NDITORIWO ROUGH KAA INI :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 11
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 2 ก.ค. 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 13 Episode 11 DMAC LIFESTYLE CENTRE, JAMES MARTIN AVE
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our TH-cam Channel: th-cam.com/channels/n2d-FKT.html...
She looked so innocent ndanga ndisina kutarisira 0%
Don't joke with women. They are good actresses. 😢
Same here. But paazobvunzwa kuti akabuda achinzi haazi vababa ava mumotii ndopandaona kuti there was another dude aidya bota same time na the alleged father
Me too handina kutarisira 0% ndabatikana zvngu. Guys kugara wataura chokwadi kurinani pane kuuya kuzozvinyadzisa pachaunga kudai
Kkkkk ah innocent papi pacho munhu akabvuma kuti she had another boyfriend yet paakabvunzwa na vaMugabe she denied ever sleeping with him😂😂😂
Exactly the reason why DNA should be mandatory,vanonyepa vanhu ivava!
Vanoona ma episodes ese ahoyi....
Ahoyi
Ahoi
Ahoyu
Ahoyiiii 🎉
Same to me 😢
Vabereki ngatidzidzisei vana wedu ma3 magic words Thank you, Please and Sorry. Shuwa kutadzavo kana kuti sorry shuwa. 😞
Very true
I wonder why most ladies do this asiana mwana ari wemurume mmmm murume anotukwa iyeye even comment section ..but this gender of mine haa atina nyadzi kutadza kuapologiser
Just imagine
@@ropafadzomugadziwa980mashoko iwayo anotoda kuti tiaendere kuchikoro hatigone kuareva hameno kuti ipride here
Maziso ako anotoratidza kuti uri tsotsi
Vanorumbirira ku comment section before watching ahoyiii😂❤❤❤
Ndokwatinenge takagarira ikoko
Tinohurumbirira humacomments hwenyu
Ndinenge ndatohwa results wasting 1 hours
Can never judge a woman by her face or word.
True that 😅
Kkkkkk Imagen yooooooo ndanyara asi
Jjnkwkwkkwowpplllkg😊😮😮uu😙😊😇😊😊😊😊😊😚😚😚😚😚😙😙🤣🥰🤣🥰😀 4:40 4:41 @@HanaPhiri
Compulsory Dnas for all 2k mothers none trustworthy. Very stubborn no apology nothing no remorse
Imagine
Kkkkk zvakaoma wanku ..@@samuelngirazi9636
kutopererwa nekupusa uko hapana choziikanwa
At whose expense?
I love you 🫶 😅❤❤😂😂
Eish🥺🥺🥺🥺...am a little bit broken, was rooting for these two...she look soo innocent bt haaaa hupenyu futi
I like the character of that guy ,zvisingaite hazviite
Ukangonzwa munhu ati ndozvitambira anenge akatohura pasina kana chitsotsi
Sure
True ,paadaro ndabva ndaziva kuti shez not innocent
Zvinenge zvatoendwa
,😂😂😂😂😂😂
Taura hako munhu ungatambire zvainenge usina kumboita?
Sister yanga ichiziva kt hazvinha kumira mushe yaramba kuuya pamhepo
Ndovanonzi varume ava vatoda musociety usagare nemunhu anonyepa uyo tmrw anokuvhurira hombe
Kwete mbwende dzinoenda kudare kuti vapihwe mombe mudunhu maChief Bushu
hakuna murume anongommuka achiti handei kuma DNA pasina chaaona
Y can say that again
Taura hako pane zvinenge zvaitika
kana ikatoita 99.99% asi panenge paine zvakaitikawo zvisina kupa mwana but zvisiri kunakidza pane anonzi baba ipapo
@@spcmercygrace maakutaura kwazvo anhuwoye.
hatina zera nawo ma 2K aya mdara, DNA needs to be mandatory at birth!
Ndanga ndine faith💀🙊
I'm interested the way VaMugabe vanokuza kusvikira munhu arudunuka kunge mupendero we piticoat😂😂😂😂
😂😂😂 kurudunuka kunge shinda 😂
Kkkkkk
😂😂😂
😂😂😂
KKKK piticoat here akomana aaa
Vakadzi vanohura vagara vari rough - demon racho rimwe chete zvaro - ichokwadi. Muchinda ndiye anonzi murume manje - siyana namai muponesi
Mai munemoyo wakaoma aaaah mabva matadzawo kungoti sorry kune munhu akakuutirai zvese izvi. Baba makashinga maratidza hurume hamuna kuita hasha mazvishingisa panyaya inopisa hasha especially kana munhu ayiramba kuti hapana zvandakaita
Zvorwadza
I wasnt expecting 0% 😢eish
😢mwanasikana ane zvivindi uyu. And hapana mudzimai ambotaura zvekuripa kucomment section cos they are so united.
