chamupidigori Padare Rachief Mutasa Murora Anoti Mbuya Vakahura

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 22 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 177

  • @MellisaMubayiwa
    @MellisaMubayiwa 3 หลายเดือนก่อน +3

    😂😂😂😂mambo murikuonerera kkkkk hoyoi its chamupidigori for me woo this life no balance😅😅😅

  • @gladyschivanga2017
    @gladyschivanga2017 2 หลายเดือนก่อน +4

    Kutouya akapfeka legging kuti agonyatso kuita chamupifigori pamberi pamambo, ahh drama rekumachechi rave kumatare.😂😂

    • @ChiedzaHove-p5n
      @ChiedzaHove-p5n หลายเดือนก่อน

      Hanzi pamwe amwa mutoriro 😂😂

  • @TinasheHope-o9t
    @TinasheHope-o9t 3 หลายเดือนก่อน +13

    Aya manyepo azere mai avo varikuda kupamba vachihwanda nemudzimu umbavha arikuti akasvikirwa uyo

  • @YEMURAIMoses
    @YEMURAIMoses 2 หลายเดือนก่อน +3

    😂😂😂 zvakaoma idzi ndonhema chaidzo😂😂

  • @GresaldahKadani
    @GresaldahKadani 3 หลายเดือนก่อน +1

    Kunyepa uku. Mbuya iyo yakanganwa kuti yamboti isvikiro zvino yakanganwa yakuti apa pakapihwa mwana wangu handei ndinokuratidza

  • @WaynePaver
    @WaynePaver 3 หลายเดือนก่อน +4

    Viva chamupidigori viva.Aluta continua with the podigorians 😂😂😂😂

  • @ShingiraiKahwena
    @ShingiraiKahwena 3 หลายเดือนก่อน +10

    😂😂😂😂 aiwa mudzimu wemunda amana kamupidigori kandiitira ndachema zvangu

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia 3 หลายเดือนก่อน +9

    Asi mudzimu wacho ukupotera vanhu 2 😂😂😂 zviri Zimbabwe sooooo kanyika karikunaka zvamanjemanje

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 3 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂

  • @emilymushonga1017
    @emilymushonga1017 2 หลายเดือนก่อน +1

    Ummmm bhoo ere chamupidigori icho 😂😂😂😂 apa mudzimu wacho ma1 mudzimu unoti pamusoro ere MWARI pindirai

  • @RejoiceMaposa-q6o
    @RejoiceMaposa-q6o 2 วันที่ผ่านมา

    Haaaya zvakaoma Mambo Mtasa munoonerera zvokwadi

  • @ruthtapiwa6311
    @ruthtapiwa6311 3 หลายเดือนก่อน +1

    Kabasa aka, I would quit the next day. Vanhu vanonetsa, kusvika pa ku spinner mudare.

  • @AllanChatindo
    @AllanChatindo 2 หลายเดือนก่อน +2

    Mambo Mutasa I think apa mavharwa there's something behind this scene hakuna zvakadaro

    • @lydiat7636
      @lydiat7636 หลายเดือนก่อน

      Hapana nyayapa inhema

  • @TariroNyakabau
    @TariroNyakabau 2 หลายเดือนก่อน +3

    Kamupidigori manyama 😂😂😂😂😅😅 ndachema nhasi

    • @JobSeekers-l7b
      @JobSeekers-l7b 2 หลายเดือนก่อน

      Kkkk huya tiseke futi komutsipa

  • @IshallManzunzu
    @IshallManzunzu 2 หลายเดือนก่อน +2

    😂😂😂😂😂 Nyika yedu ma funnies chaiwo

    • @Veronica-xk3so
      @Veronica-xk3so 2 หลายเดือนก่อน

      Taura hako hama nhasi ndaseka hangu maiwee

  • @SophiaTsuro
    @SophiaTsuro 3 หลายเดือนก่อน +2

    Chero zvichinzi mudzimu saka kana wopidiguka padare zvonzii i cant west my time ndichipiduguka zvoreva shuwaka vakafa vachihura 😂

  • @sammychani5594
    @sammychani5594 3 หลายเดือนก่อน +2

    kkkkk vamwe vauya vakagadzirira kuspinner. Tighty yanga yakatokwa hayo

  • @KudziMaunganidze
    @KudziMaunganidze 2 หลายเดือนก่อน

    Tsvagai Jesu achawanikwa, hakuna mudzimu wakadaro kutipedzera nguva😮

  • @shivaayrudra2988
    @shivaayrudra2988 3 หลายเดือนก่อน

    Uye sei mudzimu iyi ichingosvika pavakadzi~ and with the coming in of Mukotsanjera ma drama ekusvikirwa awandisa

