"Wow, that was an incredible skit! The humor was spot-on, and the transition into the ad was so smooth and clever-I barely noticed it was an ad until halfway through! Amazing work keeping the content entertaining while seamlessly integrating the sponsor. Keep it up!" When it comes to segues into ads Nijo and team ndimi mune chimuti BP yanga yatokwira coz pamba hapana gedhi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂,ayas good job Patricia 👏 kuvaita kuti vamire vachimbo pedza shungu dzeku popota, comaizo bheurwa nemota munhu achitutuma nehasha apa isu takato vamirira kuno ku Australia 🇦🇺 baba Sharon for AfriPraise(that was my small segue that I also wanted to include in my comment about the much anticipated AfriPraise event Australia is very eager for the bullets and team yese yamuri kuuya nayo), and Sharon hanzi ucha hedwa if you dare date someone who has a home without a gate and make sure muntu wako wacho anoisa mutupo wa mdara wako mbizi on someone else's property 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂, asi Nijo ka😂😂😂😂you are a 🐐 pa zvinhu zvezvinhu zvacho 😊.
😂😂😂😂imbolaikai ndichadzoka
Kunemwana wemwana wangu akuverenga comment iyi muna 2099 just know kuty Nijo raiva Goat
Zvinenge zvichiko here izvi
Will have been phased out @@saymoregonzo
Inyaya ye gate here yamuri kupopotera
😂😂😂😂😂😂Kupopotera gate here, hanzi ngavaise mbizi 🙌
Saka apa inyaya yeGate chete here ikupopoterwa kudai😂😂😂😂🙌
Ufunge hako😂😂
Kkkkkkk makuda kuisa mutupo wenyu pagedhi revaridzi here Baba Sharon
Baba Shero lifestyle yenyu ndeipi futi😂
Nijo nijo 😂😂😂😂 hanzi Bp yenyu inokwira
its the mbizi suggestion for me 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
"Wow, that was an incredible skit! The humor was spot-on, and the transition into the ad was so smooth and clever-I barely noticed it was an ad until halfway through! Amazing work keeping the content entertaining while seamlessly integrating the sponsor. Keep it up!" When it comes to segues into ads Nijo and team ndimi mune chimuti BP yanga yatokwira coz pamba hapana gedhi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂,ayas good job Patricia 👏 kuvaita kuti vamire vachimbo pedza shungu dzeku popota, comaizo bheurwa nemota munhu achitutuma nehasha apa isu takato vamirira kuno ku Australia 🇦🇺 baba Sharon for AfriPraise(that was my small segue that I also wanted to include in my comment about the much anticipated AfriPraise event Australia is very eager for the bullets and team yese yamuri kuuya nayo), and Sharon hanzi ucha hedwa if you dare date someone who has a home without a gate and make sure muntu wako wacho anoisa mutupo wa mdara wako mbizi on someone else's property 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂, asi Nijo ka😂😂😂😂you are a 🐐 pa zvinhu zvezvinhu zvacho 😊.
Hogwash wat a word my guy...liking liking
😂😂😂😂 goat re ma advertisements
its the hat for me 😂😂😂makadiko baba namaisharoni aka Daddy n mum.Ropa
Ngavachiisa mbizi😂😂
It's hazvizoita from Nijo for me😂😂😂😂
Tha Slick Pastor the GOAT 🐐 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 tembo makanyanya😅😅😅
Kkkky tikuda mbizi paGate
Lol 😂 hahaha the way Patricia said “ahhh nhai baba saka…..” it was so zimba mhamha lol 😂
😂😂😂😂 nhai Baba Shero kana pasina ghedhi mota haipindi here😅
😂mbizi
Big up to you guys
Silvhiya 😂😂😂
Shot by Samsung right?
Iphone 16
Munh ngaatemwe nemsoro kana akangonetsa
kosuit hanzi ndiro rinzonzi u will grow into ti
Ko hat iyo nhai baba sharon😂😂😂😂
Nguwani yaBaba Sharon for me😂😂😂😂😂
Iwe mwana haadye pamba pasina gate kkkkkkk
Ndinokuhedha😂
😂😂😂😂 Vasembwe vakatsamwa 😂😂😂
Mai Sharon mupihwahedha
1st
😂😂😂😂😂😂😂😂
Ichiri nhai yegedhe 😂😂😂
Good work
Dumbu riripi 😂
Kutadza kudya nekushaya gate
Ngavaise mbizi 😂
Chekutanga ndinoda kuti haa Honda Vezel taiona slick pastor 🎉Honda person kkkkkkk
Then topinda paskit 😂I don't want to lie to you ndinoku header😂
Vakwana papi paghedhi neroof yevanhu akabhogedza mwana...
Kadumbu karipi 😂😂😂😂😂
Ghedhi zvaroooooo...lol
Iri nyaya yegate here or pane zvimwe😂😂
ndoku hearder 😂😂😂
Kugumbukira gedhi here
ngavaise mbizi pagate pavo😂🤌...
😢😂😂😂😂😂😂ndoku header
Lifestyle yedu munoiziva😂
Unodumiwaaa 😅😅😅
Baba Shero
😂😂😂😂
Violence😮ndinokukopora
Mbizi manje paGate pangu
2 min 35 views😂😂😂😂
🔥🔥🔥
Ngavaise mbizi
Pandibata panzi ndoku header
Hogwash eeeh 🤣🤣🤣🤣
Hogwash zvinorevei nhai veduwe
Gedhi maone
Gedji
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 munhu kuitira BP nyaya yegedhe?
Dai makaroorana zvangadai zvakaoma
Completely hogwash 😂😂
..
Kadumbu karipi 😂😂😂😂😂
😢😂😂😂😂😂😂ndoku header
😂😂😂
Haya😂😂
Kadumbu karipi 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Kadumbu karipi 😂😂😂😂😂
😂😂😂