Ndochibvondora Sekuru Mukotsanjera Baba Vanorara Nevarora Part 2

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 1 ก.พ. 2025

ความคิดเห็น • 143

  • @MariaForbesGolden-j8l
    @MariaForbesGolden-j8l 4 หลายเดือนก่อน +28

    Panga pachitsva moto apo ndipo pandaona kuti mbereko yakakosha vanhu kadzi WESE vanga vachitukirira Mweya urikunetsa vana vawo . Varume vakati zii
    Kana tazogara muhupenyu munhu anondi mukadzi akakosha
    Song from Doreen Chikuni ❤ MUDZIMAI UNOKOSHA what a powerful song
    Mudzimai WESE zviudze kuti unokosha

    • @AzaniaJanuary
      @AzaniaJanuary 4 หลายเดือนก่อน +3

      Thank you so much some us needed to hear this 🙏🏽🙏🏽🙏🏽

    • @RichmondOlisa
      @RichmondOlisa 4 หลายเดือนก่อน

      😢say that again

    • @MaslineNyakujara-i3e
      @MaslineNyakujara-i3e 4 หลายเดือนก่อน +1

      Varume mabinya ska comment havana

    • @emapsdkmzo2158
      @emapsdkmzo2158 4 หลายเดือนก่อน +2

      Hupenyu hwemwana hunoipa kana akafirwa ndimai asi kana akafirwa ndibaba hunochinja mbichana.Ndakamiriravana mai Ahoyi vanamai Ahoyi.Nherera ina amai seni iri nane

    • @WadzanaiRuthMashonganyika
      @WadzanaiRuthMashonganyika 4 หลายเดือนก่อน

      Ini ndiri nherera isina Mai ndatambudzika ndaona chekuona hupenyu husina mumiririra handinyore apa oti kurwiswa ne mweya yemadzinza unosara wangova chikorobho😢

  • @QuotesQueenQuotes
    @QuotesQueenQuotes 4 หลายเดือนก่อน +6

    Hurumende ngaigadzire majeri evarombi..after this twudhara utwu twonovharirwa..minimum 3years..mubobobo 20years..kuroya 20..zvechienda zvakadaro

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 2 หลายเดือนก่อน

    When has violence ever helped one? The same people claiming innocence doing evil, talking vile in front of children. Azvina hunhu, zvosemesa. Kushandiswa na satane. Mukomana ari right. Nice to see the poor boy set free. Very decent and intelligent young man😊

  • @Milcent-kt9wz
    @Milcent-kt9wz 2 หลายเดือนก่อน +1

    Dai zvainogonzi varoyi vatongerwe rufu vanhu tirikutambudzwa mimadzinza umu

  • @mshapiloevidence453
    @mshapiloevidence453 4 หลายเดือนก่อน +6

    Toti varoyi, nzara , nhamo nyika yacho irikurwadza veduwe hatina rugare todiyi nyika yoenda kumagumo

  • @shepherdmatambanadzo5089
    @shepherdmatambanadzo5089 4 หลายเดือนก่อน +3

    Ndopaunoona kuti anamai vanerudo nevana kurwadzirwa nekutambudzirwa vana varume vakati tonho kunge vasipo

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 4 หลายเดือนก่อน

    Psalm 125:2 As the mountains surround Jerusalem, so the LORD surrounds His people, both now and forevermore.

    • @teenayee9974
      @teenayee9974 4 หลายเดือนก่อน

      Hakarevi chinhu ka verse aka. Naisa mvura tione unonamata zvinesimba

    • @pamelamagaya
      @pamelamagaya 20 วันที่ผ่านมา

      Taura hako kkk kungonzi ndataura nxa

  • @aminaamina43
    @aminaamina43 4 หลายเดือนก่อน +1

    Sekuru mukotsanjera looks like Tongai Dehwa moyo vanobvumirana neni isai malikes tione😅

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 4 หลายเดือนก่อน +1

    Jeremiah 32:27(AMP)-“Behold, I am the LORD, the God of all flesh; is there anything too difficult for Me?”

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 4 หลายเดือนก่อน

      Yes. And always.

