ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Zverudo muchazviregaaaaa 😂😂😂 madzibaba wept 😂😂😂😂😂😂😂😂
Hokoyo na Samanyika. I didn't know he is Samaz until arambwa. Uchanamatirwa mafara chisi.But vanochemei ivo vaine 3 vese.Eish, vari kutochema serious amana 🙆🏿♀️
Madzibaba handiti imi manga muchidhumanisa.Saka hapana😂😂😂😂.aah zvakawoma.Mafara usadya mari yamadzibaba 😂😂😂😂.Pakashata shuwa
King Ryan i think you should engage vanhu vecounselling. one day unobura hombe
Madzibaba Sorry ,Mjolo is not for the weak
King Ryan uchauraye vanhu nge heart attach... apa unenge uchida kuseka futi 🤣🤣🤣🤣
Madzibaba dzokerai, kwaMutare mu Harare hamusi safe dzokai Kanyi.!
Kkkk madzibaba ,,,,ndivasu akakwana
Mupostori achema kkkkki 😂😂😂 haa Gambi vadhara sure
Piwai mari yenyu madzibaba, King Ryan you're doing well, vanhu muchipfidza
😂😂😂😂madzibaba vachema ndaseka nhasi kk
Vakuchemei vane 2nd and 3rd option 😂
Get well soon madzibaba zvinowanikwa
KingRayn musadaro machemedza Madzibba ...Is this real guys kkkkk haaa Madzibaba 😭😭 Nhasi ndanakirwa haya Mjolo
Hoyoooooooo King King 👑 Mukupisa
Kkkkk anditi madzibaba mune 3 here masara ne2
Madzibaba wasu makadyiwa 😂😂😂😂😂😂
Ndanzwa tsitsi amana......madzibaba don't worry masara ne2
Madzibaba chiregai kuchema 🥵🥵😭😭😭😆😆😆
He’s a player too. Hope it’s real
😂😂😂😂😂😂piwai Mari yenyu madzibaba iiiii vakuchema ..thax king Ryan zvikubatsira
😂😂😂😂😂😂
Hantie mune 3 here madzibaba mochemei 😂😂😂😂😂😂
It is well, handiti manga muchidhumanisa 3
Madzibba Tomondai kkkkk 💔💔😭
Dzachema wena 🤣🤣🤣🤣hanzi hazvisi kundiitira musheba
😂😂😂😂😂Nikisi hazvisi kundichipiraba
Wakarge mare yangu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣Madzibaba Tomondayi
Nhasi ndazoseka pano 😂😂😂😂 madzibaba dzokerai kwa Mtare imi.
Haaaa anhu echisikana mune hutsinye kkkkk hanzi iyaa...... Ryan hanzi wairye mari yamadzibaba
Ehonde😂😂😂
Mjolo uyanyisaaaaaaaaaaaa i think love doesn't exists
😂😂😂😂Wakare mari yangu iwewe
haaa zvakaoma so far since ndaona ma skits ako eishh hapana ari kuda kuvaka den kkkkk
Eish zvinoradzwa shem
Madzibaba hant babe rinoyereswawo here 😂😂😂😂😂😂😂
Apa inhema idzi
Makaura madzibaba imi mune vamuri kuitisa
Mune utsinye maningi 😂😂😂😂😂😂
aaaaah wangu zve sliding door futy 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
King ryan muchaurayisa vanhu bp...madzibaba vatsva
Madzibaba mute uro wanjema kkkk
😂😂😂😂Ndachema nhas mai we zvangu
Mujolo pandemic will kill as hoooo 🙌🙌🙌🙌
Madzibaba vachema nemweya 🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣madzibaba vabaikana shameee but madzibaba vatiwo vane vasikana 3 saka vari kuchemei ipapa
Ummm madzibaba vazara neshungu
Madzibaba itai semunhu mukuru imi kuchema kumunhu mukuru zvozodya
😂😂😂Veduwee madzibaba vachema kunge kamwana
Tomondayi 😂😂😂 chihwitsimoyo sorry madzibaba
wakarye mari yangu!
