Part yawataura inemusoro ndeye kuty hapana paunosvika 75 years uchingotamba, bcz vanhu varikungoti Franco dzokera kwamacheso, anywhere u played yr part kwa macheso
Mkoma Franco ndinechishuviro chenyu kuti mwari akakuropafadzai vakai chikoro che DANCE music kuitira mudzidzise vamwe vari kuuya nekuti muri kukura ramangwana toda kuti murangarirwe pliz, You are the best dancer of sungura music so far
There is nothing bad about being a dancer particularly if you are gifted as this man and you have a proper platform to be seen. My take is Franco could still have prepared for his retirement at OMK and showcased his composing abilities ikoko as he was already doing backing vocals anyway. However, if he truly believes this is more fulfilling for him...ah machena. Picky was Tuku's sidekick kusvika aenda kuretirement...zvikatoita.
@@demnicechewura9182 Macheso has been a revelation and was forced to bloom after madzibaba took a hiatus from music to be a trucker...so no your point is not valid...handei tione.
Baba life is not static,, its dynamic,, we set individual goals not group goals. OMK is a group for the Machesos, not Dhakas,, if Macheso passes on or retires whats next for Majuice, have u asked yourself tt question? If Macheso passes on or retires vana vake vanotora chimuti
Chihwa from Gauteng c b d franco vakarongeka bt chinoita kuti basa reku rowa wire rifambe pashoma pamunowana kana pakuru ipai Vakomana mari kuti basa rifambe
Murume uyu ari kugona hake but vanhu vanoda aende kwamacheso chete saka vasingaise support but keep on going Bro coz chero macheso akabvawo kunevamwe so yako tyme iri kuuya trust God usafurirwe ukabata mishonga or Satanist just wait for God's tyme. Kuitirwa utsinye nekurondwa nevavengi zvinoreva kuty varikuziva kuty utori ma1
Andrew, the way you pronounce your name confuses. Uri Shamba ( water melon) shamba as in bathing or what you pronounce your name. Uri mutape or samanyika?
Why dont you greet your guest first before you do your long opening speech its too long and its disresoectful to the guest anenge akango nyarara kunge musungwa .musa rebese intro dzenyu
Mwana wemberikwazvo we are fully behind you,Cheso is proud of you keep the fire burn❤️❤️❤️❤️❤️🔥🔥🔥🔥🔥🫶🫶🫶🫶👌👌👌
Slomo that was a good move to stand to be your own man you got a god given talent keep it up my brother.
Part yawataura inemusoro ndeye kuty hapana paunosvika 75 years uchingotamba, bcz vanhu varikungoti Franco dzokera kwamacheso, anywhere u played yr part kwa macheso
Hanzi ndinoterera Kiama ne Rhumba kureva kuti music ya Baba Sharo haatereri here??
Why not giving the lady a chance to ask or interprete in iSiNdebele..Franco needs fans frm all corners of Zim.
mhepo haivharirwe Franco famba usaterera mahaters vakurwadziwa.first 2 album ako kumberi #muvengi muvengi zingoma riye rakaipa unogona iwe
WE ALWAYS LOVE YOU SUPPORT YOU FRANCO PLEASE DONT GIVE KEEP PUSHING RHIS INDUSTRY IS LIKE FLOWER IT WILL BLOOM
Keep it up bro
Muvengi muvengi agara akadaro nyangwe Franco ukagona sei vanongoshora. Mberi kwenzara maguta . igaroziva kuti anebhora ndiye anomakwa . Famba famba kuti taaaaaah
Pane vatsigiri vamacheso avooo vanoti Franco anedzungu sei musingaoni renyu dzungu muchafa muchishandira vamwe siyai mwana
Hana plan slomo
Thanks for this brilliant show, very entertaining
I am really looking forward to this album. Please rinouya riini???
Mkoma Franco ndinechishuviro chenyu kuti mwari akakuropafadzai vakai chikoro che DANCE music kuitira mudzidzise vamwe vari kuuya nekuti muri kukura ramangwana toda kuti murangarirwe pliz, You are the best dancer of sungura music so far
True
Thank u Fraco for Mhepo haivharirwe
Sister veDrewmas ngava adjuste matambisiro ezvigunwe kkkkkk I love this show
Sign language
Kkkkkk ndambodawo kuzvireva
@@dambudzonyamasoka1907 Zvanga zvaku irritator dear kkkk
😂😂😂ndange ndazvionawo
@@preciousbaloyi5341 It's irritating dear kkkkkk
Chimbobataivo Junior Muchapedza Matsito please
Andrew please
Manager uyu akamutsa zvinoita chete. That's the turning point. Tuku did the same under Derby Metcliff
Franco ur the best
Ramba uchifamba Franco. Ramba uchiteerera Chiringenzira yako iyoyo.....
