ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Nijo unogona hako wish to see u even pa zbc or dstv shaaa keep it up takutosvikab
ZTV hapana chaanowana. It will be wasted talent
Lets go to 100k for nijo guys
Imba yacho beautiful mmmmusha wakanakisisa
Always on point. Advertising on ZBC dzangovawo nharo!
By December tetapinda 100k chete in Jesus name,nijero my guy u have never disappoint me
Roads lead to 100k subscribers 💃🏻💃🏻hoyoooooo
Manje manje unenge waakutonditi madam 🤣🤣🤣🤣 makuseni hauna kuona madeedzerwo andaitwa naboss 🤣🤣🤣🤣🤣I’m dead
This one's gave me some Gringo and Madhumbe vibes
Guys u r di best 😂😂😂😂😂. Gamu usafarise wewe
Road to 100k😍🥳🔥🔥🔥🔥
Nice. Ndandatomboona kunge nyaya yacho yakutopera pasina advert
Gamue usafarise iweee😂😂😂😂✊🏽
My guy you're talented 🌟😂😂
Nijo is a national treasure
Addvert on point 👉
Gamu gamu gamu kkkkkkkkk
Beautiful garden.
Bamnini Nijo bho here
Nigel unondiwedzera simba
Gamu anondiitira kuupfuura vakadzi vese vano actor
Gamu usada kuita kwaEsther kubv kunherera akuita mambokadzi Gamuu😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Haaa maadverts mune chimuti💥
Nijo ndikuzxida huya usete kumba kwangu izxoo
Those puppies 😢😩🥺🥺🥺
Tea mozoiwana kana madam venhu vauya..!! lol
Gamu arikutongera chitororo😂😂😂
Ngatino subscriber... road to 100k🥰fambaNijo
Ka "iwe" kaitwa naNijo avhura maSprinkler ako hamuna kunyatsokanzwa hanty 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂 😂 😂 😂 Nekakutizaa
Talent yega
Gamu usafarise iwewe
Nijo unogona
even iri advert content hamupererwe zvenyu guys rangu. sando dzeny!!!
Esther wamubhaibheri part😅
Kkkkkkk Gamu usafarisa iwe
Gamu vatoona vatomo 😂😂😂😂😂😂😂😂
Esther was humble wani 😅
😂😂😂❤❤❤❤❤❤I love you all
🤣🤣🤣 Gamu arwadziwa
volume bho here
Gamu Gamu😂
🔥🙌🏽
Former Gringo and madhume 😂😂
Talent chaiyo😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣munondiita right team
🤣🤣🤣🤣Gamu usafariseee
Gringo namadhumbe
Tea na4 okroku here amana...🤣🤣🤣🤣Gamu bhoo here apo
Uuuu sisi gamu variko
Ndozvaita umwe tea na4 okoroko zvamadam zvawataura
Gamu akufarisa kkkk
Magaro agamu arikukura ndamafarira.
Gamu kkkkkkkkk wandipedza
🔥🔥🔥
nijo💯
nyc wek guyz..can i ve those cute dogs tho, luv them
Gamu, Gamu, Gamu 🤣🤣🤣🤣
Gamu akaita graduate nijo achiri akatsva
Sis Gamu mukat ndapinda
🔥😂🕺
Tea unoiwana 4 okrok😂😂😂😂
Gamu anofarisa kkkk
aiwa dern bho iro
😹🤣😂
😂😂😂 Nijo wadira jecha
First
😆🤣🤣🤣gamu
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Reminds me of Gringo and Madhumbe..
Zimbabwe still has got "garden boy" na " house girl" terminology .tofunga kuti those derogetory terms aphera with independence ... ..nice job 😅😅
Hakuna kusina kkkkk
Sha ini ndaito funga kuti aribho until recently pandaka tsiurwa🤣
taura zvako havazivi kuti kunedzimwe nyika basa iroro ritori pamusoro soro Zim yakasara zvayo kudzidza kwacho handikuone zvangu
@@hoto31 kikkkkk ma 🇿🇼 little knowledge is dangerous
Ko mwana wemusango kozoti mubvandiripoo
Gamu,forgive me for asking,are you pregnant?
She looks pregnant
😂
PEOPLE DON'T SUBSCRIBE TO THIS CHANNEL THEY JUST WATCH💔
Gringo
It's official Nijo l have to unsubscribe just done with the non stop advertising. Your skits have stopped being entataning
yenda wakanyarara sha
Unopenga here😂 u think anodya ka like kako? So if he doesnt advertise anodyei iro riribasa rake? 😂😂😂😂
@@bawssladychichi3015 🤣🤣🤣ndazvishawo …Apa akutsvaga kurarama
Apa pakat entertaining pacho haugone enda wakanyarara
@@bawssladychichi3015 l live in USA his advertising is not relevant to me