Chief Chigodora should have his TV Live Session for his program to be aired in Zimbabwe for our indigenous people to understand our culture which has been taken for granted since colonisation!!
I felt sorry for sekuru. I know someone akagezerwa bvuri rakadai so sekuru might actually be telling the truth. 😢. It's sad kuti harawa yakadero is not settled at his age.. Praying the family gets help..
That's true mamwe madzimambo nyaya dzekupumhana vano mhanya kuti ripa munhu kuti wamupumha pasina kumbotsvagwa chokwadi chenyaya yacho kuti huroyi huripo here kana kuti kwete. And the case is silenced just like that pasina kumbonzi fambai mutsvake chokwadi.
Haaa no man, noo, this ain't right at all, nyange vakaroya kurova baba nooo, am very touched immensely guys, cry Zimbabwe cry, uyipi, utera, nyonganyonga zvazadza nyika yedu, 😭😭😭🇿🇼🇿🇼
Headman Chigodora looking good Soko. Families as much as you are encountering problems spiritual or otherwise, please don't use violence kusolva nyaya.
If people can follow a headman whild he is doing his errands and not a Chief so why not promote the most wanted by majority to Chieftancy.. Those responsible for inaugurating Chiefs must take note,Headman Chigodora has done it and everyone local and abroad can testify to that..i beg...
Vari kushungurudze mudhara uyu ngaamusiye imhosva zvavari kuita. Kana aine nyaya ngavateere matare zviri pamutemo. Thanks Karanganda TV baba Taps matipweteka. Waiyepo
It's hard to give a judgment for people from Marange. The fact that they don't go to hospital will leave them pointing fingers at each other. I wouldn't be surprised that the people that have died could be due to HIV, Cholera, stress, cancer or the like. This will be a complicated case and the poor old man will be found guilty 😢😢
I concur Headman Chigodora should be elevated to a higher status of Chief if culture allows coz his acumen of solving family problems is ok another level! Respect
if you have never crossed to the other side or if you do not have a gift to see zvirikumhepo you will never understand.zvinoda vazvionera kana vasangana nazvo. ndiko kuti utende chivanhu chiriko.
Ndorwadziwa😢😢😢😢😢nevanhu vanorowa vasharukwa ndazvakaitwa baba vangu izvozvo vachorohwa ne vana wekwa baba munini rest in peace baba vangu anotonga ndi Mwari 😢😢😢😢
I feel sorry for sekuru nyaya iyi ngaitongwe vafambe kuneN'anga dzimwe vawone chokwadi nekuti at the end vachauraya baba ava its so sad ndarwadziwa zvangu 😢😢
Samazuva ose,usakanganwe kusiyawo Like & comment Zvakatikoshera .Thank you for your loyalty. Karanganda Waiyepo ere? Garepo Ngepako!
woshora
Ndaingepo iwe woshora
Haa ungatidini Ana samanyika
Chigodora huchi baba
Ndaiyepo ndaiyepo!!
Chief Chigodora should have his TV Live Session for his program to be aired in Zimbabwe for our indigenous people to understand our culture which has been taken for granted since colonisation!!
Exactly zbc has poor content to air they shud feature these with the help of such platforms better for the youth to understand our ways
True
Watching the program from London United Kingdom! Very informative and interesting!
On point
@@Zinhle314 same here
Shem ndarwadziwa nekurova kwavakaita baba hongu vanogona vakaromba asi kurova hakuchinje chinhu 😢 😢 zvinoda kugadzirisa not kuponda munhu kudero shem ndarwadziwa😢😢😢
Munhu akaromba anoda kumborwadzisawo nyama ah anzwewo pain ine vamwe zvichizogadziriswa pamweya. Vamwe havabvumi kuti vakaromba inogadziriswa sei
Kurwadziwa nemuroi hama
Pamweni pachopo kunyeperwa, ko kumboinda kuchipatara vanodini
@@Eusee-f7l Why don't you find solutions to stop it iwewe. Where is the evidence or proof. So barbaric. This should be a Police Case.
