tsom tsom kkkkk ah zvakaoma
Rororoooo ah