It takes a village to raise a child, Mufakose community hero.basa vana ndevedu avo tisaregerere mhamha, kupa kunokunda kugashira hamadzangu, ngatimirei namai vedu at least kana chikafu chevana chiripo naivowo zvinovanyaradza mumwoyo mavo uye havazovarera nemisodzi pamatama, blessed is the hand that giveth than the one that receives, Mwari vawedzere pamuchabvisa vanhu vemuMufakose❤❤🙏🙏
Ndine ma twins ndakaitwa operation ndanga ndafa asi ndoda kutenda mwari ne ma doctors vakamiramira.the same god vakaita Kuti ndirarame ndovachachengeta Vana Ava vagokura Amen.
@@fatimangelekelehaaa ini is most died naivo futi caz if preeclampsia. After birth ndakaita 2 days ndiri ku icu ndisina kana kutombovaona. Matwins ma1. Ndikaita a month ndakazvimba mmmm. 42 days after birth ndipo panonzi munhu apona from maternal mortality Saka mmm I was counting the days
where are the so called Mbingas. Men of God. Politicians?? My heart bleeds i can not help but i say to those who brag about their wealth please do something. I beg you inthe name of Jesus.
Mwari ndipeiwo mari ini hangu ndoda kubatsira nherera cz ndakakurawo ndisina baba ndoda kuti vana vasina vabereki vararame upenyu hwakanaka ndabatikana apa nditoriwo mutwin
She should try what we call inembe in IsiNdebele Not mahewu You take mealie-meal (best mugayiwa) Soak in water, drain that whitish water & boil, do not add anything & give to the babies 😢
Shem im verry sry ths situation inorwadza.....i pray dai Mwari ava batsira....dai ndanga ndiine mari i wish i could help mwari Batsirai mbuya nevazukuru vavo ndinoziva hakuna akavimba nemi wamusina kubatsira
Mwari dai vakudza vana ava murudo, ngavaite kuti vana gogo vasashaye chekupa vana Amai vevana ngavazorore murugare asi kana vakaita zvekuisirwa muchikafu ngavamuke varwe hondo
mwari ndiiteiwo munhu ane mari ndiwane kubatsira panoda need se apa mwariwee
Ndogara ndichizvibvunzao kuti Mwari sei musingaiteo kuti ndiwane mari ndigoneo kubatsira 😢😢
Dai Mwari makandipawo mari ndichibatsirawo vamwe
Mwari murimwari wenherera , chingetai wana awa munoziva hurongwa hwamuinawo pamusoro pawo😢
Tipeika number dzagogo nhai asikana tiwane kubatsira
Rufu murau waMwari asi pakadayi nhayi Mwari Seiko 😢💔
Ndarwadziwa zera racho kani
Zvakaoma
Mwari ndipeiwo mari ndibatsirewo vanhu vakadai muhupenyu😢 ndabaikana veduwe
It takes a village to raise a child, Mufakose community hero.basa vana ndevedu avo tisaregerere mhamha, kupa kunokunda kugashira hamadzangu, ngatimirei namai vedu at least kana chikafu chevana chiripo naivowo zvinovanyaradza mumwoyo mavo uye havazovarera nemisodzi pamatama, blessed is the hand that giveth than the one that receives, Mwari vawedzere pamuchabvisa vanhu vemuMufakose❤❤🙏🙏
Ndine ma twins ndakaitwa operation ndanga ndafa asi ndoda kutenda mwari ne ma doctors vakamiramira.the same god vakaita Kuti ndirarame ndovachachengeta Vana Ava vagokura Amen.
Amen dear, asi wanga waita macomplications
Amen
@@fatimangelekelehaaa ini is most died naivo futi caz if preeclampsia. After birth ndakaita 2 days ndiri ku icu ndisina kana kutombovaona. Matwins ma1. Ndikaita a month ndakazvimba mmmm. 42 days after birth ndipo panonzi munhu apona from maternal mortality Saka mmm I was counting the days
Amen
@@nnnsandra ummmm ya saka zvanga zvakaoma thank God wakaita bho. Nhumbu dzine macomplications Kani ini ndakapotsa ndafawo neplacenta previa
Mwari ini ndinokuzivai hamukundikane Kani .
Tinoronga ASI Mwari ndivo vanosarudza heartbreak 💔💔 chaiiyo
where are the so called Mbingas. Men of God. Politicians?? My heart bleeds i can not help but i say to those who brag about their wealth please do something. I beg you inthe name of Jesus.