    • @HazelKupakuwana
      @HazelKupakuwana 3 หลายเดือนก่อน +1

      Ndoimwewo mbavha iya yapedza kupesanisa vanhu. Nxaaa

  • @Mirandah-m2k
    @Mirandah-m2k 2 หลายเดือนก่อน

    Mwari wangu 😂😂😂😂😂😂zviriko hre izviii😂

    • @BeniasChirichoga
      @BeniasChirichoga 2 หลายเดือนก่อน +1

      Zviriko 😂

    • @Mirandah-m2k
      @Mirandah-m2k 2 หลายเดือนก่อน

      @@BeniasChirichoga uuum 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌

  • @tatendachavhaira-cq3et
    @tatendachavhaira-cq3et 3 หลายเดือนก่อน +3

    Chamupidigori for mee 😂😂😂

  • @ronaldmachena
    @ronaldmachena 2 หลายเดือนก่อน

    Kkkkk Rega ndimbodzokere kumusha 😂 Wana attend mukasabudirwa chete

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia 3 หลายเดือนก่อน +1

    APA ndambonzwa senge mudzimu wacho wati ndinimbuya asi wakagara semurume😂😂😂😂😂😂 vanhu itai srs

  • @RegisChakanetsa
    @RegisChakanetsa 3 หลายเดือนก่อน +4

    Why is Chief Mutasa allowing his court being turned into a live circus, disgusting!!

  • @SophiaMasuma-dp9ym
    @SophiaMasuma-dp9ym 3 หลายเดือนก่อน +2

    Mambo mukutii nevanhu vakuita champidigori vamwa mudzepete here vanhu ava😂😂😂

    • @sandrazhakata8106
      @sandrazhakata8106 3 หลายเดือนก่อน

      Gegegegeggegege.mdzepete w tora chimuti

    • @reginamatienga7504
      @reginamatienga7504 3 หลายเดือนก่อน

      😂!😂😂😂😂😂😂😂

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 3 หลายเดือนก่อน +1

    Mudzepete for me 1 Mambo vane huchenjeri vaona kuti arikunyepera😂😂😂😂

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 3 หลายเดือนก่อน +2

    Apa mai vakuita drama rana Mr Bean kkkk munhu akafa angamukire minda here vakomana

    • @oliviazhanje1582
      @oliviazhanje1582 3 หลายเดือนก่อน

      Kkkkkkk apa mandipedza 😀😀😀

  • @CiciliavTazvivinga
    @CiciliavTazvivinga 3 หลายเดือนก่อน +1

    😂😂😂 chamupidigori mudzimu wacho wakuita exercise

  • @MakazaMakaza-z2f
    @MakazaMakaza-z2f 2 หลายเดือนก่อน +1

    Saka mudzimu wambuya unotonono here mudare mamambo gorerino tichanyeperwa rarisa makumbo ayo

  • @RuthMoyo-t4i
    @RuthMoyo-t4i หลายเดือนก่อน

    Yoooo wanhu vanedrama shame kuita rdakodo

  • @KingGivalo
    @KingGivalo 3 หลายเดือนก่อน +2

    Wamwa mudzepete ere 😅😅😅😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @HowardsaddamMeke
      @HowardsaddamMeke 3 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂ayi zim ndaitadza...chii nhai asi

  • @BlessedMutsago
    @BlessedMutsago 24 วันที่ผ่านมา

    Mambo dzimwe nyaya Siya kupenga uko

  • @comfortdodzo2777
    @comfortdodzo2777 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂 ndakuda hangu kuenda kumusha kkk

  • @DelroyMaruvara
    @DelroyMaruvara 3 หลายเดือนก่อน +1

    Zimbabwe mafaniz zveshuwa 😅😅

  • @richardcruickshank5631
    @richardcruickshank5631 หลายเดือนก่อน

    😮😮😅😅 kwaMutasa ndokuna network yese

  • @NateRiver-f5x
    @NateRiver-f5x 2 หลายเดือนก่อน

    Kkkkk huya uwone kutapira kwoita Zimbabwe 😂😂vakafa havana chawakaona 😂😂

  • @collenmkulichi
    @collenmkulichi 3 หลายเดือนก่อน +1

    champion gorira

  • @sandrazhakata8106
    @sandrazhakata8106 3 หลายเดือนก่อน +2

    Gegegegegeggegege.in this life l wont survive ndisina data ndingatofe.zvandaona zvawanda nezera rangu asi mpidigori bhoo here manje.gegegegegegegege