    • @quintonkatsika2564
      @quintonkatsika2564 4 หลายเดือนก่อน +1

      Blv in wat u blv and usatarisira zvimwe zvirendero pasi coz zvaunotenda mazviri zvacho hausikutokwanisa kuzviteedzera

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 4 หลายเดือนก่อน +1

      Usanyepere vanhu, chivanhu chiriko

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 4 หลายเดือนก่อน +8

    My poor jongwe

    • @dzachings4270
      @dzachings4270 4 หลายเดือนก่อน +1

      Zvakafanana,ragochewa imbwa dzichidya.same nesu tinodziuraya todya Saka haa ndikoko

    • @dzachings4270
      @dzachings4270 4 หลายเดือนก่อน

      Zvakafanana,ragochewa imbwa dzichidya.same nesu tinodziuraya todya Saka haa ndikoko

    • @QuotesQueenQuotes
      @QuotesQueenQuotes 4 หลายเดือนก่อน

      Nhai zvako
      .Nyama

  • @maguramagura5335
    @maguramagura5335 4 หลายเดือนก่อน +4

    Ndaapo pamberi nekuripa ngozi Dr M

  • @silascheyinacho978
    @silascheyinacho978 4 หลายเดือนก่อน +2

    Kutungidza magetsi uku mumwe anoti eke chete ipapa rega hako tumadhara tumharapatsunde tunemubobobo uchafamba uchizvinyenga

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako 4 หลายเดือนก่อน +1

    I'm like your smile sekuru mukotsas

    • @HesterGondo
      @HesterGondo 4 หลายเดือนก่อน +1

      He has dimple

  • @HokuGokune
    @HokuGokune 4 หลายเดือนก่อน +1

    Hoyi hoyi 👻

  • @hazel4463
    @hazel4463 4 หลายเดือนก่อน +1

    The boy made me cry

  • @chipomashozhera8719
    @chipomashozhera8719 4 หลายเดือนก่อน +1

    Kkk wire dzakuto tambidzana moto 😂😂😂 yabatayi batayi

  • @SandraMoyo-ut1dm
    @SandraMoyo-ut1dm หลายเดือนก่อน

    Kwiridzirai mabhurukwa

  • @clementmrehwa9885
    @clementmrehwa9885 4 หลายเดือนก่อน +7

    leave the dead to bury their dead and I will protect you from the dead .... anodaro mambo JESU.....VAROYIIII

  • @bmaztv
    @bmaztv 4 หลายเดือนก่อน +1

    T one please usabudise vana vadiki especially vane ma problems

  • @blessingmabaya3253
    @blessingmabaya3253 4 หลายเดือนก่อน +2

    Zvakwadi tooneswa moto mumadzinza umu veduwe Pamberi ne bsa sekuru tatambura

  • @CliffordXivambu
    @CliffordXivambu 4 หลายเดือนก่อน +4

    😅😅😅 zvatanga pasina nguva

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ndafara kuona mwana achisunungurwa sekuru hatichina mashoko ekutenda ose takamataura kare tava kungoti makapenga sekuru

  • @QuotesQueenQuotes
    @QuotesQueenQuotes 4 หลายเดือนก่อน +1

    Vanhu rovai hoko iyo mushe muri kunyengerera ngei?

  • @OliviahHumbani
    @OliviahHumbani 4 หลายเดือนก่อน +4

    Pakubvisa zvikwambo sekuru panokuitai like zviri fake imimi kwenyu ku ngozi uko aewa motora chimuti

    • @onwelgotosa1150
      @onwelgotosa1150 4 หลายเดือนก่อน

      Haunyepi

    • @WitnessBumhira-y5w
      @WitnessBumhira-y5w 4 หลายเดือนก่อน +2

      Kana munhu usati waona pazvinoitika yu won't understand it

  • @DzivarasekwaPodcastZw
    @DzivarasekwaPodcastZw 4 หลายเดือนก่อน +1

    Tich Kachi Una Referee Here Nhasi Hazvina Kumira Mushe 🙏

  • @TanakaChakupa
    @TanakaChakupa 4 หลายเดือนก่อน +2

    Bvondo ❤❤

  • @clementmrehwa9885
    @clementmrehwa9885 4 หลายเดือนก่อน +1

    Varoi

  • @marychigumira6419
    @marychigumira6419 4 หลายเดือนก่อน

    Waiting for part 3

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 4 หลายเดือนก่อน

    Tichkach taurai muti apa chinyi chakuitika😮

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson 4 หลายเดือนก่อน

    Hokoyo naMukotsanjera baba nemunin'ina zvese nemukadzi

  • @SalomeChigwida
    @SalomeChigwida 4 หลายเดือนก่อน +1

    Kamuromo knenge kehove😅😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @Ashley-up6xy
      @Ashley-up6xy 4 หลายเดือนก่อน

      Chinhu chinozi mukadzi hachina kumira mushe pamarewo 😂😂😂😂😂

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna 4 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂kuseka nhamo serugare hanzi karomo kunge kehove

  • @bosslady933
    @bosslady933 4 หลายเดือนก่อน +3

    💥 bhomba

  • @mukombe15
    @mukombe15 4 หลายเดือนก่อน

    Hoi hoi, hoko dzaroverwa. Hokoyoooo!!!!!

