Chitungwiza: Murume ozviuraya achizvicheka gurokuro sehuku mumugwagwa mushure mekunge anwa muchetura

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 17 ม.ค. 2024
  • Chitungwiza: Murume ozviuraya achizvicheka gurokuro sehuku mumugwagwa,
  • บันเทิง

ความคิดเห็น • 106

  • @lloydmagweta5311
    @lloydmagweta5311 6 หลายเดือนก่อน +24

    People should not look for issues which are not there. The deceased most likely had some undiagnosed mental illness e.g Schizophrenia or some Depressive disorder with suicidal tendencies. Also, with the level of drug abuse in Zim, anogona kunge aishandisa zvinodhaka which might have caused the mental illness. he was also discharged prematurely from the hospital after the first suicide attempt. MHSRIP

  • @doreennyanyiwa254
    @doreennyanyiwa254 6 หลายเดือนก่อน +4

    Ngatinamatei uye tinamatire vana vedu mhepo dziriko. Hakuna Musha usina zvawo. I express my condolences to the family. Afa zvinorwadza may his soul rest in peace even though zvisiri zvega zvaitika apa.

  • @user-bd8xc3oh2d
    @user-bd8xc3oh2d 6 หลายเดือนก่อน +5

    I used to see zvichiitika kudzimba dzevamwe but nhasi zvatiwira 😭😭. It’s sad kuzoona vanhu vakutaura nepavo like mwana uyu ane rasta ufunge usazombopupure or kufungira zvisipo. 90% yezvataurwa apa sandizvo asi munhu agara munhu. Zorora hako murugare mwanangu Malan 💔💔💔

    • @Seamusmtepa
      @Seamusmtepa 6 หลายเดือนก่อน

      Very sorry mudikani zvinorwadza chokwadi nematambudziko mwari vakunyaradzei😢

    • @KendraLipsy
      @KendraLipsy 6 หลายเดือนก่อน +2

      Ingitauraika chaizvo zvamunoziva than to say that's not it, yes ppl will say zvavaona unless mataura zvamunoziva

    • @ruel1703
      @ruel1703 6 หลายเดือนก่อน

      Inini I think rasta vane chokwadi chavataura uyu music uyu anenge achitsomwa nerevenge

  • @faraimukanganise8172
    @faraimukanganise8172 6 หลายเดือนก่อน +4

    This is a clear case of schizophrenia. Audio and visual hallucinations. Please can all media houses work together to raise mental health awareness in Zimbabwe. Please can we stop preaching and encouraging people to talk about mhepo ngozi etc. instead let’s use these platforms to hold our clinicians accountable for not prioritising on mental health. After attempted suicide the young man was not to be discharged from hospital until he was assessed and was on effective treatment. How many lives will we loose nhai 😢

  • @mimmssamuriwo5958
    @mimmssamuriwo5958 6 หลายเดือนก่อน +2

    Mental health awareness is needed in our communities.🙏🏿

  • @Chiravirwa
    @Chiravirwa 6 หลายเดือนก่อน +3

    Zvakaoma veduwe. Dzemadzinza dzasimuka zvine simba😢😢😢

  • @josephinematambanadzo3397
    @josephinematambanadzo3397 6 หลายเดือนก่อน +1

    Eish😭😭😭so sad.. Nematambudziko kuhama neshamwari.

  • @ruthcatsante3200
    @ruthcatsante3200 6 หลายเดือนก่อน +1

    Ummmm mhepo chaidzo Mwari tibatsirei

  • @user-kp3vj1fc4y
    @user-kp3vj1fc4y 2 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma, nezuro ndeuya wekuzvicheka dumbu

  • @giftndawana
    @giftndawana 6 หลายเดือนก่อน +1

    Yaaa mweya yesvina irikutenderera

  • @tarirofranciscamachabango381
    @tarirofranciscamachabango381 6 หลายเดือนก่อน +3

    Let's take mental health issues seriously, munhu uyu dei vasina kudzoka naye akanwa mushonga zvese izvi zvisipo. Mupositori aharape zvemental health.