Very nice mafana munhu it's zvako
saka iyo imba yavo here munoSA
There is nothing bad about being a dancer particularly if you are gifted as this man and you have a proper platform to be seen. My take is Franco could still have prepared for his retirement at OMK and showcased his composing abilities ikoko as he was already doing backing vocals anyway. However, if he truly believes this is more fulfilling for him...ah machena. Picky was Tuku's sidekick kusvika aenda kuretirement...zvikatoita.
Can't yu wish also Macheso kudzokera kuna Nicolas Zakaria ?
@@demnicechewura9182 Macheso has been a revelation and was forced to bloom after madzibaba took a hiatus from music to be a trucker...so no your point is not valid...handei tione.
Baba life is not static,, its dynamic,, we set individual goals not group goals. OMK is a group for the Machesos, not Dhakas,, if Macheso passes on or retires whats next for Majuice, have u asked yourself tt question? If Macheso passes on or retires vana vake vanotora chimuti
@@alexanderbuwe2044 As long as he is feeling fulfilled and happier after going solo as I outlined earlier then its really ok.
Kugona urikugona mfana bt please reply masms pa what's up zvinoita kuti MA fans anakirwe
Drewmas please work on the sound, zvekugara takabata ma remote hazviite izvi.
How are you good people Drewmas Media take us to another level
Ndirkushayiwa ma videos henhu ema music ya 2013
First two albums pakabatwa basa mamwe awo handimazive
Chihwa from Gauteng c b d franco vakarongeka bt chinoita kuti basa reku rowa wire rifambe pashoma pamunowana kana pakuru ipai
Vakomana mari kuti basa rifambe
Ichokwadi here kuti makatamba kuUk mukapiwa Navhara mukatorerwa
Aah 🤔
😂😂
Kkkkkkk
Ummmmm problem yako Franco ndeyekuzvikudza uchiratidza kusaita appreciate mudhara Macheso vakakusimudza.Yes zvakanakawo kutanga zvako ASI haaa haungambozvienzanise naMacheso
Haaaa macheso anechipo chakatosiyana necheuyu macheso kumberisaaa
Maybe you don't follow Franco very much, he pays much credit kunaMacheso kakawanda.
Ko kuzoti ndinoterera Kiama.. Kureva here kuti music yekwa akabva kwa baba Sharo haatereri?????
@@marlonrusvava9875 mentioning the other doesn't mean despising the other.
Hapana asingazvikudze even macheso wacho akatosimudzwawo namaDzibaba
Chibaba Shero chirimo muna Frango kkkkkk kutsanangura
Social distance guy's corona is really.. maskup
Please ngaadzoke kwamacheso
Haaa famba famba frango mwari vanopindura
Good luck Franco
We need u there
Yaaaa mkoma neshamba franco anogona hake
Kana neni handina hangu godo naye Franco munhu wa ndakagara ndichifarira since achiri kwa Ba Sharo
PaKhiama ndinotenderana newe bcz maimbiro ako unonyanya kutoita samadzibaba pavoice apo
Thanks
Mai vabhoni/Guragena
Murume uyu ari kugona hake but vanhu vanoda aende kwamacheso chete saka vasingaise support but keep on going Bro coz chero macheso akabvawo kunevamwe so yako tyme iri kuuya trust God usafurirwe ukabata mishonga or Satanist just wait for God's tyme. Kuitirwa utsinye nekurondwa nevavengi zvinoreva kuty varikuziva kuty utori ma1
Franco is humble
Iwe franco usiye kunyepa nhai
when are you coming to pretoria
Famba nebhora Franco
Show yeku durban iriko rinhi
Inini mubvunzo we ndinavo ndewe kuti; Ko kudayi iwo bhabha a Sharon akataura naye Franco zvekuti adzoke ashande pamwe chete, mhinduro yavo yaida kuva ipiko?
