Vanotove neGomo rinonzi MURAHWA kana pane anoziva MUTARE SHOW GROUND.. THAT AREA MUNOTOITIRWA SHOW NDIYE MUDHARA WACHO IYEYU VARIDZI VEMUTARE ANOREMA MUDHARA UYO BHORA AYITSIKA ZVEMBIRI VAMWECHETE NANA MATONDO ifamily yebhora kune vanoziva ana Ian MATONDO neumwe aitambira Tan Tan ndomhuri yacho
@@djkingyadahchamangurangura2979 zvekuzoti ndivo muridzi weMurahwq hill thats not tru. Munhu uyu is a brother kuna baba vamai vangu baba umwe vanamai ndivo vakasiyana. I grew up ndichinzwq kut vanoroya zvisingaite
Mukunda mwanasikana mukura, Mukwambo zvinoreva mukwasha, mukorori mwana mukomana or vanasikana vanotevera musikana mukuru( not sure pa mukorori chete. But the first 2 are correct) pa
Nooo tasvu ATI mukadzi no4 ndiye arikumushandisa zvose zvaarikuita kuvana saka tasvu ATI he need that lady mudhara ariclean only welucky rekubhora ndowaakabta kkkkkk
Varoyi Vandana Dai ndine marii sekuru vayimbopinda shurungwi vambobata takutokumbiraa Kuna mukoma Robert kuti vambotaurawo nasekuru nekuti marii hating but todawo rubatsiro nekuti varoyi vakanyanya
Mudhara arikunhepa i Saw aal videos at chigohoras dhare ishe chigodhora is the best
Mdhara akaramba zvekuramba zviya, apa kaComedian
Kwa headman chigodora
Yaa thanks mudhara wachena waita open kwasara mukadzi
all the way from headman Chigodora
😂😂😂😂😂abatwa mdara uyu maiweeeee sheedzai Headman Chigodora vauye pano
Hezvo mudhara uya abatwa
😂😂😂😂 baba tapus anofanirwa kubatanidza apa
Apa ayiramba mukunda wake achitaura kut arikumuita mukadzi kkkkk
I lm
.
😢x
I u GT7tCZo
Z❤jay,
@@lizzietaryn6032
Chigodora happy new year
Which country is this
Zim
Tateguru muri number 1 munondigonera chaiko kushaya zvangu chekukupai mabatsira misha mizhinji
Zvaabatwazve mudhara uyu airamba kuti haaroyi ummm chokwadi muroyi haabviri nharo
Apa akaenda ega achisiya vamwe hakuna munhu anobvuma chokwadi
This guys gives all the information.These ngangas should know moos
Akatongwa kwa Headman Chigodora akati akachena ,hanzi mumusha make vana ne hama vapera. Nhasi zvayiwana ngwarati .pamainda ndipo chaipo , (bus stop)
Yes I saw his vedio arikwa headman Chigodora and akapika padare akati ndakachena 😂😂😂
Ehe ndairangarira 😅😅
Ndimurahwa here uyu handisi kunyatsomuona
@@susanchaza2930 ndiye mudhara Murahwa akanzvenga vamwe.
@@susanchaza2930 ehe ndiye waona padare ranhas ari kuramba but apa akabatwa
Sekuru ngava ekite comedy 😅😅😅😅😅😂😂😂ndaseka nhasi
Headman havana kumbotaura kudaro infact vaitoda muuye kwasekuru Tasvu
Mdara koinga waiita nharo wani, tag headman Chigodora pliz
Aaaaaaah ka baba aka kuramba kwakakaita pa dare ra.mambo chigodora kuti andiroye ...nhasi zvabuda
😮 87 vana vakomana yoooh yooh
Yohwee ndibaba Murahwa ka awa from dare re Headman Chigodora
Saka wairombera bhora remunharaunda here 😂😂😂😂kkkkk zvakaoma
Itsotsi mdhara kwachigodora akapika kuti akachena semukaka.Atiza mhuri zvakanzì na Chief chigodora rambai semhuri
Asi ayiramba kudare kwaChigodora mudhara uyu zvakaoma
Baba ava vane nyaya yavo kwachigodora plz tag karanganda. Vakatiza vamwe kkkk
Muroyi anobatwa chete sekuru tasvu vanozvipedza zvose
Memory yacho😂😂😂 apa mairamba mununyadzisa imi kkkk
Team Chigodora yoweeee
Ko Shumba mauya mega kuno sei
Chigodora special ,ndasiririswa hangu nasekuru ,wanga woda kurohwa nevana ,pamwe pacho munhu anoda kupihwawo time yekutsanangurawo side rake
Vanotove neGomo rinonzi MURAHWA kana pane anoziva MUTARE SHOW GROUND.. THAT AREA MUNOTOITIRWA SHOW NDIYE MUDHARA WACHO IYEYU VARIDZI VEMUTARE ANOREMA MUDHARA UYO BHORA AYITSIKA ZVEMBIRI VAMWECHETE NANA MATONDO ifamily yebhora kune vanoziva ana Ian MATONDO neumwe aitambira Tan Tan ndomhuri yacho
@@djkingyadahchamangurangura2979 zvekuzoti ndivo muridzi weMurahwq hill thats not tru. Munhu uyu is a brother kuna baba vamai vangu baba umwe vanamai ndivo vakasiyana. I grew up ndichinzwq kut vanoroya zvisingaite
Katsotsi kamudhara ako kkkk
Chigodora ari kuda mombe dzake ....wabatwa kaa
If someone can help me with explaining to me as to what does Mukunda.,Mukorori and Mukwambo mean please I just want to understand Shona better.