  • @namatiraisithole6158
    @namatiraisithole6158 6 หลายเดือนก่อน +1

    Long time Destiny tv ,

  • @zenchen5792
    @zenchen5792 6 หลายเดือนก่อน +1

    Muface aneyellow type dzinotaura kwadzisina kuswera. Leave it to the relatives like zvataurwa nemuchinda atanga uyo. Wanzwa nani kuti akauraya vanhu zvowotospreader.

  • @netsaitrishchikukwa1964
    @netsaitrishchikukwa1964 6 หลายเดือนก่อน

    God have mercy on us

  • @user-ix1tt1wm1k
    @user-ix1tt1wm1k 6 หลายเดือนก่อน

    Eish mhepo dziriko chokwadi

  • @ConniekholiyMpansi
    @ConniekholiyMpansi 6 หลายเดือนก่อน

    Madrugs veduwe, Dai Mwari wekudenga vatirangarurawo munyika yedu,
    Aomesera mukoma wake nemhuri yavo, zviinorwadza sei kuona munhu achionekana newe nenzira rinorwadza kudaro

  • @SelinaMukwashi-cu6wb
    @SelinaMukwashi-cu6wb 6 หลายเดือนก่อน

    Shem zvinorwadza

  • @farirayimuchenje6921
    @farirayimuchenje6921 6 หลายเดือนก่อน +1

    Ayigara Crowborough
    Zvkaoma RIP Malan

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok 6 หลายเดือนก่อน +1

    Kana payine zvinhu that I'll never do in life is :
    1.) Not to commit suicide.
    2.) Not to rape.
    3.) Nekudanana nemarried wife.
    Mwari ngavandibatsirewo ipapo.

  • @user-lp3yt9ft1v
    @user-lp3yt9ft1v 6 หลายเดือนก่อน +6

    Vaifanira kutombomupa canceling paakanwa poison vakaitirei kuti aende kumba munhu aida help uyu😢

  • @farayichishongo9561
    @farayichishongo9561 6 หลายเดือนก่อน +4

    Its either drugs or Schizophrenia (hearing voices )

  • @victormarume990
    @victormarume990 6 หลายเดือนก่อน +6

    After treatment ku hospital he should have been transferred and detained in a mental health unit for further treatment,counselling and observations. munhu ane ma suicidal tendencies Haa itwe discharge just like that.vakaita error kuchipatara

    • @florencemadondo
      @florencemadondo 6 หลายเดือนก่อน

      ini pandakambo detainer ndaita izvozvo ndakatiza muhospital during counselling yacho. i think ma evil spirits

  • @tatendakadiki5828
    @tatendakadiki5828 6 หลายเดือนก่อน +1

    Umm mhepo dzisatidaro plz

  • @InnocentHarare
    @InnocentHarare 6 หลายเดือนก่อน +1

    😢😢😢😢😢zvakaoma chokwadi

  • @prudencemavima1067
    @prudencemavima1067 6 หลายเดือนก่อน

    😮

  • @JacksonMamu-xl8lj
    @JacksonMamu-xl8lj 6 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma vedu

  • @MollifyTaonana-mb9iy
    @MollifyTaonana-mb9iy 6 หลายเดือนก่อน

    Zvakauma😊

  • @ashleymihane9541
    @ashleymihane9541 6 หลายเดือนก่อน

    Mwari tinzvengesei kubva kumhepo dzakadai😢😢😢😢

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no 6 หลายเดือนก่อน +2

    Ane zvaakanzwa asi hazvitauriki

  • @Eva3rt
    @Eva3rt 5 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma vanhu varikufa chaiko

