😢😢😢😢😢friend ya tariro Mwari havasi blaz vako zvichakuwana hako chaunodyara aewa ndochaunokohwa sis uchazvidemba hako your time is coming friennd yakasindimara moyo itai mega mashamwari
You can run but you cannot hide just wait for your wages sweetness because what sow is what you reap definitely it shall not tarry but will happen right on time and kuchachemwa , vengeance inorwadza sei ?
Yoooo never ever trust a friend.but zvawakaita ku shamwari Yako cumer will come for you .haaa godo hariite rinokunda muroyi anomuka usiku.better go and conface to your friend if you want piece.and to the husband also
Maswerasei mkoma Nash nevedare,haaa hama kaa regererai zvema friends izvi.....muchazvirega ,itai seni so haaa inini...haaa in my life from school handina kumboita zvema friends izvi
Iwe weku exposer your best friend ziva kuti haufe wakatora gift yemunhu unogona.kunge wakamurambisa besty wako uyu and u will be shocked achiroorwa neumwe munhu anopfuura uya iwe wakangoti wawawa
Besty iriko but there is a devil anopfeka vanhu coz u can say handiiti friend and izvi wobva waitwa nemwana waamai vako chaiye saka i think dont expose your life to whoever
Both the jealous friend and the bride are evil. Kana munhu achida kuroorwa ngaaite zvekuroorwa kwete kuhura apa uchida marriage. The truth has a way of crawling out of the woodwork. Two devils.
Mwari vanondida ka ndinombofunga kuti ko sei ndisina Shamwari asi ukaona vana tete vanoda zvekuziva kuti muroora wavo aimboita nezveii kushaya uko zvakaoma veduwe Ummm apa ma advice aunenge uchipihwa ndeukupenga ndosaka ndichiti ndikaita problem ndinonamata Mwari vandionese nzira kwayo yelufamba nayo nekuti vanhu vanokupa ma advices akadhakwa xae😢
The friend acted like she didn’t have a past too, what if it had happened to her and roles were switched? Your are evil best friend. God will judge you
Uchafa with nothing but godo rako iroro. Kungoita busy nezvinhu zvisingakupe progress mu life, vana vevaroyi I feel sorry for you. Vanhu hamudzidzi kuti ma friends varoyi siyanayi nazvo
Saka zvawakarambisa Tariro did u get married to the husband? Uri muroi chaiye. Kana vanhu moita munyama muhupenyu moshaya kuti chii? U will reap what u sow!!!
But what I know 1 day shamwari Yako icha zviziva don't ever think that you got away with it,ma ex pane pavano mbo sangana vachi bvunzana kuti ko paya Sha chi chaka mboitika.
Iiiiiiii ndabatikana hutsinye hwao iweka muroyi chaiye haasvike apa ko zvanga zviine basa rei iye murume wake akamudefender veduweeka manje hauroorwe handichada kutopedzisa nyaya yako urisatani go to hell
Daylight witches in the name of friend ngwarirayi vanhu imi.Sis you will be served double position pasi pezuva risati raparara
Wakazowanei after that
Zvakaoma chokwadi
@@MemoryMuchakazikwa ufunge ndarwadziwa
Haaaa zvakaoma saka
Uuumm that friend my blood was boiling wn i was listening.Iwewe wakazoroorwa here after all that ?
Haaaa I believe there is no best friend is our black world. Best friend worst enemy
Chokwadi hakuna ma bestie echokwadi
I will never ever ever in my life have a friend . These confession are helping me
Lead us not into temptation and deliver us from evil men and women....... Kunze uko kwakaoma
But ivo tete zvineyi navo she should let her brother love whoever he loves no matter her past
Yeah huroi hausi wehusiku chete nhai hakuna chinonzi shamwari . Asi mirai henyu sisi mutongo wenyu uri kuuya.