Kurova kwavanozoita vana ava vanenge varwadziwawo life inenge yakaoma
Protect this man please, ngavafambe vaone zvinonetsa vasarova munhu
Taurai henyu um
Sad that vaakutoparadza pfuma that he worked for for all his life nekuda kwenyaya dzakadai. I understand kuti zviriko but venhema vawandawo.
Mudhara uyo ari clean regai zvemaporofita enhema ano prorofita makuhwa
@lindytv3075 this is the part that l hate mapostori nen'anga.
Live long headman chigodora ..... Mwari ngavakuchengetei
Amen 🙏
I felt sorry for sekuru. I know someone akagezerwa bvuri rakadai so sekuru might actually be telling the truth. 😢. It's sad kuti harawa yakadero is not settled at his age.. Praying the family gets help..
Madhara will never tell the truth until a sangoma comes. Watch them everywhere.
Yeah very hard they must not beat their father it will never solve anything
Zvakaoma
Headman Chigodora vanokupa mukana wekutsanangura nyaya Yako zvakanaka, vamwe ukada kutaura hanzi aiwa taura zvakaitika, ukada kutaura onzi hatisi kuda nyaya taura zvakaitika, unopedzisira watobata nemhosva nekuzotadza kutaura, asi Chigodora excellent!
Chief Vaya vekwa makoni ndovamwe vanonyararidza Munhu achida kutsanangura
Ichokwadi
Sekuru sounds very educated.
this is the part that l hate culture yechiprofita nen'anga
This headman is God given, I have watched many of his court proceedings, I thought he was a chief, you are doing a great job, keep it up sir
A very articulate headman coupled with facts. I follow this page because of him and Chief Nyamaropa
Chief chigodora musananga vanhu uroyi imi zvakashata
Vanhu vekwaMarange endai kuzvipatara. Nyaya yababa ava inosiririsa. Vana tisarova vabereki. Ngatibatsire kupedza dambudziko kwete kurova. Ndarwadziwa 😭😭😭
Kuchipatara kunei nenyaya irikutaurika
If posible Chigodora must be upgraded from Headman to Chief ,he handle the matters more than other Chiefs
Ndinowona matare akawanda but Chigodora anogona hake ende nyaya dzinopinda mudare make ummmm dzinorema,mamwe madzimambo haambozvigone.
That's true mamwe madzimambo nyaya dzekupumhana vano mhanya kuti ripa munhu kuti wamupumha pasina kumbotsvagwa chokwadi chenyaya yacho kuti huroyi huripo here kana kuti kwete. And the case is silenced just like that pasina kumbonzi fambai mutsvake chokwadi.
Ekizekiri
Very correct,HEADMAN CHIGODORA IS A GENIOUS FOR SURE
Kunyanya chief uya hwekutonga achidya mabanana , lolipop chife uya ummm haana kana respect
Vanondinakidza headman Ava pavanoti zvatinoda kuita ndezvekudai izvi .kkkkk ko Tinhaidzirwe muface wemagirazi uya anopesva Kuti nyaya isvike pamongo chaipo kkkk musatonga asipo murume uya wemagirazi .keep up the good work
Teramirai😂😂
Kkkk
Karanganda woyee motidakadza...kutopera bvuri pamusoro...kwakuendesa half way😂😂😂😂❤❤❤
Haaa no man, noo, this ain't right at all, nyange vakaroya kurova baba nooo, am very touched immensely guys, cry Zimbabwe cry, uyipi, utera, nyonganyonga zvazadza nyika yedu, 😭😭😭🇿🇼🇿🇼
It's scary ,some peophets are from the devil.Families are dividing.