Mbinga hadzidi nemari yadzo
@@constancemabhonga1339 You are right
Mamen of God ndivo vanotodya Mari dzevanhu
@@constancemabhonga1339Vazhinji vacho ndevehurombwa.
Haa avo vanenge vakapiwa mhiko dzekusabatsira vanotambura
Tsvagai bba vevana avo chero vasina mari or kuroora vatsvagei munoziva kwavari gogo itai vana avo vazive baba vavo
Ngavamboenda watete Tilder Moyo vanotaura nyaya yavo kuti vabatsirikane nemaZimbambweans ari munyika dzakasiyana
Good idea
Hmmmm vanhu ngavafonere tete tilda sure vabatsire mai ava
Mwari ndipeiwo mari ndikwanise kuchengeta nherera dzese moyo wangu ndinonzwa kubaiwa kana zvakadai😢
Mwari ipai gogo mazuva mazhinji nenjere nesimba vayarutse vana ava
This woman is very humble, God help this woman please,
Hupenyu huno mbosvika pakuoma mufunge.Mwari ngava unze madestiny helpers gogo vagone kuchengeta vana.Mwari wedu ndewe nherera neshirikadzi vachatokura
My Lil sis akashay akandisiraw matwins vane 1month now they are3yrs zvairema asi kudenga Kuna mwari .kunemi.gogo mwari vanonzwa use vanochengeta
Varume hamuna moyo henyu ndabvuma,womitisa munhu matwis wotiza osara ofa haurwadziwe hre usadaro iwe wakamitisa mangwana uchazovadawo😢😢😢😢
Mwari ndipeiwo mari ini hangu ndoda kubatsira nherera cz ndakakurawo ndisina baba ndoda kuti vana vasina vabereki vararame upenyu hwakanaka ndabatikana apa nditoriwo mutwin
Zvakaoma hazvo hongu Mwari havabvunzwe ASI zvakaoma.Mwari pindirai tiwanewo mari yekubatsira vana vakure zvakanaka nasekuru vapore uye musimbise gogo vashinge panguva yakaoma kudai
Mayb pane chakasarira paakaitwa opperation
Yaa Ini ndakapotsa ndafa 2008 ndakaitwa opp ne ma students handizvikanganwe umm
😢😢😢 zvorwadza aoa hapatodi mbinga chete panongoda anemoyo wehumunhu ,mama vanoda rubatsiro nekukasira
This is heartbreaking 💔 Mwari pindirai ndinoziva hamuna nhoroondo yekukundikana.RIP mai2
Veduwee ndarwadziwa hangu
She should try what we call inembe in IsiNdebele
Not mahewu
You take mealie-meal (best mugayiwa)
Soak in water, drain that whitish water & boil, do not add anything & give to the babies 😢
Ok so it's like a drink?
Yes it really works and it’s healthy
She need to add a tot of oil or butter ne sugernyana
Mwari we Shirikadzi nenherera rangariraiwo nherera dzenyu dzakasiyiwa..
Ndakumbira nyasha dzenyu Tenzi dzigare nemhuri iyi vapeiwo simba Ambuya ava nehutano vagone kuchengeta vana ava
First one kuvapo pachirongwa.Makadii team Destiny Tv.
Mwari pindirai pavana ava ndimi muchengeti🙏🙏🙏🙏
Mwari chimbouyai mumhuri iyi, Vanhu vezimbabwe pindiraiwo, no situation is permanent panobudika naJeso,
So painful...May God give us grace and resources to assist gogo,sekuru & fam
Ma1.Ini wiv my twin sister, mom died jst after givin birth.We grew up in Mfakose.Ma1 lyfe so .Now many pple claim they looked after us.Hama so
😭😭😭 ndarwadziwa veduwe,
Mwari wanirai gogo nyasha
Ummm so sad mwari pindirai muvhumbamire vana ava zvimwe zvezvimwe zvirwere zvisavabate gogo vavane zororo mupfungwa
Ndokumbirawo # dza gogo
Mwari pindirai weduwe
Shem im verry sry ths situation inorwadza.....i pray dai Mwari ava batsira....dai ndanga ndiine mari i wish i could help mwari Batsirai mbuya nevazukuru vavo ndinoziva hakuna akavimba nemi wamusina kubatsira
Zvakaoma izvi veduwe 😭😭😭 Mwari muri Mwari wevacheche
Shame Mwari pindirai ❤
Pakaipa , Mwari
Ndarwadziwa hangu
So heartbreaking! Lord give us the heart of giving
This woman is very humble.god help this woman please
I feel fr my friend guys ndakarwadxiwa
Ndarwadziwa hangu veduwe mwari chengetai nherera idzi
So sorry amai, Mwari ndovaniziva nokuti hupenyu ndohwavo
Chemai muine tariro, muchenge vana avo, Mwari vakutumireiwo madestiny helper's asinganeti, nezita raJeso
Mwari pindirai zvakaoma izvi ,zvinorwadza
Ndarwadziwa zvangu 😢
Zvinorwadza mai ava Mwari vachengetei vakwanise kuchengeta vana ava
Eish zvakaoma veduweee
🎉ummmm shame. Ndnawoo matwins Mai wacho wakashayawo
Mwari vakunyaradzei ggo..chengetai henyu vazukuru venyu..hey zvakaoma varume vasadaro zii kna kucheuka but uchiziva nechemumoyo kut vana ndevako sure..
