Zvomunya nyaya yake ndeyekut mukadzi ngaabve pamba pangu chete zvekurwara uko ratove drama nekutsvaga tsvaga last tym akaona kut haana kubudirira achiti mkadzi akaenderei kuSA imi Makati ngaachengete vana pamba zvino munhu angachengeta vana asingadyi hre asi varume vanotsvinya shuwa😂😂
Dai mairwadziwa semuchinda uyu maisadaro vanabushu vakawandisa mambo ndi one not 5 guys vanabushu vari wrong zvomunya agona kutopopota ndosaka vavakumuseva now
Chief Bushu don't take this EDiot Zvomuya lightly. He can even kill the wife akamuona after all this fake illness or constipation. Ka tsambarafuta kamusoja mboko. Nezvima njuzu zvake aChihoro etc get away
Ko vamwe vanhu avo vanongoseka zvirikutaurwa na Zvomuya vanozviitireyi. Are they not supposed to keep quiet vonzwa kuti Mambo vanotii. Hakuna chinhu chinobhowa sekuti vanhu vanotoseka iwe uchitaura nyaya yako
Zvomuya is not sick .Mambo vamuona kare kuti haasi kurwadziwa or kurwara he is sad mukadzi went to SA itsotsi.Welldone Mambo.
Zvomunya nyaya yake ndeyekut mukadzi ngaabve pamba pangu chete zvekurwara uko ratove drama nekutsvaga tsvaga last tym akaona kut haana kubudirira achiti mkadzi akaenderei kuSA imi Makati ngaachengete vana pamba zvino munhu angachengeta vana asingadyi hre asi varume vanotsvinya shuwa😂😂
Regai mkadzi akayenda ahanga garire zvakadaii 😅😅😅
Murume anepamuromo ndiye wekumboti mukadzi aenderei South Africa now akuti akagadzirwa
Ndiye uyu hantie, haaa akuna munhu anoda zvakadai
Kana ndanzwa zvakanaka, Problem yake ndeyekusamama for 3 months , so I believe nenharo dzake idzi achanyatso mama hake...!!!
Kkkkkkk
Aaàh Lamezhi😂😂😂😂usazodaro futi.
Kkkkkkk
😂😂😂😂
😂😂😂😂
Mukadzi iyeye chero akauya anogona kuuraiwa nababa ava,ngaagare hake kuJoni ikoko iri ibenzi iri
Hapana kurwara apa 2months no kuenda kutoilet hazviko
I think de guy is crazy 😂kudambuka chaiko
Chero mkadzi wacho anga akatoshinga mmmm ahagarike naye murume uyu
😂😂mambo varamba kuvhundutsirwa nema salad
Kķkkk masalad her😂
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 hausati varwadziwa iwe ukupengera vanhu kusamama kwako haunyare kkkkkkk
Haazviiti mudare raMambo Mutasa izvi ,haana respect.
Muuu vakuru musada kusapota zvisina basa mutasa hate sadabushu kutonga vanhu vari10 vanabushu imbwa idzi munhu akurwadziwa uyu
@@BhaseraNormanakurwadziwa neiko itsotsi iro akupomera ex wife mahara
@@BhaseraNorman arikurwadziwa kuti ex akaenda joni . Dai Munhu arikurwadziwa nezvaari kutaura dai akadzikama .
Kkkkk murume uyu anoda kumbotariswa pfungwa dzake ungati ahasi ryt ungati adzina kuyita mushe
Regai mukadzi atize hakuna murume akadai, nxaa.
Kkkk Kupenga hakuridzirwe bhero kkk wakaiwana kupi iyi zigo uri kuti nemonemo munhau ya Zvomuya
😂uyu achauraya rimwe gore hasha dzake idzi
Mboko Zvomuya kutisvipisira dare redu Hauna kukwana ibvaapo
Mambo sando dzenyu munotonga henyu makahudzidzira ere hutongi uhu
Saka kupengera vasina mhosva ndiko kt uende kutoilet hre
😂😂😂😂😂😂. Nhai nhai. Dodi neweti zvaramba kubuda unonyarara kuti ziii. Mafunnies aarikuita ayo. Ngaaende kuchipatara anoona vanhu vasingaende kudondo or kuita weti, and he will understand kuti toilet issue inyaya hombe.
😂😂😂😂😂
Ko madii kuona humboo hwake. Asi makatengwa. Onaika mamasege becoz kumupurisa anotaura zvakanaka asi chokwadi chobuda mukadzi achitaura nemurume wake
Nanga yacho yakadii kumurapa.
Zvomunya haasi kumbunyikidzwa uyo,ajaira kutonga vanhu vekumba kwavo saka anofunga anotonga pese pese,plus ari kurwadziwa kuti mukadzi akaenda kusouthafrica, sascum iro😅
Apa mukadzi atsvukira awanedako iye murume busy kuvhura status manje achiona mukadzi ndozvakumurwadza manje kk
Bharanzi iri rinojairira Mambo magona
Dai mairwadziwa semuchinda uyu maisadaro vanabushu vakawandisa mambo ndi one not 5 guys vanabushu vari wrong zvomunya agona kutopopota ndosaka vavakumuseva now
Zvomunya anegodo anoda mukadzi adzoke muzim
Hasha dzikama
Zvomuya akupenga😂😂😂😂😂😂 plus anoda kushandisa chisimba pachisingade . Now ndazoona why mukadzi akatixa
Chief Bushu don't take this EDiot Zvomuya lightly. He can even kill the wife akamuona after all this fake illness or constipation. Ka tsambarafuta kamusoja mboko. Nezvima njuzu zvake aChihoro etc get away
True
Kamukono ketsambarafuta
Akakupa rukawo wacho akakutambisa. Dai akakuita zvekurwadza chaizvo or kufamba achisura zvinonhuwa
Zvomunya ane dzungu hakuna mukadzi anogarira zvakadai
Ummmm nyayaiyi inonetsa coz arikutonga dare panekuti atongwenedare
Kurwadziwa nemukadzi akaenda Joni chete apa...ndizvo zvirikumupa hasha. Mukadzi uyu akapusa woo akadzoka anogona kuuraiwa. Ngagare ikoko.
Mface akurwadziwa uyu mambo ngavamubatsire
Mambo ndonyaya dzinozopedzisira pane mader idzi. dai mamunzwisisawo humboo hwake.
Baba ava idambudziko regai mukadzi aende.uribenzi remurume dzungu akusi kungwara kkkk
Ndakambotogara more than 10yrs ndakadaro ndisingaende kuToilet
Zvomunya Hana respect kana ka1
Haasi kurwara uyoo 😂😂😂 , arikuda mukadzi back
Well done mambo ravabenzi ngaaripe ngozi kwaakauraya kana aive musoja iduzvi
😅😅😅😅
Zvomuya ibenzi guru guru chairo
@@patiencemaunga3679 mupengo chaiwo arikumhanya bani uyu hanzi tarirai dhodho iri randiri kuita zvarakaita 😂😂😂😂😂😂😂 apa arikutorwara nezvirwere zvakewo akupomera munhu ari joni
Batsirai muchinda uyo pfungwa hadzisi ryt apo
Dare iro confusion futi siyai munhu mumwechete ataure panguva imwechete
Enda nechidhinha kwachihoro kwacho
Ndirini mukadzi andidzoke. Mamwe ma mistakes aunenge wakaita mu life. Muface uyu i dambudziko
Iriii ndiro rinonzi benzi zimcare sascum chairo
Ngaanwe mapiritsi uyu ndokusaka aka royewa ibhinyangorairi anotyisa uyu mambo ripisqi mombemuzvidzinga mudunhu haaitei uyu😮
Kawume aka kanonyepa mhani 3months munhu asinga mame anofa. 2 weeks chaidzo munhu anotosvika pakufa.Kabenzi kemunhu simba racho riri kubva papi dai arikutorwara so. Ngaaende anoiswa catheter dofo remunhu nxaa.
Anodheerera vanhu akarwadziwa nekuenda kwamukadzi Joni kkkkkk
Akauraya vanhu muchinda uyo saka aakupengeswa nezvaakaita. Ibenzi iro raakutopenga haro dai mazvisunga madira mvura.
Ma chief munozomborasika... nemadhara ayo aripa side... ngavanotsvaga mabasa...
Vatori pabasa pavo .iwewe tsvaga rako
Nyaya yacho haimbodi energy yese yaarikudira 😂😂😂
Chaishusha chimukono ichi apa raihura rosungwa rakufinha
Kkjkkk nhasi zvangu ndaivepiko ndisingaioni yandifungidza imwe ye DNA Kuna Mugabe achingoti andizini APA 3months baba mosingazvibatsiri muchitaura kudai shuwa azviko izvi madam vagarika moyo worwadza
Aitora Cy iye wakamusiya kare
Hezvo adzoka neyedhodho fut ,murume ane nharo uyu
Mukadzi ngaasadzoke kana akaiswa runyoka rwacho akakaura
Well said Mambo
ndosaka vanhu vachiti masoja Havana pfungwa aaa Zvomuya ndaimupa respect but now ndikamuona ndogona kushaya hunhu naye
Mambo ndatenda hangu
Kutonhodzwa kwaChauruka
🔥🔥🔥🔥
😂😂😂 hasha dzekusainda kuchimbuzi dzakamubata mufesi uyu
😂😂😂
Haasati arwadziwa uyo ...mkadzi ngaagare mzansi adye rifa😅😅
Ngaadzokere kumba kwake murume ibenzi uyo ndoo saka mukadzi akaenda he's very stubborn and rude murare ngavamuti enda kumba kwako
Mface uyo ari bhoo here upstairs aaaah ko munhu wacho anouya nei pasina mari😮
Itori chupet zvayo paigere
Radzoka futi rume riye rekushaya hunhu rauya kuzotonga not kutongwa kkkk l wonder kuti mukadzi wacho aive akagara sei ne benzi iri
Zvakaomaa.. nowadays it's not easy kuvanhu rume kutii vakasire kudzwikwaa. Hasha idzii ndedzekurwadziwaaa
Mambo mudzingeyi mudunhu haagarike naye
Ndiye wemukadzi wekuenda joni hanty
Ari kurwadziwa nekuti mukadxi ari ku SA
Ko vamwe vanhu avo vanongoseka zvirikutaurwa na Zvomuya vanozviitireyi. Are they not supposed to keep quiet vonzwa kuti Mambo vanotii. Hakuna chinhu chinobhowa sekuti vanhu vanotoseka iwe uchitaura nyaya yako
My favorite chief always
Akuda kushandisa chigunners pasiripo haasi kurwadziwa uyo ingoendai kwaMiracle Paul vanochibvondora
Nganomwa cooking oil inodziya anoswera akumama kkkkk
Ngadzikame uyo. Mambo munhu uyu akutodzairira uyu. Pese paanouya anojairira
The way we bring our cases to court if you dont mind your language and lack respect .we end up loses the case only because of bad behavior .😢😢😢
Ganda remunhu asiri kumama munoriziwa hre anopenga uyo mukadzi anenge akupenya kudarika vaari kugara naye ndosaka akuti mukadzi abve anopenga
Hasi kurwadziwa uyu angorinebitterness yekut mukadzi abve panzvimbo bedzi
Ma emotions acho ekutadza kana kuzvidzora mudare Uchida kubatsirwa akagona mukadzi akasiya dofo iri ?😂😂😂 mamwe ma ex sooka 😂
Saka unoda kubetserwa sei l feel sorry for mkadzi wemurume uyu unogara sei nesasikamu iri very disrespectful
Mambo ndafarira kumudzinga kwavaita vamuratidza simba ravo
Haana respect mkomana uyo akuna kushandisa ka power kekuti aari musoja,,,manje mambo varamba kuvhubditsirwa nema salad 😂
Pfana uyu anoda shamhu
Saka vavingei kudare usingade kutongwa
Hakuna mkdz anomirira zvakadai anopenga uyu muregei
Imagine unemurume akadii mumba vakadzi tinenhamo 😂😂😂
You are blaming the wrong people my guy
Iri ibenzi chairo, harina kana respect
Dai asingaende kutoilet for 3 months dzaari kutaura dai takumuviga kare tatomirira manyaradzo. 😂😂😂😂 kutobuda tsinga kuti tande tande munhu achitaura zvisina basa. Haaa mambo Bushu mune vanhu venyu sure ooh 🤞🤞
Uyu anoda Chief Nyamaropa uyu. Anodherera too much.
Uyu haasi kurwara uyu anonzi Zvomunya uyu,plus rinenge raive zidofo chairo kuchikoro akazungaira
😂😂😂 uyu anoda kushandisa matare, last time aida kuti dare ridzinge mukadzi pamba nekuti anga ane mutsva.
Mukadzi vacho aripo pano ari kutozvinzwa zvake
Ko kn ari mkadzi waunaye ane runyoka ke
Dzikama iwe
Akupenga uyo
Kurwadziwa ndosaka arikuita hasha shuwa respect inodiwa shuwa
Haasi kurwadziwa uyo munhu ane 2months pasina toilet dai asina simba rekuwawata zvaarikuita izvo
So rude kumba ikoko mupengo chaiwo
Uyu dzungu too much anodherera Dare
Munhu asiri kuita tsvina ne weti angafambe zvaari kuita.
Chief musamutonga hazivi zvanoita
Empty vessel is make noise 🤣🤣🤣🤣🤣mambo kaaa
Akurwadziwq nemukadzi kuti akaenda anogarira rubbish dzakadai ndiani anga ane nhamo mukadzi iyeye
Arikutoitira dare hasha kunge ndivo vakakuti hura Satan dai wange usingamame uchihumana kudaro her
Ndotype rinosiya rakupisira mumba
Muchazvirga zvekubhaiza