Dai anzi positive murume angadai aakutonzi ripa heee zibenzi remunhu...hee..kamukono ketsambarafuta!!
Madzimaikaaaa...!!
Mukadzi atongoonekwa result richivhurwa kt havasi baba zvechokwadi kkkkk
Stand your ground, ahura kumusha kwake kwete zvatinonzwa uyu murume wangu ichi chikomba changu
The look from mugabe shows a great sympathy to the mother
Ukaona mkadzi achinzi ukawana mwana asiri wababa ava modi ,oti ndozvigamuchira so easy mmmm anenge ari ma1 koz aslong achiziva kut hapana zvaakaita haabvume zvekumhanya
Exactly 100% of the time when they answer like that the alleged father is excluded
Tinashe Mugabe" asi handisirini kaa" 😅😅😅
Kkkkkkk apa pandikutura
😂😂😂😂😂😂😂
😂kkkkkk zviriko
vanhu webota family munonyima nemalikes nyaya muchidzida
Ummmm taura Hako 😢
Views are what's important and watching TH-cam ads.
😂😂😂
Hanzi baTinashe asi handisiri-ini ka
Kkkkk😅
Kkkkk zvandinakidzawo
Ndafarira mashoko e muchinda okuti "kana pasina chokwadi hatina kwatiri kuenda, dai akataura chokwadi pamwe ndaiita pfungwa 2"
Amen.....number dxemuchinda ndodziwanepi ini ndikutsvagao kt tisanganiswe 😊😂..
@@dasilva8081kkk aribho sure hana kuipa arikungoshaya mkadzi chete, sanganiswa naye😂
Where is this venue nhai Mr Mugabe? This lady doesn't deserve sympathy kana paduku. She failed to apologise for her lies to the husband yet she knew the truth. Ngaakwane musikana uyu
@@albertmdabuka4480 unenge uchiwa munhu wako kuti uyu haatambire apologie saka better ndiende zvangu
@@EuniceMutasa either kutambirwa kana kusatambirwa she is suppose to apologies 😮.
ukasarara nemunhu wausina kuroora hakuna anokupomera mimba
@@fadzaitaderera3929anongouya akamitiswa even usina kurara naye agonyepa kuti mwana ipre mature
Kusuwa kwamai pameso nguva yema results vaitoziva zvavakaita 😅😅😅😅
yaa its the look on all their faces kana pane chirikuvanziwa. i Wish someone can write a paper on this. Hapana here varikuita ma PHD ku Phycology uko
Ndazviona kuti paanekakusuwa pa face time yema results
Shocking result. Yaa sokutaura kwaita mumwe apo kuti ukangonzwa munhu achiti negative ndoitambira anenge akadyisa bota to several guys😢😢😢
Murume uyu akambengw aine mukadzi hazvitoshamise pamwe ndiye musikana ndiye akatoita kuti mukadzi aende nechihure chemurume😊
😂😂aa
i didn't expect such results she looked so innocent. murume arwadziwa zvisingaiti. dai vana vedu vafambawo mune zvakanaka.
This result was so devastating, tonyarira kupi???
Chokwadi
@@user-xk6ee2us8i this young lady truly deceived us all but once she started talking about a previous boyfriend- l knew it was game down.
Kana tichiti kune mahure mazhinji kudarika vakadzi hanti munoramba?
@@Rebel4Right say it loud Rebel, l grew up in a different generation, iyi yazonyanya.
