Ha, ya,,, nyaya yekuzvara it's life and death,, some men can't even stand by their wives in times like this, vamwe kutya, vamwe ksatombobatikana nazvo,,,, wangu aitoti ndingakuoerekedza kndozvara kuti mimba urwere here? Nemumuromo vamwe venyu hvana.. so ndikaona mrume akaita sewe, anomira neni thru that horrible pain and agony, ndingamupfuure kana ndkamuona here? Even daddy vkavapowo, zvkaipa chaiko daddy mnopererwa mkadzi wenyu achirwadziwa but seeing sekuru doing his best, can't we both appreciate even tkasangana out there, tingangopfuudzana here, haaaaa not fair!! Let's just learn to appreciate zvatoitirwa zvkanaka please! Panozonetsa if kana mkadzi ongoramba ongoimba zita rasekuru, pnozoitawo here?
Tete Tilder we appreciate you , titende 🙏🏽🙏🏽. Nyaya yekusageza for a long time inongonzi aah munhu wemukadzi ngaageze but it's high time tichichinja mataurire titi , munhu wenyama ngaageze , vamwe varume vakakotama especially mumacombi umu uuuumm mweya wacho kukachidza chaiko , nekudaro munhu wese anoziva kuti anorasa mvura , anoita number 2 uye anodikitira ngazive kuti chasara kugeza . Pamberi nekugeza munhu wese . Thank you
Agreed! Men should also take care of themselves
We appreciate you Tete Tilder....Thank you zvekudaro 👏👏
Doctor nyamakawo vawana mota yakanaiwa😂😂😂😂😂
Tete nana Doctor makadii aiwa chirongwa chenyu chinondiitira mumba mangu tikudzidza zvakawanda thank you
Tete Tilder we appreciate you 🎉🎉🎉.
Ummm veduweka kudenga hatikuzive hedu kaa but vamwe varumeka kudenga kure
Ha, ya,,, nyaya yekuzvara it's life and death,, some men can't even stand by their wives in times like this, vamwe kutya, vamwe ksatombobatikana nazvo,,,, wangu aitoti ndingakuoerekedza kndozvara kuti mimba urwere here? Nemumuromo vamwe venyu hvana.. so ndikaona mrume akaita sewe, anomira neni thru that horrible pain and agony, ndingamupfuure kana ndkamuona here? Even daddy vkavapowo, zvkaipa chaiko daddy mnopererwa mkadzi wenyu achirwadziwa but seeing sekuru doing his best, can't we both appreciate even tkasangana out there, tingangopfuudzana here, haaaaa not fair!! Let's just learn to appreciate zvatoitirwa zvkanaka please! Panozonetsa if kana mkadzi ongoramba ongoimba zita rasekuru, pnozoitawo here?
Hello tete and doc. Haaa marriage dziri kupisa ahh zvanga zvisiko izvi this is becoming worse and worse
Zvanga zviriko bt Manga musingazvizivo nekusavako kwezvirongwa
😂😂vakadzi so 24 wotopachipare ok toti waziva wavemumba ko kana usina nhumbu unogarireiko hunyope hwekuda kuchengetwa nevarume😂
Ataura chokwadi vagezera mu office vachi putuka Hazel avona zvandaonawo kkkkkk vanenge vango muka vaka mhanya ku basa.
Unenge uchingo fila sekuti munhu wese arikuona kuti handina ku geza😂😂😂
❤
Dr Choga “ wakaroora doro” siyai mweya wechidhakwa uzorore
😂😂😂😂😂aunty Tilda. Munoita kunge mune ma grade 2 munotopota muchidzora Hahaha munondinakidza
Mikaka 4 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂ndaseka
❤❤❤
Mikaka 4😅😅😅😅😅😅
Yellow yellow guys
😂😂😂 wekugeza uyu anenge anenunhu
😂😂😂😂bmnn avo vekudhakwa vachirara kubhawa 😂😂😂😂voice ravo ndere doro zvavo. Haaa uyo munwi wehwahwa uyo 😂😂😂
🎉🎉
Kkkk handigone new sha zvekudar
First
Kkkkk Doc Choga mutorine bhabharasi 😂
Bhabharasi ravakurira kubva zuro
Bhabharasi re whiskey pfeee mu studio
Kutsvaga kubviswa bhachi uku😂
Tete nana chiremba maswerasei
Bamnini vakango cheater ka40 chete
First