nhai shame on his children🤔
Chief chigodora totenda mogona zvisingaite mwari ngavarambe vachikupai wisdom
Sekuru is vry clever vanogona vachiziva nyaya dzake coz of his cleverness munogona kufunga kuti havana chavakabata
Vanoiziva nyaya kuchurch chaiko vakadzingwa
Hanzi tambo yakadonha kuti rikiti😂
@@philemontinoota maramge ichurch here iyo yavanganzi vakadzingwa.dai vane mhosva varohwa waidai vakabvuma kare .munhu kana akura it's ikaka yedu vatema kunongedza huroyi
Headman chigodora keep it up.may God bless ngihlala ngilalela the way you handle there cases awukhethi you are the best u jehova akugcine
Most people think that older people are related with evil doings. That's barbaric
Hama yangu nhunzi hadzi mhari pasina chironda uyezve pano pfungaira panemoto hayisi nyaya yekuti munhu achembera
Taura hako
@@misheckchidota6663 not making sense
@@BrandonKuchenga Kana munhu akaromba habvume chokwadi chinotozibuda chete kana pafambwa zvemashuwa shuwa .Asi chataramba kurova mudhara uyo bedzi dai vayedza kugadzirisana murunyararo chete
True
Long life Headman may God keep you for us we love you so much ❤
The episode, that's why i love you 😂
Bambomunini😂
My father passed away ndine 2 yrs i always wish dai varivapenyu kuzoona vamwe vana vachisungirira kurova anababa vavo imiweee 😢
Headman Chigodora is taking us to another level , ❤
Only Drewmas is capable of taking us to another level😅
Mr chigodora for sure must get a higher position or have his television show this man is great
Headman Chigodora 💥💯🙏 watching from UK 🇬🇧
Same here😢
So sorry baba , it’s sad 😢n’anga nemapositori enhemha are causing this into families, praying this issue will be resolved.
Kuti chuu!! Headman Chigodora my favorite exactly what we asked for. Thank you baba Taps. Much love to our Headman Chigodora👏👏👏👏 ❤❤❤
Headman Chigodora looking good Soko. Families as much as you are encountering problems spiritual or otherwise, please don't use violence kusolva nyaya.
Headman Chigodora and chief Bushu best leaders
God bless you Headman Chigodora. May you have your own channel to keep your legacy.
Mmmm I just feel sorry for his old man,akashungurudzwa.May the truth be revealed soon
Big up headman long life💪💪
Come to churu farm ku Harare,, come n see S. T African Angel,, (st Joshua
kule is very clever ava 😂😂😂 aiwa 😅
Distribution Clerk haaapusi kkkkkk
Haaaaaa inga Headman “…CHIGGS..”😁🙏👍👍🫣 muri. Kunyatsa kuita. Ku
“….❤LUUKA , LUKA KUITA A YOUNG GENTLEMAN
May god grant you many more years headmen chigodora ❤️🤝 thanks baba taps karanganda never dedsapointed 😁
ok
Kkkkkk hazi chero zuva rikabva kumadokero chiinda kumavirira handitengesi stand yangu irikwachigodora😂😂😂😂😂😂 andiiti bhechi😂😂😂
Kurowa hakusi kugadzirisa musha 💘
😂😂😂Headman 🔥🔥🔥pachavo Kwai nemudhara uyu pane ari kukuchidzira zvakanzi uti ngambovhomora Huni dzacho
Watching from Namibia.big up Headman Chigodora.
Headman hamuhoni here kungobva mapindawo parace yemusi wa23 August....coz chipo chekutungamira munacho....keep it up..
This church can decive you for ever , ngavadzidziswe about vaccination vanhu ava
Headman Chigodora you're the best thumbs up. NeKaranganda murikutigonera tirikudzidzawo
Havaroye Baba ava ripai ngozi mumamisha
Ko kana pasina ngozi zvirizvidhoma zvake zvaanogona achifeeder
Watching from the Falkland lsland South America.
BaTaps munogona, thats my favourite Headman. Ndichipinda muZim please take me kwavari.