Munhu abuditsa Truro pacamera Mwari ave naye ndabva ndafunga tsumo inoti tsuro kungwara kungwara zvayo asi haife yakakwira mumuti 😅😅😅
😂😂
Ma2k hatina zera navo kana tozogara. Zvivindi zvacho, kushaya hanya kwacho so ka. It's scary
😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@@user-ko4rm5ye8o taura taita vana vadiki kwavari........ isu bota taisadya semadyire avave kuita
Good son sreet talk not hiding munhu ngaende kumunhu wake akamupa mwana. Noo Dai akaitaura chokwadi airegererwa. Nokuti hapana asingatadze so why asinga goni kuti sorry kana Achida imba yake ama 2000 learn to apologise in everything 👍
The way she was laughing kaaa confidence dzacho modziwanep asi nhai
Ko imi hamuchandiudziwo kuti DNA zvorevakuti Dai Nyakutunda Azikanwa
😂😂😂😂😂
Zvakakuomera
😂😂
Aaahhhn blaz ka?!!!!!kkkkkkkk
Wandipedza😂
When calculating DOB... calculate 40 weeks from the day the woman starts her period..the last normal period. A child can be born earlier tho but 9 months ndo calculation yacho. Hope someone gets help from this😊
Chero ne34 weeks mwana anozvarwa kusvika ku42 weeks
@@user-cx4gr6nz9v sure
Please educate me paku calculator apo 🤔
@@user-cx4gr6nz9v ingawani atoti a child can be born earlier tho or late but the normal is 40weeks
@@FaraiChigutirokana ane manormal menses tora the last month yaakageza zviri normal.Then wotora the first day raakatanga kugeza (in the last normal month)and add 7 days to the actual date woenda kumonth yacho and add 9 unobva wawana the estimated date of delivery.Apa mwana can be born 2 weeks before date raunowana or after 2 weeks.lf date rake was 12 April add 7days to 12 then 9 to April unowana date ringazvarwe mwana=19 January
U are the man mfnami straight to the point . Munhu ndaarove pasi itsotsi iroo . Usagare naye anokuhurira futi munhu kwaamai vake
Ne confidence yanga iine mukadzi uyu, zvakaoma. Vanhu vazhinji varikuchengeta vana vasiri vavo mudzimba umu😂😂😂
Lesson learned gara waudza munhu chokwadi kana usingazivi muudze kuti hauzive kana une zvaunoziva gara wamuudza pane kunyepa kuti hapana zvandakaita iwe wakanyengesa hako
Chinhu chakange chadhadhurwa kare neboys kkkk.
I was expecting a different result....dai yaitawo kana 49% zvayo
😅
49 here😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 Ukwane
😂😂😂
Ko sei kandy pane vanhu vanenge vachiratidza kuwirirana ma results anobva abuda ari zero Haa vakadzi musatidaro veduwee ummmm ndarwadziwa
My grandchildren if you are watching this in 2090 please always fear women 😢
Fear women after God
KKKKKK musatidaro akomana kkkkkkk kutya rudzi rwechi dzimai kkkkkkkk.
😂😂😂We understand, thank u grandma.
😂😂😂😂
Ummmmm, haaa never ever be deceived by innocent looking face
Ama2000 always shocking me. The way she was sooo calm in all this. Not even a sorry. Tinashe could have been clearer that the Counselling he was offering was for them separately.
Ndange ndazviona kty apa porridge imbodza
Young girls muri kumakisa too bad, apa tinenge tichiona lots of innocence
Counseling should be a mandatory nota choice. Vanhu vanenge vatovhiringika and yet still think they're strong but the truth is Counseling inotodikwa, even vana mai vaye vano accuswa result rozoita 99.9 vanoda futi Counseling
I always look at the duration of the video ndokuti ndizive drama rakadi I didn’t expect drama from this one
Me tooo😂😂😂
Haaaaa tarasiswa.Ndatoti regai ndione vari innocent ava wanikwe yuwiiii.Apa vane dress refu
Saka kungo kumbira ruregerero kwaka oma zvaka nyanyisa handiti?
This woman,not even an apology hayii! She knew achiitisa munhu. Shameless. Thank u Tinashe and crew.
Imagine before DNA tests? I wonder how many fathers vakachengeteswa vana vasiri vavo all these years😢
Mr DNA man vanotaura maresults vasati vataura 😂😂😂. Mibvunzo yacho inobva yatongokuudza kuti chababa hapana😂😂. Haaa vanasikana munorwadzisa henyu, kokungomira nemunhu 1 zvakamboipei. Moti kuwanza motizve nhema haaaa bota family ndibatei ndisati ndakuvadza munhu 😂😂😂😂.
Ko Hannah vamugabe
😂😂😂😂😂
Bttr kudanana nehobho bt bota womira ne1 ,ungaite unprotected sex nevakawanda uchiti zvinoguma nepi
Hey hey these ladies are on a roll I didn't expect 0%.
Uuum at this rate Hanzvadzi dzangu itai ma DNA test because uuummm the innocence ye the girl and the results haaa munganzwe nekuchengeta zvidhuura😢
I was not expecting 0% 😢
The guy is speaking his mind kunyeperwa kunobhowa at least dai akati I m not sure thn to say handina kana zvandakaita.
Honestly ndarwadziwa 😢 these people were in good books
To us who could read the outcome of the test result from the mother's face before it was revealed let's gather here 🪑🪑🪑😂
counselling should be a precondition on their contracts, not an option.
Varume ku china kwenyu sheedzq ma gynaecologist akudzidzisei kuverenga madates 🙌🏾
Gynecologist or not , if an ever in doubt ,whether paita difference ye one week chaiyo, DNA should be done that gives man peace of mind . Some women hide behind that +/- two weeks like this one
To us who never miss
Compulsory DNA for all ama2k.. zviro zvinonyepa izvozvo😂😂.. Nice dressing amai
Zviro here kkk
Apa mubrugwa makasoendwa karesa
Chikumbiro kuhurumende tokumbirawo mwana achingo testwa vasati vabuda muchipatara tirerutsirane mukurarama umu
Kkkkkkkkkk ndaseka hngu
Kutadza kukumbira ruregerero, bttr kurambwa hako mwanasikana, kungotiwo sorry zvange zvakangonakawo semunhu akachengeterwa mwana nekutengerwa preparation zvakaoma idi
tete abie, ndozvatiri kusangana nazvo hadzvadzi.