  • @ssam1430
    @ssam1430 4 หลายเดือนก่อน +2

    Zim in a nutshell, a bunch of empty vessels making a lot of noise, a trajectory has been set why not follow it to its end, zvekutukana is all we are good for, Dududududu! Hetseee! Iya yaaa! Sit down shut up and the doctor

  • @InnocentMarowa-q6l
    @InnocentMarowa-q6l 4 หลายเดือนก่อน

    Mai vanotuka zvavo awo ndatenda zvangu😅

  • @HiltonMabhande
    @HiltonMabhande 4 หลายเดือนก่อน

    Satan hanzi zihat rinenge remuroi 😂😂

  • @OswellChipuramhura
    @OswellChipuramhura 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ndasvikawo pa number 2😂

  • @crazymaze4611
    @crazymaze4611 4 หลายเดือนก่อน +2

    Machongwe gore rino apinda busy wena, Christmas tichakaro kudya rice nema chunks gore rino😂😂😂

  • @MejuryMandishona
    @MejuryMandishona 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ndaseka hangu hanz kamuromo kanenge kehove

  • @nyashakaranda573
    @nyashakaranda573 4 หลายเดือนก่อน +1

  • @RodneyGore-yd7gd
    @RodneyGore-yd7gd 4 หลายเดือนก่อน

    Deadman ❤

  • @CarolineNdamba
    @CarolineNdamba 4 หลายเดือนก่อน +2

    Mhondoro yengozi sekuru tinotenda nebasa ramunobata bvondorai

  • @cleopaschauruka8548
    @cleopaschauruka8548 4 หลายเดือนก่อน

    Ko kundobvuma mhosva yacho nhai pane kuti vanhu wapenge mumhuri😢😢

  • @pamhidzaizvounyanga3936
    @pamhidzaizvounyanga3936 4 หลายเดือนก่อน

    Maita basa sekuru

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 4 หลายเดือนก่อน

    Don't worry Numbers 23:19 declares“God is not a man, that He should lie, Nor a son of man, that He should repent. Has He said, and will He not do? Or has He spoken, and will He not make it good?

  • @PatriciaMuzeka-z5m
    @PatriciaMuzeka-z5m 4 หลายเดือนก่อน

    Ihohoho😂😂😂😂

    • @nessaakison6599
      @nessaakison6599 4 หลายเดือนก่อน

      😅😅😅😅😅

  • @Wairasamfana4019
    @Wairasamfana4019 4 หลายเดือนก่อน

    Saka nyama yangosara yega wakomna 🙈

  • @aniphabandera6792
    @aniphabandera6792 4 หลายเดือนก่อน

    Imi vana Tich hwandisai face dzevana imi

  • @arthurmutano-c9i
    @arthurmutano-c9i 4 หลายเดือนก่อน

    Majongwe anopera mushaya mbeu

  • @Bina-i5p
    @Bina-i5p 4 หลายเดือนก่อน

    Mai mai vanotuka hazvina hunhu

  • @liliosamumwe9733
    @liliosamumwe9733 4 หลายเดือนก่อน +1

    Bvondooooooo

  • @cathrinesamanga
    @cathrinesamanga 4 หลายเดือนก่อน +2

    Vharai mwana face please

  • @EvelynJani
    @EvelynJani 4 หลายเดือนก่อน +1

    Zvakutotanga hr vanhu vakutobat@na huro

  • @RaymondManyika
    @RaymondManyika 4 หลายเดือนก่อน +1

    pamberi ne basa sekuru and vese vema camera musaneta

  • @aminaamina43
    @aminaamina43 4 หลายเดือนก่อน

    Todiiko nevanhu.vamambo Mutasa ava nhai

  • @Luciasithole-sy1xb
    @Luciasithole-sy1xb 4 หลายเดือนก่อน +1

    hate inenge yemuroyi 😅😅😅😅😅 zvakaomawo vanhu vanenge varwadziwa mudzinza varoyi variko kuchurch kuenda kotandara akuna mutsvene pasi pano