Same here, I really want to meet this Headman
Ini ndingade kunoona secretary waMambo
❤
Mkoma maglasses should come and help chigodora
Much love headman chigodora🌟🌟🌟🌟🌟
ohh shame...sorry baba wangu😥
Haa vabereiki dzimwe nguva vanotsunga moyo shuwa mhuri inopera munhu achiziya hake ..it's very bad😢😢
@Tinto tinto 🤝🤝🤝🤝🤝
@@advancematoweadttocksmatto9213 ndeip mukoma wangh
@@advancematoweadttocksmatto9213 ndeip mukoma wangh
🤣🤣Aaa kutesta rufu,,, can't wait for the next chapter
Yoh kunzima shuwa
Thank you headman nekupa vanhu ava mkana mhuri yashungurudzika iyi
😂😂😂😂😂 Hanzii ndakatesta rufu ndikazomuka kkkk munofa nekurohwa musharukwa😮
Headman Chigodora was born for this. Kune vakabvuta zvigaro asi Headman vanoonekwa nemabasa avo kuti vakagadzwa vane zodzo rekutonga
Mutenokodzera kuita chief not sabhuka baba munotonga far mwari vakuwedzerei makore mazhinji imi ...... basa ngariende mberi 💕💕💕💕
If people can follow a headman whild he is doing his errands and not a Chief so why not promote the most wanted by majority to Chieftancy..
Those responsible for inaugurating Chiefs must take note,Headman Chigodora has done it and everyone local and abroad can testify to that..i beg...
This Headman Chigodora deserves to be the Chief pliz our almight bless Mr Chigodora the headman
😢😢😢😢😢😢Shame ndarwadziwa
Vari kushungurudze mudhara uyu ngaamusiye imhosva zvavari kuita. Kana aine nyaya ngavateere matare zviri pamutemo. Thanks Karanganda TV baba Taps matipweteka. Waiyepo
It's hard to give a judgment for people from Marange. The fact that they don't go to hospital will leave them pointing fingers at each other. I wouldn't be surprised that the people that have died could be due to HIV, Cholera, stress, cancer or the like. This will be a complicated case and the poor old man will be found guilty 😢😢
Sure varikuzviuraya awo nekusaenda kuzvipatara
True
Zvirwere zvose zvinodzivirirwa pakuzvarwa ,kwemwana zvinokosha ,zvobatsira pakukura , measles chaiyo ikabata munhu asina kudzivirirwa anofa , Typhoid ,Nemagariro avo hazvirambike ,Anofa anhu weee ,Hiv they must be tested for sure vabatei isai anhu kuchipatara
Very true. Then they start accusing our elders nxaaaaa. They target the successful people
Wapedza vanopenga team repabocha
Headman Chigodora huchi baba.Dunhu ravo rinonakidza kudarika mamwe matunhu atinomboona .Long live Chigodora.
Shame .baba ava vanogona kungewo vasina mhosva zveshuwa iri mhepo yekuisirwa
Vanayo mhosva avo
I concur Headman Chigodora should be elevated to a higher status of Chief if culture allows coz his acumen of solving family problems is ok another level! Respect
This man sounds innocent, maybe there is a mistake somewhere somehow.
They all sound innocent until you get the full facts. But l dnt agree hangu nevana vanorova vabereki nomatter the circumstances.
Karanganda Tv I like your picture quality,keep up the goodvwork guys
Looking good headman Chigodora, you are more civili than Mutas
Khule ma1 kusvika pakudzima prophet 😂😂😂😂
Shame sorry henyu sekuru vanogona kunge vari kutaura chokwadi😢
Chokwadi munhu ukarohwa unobvuma nezvausina kuita
Watching from Cabora Bassa, keep up Mr Chigodora.
Exodus 20:12 .....kudza baba namai vako kuti mazuva awedzerwe panyika ( honor thy father and thy mother )
Amen
Head man always on point ❤
Hanzi mune wana wangani zvikanzi newakarorwa hre 😅😅😅😅😅
I feel so sorry for this ole boy for the torture he’s facing at the hands of his own offspring…so depressing & sad 😮😢!