Uyo haaroye masikati chete
Urimuroyi wefrend zvichakuwanawo rimwe gore sei kuita hutsinye kudaro nxaaaa uchafa usina mufaro
TTS why i dont have best friend Mashamwari ndivo vanegodo
Ndarwadziwa veduweee
Haaa chinu chinonze bf hakana I surrender zvirinani kuzvigarira wega
Hakuna chinonzi best friend.
😢😢😢😢😢friend ya tariro Mwari havasi blaz vako zvichakuwana hako chaunodyara aewa ndochaunokohwa sis uchazvidemba hako your time is coming friennd yakasindimara moyo itai mega mashamwari
In life trust nobody 💯
Kudenga Kure chokwadi, 🤞
You can run but you cannot hide just wait for your wages sweetness because what sow is what you reap definitely it shall not tarry but will happen right on time and kuchachemwa , vengeance inorwadza sei ?
Haaa zvema friend muchazvisiiya
Hakusisina shamwari kwane varoyi. Zita rekuti shamwari I ngarichingichinjwa zvaro rinhi godo
Uuumm 100 girls " ko chirwere"
Yooh better kutamba ndega 😮
Friends friends friends yoooh even my kids l told them there's no best friend in life tok with them but they're not yo friends
Thats why l do not do friends😂😂😂
5:52 🙌 friends friends friends 🙌💔 haaa
Urimuroyo chokwadi zvichakuwana
14:23 maihwwe😢 nhaiwe
Zimuroyi remunhu
#2 Ukadyara jealous, bitterness whatever...uchangokohwa izvozvo... don't worry girl...gohwo rako riri kuuya ...
2nd confession you have planted a seed goho riri kuuya
Yoooo never ever trust a friend.but zvawakaita ku shamwari Yako cumer will come for you .haaa godo hariite rinokunda muroyi anomuka usiku.better go and conface to your friend if you want piece.and to the husband also
Zvakaoma chokwadii
Maswerasei mkoma Nash nevedare,haaa hama kaa regererai zvema friends izvi.....muchazvirega ,itai seni so haaa inini...haaa in my life from school handina kumboita zvema friends izvi
Siyanai nekugwadziwa nezvisiri zvenyu,wakadana shavi reuroyi,wave kuroya
First confection God will judge you
Shamwari Uri kuuraya vana nekubvisisa vasikana nhumbu uchazvidemba zvose wakura wadii kungoroora pane kuuraya
Anenge akaromba chete
Murderer chaiye
Muroi
Ndakazviitwa izvi akuna chinonzi besty pasi pano
Moyo wako wakatooma asi mwari avapenge zvavo
Saka iwewe chi chawakawana pakudestroyer your friends marriage?. Karma is coming for you.
Kuroyahakusikubuda usiku chete even ukundokuroya kwakanyanya
Iwe weku exposer your best friend ziva kuti haufe wakatora gift yemunhu unogona.kunge wakamurambisa besty wako uyu and u will be shocked achiroorwa neumwe munhu anopfuura uya iwe wakangoti wawawa
Zimuroyi ndiwe wanzwa nxaaa
Besty iriko but there is a devil anopfeka vanhu coz u can say handiiti friend and izvi wobva waitwa nemwana waamai vako chaiye saka i think dont expose your life to whoever
Just shows hudofo.hapana chawakawana after all that.worse kana kuroorwa hauroorwi nehutsinye uyu
Haaa urimomurioi shame
Pachipamwe mkoma Nash
Panyika hapana friend ini ndingatotamba zvangu nembwa kana zvanetsa
Umm Zvakaoma Chokwadi
Hakuna chinonzi shamwari
Uri muroyi anoroya masikati machena
😂😂😂 iiiii 100 here
Kune vanhu vvanegodo shuwa
Uri muroyi mukuru,asi mwari vachakutoga hako ,nezva kaita
Hide uri zimbuya repa corner it was not yet your time wakadii kumirira tyme yako une hutsinye
Itai mafriends at your own risk
Both the jealous friend and the bride are evil. Kana munhu achida kuroorwa ngaaite zvekuroorwa kwete kuhura apa uchida marriage. The truth has a way of crawling out of the woodwork. Two devils.
