ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Tindo Fans let's gather hre for selfie 🤳 😊
Guys let's like please ❤❤❤❤
Tindo pamwe unotisiÿa tiri hanging, yetwo sisters how far, kwozoti iya yalandlord yaAlana paakakuramba nehurombo akazoona uri landlord how far
Where is Alana veduwe i miss her
Taura hako
@@prudencemilliot4847I pay lobola so she can't act for very sorry my dear
YaLandlord ndoidawo chaizvo asi ini ndoona kunge vaanoshanda navo ndovanozomboitawo busy saka kuti izoshootwa manje vasipo vanhu ivavo zvinonetsa Kure placer vanhu pamwe pacho
Tete mhinduro manyama 😂😂😂😂hanzi ndizviroore 😂😂😂😂 hanzi hama yemukadzi ngaichidzokera
I love the part “ IRI NYAYA YEHANZVADZI YANGU MOPEDZERANA” 😂😂😂😂😂 I don't know how much I have repeated that part 😂 wagona hauna kutora masides😂😂
Gokwe yapindira ❤❤❤❤🎉
😂😂mudzimai wakule ane nungo dzekufamba nekukwira bhazi
😅😅😅😅😅😅
Munogona guys tamirira episode 2
Well done guys munogona keep it up 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
I hope kune part 2 sure😢
Tindo please itai muchiwedzera volume please munotaurira pasi wamwe we listen tichishanda
😂😅😅😅😅😅😅😅Zvivanhu zvinenge imimi ndimi munonyepera kutida
Patience unombonzwa cei nenhau y3chihure
Tokumbirawo kuti mutipakurure part 2 please
Tindo Tindo mutupo wasekuru nemukadzi zvakafanana hre ndaona se ukudyirwa musaga hangu tete varikuenda kumadhiri makoti nasekuru apo unotori nezita rausingazivi kkkkkkkkk😂😂 thanks team rangu
Asi vakadzi tinedrama shuwa kuhura neage yababa vake 😂😂😂😂😂kkkkkkk ndaseka nhasi
Guys Tokumbirawo infidelity Ep 39
Ikuya
@@creationsvsuals Tindo ko Two sisters part 2 how far
@@brendabero9616 iripo
Hezvo mudzi wa Jati uri kuno ❤❤❤❤.komai vaTindo voice kuita rako
Mkadzi waTindo haa unozo actor ndatenda hangu 😂😂😂😂
Mhondoro Mubaira kumusha kwangu 😍
Mhama is right here chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂😂Mudende menyu umu muri right right maBars aTanyacka
Hanzi mudzimai wasekuru nungo dzekufamba nekukwira bhazi 😅😅😅
Where is infidelity episodes latest. You promised us every Monday wanie
We are happy
Nice❤
Thanks guyz
😂😂😂😂😂😂😂Maihwe hona zvakaiita svikopisi
😅😅😅😅😅😅😅Ndrikuti da mubedroom menyu
Yaaa irikunakidza but ndine mubvunzo mhamha na peshi chi nechii
Tindo hasat ayita vakadzi akadzikamawo 😂
Thank you guys❤❤❤
🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️
Tañya tanya Tanya how time's did l call u
Asii vakadzii chii chaizvo munonyatsodei 😅😅😅😅😅
Ko infidelity episode 41 please 😭😭😭😭
Guys tatononokerwa ne next episode
Mune chinhu hre mudende
Tindo hoyooo❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Momz irikuda bacon 😂😂😂😂😂
ko sekuru kwakatarisa cap😅😅😅😅hayas kuda kuzviita kakomana👊👊👊
😂😂😂😂😂😂😂😂😂Hamboti bate mubharanzi uye uye kana achitofunga ndri Sekuru Haasi kuziva ndrikutomuputsira Imba yake kuseri uku
❤❤❤❤❤
Ane number ya Kule andipewo plz ndanyura th way yawakapfeka nayo cap mmm
😂🙌🏿🙌🏿🙌🏿
😂😂😂
Mudende menyu muri ok ok 😂😂😂😂😅 Tanya une musikahwa
Tindo kubsa hre
❤🎉
Asi vakadzii chii chaizvo chinokutumai kuhura?? I pressure hre? Chihure hre chinenge chakazaraa mumusoro menyu memuchida tumadara twakapera basa 😅😅😅😅
Infidelity iripi nhaywe Tindo???
Ko infidelity yamirira papi
Haa musha waTindo uzere mabishu shuwa😂😂
Where is Alan and Presley
Kumba
Matiregerera 2 weeks infidelity
Matiregerera veduwee
😮ko infidelity
Tanya tanya tanya unotaurisa iwe
Iro zidende zveshuwa 😂😂😂😂😂
Where is Alana.
Ko infidelity 39 how far
Do not wrry
Ko yaperera panzira wani tindo taida kuona uchibata mukadzi na sekuru 😅
Kkkkkkkk kule manyama
chakaipa
Vatinonokera
Tikuda infidelity
Mudzimai waSekuru anenungo dzekufamba 😂😂😂😂😂😂, sekuru vakutoshanyira muzukuru asina kubvisirwa kana tsvakirai kuno 😳😳😳😳 . Something is fishy here😂😂😂😂😂😂. Bae changamukai not kuti ndende ringokurira mahara
Hahahha
Inga muno actor but kunnka
Parikugadziriswa thanx
Tsitsi dzino parira🤔🤦
Tavapo
Mukadzi wa tindo ndiye mukadzi wa jati futii Ku four seasons
Kkkkk bt anogona part yekushupa varume kkkkkk
Ndazvionawo kuti ndiye mukadzi wa jat
Gulezi ndeve musindo avo dhiri rinoda kuitwa natete ririright here chachaya munhu akuuya
❤❤❤❤
Yes we appreciate this but infidelity please ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️