@@user-nz9yg7om8u this lady dosen't deserve a second chance bcoz haakwanise kana kungoti sorry, em sorry dear kana zvirizvo zvamunosangana nazvo, ama 2000k vanofanira kungoroorana vega vachingoitirana madrama avo vega
What a beautiful place yooo
DN before birth ndapota ...its so scary vana Baba vazhinji varikuchengeta vana vasiri vepo hmmmm. Zvakaoma chokwadi apa munhu unotomubeliever apa anotenge achitobheja kuti handei totester
Nhumbu yagara inozvarwa 2 weeks before or 2 weeks after hapasi pese painoiti gedye
Kutonhodzwa kwaChauruka. Kanga kachipinimidza ka 2k ako pazongonzi 0% ndiye tonhoo. Rough yese disappear
hanzi nditoriwo rough, kkkk ma results kungonzi zero ndaona fototo😂😂😂😂
Yah ma1 asi ndafarira mufesi kuva calm and straight to the point kuti hazvichabude
Zvii zvinoitika after the show ended. Imba iyi yaparara and the girl azvininipisa.
We need follow up programs
Inga mafollow up ariko wani.. kasi hamumaone? Aripo mashows akanzi Life after DNA panapa wani
Kuzvininipisa asina kuti sorry....munorevei
Haa vakadzi hatina zera nawo🙌🙌🙌
Thank you Mr Tinashe some women will never tell the truth without DNA men will keep supporting kids which are not thiers
Ndapera sweet nhasi
Dai waitawo sorry wakachengeterwa mwana vabereki vakapihwa pfuma
This is serious, kusavimbika kwawanda.Thanks kuna vaMugabe nethis program
DNA TEST yakufanirwa kuitwa mandatory manje aaaaah vakadzi havasi bhoo
Sure
Zvokonzerwa nanababa vanoramba nhumbu dzavo wozopedzisira wakutora isiri yako KARMER
Ukawana mai vanimhanya kutumidza mwana zita before baba vatumidza, put a question mark
Zvinorwadza izvi
Makachena mister bota thumbs up 👍 keep up the good work🎉
Mr Mugabe plz imbotsvagai vezveutano vanonzwisisa nezvembereko vambodzidzisa vanhu zvinoitoka pakubata kwemudzimai pamuviri. Seems like ppl think ukarara nemunhu musi wa20 January anofanira kuzvara musi wa20 September yet hazvidaro
Salute this youngman fo keeping calm hako
My favorite show
Bota family ❤
She was showing innocent but ndazotanga kuita doubt paanzi mwana akabuda asiri wababa munozvitambira sei, plus maziso ake pachivhurwa maResults airatidza hutsotsi saka it didn't shocked me haa ma1
confidence dzemunin'ina wangu, ndanga ndakamutemba but hey, ndazonyara. musazodaro ladies
Yhoo was rooting for this babe
Apa ndandichitoka truster mufunge she's looks so innocent
Kkkk unozorora, ubva watorambirwa pachivhiti vhiti.
Pane chinhu chimwe chandisinganyatsonzwisisa pavanhukadzi unonzwa achiti ndinongozvitambira, shuwa wotenga ground wvaka imba yako wega yapera someone osvika oti imba yangu yandakatovaka ndega then wozvitambira
Patiently waiting
She looked so innocent and i was confident the girl child will not disappoint.
Aiwaka gestation days haazoita gedhye zvinosiyana pamunhu as well. Ma EDD (expected delivery dates) can differ
Vanoti rume rimwe harikumbe churu apa rakomba iri haana kuda kumirira kuti tozonotaurirana 😅
Nzenza idzi🙌
Tinashe akati "hooo ok ok..." munhu anofeela kunge ataura point nyamba ari kushambadza hubenzi
Ndanga ndazviona kuti msakana akanyepa nekuti akakasika kumuudzq kuti ndane mhumbu kurara mese 22 January mid feb atozviona kuti ndane mhumbu ayizviwa zvake msakana
Didn't expect this😮
Eishhh ndapotsa ndadonha!!! Munodarireiko nhai vana imi🙆♀️😢😢😢😢😢
😂😂😂😂
@previledgepasipamire3279 srs kani , ndabatikana mhani. Ko kana kutombozoti sorry 😞
Another 1-0 mhomz win ama2k varikupedza masports 😂😂😂