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 6 หลายเดือนก่อน

    So sad 😢😢😢 story vanhu vapindwa nei

  • @user-xu1oe1hx9r
    @user-xu1oe1hx9r 6 หลายเดือนก่อน

    Yaa ma1zvinorwadza izvi mmmmm

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa 6 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma vanhu varikufamba vaine zvirwere zvakawanda zvinenge zviri pavari vachisahiwa mari dzekunotariswa shuwa. Kuno kuEurope vanotoongoorora shuwa wopiwa medication. So sad 😢 nematambudziko. And zvinodhaka zvawandisa zvakukonzeresa zvakawandisa pasi rino. 😢

  • @christinamutemeri
    @christinamutemeri 6 หลายเดือนก่อน

    Mhepo dzavanhu vavaiuraya vaivatuma havapo zvavo varikudya nokunwa .imi motambura .muchapera

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 6 หลายเดือนก่อน +1

    Destiny TV so sad news 😭

  • @dianaishemunyoro2582
    @dianaishemunyoro2582 6 หลายเดือนก่อน

    Eish😢

  • @itayikarasi7644
    @itayikarasi7644 6 หลายเดือนก่อน +1

    Haana waakabira here va hu vakugadzira mazuva ano people should learn to live straight forward life musabate zvisiri zvenyu

    • @ruel1703
      @ruel1703 6 หลายเดือนก่อน

      Kana waakauraya

  • @preciousmoyo2124
    @preciousmoyo2124 6 หลายเดือนก่อน

    Rest in peace Malan watevera twin rako sekuru.

  • @user-yg7fy2cc8v
    @user-yg7fy2cc8v 6 หลายเดือนก่อน

    Chisiwonekwi munyika Ichi zvoshura

  • @user-uw2jn3ep5v
    @user-uw2jn3ep5v 6 หลายเดือนก่อน

    So sad😢

  • @carolinesibanda7673
    @carolinesibanda7673 6 หลายเดือนก่อน

    Hezvo vaenzi vonyanya kuzviuraya

  • @lindakachona7500
    @lindakachona7500 6 หลายเดือนก่อน +3

    Mutoriro unodaro futi.

  • @user-gv5vs1eg8x
    @user-gv5vs1eg8x 6 หลายเดือนก่อน

    Shemu zvakaoma

  • @rosemaryndawana27
    @rosemaryndawana27 6 หลายเดือนก่อน

    So sad😢😢😢😢😢

  • @user-qj9qb7rb1f
    @user-qj9qb7rb1f 6 หลายเดือนก่อน

    kana ayitsomwa means kt anga akadhakwa nedombo mutoriro chaiwo cz unenge uchiona zvako wega

  • @gmahands2745
    @gmahands2745 6 หลายเดือนก่อน +2

    Stay away from Dombo nezvinodhaka semadrugs

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 6 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma hazvo

  • @SelinaMukwashi-cu6wb
    @SelinaMukwashi-cu6wb 6 หลายเดือนก่อน

    She😢😢😢

  • @maressaaron5480
    @maressaaron5480 6 หลายเดือนก่อน

    Kumakorokoza kwaaiva akauraya vanhu

  • @rebeccamaccamahlanu4601
    @rebeccamaccamahlanu4601 6 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma

  • @GraceMapfumo-ep9tx
    @GraceMapfumo-ep9tx 6 หลายเดือนก่อน

    Apa aiva achida kufa neumwe munhu kt zvadii

  • @alim3611
    @alim3611 6 หลายเดือนก่อน +4

    Hapana mhepo apa ...madrugs ega ega

  • @bigmama973
    @bigmama973 6 หลายเดือนก่อน

    umm mhepo yacho yaiva nesimba

  • @hellenmuchafuruka3169
    @hellenmuchafuruka3169 6 หลายเดือนก่อน

    So sad

  • @CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw
    @CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw 6 หลายเดือนก่อน