Madzibaba hnti mune3 hre itirwaiwo aaah😂😂😂😂😂
kkkk hazviziii kundichipira ba
Tomondai zvinorevei😊
Sorry Madzibaba.Munozvinya mapositori.3 ma babe ini one arikutondinetsa! 😂😀😂😀💖💞❤️.Hearts are meant to be broken!
Ini ukanditamba iyi ndokutsvaga kusvika ndakuwana
Asi ishuwa here iyo guyz
I really feel for him, she is bad news
Madzibaba tomondai wasu akakwana
Musacheme madzibaba what about vamurikuitisa wo Mwari anokurovawo neshamhu
Madzibaba. Nemi muri pfambi 3 maivadii
Kkk mazibaba simba🙉💪
Apa Madzibaba vati vari ready kurara nebutsu vakuchema futi
kuma intro waisafana kuyenda girl that was too much agh
Kuzochema kani iwe une 3 mabhebhi
Unohwa seunotsva
😂😂😂😂😂 haaaa pakaipa pakaipa
Finish madzibaba tsvagai kumasowe uko😂😂
I felt sorry for madzibaba sorry zvenyu
Zviro izvi ngezve kunyepa izvi ndazvibata baba avo vari kunyepere kuchema
Madzibaba haiwa zvakawomaaaa😱😱
Makafanana
Message kuma gents musape vanhu mari
😂😂😂😂😂😂 ndodzokera kanyi
Madzibsba Tomondai iya🤣😂😂😂😂
Kuchemedze munhu mukuru
Madzibaba mune mavovo imi hant mune vasikana vatatu saka Itti for tati Rye to the fullest
hanzii hino ndodii😂😂
Varikuwanikwepi varume vakadai vanochemera
Tmbonai anotopenga hanzi munopenga
Huh madzibaba ndovadzokera everyday 🤣🤣🤣🤣🤣.....
ko madzibaba matadza kuzviona pamweya here izvi 😂
Wakahye zviro zvangu
Kkkkk musadaro munhu WA mwari gys
Muchaurega mjolo
Mafarachisi for me
Hanzi madzibaba murivekushaya 😂😂
Ryan tsvagira madzibaba chimwe chihwitsimoyo kkkk ❤
Makadye mari yangu zviro zvangu 😂😂😂😂
Kkk ehe vasikana vane chimuti vasati vawanikwa asi kana vazoroorwa it will turn around varume vanenge vane chimuti yave turn yavo
😂😂😂😂kwaaaa vanowanikwep nhymi varume vanochemera rudo samadzbaba ndkuvatsvakawozve😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 aah madzibaba varwadziwa ava Voda kudonha
Imi murikuwestawo time yevamwe vana vamurikudanana navo imi muchida uyu akuchemedzai...musambochema zvenyu
Madzibaba vachema chema chinowanikwa hama yangu vasikana avaperi
Madzibaba sorrie neh
😂😂😂unonzi mjolo
🤣🤣🤣🤣sorry madzibaba but ngatisadaro asikana
Kkkkkk but madzibaba vaing nevatatu wani vanofunga kt avarwdziwi er
Madzibaba kani😁😁in SA munoita hr
😂😂😂😂😂 kapain kamuinako ikako ndokanotofeela vamwe 2 vaye vamwe vaviri vamati hamunyatse kuvade vaya nemi mawanawo zvamaidawo kuitira vamwe
Madzibaba makaura hantie ndozvamukuita vamwe here kkkk
haaa crying madzibaba 😢
Zverudo muchazviregaaaaa 😂😂😂 madzibaba wept 😂😂😂😂😂😂😂😂
Hokoyo na Samanyika. I didn't know he is Samaz until arambwa. Uchanamatirwa mafara chisi.
But vanochemei ivo vaine 3 vese.
Eish, vari kutochema serious amana 🙆🏿♀️