Ya vese ma1 mahure rega arambwe
Haaa uyo ndiPatrisha Jack .😂😂😂 chete
Dai akaroorwa futi iwe ugomitisiwa uri muroi
Umm yeah shamwari hakuchina mukore uno munehutsinye sisi ,saka unonzwasei kana uchiona friend yako haaa Mwari avenewe kubva waroya masikati machena kudaro
Unehutsinye mwari vahakutonga
Evil Best Friend. That's why i dont trust friends be your best friend
For the way as I??that's why I don't have friend.ndopinda neyangu ndega
Munoiwanepiko moyo yekusvika pakadaro, how do you go to sleep
Hidey uyo wekunyadzisa shamwari yake uri muroyi iwe shemu hutsinye hwahwakaita dayi kwauri waita multiply by 10 muroyi nehuku dxekumba kwenyu
Mwari vanondida ka ndinombofunga kuti ko sei ndisina Shamwari asi ukaona vana tete vanoda zvekuziva kuti muroora wavo aimboita nezveii kushaya uko zvakaoma veduwe Ummm apa ma advice aunenge uchipihwa ndeukupenga ndosaka ndichiti ndikaita problem ndinonamata Mwari vandionese nzira kwayo yelufamba nayo nekuti vanhu vanokupa ma advices akadhakwa xae😢
The friend acted like she didn’t have a past too, what if it had happened to her and roles were switched? Your are evil best friend. God will judge you
Ummm ndabvuma zvangu Shamwari dzedu idzi ndiyani Satan chaiwo
Kuroya ndokuziva ini ndokwawakaita uku
Hanzi best friend.shame.ndihwo huroyi
Uchafa with nothing but godo rako iroro. Kungoita busy nezvinhu zvisingakupe progress mu life, vana vevaroyi I feel sorry for you. Vanhu hamudzidzi kuti ma friends varoyi siyanayi nazvo
Ngavanzarwo vanonyanya kudawo zvinhu munomborarireiko nevakomana vasina kukuroora chihure ka icho
I think kuenda kunotora imwe zviri nani but moti yakarasika then mototora imwe itsva kusaziva kuti kana akabatwa akaiswa maban here
Mahure anororwa jadel kumuskana yo
Haaaaaaaaada i dnt do friends
Utori kuroyi chaiye kuroya hazvirevi kubuda usiku chete muudzrkt ndozvawakaita shamwari yako
Saka zvawakarambisa Tariro did u get married to the husband? Uri muroi chaiye. Kana vanhu moita munyama muhupenyu moshaya kuti chii? U will reap what u sow!!!
The friend is evil , why act like you are perfect as well
Uri psychopath. Iwe sahwira wepamuchato. Enda uno tariswa ku mental health. Ucharamba uchingo daro.
Uri Satan chaiye zvichakuwana hako
But what I know 1 day shamwari Yako icha zviziva don't ever think that you got away with it,ma ex pane pavano mbo sangana vachi bvunzana kuti ko paya Sha chi chaka mboitika.
Chakanakira Mwari vane nguva yavo yekuti secret ibuda.wait n see.uye zvipo zvakasiyana.she will soon get married again before you
1st confesion Yu are wasting your Tym as well and chaunoita unotokohwa Yu will reap bra 100 girls unbelivable
Iiiiiiii ndabatikana hutsinye hwao iweka muroyi chaiye haasvike apa ko zvanga zviine basa rei iye murume wake akamudefender veduweeka manje hauroorwe handichada kutopedzisa nyaya yako urisatani go to hell
Iwe ndiwe muroi wekupedzisira. Saka chii chawakawana panezvese zvakaita kushamwari yako. You’re so evil.