(Mukwambo/ Mukuwasha/son in-laws )
(Mukunda/mwana sikana/daughter)
(Mukorori/mwana komana son)
I watch Headman Chigodora. I learn few Manyika words. Mukunda, mwana mwanasikana wako,Mukorori wamwa komana. We learn everyday.
@@janetntini5055 Woow thank you so much
@@tyresepartridgechanga704 I also watch the Headman with my limited Shona. Thank you so much .
Mukunda mwanasikana mukura, Mukwambo zvinoreva mukwasha, mukorori mwana mukomana or vanasikana vanotevera musikana mukuru( not sure pa mukorori chete. But the first 2 are correct) pa
muchikumurangarira hr mudhara uyo airamba padare paheadman Chigodora achiti handina chiro 😂😂😂😂😂
Mudhara murahwa ummmm nhemha munofzigona
Kusanyara uko nekuseka nhema bull shit
Murahwa ndeipi home boy.wakapenga mudhara. Ndikare wakakromba mudhara waizikanwa Mutare yese kuti hautangiki patanaganda apo
aaah sekuru asi kudare kwaChigodora makaramba kuti hamuna chamakabata, makududunuka ka
Vanhu vanobata zvakashata pakurarama kwavo
Saka zvamaimboramba kwaheadman .
Masirei mhuri baba murahwa 😂😂😂😂😂😂😂
Better haana kunzi ndiye arikuyeyeka mwana wake kkkkkkk
Ko Mudhara uyu zvaairamba kwaHeadman chigodora 😂😂😂😂😂😂😂 Murahwa akaoma 😂😂😂😂headman chigodora huyai muone
Mudhara uyu aiti akachena kwa chigodora kkkkkkkkkkkkk arikunyenga mwanasikana wake nevaroora asi airamba😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂mudhara akangwarisa uyu😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Nooo tasvu ATI mukadzi no4 ndiye arikumushandisa zvose zvaarikuita kuvana saka tasvu ATI he need that lady mudhara ariclean only welucky rekubhora ndowaakabta kkkkkk
Sekuru tasvu. Madii kutaura yekubobodza mwana kwake
Mdhara arikunyepa kuti akakumbira kusiya chechi , akatomiswa uyu
Yes i think i watched a show where headmen Chogodora had asked for some old man to be excused from church for a while to go sort out family issues.
@@nokuthulaphiri2139 exactly he is the same old man , he had his children accusing him of bewitching them together with the mentioned wife kwaTasvu
Nenharo dzaiitwa nemudhara uyu iwaHeadman apa achiziva hake kuti muroi ngaachinobvuma yekurara nemwana
Sekuru Tasvu dai ndaiva nemari vaifanira kunopeza zvese zvivaroyi zvemberengwa kwashe Matyebadza
Mberengwa kune varoi here?
@@chelesanimalinga6866 a lot.
Murahwa kuramba 😢😢😢😢 zvino zvawabatwa
Akanoramba futi kudare 😂😂😂
Mudhara anonyepa uyu Maihweeeeee ,, Sly pls call Baa Taps unzwe muroyi uyu anonyepa sei
hooye
.....apa airamba kudare raHeadman Chigodora kuti ndakachena
Mhoroi tateguru Tasvu 👏👏
😂😂😂😂😂😂aaaaaa mudhara iwewe 😂😂😂😂😂😂😂😂
Aaah kamdhara Kanonyeba aka. Kanzvenga vamwe kakutaura zvenhando
No avo vatizwa ndovasiri serious at all,vadii kufonera sekuru kubazivisa
Hakana kana kumboudza headman kuti ndakapihwa mari kkkk ndofunga kakadya
Baba ava ini ndakavaona kuti nharo dzavaita paya pa dare vaitoziva kuti hapana n'anga uye vane mushonga weruvhuno,headman vaitomboratidza kukundikana
Varoyi Vandana Dai ndine marii sekuru vayimbopinda shurungwi vambobata takutokumbiraa Kuna mukoma Robert kuti vambotaurawo nasekuru nekuti marii hating but todawo rubatsiro nekuti varoyi vakanyanya
Waiita nharo naheadman iwe vachiti ukabatwa ndoda kukuripisa iwe uchiti kondikasabatwavo undopa headman mombe pamusoro pekuita nharo nezvinhu zvaunoziva
Ndokumbira kubalanciswa uyu mudhara ahasi uya wemwana sikana wake anonzi Patie hre kut ahasi kugara mushe nemurume wake arikuona baba vake vachipinda pakati pavo vakarara hre
Mudhara wekuTanganda wairamba wani . Musadaro vaMurahwa vana vachitambura
Chitauraika vanhu heee headman nemakurukota ake heeeee izvo kaizvo nenharo dzaiitwa namurahwa soooo kwaheadman