Mwari muri mwari vane rudo chengetaiwo vana avo musimbisewo mbuya vevana mwari makataura mushoko renyu kuti panoperera pfungwa dze munhu ndipo pamunotangira chitangai mwari🙏🙏
Amen
Tokumbirawo number ya gogo Destiny....tinovabata sei
😭😭😭😭 zvinorwadza
Ndarwadziwa zvangu Dai ndine Mari ndabatsira😢
Mwari akunyaradzei gogo muichengete vazukuru... So sad ndarwadziwa
Yah zvakaoma so sorry mhamha hupenyu mutoro shuwa Mwari pamwe pamunotipfuudza napo panorwadza😢😢
😢😢😢 nhai mwari
Nhay veduweeeee knemabirth anoita 2mwedzi hr asat abuda i dont blv aaaah
Zvakaoma veduwee 😢
Eish tobatsirawo sei
RIP mai 2,gogo nyaradzwai namwari,get well soon sekuru
Sorry mama Yesu mwanakomana waMwari ndiyewatinochema tichidaidza zitarake anotikundisa munematambudziko ese atinosangana nawo ❤❤
Panodzimba moyo munhukadzi panoti kubereka apo.
Mwari pindirai
Uzvinorwadza
Eish zvakawoma veduwe
Hupenyu mutoro gogo mwari vakurangarirei
Haa zvakaoma askana😢
Ndarwadziwa 😢
Zvakaoma Mwari pindiraiwo pamhuri iyi waniraiwo nyasha vana ava ndoziva movachengeta
Pastor hamuna chamakaita yet
Iiii shame zvorwadza hazvo 💔😭
Ndarwadziwa ndokumbirawo no dza gogo
Kana kushandisa dzaStella dziripascreen zvakaoma veduwee
Mwari dai vakudza vana ava murudo, ngavaite kuti vana gogo vasashaye chekupa vana
Amai vevana ngavazorore murugare asi kana vakaita zvekuisirwa muchikafu ngavamuke varwe hondo
Zvakaoma veduwe
Haa zvkaoma hazvo bt vkaitirwa rekuvidza zvirinani vana vanorarama mwari ndiye muchengeti uye ndiye munyaradzi kunagogo
Handina hangu mashoko
So touching😢😢😢😢😢
Zvakaoma 😢
😢😢😢😢😢ndarwaziwaaaa
Shame ndarwadziwa
Mwari tumirai mubetseri pavana ava sure moyo wangu warwadza kani
Umm vamwene vakasara varova mwana naThulabhechulude
Taura hako ndivo vakauraya amwene
Apa aitoda kunzi afe nevana vake kudonha odonhera pamusoro pevana vacho ende zvakaoma hazvo veduwee
Musadaro if you have nothing to say nyararayi, maybe kwenyu zviriko not kwese😢
Pindirai wedenga😢
Shem very sorry gogo na sekuru fr yr loss yemwana wenyu
Pashoma ipapo patinapo vanhu weee it makes a diff .hazvina kuti ane mari izvi
Nhamo dzinosiyana siyana shuwa ndabvuma
This is so sad ndarwadziwa mwari pindirai
😢😢😢😢veduweee
Zvorwadza
Mabirth aizouya wambowabatsirawo
So sad
Endai kwa tete Tilder
Zvinorwadza uuuu haaaa
Zvinhu zvacho so Yaa Sekuru varikurwara mwana ofa osiya vana vacheche zvinhu zvacho unotoona Kut uuuuu Mmmm Zvakaoma
ende zvakaoma veduwee ndabatikana .....
So sad Mwari vhumbamiraiwo vacheche venyu ava 😭
Rufu murawo wamwari asi apa pkaoma mwari pindirai vana ava vabatsirike
My situation 😭😭😭 zvakaoma hazvo
What’s your situation
It's so sad Mwari pindirai