    😭😭😭😭 Kuda i depression

  • @thandolwethu4878
    @thandolwethu4878 6 หลายเดือนก่อน

    Very sad

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 6 หลายเดือนก่อน

    Mweya rudziiko mwari

  • @user-sf9ci2jv5y
    @user-sf9ci2jv5y 6 หลายเดือนก่อน

    Umm aya madrugs chaiwo aya mastatements akawanda wanda ayo mutoriro ukatsomwa chaiko unozviuraya

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no 6 หลายเดือนก่อน +3

    Vanhu ngatidzidzei kutaura zvotinetsa pane kufa achidai

    • @PriscaRazerera-tb9tt
      @PriscaRazerera-tb9tt 6 หลายเดือนก่อน

      Munotituka vasikana so kungonyarara bhoo

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no 6 หลายเดือนก่อน +2

      @@PriscaRazerera-tb9tt haaa kutaura kurinani wosekwa kana kutukwa asi pakupedzisira unobatsirika haaa ini handifi ndingatoonda kwete kufa

    • @PriscaRazerera-tb9tt
      @PriscaRazerera-tb9tt 6 หลายเดือนก่อน

      Ah ini ndonyarara cz kutukwa kuno kupa depression yakanyanya kana kusekwa cz mumwe munhu ari kutoita funny ne situation yako mumwe arikutoku ataka ne situation yako kwandiri hapana nani cz kutuka kana kuseka kana kunotora zvirikutaurwa nemunhu ari mu situation sezvisina basa depression inongondiuraya so better kunyarara

    • @user-jj6le6xq7o
      @user-jj6le6xq7o 6 หลายเดือนก่อน

      ​@@PriscaRazerera-tb9ttdzidzai kuziva vekuudza nhau dzenyu kune vamwe vasinei nekukama hwenyu vanogona kubatsira nenhau idzii ..killing yourself is never a solution kuto creator more problems nekuti mweya wako hauzorori and unotambidza dzinza zvekare nevana vasina chavanoziva ...

    • @PriscaRazerera-tb9tt
      @PriscaRazerera-tb9tt 6 หลายเดือนก่อน

      Ini I prefer kugara ndakanyarara

  • @p.ndlovu
    @p.ndlovu 6 หลายเดือนก่อน

    Kana akamboponda munhu anogona ateerwa nemweya wevaakauraya
    Vamwe vakaurairwa hama vanoimutsa kuti endera akakuuraya kusvika afawo

  • @user-ck4ie9ip5p
    @user-ck4ie9ip5p 6 หลายเดือนก่อน

    Shem

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k 6 หลายเดือนก่อน

    Nematambudziko kaa hama munashe

  • @ruel1703
    @ruel1703 6 หลายเดือนก่อน

    Or maybe he also has a sinister past hence taking his own life

  • @sekuruvaJamella1078
    @sekuruvaJamella1078 6 หลายเดือนก่อน

    Ayaa kufonera member in charge ,member in charge opa munhu nhamba kuti afonere another police station? Ayaa

  • @dereckchapasuka3095
    @dereckchapasuka3095 6 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma kani. Nyika yaoma iyi

  • @mathewtakadiyi
    @mathewtakadiyi 6 หลายเดือนก่อน +2

    Ma drugs Ndo zvaanoita

  • @user-im4sz3bx8s
    @user-im4sz3bx8s 6 หลายเดือนก่อน

    Zvakatooma

  • @margaretmawango4591
    @margaretmawango4591 6 หลายเดือนก่อน

    Uuuuuummmmm???????

