The lady is so smart and courage,i loved the she handled the situation.i was thinking she was gonna file divorce papers with the husband but it was the otherway round
I could tell Kut Psychology or sociology dzakazara apa because she is always into the situation, handling it without emotions, apa vaishandisa zvawo Trojan horse method, akangwarisa, but the fact that anomira numunhu wake hàaa does me good
Politics and religion ndizvo zvinoti pesanisa. Generally we are a United people, we bring the best out of each other. This is how we must harmoniously live, with full of love
You are right zvako iwe she trying her best to look strong but she is very broken and vaneta nehunhu wababa ava vanotoda help hapana kungwara or kufara to be honest
@@oteliagarikai4641 it looks like a few like you can see the truth. She confessed kuti her husband antedating nevakadzi then she contradicts herself saying everything is okay with her husband.
Mukadzi akadai anotyisa coz anogona kusekerera but akadhinhwa. Panozvarwa mwana tiudzei tikupei makorokoto. THE WOMAN DESERVES EVEN TV SHOWS PANHAU DZEMUDZIMBA. KO LEVEL OF EDUCATION NDANZWA VACHITI VAKAITA SOCIOLOGY, AT WHAT LEVEL?
hapana zvavangaita. kana murume ada kuhura anongohura chero ukachema. havasi dofo. she is wise. mental health is key to anyone so ivo vakakoshesa mental hjealth yavo than chihure chemunhu. plus chero murume akahura anongouya achikupa share yako kana uchiida
One weakness ine vakadzi ndeyekuda kuita ma lawyer evarume....Hanzi uyu munhu aishandiwa pamuchanyengewa mu ghetto youth chaiye akamutsa muchazoziva kuti vanhu vanodanana out there kwete zvekuzvinyaradza tichiti aishandiswa
Karanganda, slymedia, tilda live, drewmas, dna man - tinombodawo forum yekuti timbotaura nezvenyu. Tomboona kuti top 5 yakamira sei, who is best at what, strengths and weaknesses nekukurudzira kuti basa riyende mberi coz ndimi matova TV neradio dzedu pazim
🎉🎉🎉🎉 Ambassador yema big house 😂😂😂😂 kudos to you Mai Magirazi 🙌🏽🗣🗣🗣🗣
She's got style, charisma and confidence. Lovely woman
She should be an actress. Good character good voice projection
English subtitles please, her Malawian 🇲🇼 fans here
The lady is so smart and courage,i loved the she handled the situation.i was thinking she was gonna file divorce papers with the husband but it was the otherway round
I hope mikana yekuactor ichauya she is a natural,she seems to have turnt lemons into lemonade bless her
Big up gulez muneka don't care kamwe so kasina kutsvinya mukat ❤️❤️❤️
Tokumbirawo veNaiza boom vambotore mai ava she is madam boss
I support you
Composure ya Mai Magirazi is on point....very intelligent too.
Thank you for this Show with Maiguru Magirazi! Big up to mai Magirazi
I love her
She should be an actress..she has an amazing character 👏
She is a character. I think she will do well in dramas or movies. Those in that industry, she is a good one.
Maiguru is glowing today plus vasimbirira than the results day vaive depressed pa fair uyu wamufaro wekuti o.oo%results
She is pregnant
She is an extremely intelligent and cultured woman, beautiful too, kkkk I knew magirazi akanga ari emwaba she is a comedian.
She is smart mentally.She must be good at chess.
Gulez to the world
🤣🤣🤣🤣🤣
I could tell Kut Psychology or sociology dzakazara apa because she is always into the situation, handling it without emotions, apa vaishandisa zvawo Trojan horse method, akangwarisa, but the fact that anomira numunhu wake hàaa does me good
I learnt a lot from this lady
It's my prayer that she meets comic pastor and associates ha team yacho inenge ichipedza basa
Not mdhara machando here
Not mdhara machando here
Ever smiling.......she is a treasure.
The way she matches maglass be mask is 🔥🔥
Kkkkk really
YOU ARE DOING A GREAT JOB TINASHE MUGABE
I like this woman 😂😂😂😂she is very good ❤️❤️may God bless her
Thank you for this. Maiguru is such a vibe. Vanondinakidza
@aTinashe Mugabe please absorb maiguru ava and give her a job she is a smart thinker
Chimboendai pa naizaboom Mai Maggie. You out class many actors. This is the beginning of a new journey......
❤️❤️❤️🇿🇼 ambassador wedu isu ma big house
Politics and religion ndizvo zvinoti pesanisa. Generally we are a United people, we bring the best out of each other. This is how we must harmoniously live, with full of love
Show of the year magirazi
Dark chocolate. She is beautiful. And dzinokakata upstairs. Hanzi magirazi anondipa confidence.
Ambassador wemaBig House!
Kkkkk true
Maiguru Magirazi has high intellectual capacity,kuseri kwekuseri
She is intelligent woman
She has gained. Glowing too. Well done mai magirazi. U fought foe your marriage so well. BHs should take notes...
You will neva have stress with such kind of a partner, blessed is he among man😀. I mean her husband.
Good gulez magirazi munehushingi Mai ndakazvifrra zvamaita paya kkkk ... you are so smart dea💖🤞🔥🔥
She is so sweet ❤
this must be show of the year 👏
Please start a TH-cam channel ye advice Mai Magirazi! ❤️
My schoolmate 💓💓🔥
Maiguru istress yaivapa kudaro ukanyanya kushungurudzwa njere dzoita senge dzakashota plus pain yerudo inorwadza asi asati asangana nazvo anogona kujudge maiguru
You are right zvako iwe she trying her best to look strong but she is very broken and vaneta nehunhu wababa ava vanotoda help hapana kungwara or kufara to be honest
@@oteliagarikai4641 it looks like a few like you can see the truth. She confessed kuti her husband antedating nevakadzi then she contradicts herself saying everything is okay with her husband.
Kuhura kwakaita murume gonna be your break through
You can say that again.
Une mweya wetsvina iwe
Thanks maiguru tadzidzawo .
Oh thank you Mr Mugabe,for bringing this lady,ndafara kunzwa kuti vakasara zvakanaka
Haaaaa Mai Ava she's too intelligent. Her English language iripane imwe level, her vocabulary chero a level aiigoni.
She said she studied sociology, Ambassador wema Bighouse
We're happy kuti Tawana ambassador Wemba huru #maiguru magirazi confidence idzo todzida kwazvo.
Hahahaha so much love maiguru magirazi♥️♥️♥️♥️♥️all the way from Kenya...
She is a lovely strong black woman. Who knows how to keep her home. She should give therapy to woman on marriage issues
Amen x7❤
yes and she said she has a background in psychology
I learnt somethings from her
The only drama Rina Mai magirazi will be seen paitwa maDNA Evans vavo. Tinashe request she does DNA test for her children please.
Vana vamaiguru havatomboda DNA vakafanana nababa vavo zvisingaite
Huh mnh anesuch confidence inotokonzera nekufamba straight. Mbavha hairequest kutsvagwa kwedzimwe mbavha
Pure comedian
I support you maiguru....big house camp hoyeee
Inga misikanzwa yababa yakuendesai to another level
Ambassador wedu makanyanya.....l love ur vibe...keep it up gulez
Emotional intelligence dzose idzo!
Pretty and intelligent woman
Vakabva vaita signature move yemagirazi......vakupedza,Classic 👌 😎 😄
Very humble maiguru
Ndiri kuona hangu kti muno makazara ma small house ari kurwadziwa
Thumbs up mai Mazirazi thank you nekutimiririra ikoko munin'in'a ❤❤
Hands up maimagirazi you are talented murume wako akakuyambutsa through painful chapter
Mai magiraz number 1 makashinga my sister
Can't wait for forogonya awo ngavaenderere mberi nemurume vawo hamire uyu
Beautiful lady and classy she must start acting shz good
Ka smile hakasi kuhunzenza she laughs abd asked the question from the live question 😂😂😂comic lady she is ❤
mai magirazi is a funny wife
Sando dzenyu maiguru .... ambassador of the big house
Mudzimai uyu i free spirit... haana pressure.