  • @Vimbbe100
    @Vimbbe100 4 หลายเดือนก่อน +1

    Aizve ssi mukoma wekwamambo mutasa anoziva zvechiwanhu.... 😂😂😂ko tsoka ngaavaende ka kuvanhu wekutsakatika mugomo

    • @dadiraimandigo4004
      @dadiraimandigo4004 4 หลายเดือนก่อน

      Wanotoziva chivanhu ndokubasa,awo wekutsajatika mugomo wanofanira kudeedza mukotsanjera kana waunganidza mari

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 4 หลายเดือนก่อน

      Vakatoudzwa zvekuita kare avo bt vane dzungu. Vaakutodaidza maporofita vasati vapedza dare ratsoka avo

    • @EdmoreMasekesa-y2c
      @EdmoreMasekesa-y2c 4 หลายเดือนก่อน +1

      Haangoendi asi kudaidzwa wena

    • @washingtonsandi4404
      @washingtonsandi4404 4 หลายเดือนก่อน

      ​@@EdmoreMasekesa-y2cTsoka vakanovhovhonora ma tururi a Kujeke aive avane 43years pasi pe foundation yekwa Danamgarembwa. Haaa ipapo ndo pandakaona kuti Sekuru Mukotsanjera ne tsvimbo yavo iya mmmmmm havana kumira mushe❤

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 4 หลายเดือนก่อน

    Handiti muroyi here saka hat yacho ngeye muroyi hapa mihwe mihwe unotyorwa tyorwa

  • @MejuryMandishona
    @MejuryMandishona 4 หลายเดือนก่อน

    Sekuru mkotsa vaveko honde chinovgondoka chete yatove ku part 2

  • @trevornyagomo1801
    @trevornyagomo1801 4 หลายเดือนก่อน

    Bhora mberi tsoka nguva yakwana

  • @rabhahumaofficial
    @rabhahumaofficial 4 หลายเดือนก่อน

    Tichkach please protect face dzevana vadiki avo

  • @NhamoMwamuka-n5d
    @NhamoMwamuka-n5d 4 หลายเดือนก่อน

    Gwenya rakutoshanda hre hohoho iyo😂

  • @funwellmkandla9757
    @funwellmkandla9757 4 หลายเดือนก่อน

    Hello everyone, please ndipeiwo number dza sekuru Tsoka,,ndatambura zveshuwa

  • @PortiaPurazi-sd5eg
    @PortiaPurazi-sd5eg 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ndavepo

  • @Bina-i5p
    @Bina-i5p 4 หลายเดือนก่อน +1

    Mwari arikuona hake

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 4 หลายเดือนก่อน

      Muri mese here ipapo? Hanzii naye?

    • @Bina-i5p
      @Bina-i5p 4 หลายเดือนก่อน

      @@shingiraitrevormboto2105 Ani manje

  • @esiterymunzvengwa7878
    @esiterymunzvengwa7878 4 หลายเดือนก่อน +2

    Team riri kuvava

  • @priscillakuchuna9434
    @priscillakuchuna9434 4 หลายเดือนก่อน

    Chatobvondoka tsoka vasati vatanga basa

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 4 หลายเดือนก่อน +4

    Musaisa mwana pachena kani anozodii kana akura social media never forget or delete musadaro mwana popotai musingabudisi mwana 😢

    • @victormubaiwa4984
      @victormubaiwa4984 4 หลายเดือนก่อน

      sure thats being insensitive kuburitsa pic yemwana so where are the ethics of protecting minors?

    • @ltm454
      @ltm454 4 หลายเดือนก่อน

      I think it was supposed to be the journalist's duty to blur the face of the minor

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 4 หลายเดือนก่อน

      How do u protect them pane mvonga mvonga yakadai?

    • @ltm454
      @ltm454 4 หลายเดือนก่อน

      ​@shingiraitrevormboto2105 they can blur face yekamwana ako karikunzi kari kurarwa nako because ndiko kanoda that privacy.

  • @priscillakuchuna9434
    @priscillakuchuna9434 4 หลายเดือนก่อน

    But vana moms ava vaipenga nekurwadziwa zvavo but hazisi bhoo kutuka zvinonyafzisira

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 4 หลายเดือนก่อน

    Arikutora video natsotipai pavarikurovana apo aah murikuita seyko,video racho arisi kunatsobuda kani... Varoyi vacho vangani apo,yah pakaipa

  • @hazel4463
    @hazel4463 4 หลายเดือนก่อน +1

    Muroora penga

  • @Trabablas
    @Trabablas 4 หลายเดือนก่อน

    Aaaaah aya magetsi ....