Eish it's very depressing.they must just solve this amicable not what they are doing
😢😢😢
Allan pliz usasarire panyaya ya Kagurabadza toda kukuonai pliz
Long live Headman Chigodora
Ummmm baba anozviziya aya anoda mushamhu ...bambomukuru taurai chokwadi imi❤
Long live headman Chigodora❤
Ummmmm madhara madhara aya ,🙌💪vazhinji vacho vakabata zvakaipa, and vanopretender sekuti havazvizivi .Ndakadzidza kusarambira munhu , mudhara ngaataure nyaya yake ,vanopedze mhuri
Headman Chigodora ,You are Born to be a Leader in Mutare
🎉Hamusikudawo here maVhitori vanaWasu kumakomo ikoko ndiuye kuzotsvaga mkadzi ikoko😂😂😂😂😂😂
Deno manga muri mudzimai mybe😂😂😂
Aiwa garai ikweyo
@@Karanganda Baba Taps mkoma wangu wandiuraya kkkkkk.
Aiwa munongondipawo mkadzi ndoroorwa zvangu ikoko. Ndogarawo ikoko.
Asikana ndasiririswa zera racho kurohwa dititi newana wekubereka😢
Mhepo yacho inokuitusa kuti mupare imwe mhosva futi
I was a sales & distribution clerk wauuh ! Smart madala 👏🏿👏🏿
😂😂 Ndanga ndafa mweya wanga wabuda
kuti chuuu😂😂😂😂😂
Headman chigodora uyo chingomuitai chief uyo ari good pakutonga nyaya kutodarika ma chiefs yakawandisa thnx headman na baba taps
Baba iyi yakangwarisa😢musha kupera uchiziya hako iiiii
Muroi akangwara
😂😂😂haaaa sekuru akashungurudzwa chingezi abatsanangudza Wasu kt it was imenzi
These guys are happy kuita zvechivanhu nen'anga but they refuse to go ku hospital 😢
if you have never crossed to the other side or if you do not have a gift to see zvirikumhepo you will never understand.zvinoda vazvionera kana vasangana nazvo. ndiko kuti utende chivanhu chiriko.
sekuru avo is a very good storyteller he tested kufa.. Mweya wavo wakabuda 😂😂..
Looking good headman chigodora
Watching from Maputo... long live headman Chigodora
Allan dzoka kudare I miss you 😅
Nekesitiki wk 😂😂😂😂😂😂😂
Every part of zimbabwe deserves to have Headman Chigodora. This man is single handedly fixing the country. Thanks ba Taps
Long live Headman ❤❤❤
Baba Taps can you please advise the Kagurabadza family to go and see prophet Miracle Paul in Chitungwiza
Ndorwadziwa😢😢😢😢😢nevanhu vanorowa vasharukwa ndazvakaitwa baba vangu izvozvo vachorohwa ne vana wekwa baba munini rest in peace baba vangu anotonga ndi Mwari 😢😢😢😢
Did you report them to the Police. Very sad 😢
headman chigodora munoziva kutonga nyaya ...i respect u
Headman Chigodora looking good
Watching from South Africa big up headman chigodora
This old man tested death 😂😂😂😂😂😂 hupenyu mutoro hama
The way he explained it manje ,,🤣🤣🤣🤣🤣🤣Haaa imwi zviro zvacho
Karanganda ❤❤... manyama...headman chgodora chengetwai naMwari
I love him because, he is helping us to know a better way of living
Baba Taps vaendesei kwaSekuru Tasvuu.. tione muroyii maharaa anobatabata
I feel sorry for sekuru nyaya iyi ngaitongwe vafambe kuneN'anga dzimwe vawone chokwadi nekuti at the end vachauraya baba ava its so sad ndarwadziwa zvangu 😢😢