Hahaha kabatwa zvino apo kauya kega kamudhara aka kairambira vana wani kwa headman nxaa varoi soo
Baba avo itsotsi ava kwaheadman varikuti Havana kupinda mudare ,mukoma Robert avo vane nyaya
This guy is a candidate for comic awards-fingers crossed
Mrs Robert mussanheperwe nemudhara akabhatwa na headman kut muroy mudará uyo akapikissana na headman kut apana anogona ku a keta uroy
Nditezvara wangu iwawo
I'm sure vanobvako vachena
Hooo unovaziva hre ava
Ndewe kumaraini kwangu Murahwa uyu
Mudhara Murahwa😂😂😂😂😂Musiwa
Some people blamed Headman chigodora Hanzi heee havagoni kutonga hezvoka .VaChigodora woyeeee
Vanhu vanopenga kani. Apa headman said he knew sekuru avo kare vachishanda vese kuTanganda
Mrahwa kkkk
Nyaya yavo yekwachigodora ndakaiona. Mazibhuli anotonga nachigodora akamushungurudza
Ende akaramba kuti ahana kubata mushonga iye akabata
Chete hakuna muroyi anobvuma kunyangwe vakaromba havabvume.imhiko yawo kusabvuma ndizvo vanenge vakaudzwa.asy nhsy zviripo nenharo dzaita pahead man zvakaoma
Uyu mdhara airamba kwaChigodora
Imagine😅
Vatiza mhuri sekuru avo
Mudhara itsotsi uyu kwa Headman akaramba kufamba nevana vake auya sei ega
Sekuru Tasvu kamdara aka kari kuramba kudare raHeadman Chigodora kuti hakana zvakanoziva, apa kakaudza dare kuti hakana kupinda mudare raTasvu, hanzi ndakasiya ndabhadhara mari chete. Kanonyebesa kamdara aka
Kkkkkkk kamdara kanonyebesa aka zveshuwa vanhu vakaromba havatende kt vane zvavakabata maiweee
Akuuya kuno ega akabvuma wani mavidio aripo wani aitaura ega wani
@karanganda tv
Sekuru Dakaona pamakapinda padare raheadman makanzi fambai nemhuri asi nhasi muri mega kwaTasvu
Xkkkkk sekuru mudhara uyu akaoma uyo kubvuma mhosva yake,ndofunga murikumubatsira mahara,nhasi mukoma Robert vaseka kkkkk
😂😂😂😂 kamudhra akaaa hakanyarare asi kaimboramba
Ndokumbirawo link re video racho
KwaChigodora padare akasvika akati andina kubatwa, akuna chakafamba mdara iyeyu. And arikuramba kufamba nemhuri.
Always my pleasure
Shame inga zvakaoma nenharo dzavayiita Baba Ava kwachigodoro
Saka zvamairamba paye muchaita cy
Hiyaaaa kambaranda kamdhara akoo
😂😂😂😂 Zvamairamba kwachigodora
🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
@karanganda
Zvorwadza kushungurudza vana apo woramba futi zvakaoma hazvo Baba avaka
Ngoma ndiyo ndiyo😂😂
Bba ava vaiita nharo naheadman chigodora kuti havana mishonga ,apa vakanzvenga vana vavo vacancies fambai semhuri ,,,why vazoenda vega
Kkkkkk mdhara ava pakangwariwa
Ths man is very honest and genuine in the Manica
Mkunda zvinoreva mwana Sikana,Mkorori mwana Komana,mukwambo mkwasha.
Rabatwa zimuroyi Murahwa mabasa ekuroya nemkadzi
Mudhara murarwa kwachigodora kkkkkk airamba kozvino auya egaa apa mai denivha vekufira pa tasvu mupfana wemukadzi wake
😂z🤣🤣🤣🤣🤣🤣 iiiii baba ava vandisekesa hangu kkk dzichiri nejinja
Tasvu in'anga yakaenda kuprivate skool😂😂😂
Anowanza nyambo chete Mdhara akaudzwa kuti hauna kuchena achiramba ukundoripa mombe nhatu kwachigodora
Apa nharo dzaaiita mudare maHeadman mudhara iyeyu sooka..😂😂😂😂😂😂
Wakati wakachena mudare rachigodora uyu kkkkkk
Nhai nhai 😅
Kanopenga kamudhara aka
Kuwanza zvinyaya muroyi wedhara
Chigodora huya uone mudhara uya wekunyenga mwana nevaroora kkkkkk
Vzirikohere.izvo
Varoyi ngavabatwe chief Chigodora baba ava takavaona vachiramba🔥🔥
Apa akaenda ega
Kamudhara kekutamba kwachigodora kkkkk
😂😂tamirira kuti adzoke kudare
Kamudhara aka katsotsi kanowanza nyaya kuti murasike focus panyaya yemunenge muinayo.apa kakatiza vana kaifanira kuuya nemhuri yako
Murahwa kwaChigodora wairamba Wani kk
Hokoyo nekuripa headman chigodora