  • @confreemurima
    @confreemurima 4 หลายเดือนก่อน

    Chobvondoka

  • @ShupMacheka-vj7qw
    @ShupMacheka-vj7qw 4 หลายเดือนก่อน

    Maproblems ose emusha ndeengozi chete here nhaimi pasati paita ngozi vaive vagere mushe here

  • @GomotsegangMainetja
    @GomotsegangMainetja 29 วันที่ผ่านมา

    Kasongo yeye

  • @Sithembisondlov
    @Sithembisondlov 4 หลายเดือนก่อน

    Tokumbirawo muvhare mwana face yake veduve 😢 zvinozokanganisa mwana munharaunda uye nekuchikoro ndofunga tavenenguva tichitaura nemi chichemo chedo asi imi munokoshesa ma likes chete badzi kana matadza kuzwa kuchema kwedu ticha report kuvaridzi ve dare sekuru mukotsa pamwe zvingashanda😢

  • @TanyaradzwaMuura-w5u
    @TanyaradzwaMuura-w5u 4 หลายเดือนก่อน

    Samukotsanjera muri cy henyu

  • @OswellChipuramhura
    @OswellChipuramhura 4 หลายเดือนก่อน +1

    Chabvondoka

  • @jillianchisetera757
    @jillianchisetera757 4 หลายเดือนก่อน

    Tichkach vhara maunderage why uchibudisa Vana pacamera usadaro exposing Vana stiurika

  • @MaslineNyakujara-i3e
    @MaslineNyakujara-i3e 4 หลายเดือนก่อน

    Tsoka muripiko zvichidai

  • @AlbertMwamuka
    @AlbertMwamuka 4 หลายเดือนก่อน

    Kutsanerwaba kkkkkkkkkk

  • @OliviahHumbani
    @OliviahHumbani 4 หลายเดือนก่อน +4

    Varikutora video batsirai mai vane mwana ane 6 years akabviswa humhandara uyo aende ku hospital then please please that's a police case

    • @EricaTobias-tw1wp
      @EricaTobias-tw1wp 4 หลายเดือนก่อน +1

      true

    • @munashematasva9784
      @munashematasva9784 4 หลายเดือนก่อน

      Chokwadi

    • @nomusasiwela9621
      @nomusasiwela9621 4 หลายเดือนก่อน +4

      Help me understand what is the police going to do about a spiritual matter akabviswa human humhandara nemubobo how is the police going to deal with it under chii

    • @MaslineNyakujara-i3e
      @MaslineNyakujara-i3e 4 หลายเดือนก่อน +1

      Police haishande apa zvotoda Tsoka vamurape

    • @ShupMacheka-vj7qw
      @ShupMacheka-vj7qw 4 หลายเดือนก่อน +2

      Police casse kunezvehusiku here

  • @ianchirowodza1380
    @ianchirowodza1380 4 หลายเดือนก่อน

    Tavepo

  • @nokutendaroyal3308
    @nokutendaroyal3308 4 หลายเดือนก่อน

    YOU ARE SUPPOSED TO PROTECT MINORS PLEASE

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 4 หลายเดือนก่อน

    Haaaaa surrender vana wasu munopopota kuita kureketa habzi hat inenge yemuroi hakakori nekurara nezvidhoma

  • @JuliaMadanha
    @JuliaMadanha 4 หลายเดือนก่อน

    Tickkachtv dzidza kuvhara face yemwana mudiki delete this video mwana ane6yrs uyo watomutadzira kumuyanika

    • @ltm454
      @ltm454 4 หลายเดือนก่อน

      He must delete the video and blur it then repost bit these guys they just want views kuti vaite mari.

  • @obeymunhazu4613
    @obeymunhazu4613 4 หลายเดือนก่อน

    Lol

  • @DzivarasekwaPodcastZw
    @DzivarasekwaPodcastZw 4 หลายเดือนก่อน +1

    Pano Tyohwa Tyohwa Munhu Nhasi 😂😂😂

  • @bothwellzemba5979
    @bothwellzemba5979 4 หลายเดือนก่อน +2

    Mhovsa kumhosva asekuru munhu nemabasa ake

  • @mikemuteliso103
    @mikemuteliso103 4 หลายเดือนก่อน

    Animal cruelty

  • @TatendaMudimu
    @TatendaMudimu 4 หลายเดือนก่อน

    Chabvondoka