Intro iyo inongoratidza kuti Cheso idhara pane kamwe kathat kanozotadzadzikwa nevamwe vana musungura Cheso is the Sungura Godfather of all tym. munorema adala, Vaponderei pasi vese vese vane dzungu rekuda kuzvienzanisa nemi modzidzisa vanoda kudzidza i know yu ar a humble man who treats every1 with respect bt some of us ar taking your respect fo granted
@7:14 ndinobva ndanzwa kunge hapana chandichada panyika pano❤Mwari vakukomborerei baba VaMacheso
Kuti ndichazowana umwe anondigonera sa chesology hr muupenyu,thank God ndararama munguva yakadai
It's the sing along on every lyric ftom the fans for me❤❤❤❤...this man is a legend indeed
Mozotiudza zvana mark ngwazi Amana kaaa kkkk muzajaira ambassador
If our economy was good the likes of Baba Shero could have been owners of private jets. What a talent
True
True, talent wasted due to economy 😢, ndarangarira Chinyemu
Intro iyo inongoratidza kuti Cheso idhara pane kamwe kathat kanozotadzadzikwa nevamwe vana musungura Cheso is the Sungura Godfather of all tym. munorema adala, Vaponderei pasi vese vese vane dzungu rekuda kuzvienzanisa nemi modzidzisa vanoda kudzidza i know yu ar a humble man who treats every1 with respect bt some of us ar taking your respect fo granted
Chibaba babababababa chaaaaacho legend of the legends 🙌 👏 ❤
My best musician of all time ⏲️
Ahh iwe John chibadura hausi kumuziva iwe naDembo
@@rezinachalenga4808ndosaka ati my
Dembo na Macheso 50/50
Cheso power always the best
Ba Shero havapere zvekumhanya
Kwai Mark Ngwazi pakadai imwi imwika. Mukanganise mwana nekumucompare nemhondoro iyoo aaah
Ndikunzweyi futi muchiti mark ngwazi
This band is ever green
❤❤my favourite baashero
Aleck macheso 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌 baba SHERO ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ the legend macheso 😂😂😂😂😂😂😂
Whether voice radii or zvadii Macheso is mine all the time kkkkk
majuicy chibaba NAMA award winner
Siyana naye uyo big up living legend 🙌 mo thanks to Jonas kasamba n the orchestra mberikwazvo boiz❤
Eix... Chengetai, Ayaaya Zambi, ayaaaayah muungu🤞🤝and Tiso on Drums you cracking my mind, Sungura is powerful
Baba Wini ka come and go pa dhuma dhuma apo zvikunakidza
Chengetai favourite song by Macheso
Kariba magetsi
Baba Shero❤❤
Legendary performance from our living legend 👏👏👏🔥🔥🔥
I like the way the guitars gv sound simultaneously..legend baShero
Maikoro is a testimony thanks baba sharo
Matcheso os best in Zimbabwe
May the lord almighty heal lucky mumiriki the kepest
This is absolutely an "A" team🤞
vanozvambura magitare vakomana ava
Haaaa vana Maikoro vakabata basa apo
Nice vedio and sound ⭐⭐⭐⭐⭐
Zvinopenya penya iiiiii ayaaayayyaaayaa ayaya uhuhuhu!!
Intro iyoo ndeye pasong pap
Haaa icho chibaba ichi ndatenda, vangu
Elton Muropa?
Majuince e mau. Muito criativo na danca. Bonito meu jovem e forca.
Majuicy tomuda ku band uyo pliz ngaadzoke
Zaka zaka ndi boss.
Cheso power to the world baShero makadziya
Good combination on guitarist Nowero and Zaka zaka only missing Obert Gomba the drummist
haaa macheso kuseri zvake mudhara uyu boys
ndibaba ava ..ndezvechipo izvi kwete chido
BaSherooooo....iiiii
haaaaaa introduction of this song ka nemaraws akarohwa apo haaaai chibaba ichi
Baba shero dai ndine mari mairidzira inini newana wangu ne mukadzi wangu chete
Chibaba chezvibaba
The G.O.A.T baba Shero👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿
Zvinopenyapenya ✴ ✴ ✴
The Maestro
Tsano varipi
This man is a preacher man.
Chimdara ichi
Baba Shero,please please I beg you maintain your true,clean genuine music. Don't join these freemasons. We love you
Baba Shero vakaita zvokuramwirwa chipo avo.
Nowerroooo
Macheso is the best
Cloud nyama he is my brother same room same village kwakugutu uko madhombi
Ma1 awoo Nowero mutsa iwee kkkk unokuvara
Mama chenge chengetai..hooo
Majuzi unobhowa nedzungu rako rinenge mwana mudiki
Camera bhoo
Ndaka failure my form 4 exams nekuda mukuru uyu, he is always my best musician in the world.
I like macheso
Chibaba chezvibaba zvese
Ayayaaaa pfeeee🇿🇼
Ayayaaaaaaaa
Ndezvashe izvii Chesology
I go for Kariba chibaba icho
Baba sharo huchi
he will never go the wrong way
Ndezvasheeeeeee
Great ❤❤
🤣🤣🤣🤣 Nowero ucharohwa nemafans ukaramba uchivanonokera
Kkkkkk aita sei
Jerrrr those bodies,they are moving
Mike Maikoro 🔥🎸
Chibaba
Chesology
Macheso magetsi haabatike
Kkkkkk intro chete chirungu
where is Obert Gomba now who used to play the drums
makanyanya mdara
Stop compare bashero nangwazi veduwee ngazvikuudze wega izvii zvinesimba ngazviende mberi ayaayaaasaa
Challe Chembe
Majuzi anozowanza kuda zviisa padhuze namdara zvekudaro ...pama sign apo vanozonyepawo 😂 ha ndinzwe hangu sign language zvekudaro but mmmm
Chero ndisina kudhakwa but ndikangonzwa song yenyu ndotodhakwa
Anorema mudhara uyu
Where is Elton Muropa?? That intro is moto moto!!!
Gud question ako haagone inoimba nenzwi riri patop kupfuura ra boss kanoda kudzingwa basa kkkkk
Kkkk Muropa vanodiwa chokwadi
Nowero mutsa iwe kkkkk
Tifambe nayo keteee kkk
Mazuvano mauraya Tafi Nyamunda nasekuru poto nebenji kkkk
They play second half kkkk
Taura hako wangu.. kungoti Mike na Zaka zaka vanopisawo
Ma super substitute
Zi intro iri rakanyanya Sungura Rhumba fusion uuummm
Varipi varume ava
Ma vocals arema apa zvaramba
Elton muropa aripi?
AAaaaaa MACHESO voice hakusisina
matcheso is better on 🎸
This is wat l'm akwats talking about,Barnabas should leave the chanting to Zhili and Kasamba his chanting skills area wack
The guy on drums is some kinda lazy ... not creative as Paul mpofu jnr