Mambo avo vanekakupusa karipo.... 2 mombe kurarirwa mukadzi , kurohwa and also havana kupa deadline yepayment kachikomba ako kane mukonyo hakabhadhari zvokumanya
Izvi zvoda Chief Bushu. Chikomba chiri Kutoita zva chinoda, muripo is a walk in the park, and nothing addressed pajudherera bedroom ye muridzi, kurova muridzi nemukadzi and all those dangerous threats. Mambo, kana tym line repayment yemuripo dololo. Hapana hapana. Uyu chero husabhuku hangahusimudzi, hakuna mambo akadai
Sei mombe 2,munobhaiza mambo imimi,hahugoni kutonga mhani iwewe
Saka wangauchida ngani.
The woman wasn't forced
haana kuparadza imba kaaa , akangosvira chete akamusiya ari mupenyu .... saka 2 mombe bhoo zvekuti coz mukadzi akumuda hake
Chero one mombe, vakadzi vanoita chihure vanosemesa wohura wobhadharwa futi
😂😂😂
Achadzokafutu nemumwe murume moripisa futi kuita business I love mambo seke vanoripisa hure rakabvuma rine murume kusvibisa dunhu rangu
Ko murume
Mambo kana chamunoziva panyaya dzekutonga hapana
Mahumbwe awe kuitwa nevana vanhasi.sure otodzora mukadzi mumba haaaya ummmm
Haaaa zvakaoma munozogarika here mumba macho asikana aiwaaaaaaa mashatiro echikomba haaaa vakadzi tineushingi idi
Mambo u so cool ndosaka muchibdhererwa
Mukadzi wacho kushinga kutaura. Zvivindi zvacho? Suspicious story. Varikuda mari vanhu ava. Pfuma akaroora here?
Utarise vanhu vari kuita Chihure wega unozorora kuti uzive ishavi here kana kuti ummm
Chikomba chinenharo ichi asi mabasa ake achamupinza muna taisireva manje manje 😢
Haaaaaa mukadzi APA bota mumwe murume baba varikubasa chiurayi handigari nemukadzi akadaro chero zuva ranyambopidiguka🤞🤞
Mambo iunderage chaiyo pakutonga nyaya kkkki kungoti umambo kana wasvika pamunhu haujambiswe but mambo muchiri mwana kkkk
Haaaa chief ava marara .ngavauye tigovapa ma notes pakutonga nyaya idzi
mambo imika itai mushe. Imboendai ku school kwa chief MUTASA
Mutasa ndoZara naye
Mutasa wedu kumberi
Ndimi murikutonga here😂😅
Ummm andisati ndambona zvakadai
Chibba ichi kurova muridzi wemukadzi anzi iye wacho ayiuyawo 😂😂😂
Mkadzi ngaaripe dzimwe mombe ape murume wake
Rakajiswa iro ndosaka rakabhurwa futi robva ranzi mombe mbiri basi basi 😅😅
Mombe 6 apo tsano awo ibharanzi kuramba nyaya yaari kuziva plus kudheerera ku meso kunge dede
Nyanga yatora chimuti ❤
Well done mambo murikuzama
Mambo avo ummm ngavadzidze kunemamwe madziMambo haagone kutonga
Taura hako 2 mombe kurrirwa mudzimai and also kurohwa ....the other thing Havana kupa date rekuripisa
Mambo avo isaga kkkk
Ukangoona kadhuku kewhite padare ziva kuti pabatwa chihure kkkkki
Aaaa mambo ava avazivi zvavanoyita ndezvekungoti inzi nyaya zvayapinda mudare ngayitongwe asi apana zviripo apaa
Chief chimboripisai vakadzi vari kuita chihure, mukadzi wemunhu haango kumurire mumwe murume asiri wake
Ahh ende mambo ava vakadhakwa hapana chozikanwa
Haa mambo ava vakadhakwa big time
Nhymi mambo ndevepiko ndiyendeko kunotonga zvangu mambo hapana hapana
Haaa mambo imimikaa..
Ndimi murutonga ere imi
Mukadzi uyu ari kunyepa, vakato plan kupfumiswa nemukomana uyo
Mmmmm mambo dzidzai kutonga kubva kunevamwe hamugoni kutonga shemu mukomana uyo hamuna kumupa date rekubhadhara uye aifanira kutenga magumbeze akasvibisa
Kumuhurira kokumurovaaaaa ishoma mombe idzo
Akarepwa here mkadzi wako haewa sei usingamupiwo mhosva yekuti wakahura kupinza chikomba mumba mako
ndimambo vepiko kkkk ,ahhh
Kutongeswa sepwere kudaro 😢😢
Mambo judah
Hapana nezvachief apa,ndevepiko ivavo
Saka mukadzi how do u feel kuti unorara nemunhu pamusoro pacho orova murume wako, apa okurambira futi kuti haana kudaro?
Mambo musadaro pliz pliz pliz iwe shaaa haaaa tora futi mukadzi uyu,,
😅😅😅😅
DNA. Mwana ngaitwe DNA. Just my thoughts
😢mambo vakadhakwa ava
Chibhakera one, Chibhakera two kkkk
Ko nyaya yehembe yataurwa yaperasei, chidare ichi chakaneta neta 😂😂😂
Ndimambo vapiko vakawota kudai nhaimi aahhh
Chigaro chehwumambo chipihwa munhu akaita sei 😊😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 life haisi fair
Mombe mbiri ishoma
Mambo avo vanekakupusa karipo.... 2 mombe kurarirwa mukadzi , kurohwa and also havana kupa deadline yepayment kachikomba ako kane mukonyo hakabhadhari zvokumanya
Ha! regai achitwe kuti mukadzi murandakadzi.
