Mari ngayidzoke dai vakamurapisa inga vanga vachisara neyimwe ruchiva rwemari kutadza kukoshesa hupenyu hwemwana vanhu ngavasugwe mai ava itsotsi ngavapukute misodzi nemadziro ejeri
Vari kuzviti Mai va Ruth ava havasi straight vari kutsenga tsenga mukanwa vane hand pamari nechikwata Chavo apo vanenge vanga vadiri serious pakumupa kidney , moyo yehama dza nembavha idzi they are evil , rwausava rodo urwu but kwaive kutsvaga mari, plus vanga votya kupa mwana kidney, mari iyoyo ngaitorwe yese ibatsire vazhinji vanorwara vari kutsvaga rubatsiro, hadisati ndamboona Mai verudzi urwu, it's very painful , I remember Ruth achiri mhuri yeZimbabwe ndibatsireiwo handisi kufa ini ndoda kurarama, ayisada kufa Ruth but nekuda kwekt akanonokerwa nekuda kweruchiva rwevanhu vanoda mari ava💔😭
Mweya wa Ruth ngauzorore murugare ne nyasha ne tsitsi dza Mwari,,kana aradzikwa vasara ngava dzidziswe kuve ne hanya kwete kukara mari kudarika hurwere
Can't stop crying. RIP Ruth. Am broken
Mari ngayidzoke dai vakamurapisa inga vanga vachisara neyimwe ruchiva rwemari kutadza kukoshesa hupenyu hwemwana vanhu ngavasugwe mai ava itsotsi ngavapukute misodzi nemadziro ejeri
Mai Ruth vanenyaya ,zvichida vanoziva chakakonzera hurwere hwake
Ndarwadziwa😢😢😢
Hiii she was so beautiful umm may her soul rest in peace
Mai Ruth just know what goes around comes there is a God who sees all…🙏🏾
It's sad and painful May her soul rest in peace but those you ate her money God will deal with them
Ummmm haaa zvakaoma hazvo 😢😢😢RIP Ruu
RIP mai avovauraisa mwana nekuda mari
Dayi Mari yakabviswa yakapinda nemumaoko aTilder live Tilder haana chitsotsi
My condolences. Rest in peace Ruth.
Soo sad, my condolences MHSRIP
Rip Ruth,ndarwadziwa
Mai Ruth, u have a case to answer 😢😢😢😢
Maybe havasivo vaibata mari
Aiwa guys I think mum panicked pakuzonochekwa apa. Havana kuziva kuti mari ichakwana
Vari kuzviti Mai va Ruth ava havasi straight vari kutsenga tsenga mukanwa vane hand pamari nechikwata Chavo apo vanenge vanga vadiri serious pakumupa kidney , moyo yehama dza nembavha idzi they are evil , rwausava rodo urwu but kwaive kutsvaga mari, plus vanga votya kupa mwana kidney, mari iyoyo ngaitorwe yese ibatsire vazhinji vanorwara vari kutsvaga rubatsiro, hadisati ndamboona Mai verudzi urwu, it's very painful , I remember Ruth achiri mhuri yeZimbabwe ndibatsireiwo handisi kufa ini ndoda kurarama, ayisada kufa Ruth but nekuda kwekt akanonokerwa nekuda kweruchiva rwevanhu vanoda mari ava💔😭
Who is Munetsi ngaabve apa iye ane hutsinye wani
Rest in peace Ruth
Ummm it's painful
My condolences, RIP Rue
💔
So Sad RIP Ruth
Zvakaoma rip beautiful
Yoooo shame rip mwana wamai😭😭
Zororai murugare sister Ruth zvarwadza izvi
Rest in peace Ruth
Go well Ruth 😭😭😭😭😭
Rest in peace Ruth😢
Rest in.peace❤
Pakabuda 80.000us 🥺🥺🥺🥺🥺🥺🥺ahhh mari yese iyo Ii Mari
Rest in peace ruth💔💔💔💔💔
Yoweee shame rip dear
MHSRIP So sad 😞 😮
Rest in peace but Mwari ngaarange vanhu vakaita izvi
Shame RIP Ruth
Ngatitangei taviga Ruth tozotaura Navi ummmmm Hama dzehutsinye kdaro
RlP Ruth
😢😢😢😢😢
Shame😢
Sad
Mai Ruth reminds me of that mum we ceiling veku Chitungwiza
Vakafanana chiso zvese nemoyo
@@NyashaMwatse ngavadzose mari mmmmm its shocking 😳 Ko iro dhuku vanoshoresa church
@@kundaimutangadura4779 nhai zvenyu imi
Ummmm shame zvorwadza
Uuu mwari ave navo vanhu ivavo vakadya maŕ
Sheeeem
MHSRIP 😢😢😢😢😭😭😭😭
RIP Ruth
Rest in peace
Rest n internal peace😢😢
May she rest in peace
Nematambudziko Zorora zvako Ruth wakarwadziwa nguva refu
😢shame
Rip😢
Mweya wa Ruth ngauzorore murugare ne nyasha ne tsitsi dza Mwari,,kana aradzikwa vasara ngava dzidziswe kuve ne hanya kwete kukara mari kudarika hurwere
Haaa papinda va munetsi Hapana kumira mushe varikusugwa Mira henyu
Hakuna Mari ingadyiwa namai vangadya Mari here Mwari achirwara Mai Havana mhosva
RIP😭 😭 😭😭
May yo soul rest in peace Ruth 😭😭😭
MHSRIEP 🙏
Mwana wevanhu angaaka zvarwa zvake, kurwara kwakashata chokwadi R.I.P Ruth
RIP mwanangu 💔💔💔💔
RIP mwanangu
Doesn't matter dayi vakangomuendesa chete akanofira ikoko
Ko kana vasiri mai vakaba mari
Rip
Ngavadzose mari chete hakuna zvakadaro vakatoita maune kuti afe vasare nemari toida mari yedu
Nhaka topera,kana zvichidai kuti kurwara kwemunhu ndapfuma
Muchauraisa mai wake imi,mari iripo munofunga ingadyiwa mari.yosr
Ngavafe she is useless kunyepera kuzungaira nxaa
Mai ivavo ngavafewo futi imbwa yamai ngavasqtoshandisa mari iyoyo pafu ipapo ngavatsvage yavo vakatqdza kurapiss.mwana varoyi chaivo
Haaa vaMunetsi tovatemba batai vanhu vadzose Mari
Mai nanigel anoda kubatwa panonaka kuty vataura kwavakaisq mari
Rip
VaMunetsi itayi vanhu vasungwe , vaMunetsi good munhu manje Havana utsinye nemunhu
Money z the root of all evil
Shame sorry
Who is Munetsi ngaabve apa iye ane hutsinye wani
Rest in peace Ruth
Rest in Peace
Rest in peace Ruth❤
Rest in peace Ruth
Rest in piece Ruth
Rest in peace Ruth
Rest in peace Ruth