Mkunda weutsinye ko tsitsi ungawana sei iwe uri mumiririri waSatan .Ngozi yemkadxi wawakauraya ndiyo ichakupa tsitsi Mira uone chisi hachieri musi wacharima munamato wako uyo kutamba kwamuri kuita Buda pachena nguva ichipo munoripa .
2nd confession. Yes, pachirungu its called being a psychopath. Kwete the casual way we use it but its an actual condition. Unfortunately, there is not treatment.
1st confession ps rega kuenda kuvanhu vekushandira ava uchapedzisira waromveswa ps gv you life to God by believing in the Lord Jesus Chtist repent confess yr sins to a true pastor be baptised prayer and fasting Jesus said seek ye first the kingdom of God and its righteousness and all these things will be added unto you first ugive you life to Jesus then yu r nw a Christian nekuti nw wave mwana wa Mwari only the Holy spirit of God will chase spirit we ngozi but firs kuti t unamate Mwari vachikunzwa unota ga wave mwana wa Mwari so by default of yu a child of God so will deliver you coz u r now his child
Ath nhai cc ko mur kuzvinetsereiko nhaimi hpn science apa hanty muri mwana wa satan here hamuna moyo vasikana plus musati munogona kutouraya munhu hanty makatouraya kare here
2nd confession sisi hamurware ende hapana mushinga ungakubatsire nekuti uri Chikwambo hausi munhu. Bata Hana yako uti Ndiri CHIKWAMBO nekuti zvikwambo ndizvo zvinoshungurudza vanhu
Aaaaah chirwere chei mune moyo wakaipa chete l pray kuti hunhu hwenyu huitirwe vana vamuri kubereka
Last confession don't worry zvako even Mnangagwa has the same problem
last confession uri muroyi simple , unobuda husiku.Haurware, asi kudenga kuna Mwari shamhu yako ichauya chete
Mmmm sister chirwere chenyu chinoda Jesus pachake
Last confession mune hutsinye mainini 😢
Last confession 😂 hurwere unahwo uri muroyi iwe
Taurai henyu anorwara pfungwa uyu manje zvichamudzokera
2nd confession batai hana yenyu katatu makatarisa kumabvazuva muchiti ‘ndiri muroyi, ndiri muroyi, ndiri muroyi’.
Uuuuuu zvakaoma hutsinye huroi
Mkunda weutsinye ko tsitsi ungawana sei iwe uri mumiririri waSatan .Ngozi yemkadxi wawakauraya ndiyo ichakupa tsitsi Mira uone chisi hachieri musi wacharima munamato wako uyo kutamba kwamuri kuita Buda pachena nguva ichipo munoripa .
Last confession vanonzi maPsychopath vanhu vakadai.
Hauna chirwere bt uri muroyi chaiye
Pamwe munhu wamakabira mari ndiye akanokugadzirai kuti mudaro imi hazvisi normal kunyanya kumunhu wechikadzi
imi sisi muri muroyi .hutsinye hwenyu munoita kudada .hapana kuti hurwere apa.huroyi ndowamunorwara nawo.
But vadada papi iye achitsvaka help
Mainini wekuitwa mukadzi wengozi endai kwasekuru mukotsanjera vanobatsira
Vanhu ivava vanoda mazimari
Havanyanye kudhura maybe $500
1. Mweya wengozi ndiwo kodzeresa kuti maporofita akupfimbe kuti usayambuke
Hausi murwere unoroya
2nd confession. Yes, pachirungu its called being a psychopath. Kwete the casual way we use it but its an actual condition. Unfortunately, there is not treatment.
hearing such stories from Zim women is sad. mishonga for what mu relationship
Ichaexpire zvayo
Haiwawo iwe..tinokuudzai kuti masecond wives aya..masmall houses..maslay queens aya vanotora varume vevanhu..vanodyisa varume mushonga asi munoti pwerekete hakuna munhu anotorwa.....hezvoooo kaa
@@maiyeukai9346havadi kuzvinzwa zvekuti vanhu vanonyengwa nekuti vanenge vane gwezvo zvonzi akanyenga ega izvo munhu akateketererwa mweya wechipfambi. Kungopfimba chete if you're not spiritually protected wobva wazodyiswa wokanganwa mhuri.
Huroyi enda kuchurch tsvaga mwari nguvai Ichiripo not chipatara
Haiwawo......tinokuudzai kuti masecond wives aya..masmall houses..maslay queens aya vanotora varume vevanhu..vanodyisa varume mushonga asi munoti pwerekete hakuna munhu anotorwa.....hezvoooo kaa
Good morning family❤
1st confession ps rega kuenda kuvanhu vekushandira ava uchapedzisira waromveswa ps gv you life to God by believing in the Lord Jesus Chtist repent confess yr sins to a true pastor be baptised prayer and fasting Jesus said seek ye first the kingdom of God and its righteousness and all these things will be added unto you first ugive you life to Jesus then yu r nw a Christian nekuti nw wave mwana wa Mwari only the Holy spirit of God will chase spirit we ngozi but firs kuti t unamate Mwari vachikunzwa unota ga wave mwana wa Mwari so by default of yu a child of God so will deliver you coz u r now his child
Ath nhai cc ko mur kuzvinetsereiko nhaimi hpn science apa hanty muri mwana wa satan here hamuna moyo vasikana plus musati munogona kutouraya munhu hanty makatouraya kare here
Karma knows your address sisi, itai henyu muchazviona
Mainini muri sisi va satani chaiye uuumm ndatya asi mukadzi uyo ari kumuka mirirai muone muchazvidemba
2nd confession sisi hamurware ende hapana mushinga ungakubatsire nekuti uri Chikwambo hausi munhu.
Bata Hana yako uti Ndiri CHIKWAMBO nekuti zvikwambo ndizvo zvinoshungurudza vanhu
Avo sisi vekuroodzwa madii mabata Drms media kuty vakuendesei Kuna mukotsanjera
Huroyi
Last confession, hazvisi zve chiremba izvi and you know it. Makazviita mega but vana vane mhaka yei veduwee. Tsitsi dzinoparadza chokwadi hhmm
Morning fam
Morning
Last confessions hauna chirwere but muneshavi rehuroyi mainini muri pure muroyi akazvigarira munoroya
Munotofanirwa kunamata that spirit ibve pamuri namatai zvakasimba
Morning mukoma Nash nevedare
Morning
2nd confession ah nhai amainini sei kuchenjedza muroyi
Last confession judgement day hatizive kuti muchazonziiko
Good morning 🎉🎉I'm the first to coment
Morning!
😢
Last confession akakuudza kuti hutsinye chirwere ndiyani.iwe unoiswa pama psychopath.
Une dhimoni only Jesus
Haurware asi kuti unoroya