So far this is number one number two Mapaddock
She should join Naiza boom with the likes of Solo n Dhafu
Mai avo l love her she is a strong woman she don't give up on her marriage she is woman of Wonders ❤👌👏👸
Mabig house ahoyi ambassador mavaona here , mai Magirazi vanonakidza zvavo
Yes maiguru of the nation 👏
Happy maiguru magirazi and thanks Mr Mugabe.
I love Maiguru❤
Champion 🏆 Maiguru
Mukadzi akadai anotyisa coz anogona kusekerera but akadhinhwa. Panozvarwa mwana tiudzei tikupei makorokoto. THE WOMAN DESERVES EVEN TV SHOWS PANHAU DZEMUDZIMBA. KO LEVEL OF EDUCATION NDANZWA VACHITI VAKAITA SOCIOLOGY, AT WHAT LEVEL?
Ambassador wema Big house lol kkkkk
Zimbabwe soo. Akutoitwa feleb senge ndinyengeiwo. Kana akangwara anotopinda machena akasandurawo hupenyu hwake. Maybe a case of hidden talent? Hameno
Gulez she is so smart and young ..
Ndakaenzana na maiguru magirazi
Maiguru magirazi misikanzwa iripo zvayo kkkk
Dai mwari wakupai a baby boy mhamha maggie
To me maiguru idofo, she is just rejoicing kuti ma results akabuda ari negative. Ko chihure chemurume 🤦♀️ ko zvirwere hazvo
Kkkkkkkkk taura hako
hapana zvavangaita. kana murume ada kuhura anongohura chero ukachema. havasi dofo. she is wise. mental health is key to anyone so ivo vakakoshesa mental hjealth yavo than chihure chemunhu. plus chero murume akahura anongouya achikupa share yako kana uchiida
Chokwadi idofo cz haungati aids ikauya inotanga kubata iye yozobata ini ichinguva yekugarira munhu anoita vana hobho kunze here
True
True
Mwanangu wandinakidza nhasi .. ufarise mkwasha wangu
Big up gulez pasi nemahure!!!!!!
Now understand her better "she did psychology".
But as man lets not take advantage of such characters by going out of our way
One weakness ine vakadzi ndeyekuda kuita ma lawyer evarume....Hanzi uyu munhu aishandiwa pamuchanyengewa mu ghetto youth chaiye akamutsa muchazoziva kuti vanhu vanodanana out there kwete zvekuzvinyaradza tichiti aishandiswa
sure kureverera murume aita rubbish
Aitoshandiswa through kudanana kwefake. Madii maendako munenge munoziva kuti kudanana kwacho.. endai kuchihure chenyu ikoko
@@gracechikanda4159 who raised you? Hauzive murume anoshndisa vanhu vari loose ndosaka achimitisa but oroora mukadzi akaita samaiguru magrazi
Congratulations wamakatakura uyu mumuitise DNA
She's a whole vibe
Ambassador vemaBig House
Wapedza Maiguru Magirazi for President Big House kkkk
Vaitorwadziwa mai awa,mastatements awo airatidza krwadziwa
I understand the part yekuti kusekerera kuti vavanze depression, nekuzovhara nyadzi
She's beautiful 🤩🤩🤩
Hayaa vanozvifarira havo maiguru vemaglass
I wish you the best maiguru Magirazi
She should act ma'am 🥰🥰
MAI MAGOGOROSI 👓 👓👓👓👓👓🤓🤓 🤓
She makes sure that the frames match her face mask on the day!
@@mberikwazvomachisa2656 she has a an absolute comedian
Mai magirazi ndimi mune chimuti kkkk
In love 💕 with this lady
Hannah Vs Peninah
Karanganda, slymedia, tilda live, drewmas, dna man - tinombodawo forum yekuti timbotaura nezvenyu. Tomboona kuti top 5 yakamira sei, who is best at what, strengths and weaknesses nekukurudzira kuti basa riyende mberi coz ndimi matova TV neradio dzedu pazim
Mai ava vanondiitira❤
Maiguru muneka 👌🔥🔥
Shamwari dzenyu mapurisa nema lawyer apa makaita pyschology so your husband driver ari pa tight
Kkkk ndashaiwa nelaughing emoji
🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