ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Ndazwa mhongo yangu yava kuda kubuda woo 😂😂😂😂😂
todee hedu tsoka kwete ana bhuyayi bhuyai peyaa enyuu ayo🙌🙌
Vanhu musavenga matauro wevanhu sekuru nyangatayani vamoreva igamba ava izvikiro chairo so mashandiro anosiyana
@@PreciousSidhunanhy nhy hanty chinodiwa ibasa raanoita kana achigona chindau chebasa rei kuda kungoshoora
Imagine vanemashavi ehumbavha kuba suitcase iyo 😂
n'anga dzisingajekesi dzinobhowa kunge kufembera here taurayi semunhu ari kumhepo kwete zvenyama
Sound tichkach
Machira anozonyanya kuwanda😅neusanga
Noise poor sound tichkach please improve your sound gadgets
Kkkkkk bhuyai tizwe kkkkk
Ndiyaniko akagera vamuchembere
Vari kukanganwa kuti Siyavhuma😂
Dare iri harina order uye noise hapana zvinonzikwa
Inga mare yedare yakachipa chaizvo pane dzotomboona yavati tekushanda 100us kunemamwe matare ayitokwani paneye dare😮
Iri kutodhurisa pane kwandinoziwa
Tichkach kwangorima kwakamirasei
Kkkk kuya hakuna order kkkk
Ndidzo hakata here dzinorovanidzwa idzo
Ane shavi remhongo
Shavi remhongo ndochi sorry nekubvunzisa
Shavi rekuti kana rabuda rinoda kupinda mumvura @@CookingwithPauline
@@CookingwithPaulinesaka shavi iroro kuChipinge vanoriti mhongo
Kuwnda kwemachira hakusi kuyambutsa tinoda kunzwa
Asi mbuya ava varatidza kut vanogona kuronda dare chaizvo ,vataura zvese zvainetsa vamhangari
Munhu akagera mbuya avo bumu iro mwari ave naye
Kkkkk