Yave ku part 2 ko part 1 yacho irikupi may be yakandijamba
Yakaitwa iyo if you follow Drewmas unoion
Comrade muri dancer imi music mukutomanikidza henyu ,khiama boiz yaigona hayo but that time kwakuina barura express now orchestra mberikwazvo ma1
Ko haasi kuisa music yake ku radio Zimbabwe taitoda kutovhota
Wagona franco khiama boys more faya
dzoka ku Ochestra mberi kwazvo iwe
Mai vabhoni
Ndafarira shona yenyu mkoma Andrew sando dzenyu kunyanya
Andrew, the way you pronounce your name confuses. Uri Shamba ( water melon) shamba as in bathing or what you pronounce your name. Uri mutape or samanyika?
Sounds like shamba for bathing, let's wait n hear lol
It's Neshamba not Neshamba lol
@@drewmasmedia3856 😂😂😂 Neshamba melon or bath?
😂 😂 😂 😂 😂
@@drewmasmedia3856 kkkkk aah
I DDNT KNOW KUTI MAKATANGA KUSHANDA KARE NAMACHESO
Kuti thaa🤛🤛🤛 handemberi rambauchifamba usacheukeshure
Andrew u mightbas well start a dating agency too. Because I think une bag rema nice nice
Kkkk sahwira usadaro
Haaa uyu achava muimbi mukuru
Pane kamwe kadzungu kaunako handizive kut chii
😜😜😜🐒🐒🐒
Chighetto
Vanhu havafanani
Kkkkkkkkkk
@@stimawacho wapedza
Drew
drewmas media never responded to my messages ,ndakangogashira hangu zvakabuda musarudzo
Khiama waiwa moto
Franco vanoziva kutamba avo
Dzokera kwa Macheso
KwaMacheso kodii let him do his own things ndokukura kwacho iye Macheso akabva kwaZacharia wani System akabva kwaZacharia futi etc
Simpu 😂
Udzai Macheso adzokere kuKhiama
@@stimawacho Taura hako Stima
Kunodii
Franco pa sungura music yake anogona,but vanhu varikuda kumuenzanisa namacheso,we have to know kuti macheso ichasvika nguva yekuti zvinodhakwa kanakuti anotisiya ,so panofanirwa kuvawo nevechodiki vachazosimudzirawo sungura
Franco dzungu
Zvakadhakwa ixvi
Chakadhakwa chii
@@brianyotam6489 music yacho yaka neta azvipromoteke izvi , mface uyu ndi dancer ahasi muimbi dai atotsvaga kunoheadh headha kwasulu or kudzokera kwababa shero .
Chokwadi ndechekuti Franco is a dancer not a singer, full stop. Sherebu dzumbunu sherebu hiweee
Chokwadi chisinga putse hukama
Mapedza mukoma ivava vakambotitambisa ma jaiv kuma early 2000 haa tserebu
Social distance please
Franco edza kupindura mubvunzo waunenge wabvunzwa kwete kungobvocha. hanzi chikwata chako chinevanhu vangani and answer unofanirwa kt 5,4 kana 6 kwete taiva naObert, mumwe dancer takamuona kuno unenge dofo iwe kkkkkkkkk uridofo rinotungamirira madofo kkkkkkkkk and ndiyani akatanga nezvekti taaa?
Kakaipa
ane dzungu
ma album awakaita zviri nani ndopawaiva na jonas obert na nyazanda iwe sei vanhu muchingoti franco adzokere kwa macheso
Pane vanotsikirira mfana uyu,ndakasangana naye paMhandamhambwe achienda kuMberengwa apa Macheso aive shure kwake
@@juniorfreedom4317 taura hako ini ndiriweku mberikwazvo but this guy akuitirwa hutsinye
Try to be a little professional you just go straight to the point zvekumbo taura taura muchi masaja masaja haaa ini hangu l feel like it's bananas
Clearly an amateur but also typical Zimba when they broadcast, the arrogance & ignorance are a necessary accompaniment!
Tinotodzidzawo kwamuri
@Lebo siyana nesu
Who ever gave him that hair cut shud be imprisoned.
😂😂😂😂😂😂😂😅😅😅
Why dont you greet your guest first before you do your long opening speech its too long and its disresoectful to the guest anenge akango nyarara kunge musungwa .musa rebese intro dzenyu
Ok
Interviewers are pathetic