Chief munongona katanga Mwari akuwedzereyi makore.NdiNgara wamambo from zhombe Joel growth point watching from uk
Mambo hapana hapana
Mambo anoita kunge ndeweku Gokwe ruzivo rushoma ❤❤❤❤
Kamambo kapi aka Chibanda? Uye ndekepi? Ukutadza basa manje. Ita uchitinyorera otherwise kamboko hako kamkuru kacho.
Sando kuna chibanda your video is clear haina ruzha sedzimwe dzatinonzwa
Madii mdra chibanda
Mambo hapana chavanotonga ava
Mambo avo ndotovakundawo kutonga idako iro
Mambo atadza kutonga nyaya apa
Mambo imboonai kutonga kwa Chief Nyamaropa mudzidzewo kutonga
Chodherera chikomba kuwonererwa kushaya shamhu uko kakudo
Yedzai kuyenda kwa mambo mutasa or kwachigodora
Mambo vanhu vanopiwa mombe mbiri ndeveukama uyo Tori mbimbo aifanira kuripa mombe kana 6 idzodzi
Yedzai kunoterera kune mamwe madzimambo please
Mambo nditenderei kukudzai kuti munorwara nepfungwa. Kubva maita kunge muboora kudai.
Madzimambo ngavamboenda kunodzidza kutonga mhosva, mombe mbiri chete pamukadzi wemunhu, no no noooooo
Heya chihure chatokwidziridzwa
Ktotaura zvechch amunyari hre mai imi hapadi kutaurwa kt ndichibva kchch
Ko dhuku chena ndeyei
Vakomana kune vamwe vana mambo vakadhakwa, zvirinani kunyarara.
Paingoda Chief Nyamaropa apa
Dai ariwenyu mkadxi mambo maiitonga sezvizvi here
Mr Chibanda tokumbirawo musatiunzirewo matare ari shallow like this. Kuita kunge yatongwa kubhawa
Kkkk😂😂 mambo dholololo
Haasi mambo uyu.. Mambo ndiMutasa
Sure mukomana uyu arikunyeperwa
Mambo should start charging vakadzi vanopinza chikomba mu matrimonial home coz these men are using their wives to trap zvikomba
Uyo mukadzi ihure iro. Mukadzi kwaye haataure kuti akararwa akatosununguka zvake kudaro
Mambo mutasa vanokuti mombe 4 dzekudanana nemukadzi wemunhu then mombe 1 yekupinda mubedroom remumwe murume nembudzi nejongwe racho,mambo Bushu namambo Nyamaropa mombe 5 then mukadzi oripiswa mbudzi or mombe 1
Mambo ibenzi, arikusiya hure iro seiko
Ufunge havagone kutonga nyaya zvavo
Mambo uyo haagone kutonga ngaaonewo panotonga vamwe
Ndimambo wekupiko uyu?
Mambo awo vanofanira kundodzidziswa kutonga nyaya kwa chief mutasa hapana zvunozivikanwa apo
haaaa zvamanje manje matanga anozara nemombe dzevakadzi vakusvirwa ... vakadzi vekumaruzevha vakachibata kuti dzvii cheMujolo
Ndimambo here kana kuti Headman
Gegegeeee
imi vechibanda musatiunzira nyaya dzamambo uyu. idofo hatidzidi idzi
Izvi zvoda Chief Bushu. Chikomba chiri Kutoita zva chinoda, muripo is a walk in the park, and nothing addressed pajudherera bedroom ye muridzi, kurova muridzi nemukadzi and all those dangerous threats. Mambo, kana tym line repayment yemuripo dololo. Hapana hapana. Uyu chero husabhuku hangahusimudzi, hakuna mambo akadai
Vanhu vakuda kupfuma nechihure chemukadzi ko iye nyakuhura mkadsi wacho anodiii kuripiswa vanhu vakutoita business nevakadzi nxiiii
Tongai mukadzii ndiye hure
Akuna mambo akadaro
Mkomana akangwara akanotora mukadzi kuitira kuti nyaya yake iyite value .zvake
Mambo munoda kutodzidziswawo pane zvekutonga
Mambo ndokumbirawo kut kna muchitonga musarerekere kumhombwe iyi.nekut mukaita matongero akadai rimwe ramazuva vanhu vachatemana nematemo mudunhu renyu.mutongo wenyu wakachipa
Akanyengwa hake
Hapana humbowo hwakakwana apo .mambo pliz mambo vatadza kutonga nyaya
Hesi chibanda saka unonda tibvunze kti ndimambo ani hre
NdiSaunyama paNyatate (Nyanga)
Mombe 2 hapana chinhu kuhurirwa mumba mako zvese nemagumbeze 6 dzataura dzanga dzakanaka ... hagoni kutonga uyoo ndimambo epasi pemutii
Mambo one one yobviswa nemukadzi vasiye hure
Mambo anogona
Havagone kutonga kana chavanoziva hapana