  • @petronellamabhachi5274
    @petronellamabhachi5274 6 หลายเดือนก่อน

    Kuchitungwiza kupi uku

  • @zenchen5792
    @zenchen5792 6 หลายเดือนก่อน +1

    Mhepo kudiiko! This guy should’ve been on medication. Either it’s drug induced mental problem or schizophrenia or whatever. Kune mishonga yazvo izvi. Cry my beloved country 😢

  • @zvanyadzamutsvangwa
    @zvanyadzamutsvangwa 6 หลายเดือนก่อน

    Mitoriro

  • @user-fe3jh3qe4b
    @user-fe3jh3qe4b 6 หลายเดือนก่อน

    Kusonwa or kutsomwa coz drug section inoona zvisizvo

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 6 หลายเดือนก่อน

    Shame mhepo dzinosimuka

  • @ShepherdMkwezalamba
    @ShepherdMkwezalamba 6 หลายเดือนก่อน

    This is too much hey

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok 6 หลายเดือนก่อน

    Depression, Drugs, ngozi or Mweya yetsvina: 1 of them contributed to the death of this young fellow.

  • @linetmtetwa-ou9te
    @linetmtetwa-ou9te 6 หลายเดือนก่อน

    Devil is at work

  • @badanile1781
    @badanile1781 6 หลายเดือนก่อน

    Why they ddnt send him to the psychiatric hospital. Or his family to watch over him Depression is real

  • @gracengundu
    @gracengundu 6 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma chokwadi,mhepo dzacho dzanga dzangomusimukira.Zvine chivanhu izvi

  • @miriamchiwarakata368
    @miriamchiwarakata368 6 หลายเดือนก่อน

    Ndimbo bvunzawo.mutoriro unombogadxirwa nei
    Ko sei uchitora pfungwa dzese kusara dehenya
    Chete izvizvichasvika kupi wanhu wachiprrs
    Wamwe wachi pfuma naizvi m drugs
    Mwari muripiko

    • @user-im4sz3bx8s
      @user-im4sz3bx8s 6 หลายเดือนก่อน

      Ini maonero anguo madrugs ,mitororo,porn zvine satanism mukaty coz zvinopedza Vana vechiki ivava😢😢😢

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 6 หลายเดือนก่อน +1

    😢iii Satan chiri pabasa, zvakaoma veduwe,so sorry to his family and friends.

    • @user-ge7wd5kq8k
      @user-ge7wd5kq8k 6 หลายเดือนก่อน

      True satan arikufamba

  • @peembano253
    @peembano253 6 หลายเดือนก่อน

    Kuuraya vanhu kupiko iwe dread man i crystal myth idzo ma drugs chaiwo

    • @user-im4sz3bx8s
      @user-im4sz3bx8s 6 หลายเดือนก่อน

      Anodaroo here madrugs veduwee zvakatooma 😢

  • @PatriciaMupimbira-vl9jl
    @PatriciaMupimbira-vl9jl 6 หลายเดือนก่อน +1

    Mai ava vanovhunza mumwe muvhunzo iringaenderane kutora nhau kunoda vanhu vanoziva zvavanoita

    • @jeanchinyerere6291
      @jeanchinyerere6291 6 หลายเดือนก่อน +1

      Seipi mibvunzo yabvunzwa isinei nenyaya yaaitika....

  • @mwanawevhu9933
    @mwanawevhu9933 6 หลายเดือนก่อน +1

    He lived a rough life, kana kunerugare kunoenda dai wazorora Malan. Hupenyu unorema.

    • @helloitsme4722
      @helloitsme4722 6 หลายเดือนก่อน

      He lived a rough life? How so please elaborate help us understand

    • @yeukaimbundire5514
      @yeukaimbundire5514 6 หลายเดือนก่อน

      True

  • @daisychirambwi8758
    @daisychirambwi8758 6 หลายเดือนก่อน

    Ummmmm mhepo dzacho

  • @SharonGotosa
    @SharonGotosa 6 หลายเดือนก่อน

    Satan is at work

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h 6 หลายเดือนก่อน

    Mataurirwe azvo mushakabvu anofanira kuva munhu akanga apara mhosva kwaayigara , zvichida wakagadzirwa nana godobori .

  • @richardmaposa5876
    @richardmaposa5876 6 หลายเดือนก่อน

    Yopfuka mweya yekuponda vanhu ,

  • @user-kw4ed1qv9s
    @user-kw4ed1qv9s 6 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma