ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
❤never go back br ramba wakadzvanya wire dzako dzonakidza
Haungati ndiwe dancer ndiwe ukuimba futi. Hazvinystsobudi
pamagitare parikunzwika kuti Lokilo Tito Wechishona haapo... The back bone of extra kwazvose
kkk ndiye arikuridza wani\
lokilo tekenyeeee that hand ma1
Vhinyoooo
Carry on and on you are on right path you will conquer Mt Everest,one day Slomo!!
Keep on Franco zvirikuita wangu zvedikita unoguta chete
All the best Slomo inyika hayo isina mberi
Keep it up Franco,,,,, unosvika chete
Iyi song iyi ma1
Haaa Franco ndoku supporter
Hoyooo kumberi kuti pfooooooo 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
SA loves franco
number 1 fan🎄
Vakomana vanotamba itai serious muchiziva kuti munhu wamunotambira anotamba,magitare anofana kt abatane zviite
Is better than macheso on vocals
Ane nguwane tsvuku ndiani uyo
@kennethmahuni4267 coaster bass man
Pane mudhara azongobudikira apo uuuuuuummm anakirwa nengoma
Avo vane musoro wakaunyana varikutitadzisa kuona jaivhi😊
Classic
my hero 🔥🔥🔥
Eshy Franco unotamba vakomana avo ngavaite serious nekutamba plz
Vakomana avo vakatostika zvavo
Uri chidhara iwe unogonesa iwe dhemet
Mukufamba Humba musanetseka nemacoments evanhu nokuti vanhu vakafanana nevanhu Saka havagonefunga zvakafanana
Vanhu vanga vauya kuzoona bhora here 😂😂😂
lead man is dangerous
Haaa hant yakasiya yaridzwa na nowero , uyu arikuteedzera chte
Iwe kkkkk so you mean Norwel ndiye arikuridza ipapa alive show iyoyi here kkkkkk. Tendaiwo panogona mwana wevamwe .
Plus nowel uku airidza rythym lead yaiitwa na lolilo
Lead author ndi nyazanda akabika zvekurevesa
Tito lokilo tekenye vhinyoooo wechishona ndiye akabika lead
Sound haiisi kubatana zvachose iiiih Franco tsvaga vanoridza not izvi
Kugona anogona chose
Vakangofanana naPeterMoyo hamugone asi mune shungu
Manje zvinganakidze sei muchiona bhora
Noise too much music yako
Hona adhala awo🤣🤣🤣
WONZWA MUMWE MUNHU ACHITI NGAADZOKERE KUNOJAIVHA KWA MACHESO. Anongojaivhira kwake zve. He is already an Employer and that band is eating from his efforts.
Thus true bhora mberi Franco
Music inonetsa zvekusvika level iri nhai?
Aah so franco haaridzi gitare nhy or kusada
pasong iyi haana kuridza asi anogona zvake
Anoridza zvekurevesa
He plays rhythms
Akaridziramubhawa
Sorry
❤never go back br ramba wakadzvanya wire dzako dzonakidza
Haungati ndiwe dancer ndiwe ukuimba futi. Hazvinystsobudi
pamagitare parikunzwika kuti Lokilo Tito Wechishona haapo... The back bone of extra kwazvose
kkk ndiye arikuridza wani
\