    • @tauraichikukwa2846
      @tauraichikukwa2846 3 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂😂

    • @oliviazhanje1582
      @oliviazhanje1582 3 หลายเดือนก่อน

      😀😀😀finish

    • @gamuchiraimalonrhoda7416
      @gamuchiraimalonrhoda7416 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂huriiiiiiiiii

  • @FeresiaMurasiranwa
    @FeresiaMurasiranwa 3 หลายเดือนก่อน +1

    Mudzepete vanhu vamwepi kkkkk😂😂😂😂 hokoyo nechamupidigori

    • @henrymabuya3551
      @henrymabuya3551 3 หลายเดือนก่อน

      Zanu induced poverty is sending people mad

  • @DayChawatama
    @DayChawatama 3 หลายเดือนก่อน +2

    Kunyepa chaiko kubudirwa😅

  • @YVChimombe
    @YVChimombe 3 หลายเดือนก่อน +2

    😂😂😂 hakuna mudzimu wakadaii so

  • @Lettymasibae6771
    @Lettymasibae6771 3 หลายเดือนก่อน

    Haaa ayaaas kandiri yedu surrend😂😂😂😂anhuwee mudzimu wakubudira munda ere wandau imwee
    Rekai tizozwe sahwira wezvipoko kkk

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana2993 3 หลายเดือนก่อน +2

    I drama iri vabva vakazvironga. 😂😂😂😂

  • @ChrissTakuraa
    @ChrissTakuraa 27 วันที่ผ่านมา

    Asi. Uko.kwana wasu.ndokunemweya chete .kkk.zvanyanya izvi

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 2 หลายเดือนก่อน

    Mbuya vanozogara semurume seiko hah mubudirwi andisikumunzwisisa kut akagarwa uyu kachitsotsi Tsotsi 😂

  • @SarahMadzana-n4o
    @SarahMadzana-n4o 3 หลายเดือนก่อน +1

    Kkkkkk izvo arimasitaira kkkkk

  • @EthelBokah
    @EthelBokah 2 หลายเดือนก่อน

    Sei zvichingobuda kuvakadzi

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 3 หลายเดือนก่อน

    Yaaa neh nyika yakaremerwa puriziii kkkk

  • @beavermukundwa6867
    @beavermukundwa6867 2 หลายเดือนก่อน

    Good verdict

  • @eunicenyandoro8009
    @eunicenyandoro8009 3 หลายเดือนก่อน

    Is it chamupidigore for me

  • @ClintJera
    @ClintJera 2 หลายเดือนก่อน

    Vange vakanyaso planner drama vanhu ava tight yqkatopfekerwa chamupidigori,,drama queens

  • @SibongileThomas-le3tp
    @SibongileThomas-le3tp 3 หลายเดือนก่อน +1

    Kkkkkk nyika yakatakura kurema kkk

    • @tendaijimu5466
      @tendaijimu5466 2 หลายเดือนก่อน

      Nhaimi Thema dzacho soo

  • @ShingiraiKahwena
    @ShingiraiKahwena 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂mudzimu pamunda here amana kamupidigori kandiitira ndachema zvangu

    • @Tapera-c2q
      @Tapera-c2q 3 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂 kuti zvityisekaa

  • @joycepingu2481
    @joycepingu2481 3 หลายเดือนก่อน +2

    Rovai tuhure turikuita chamupidigori chekumombe avo hakuna mudzimu wakadaro

    • @Tarisaitarwireyi
      @Tarisaitarwireyi 3 หลายเดือนก่อน

      Kkkkk mataura chokwadi twuhuye

  • @RobertChimwanda
    @RobertChimwanda 3 หลายเดือนก่อน +1

    Mudzepete uyooo 😂😂😂😂😂😂

  • @DeliweMahoso
    @DeliweMahoso 2 หลายเดือนก่อน

    Kkkkk mambo munoonerera

  • @Ardleen-yq3fk
    @Ardleen-yq3fk 3 หลายเดือนก่อน +1

    Ndaiti ngekwachigodora kweha kune madrama

  • @ClaraChekuveza
    @ClaraChekuveza 3 หลายเดือนก่อน

    Chief mutasa madrama mudare 😅😅😅😅 vanhu vanonyepa veduwee

  • @faithbungu9136
    @faithbungu9136 2 หลายเดือนก่อน

    Haaa kwaMambo Mutasa kune basa

  • @dashiellpepukai6758
    @dashiellpepukai6758 2 หลายเดือนก่อน

    Tichkach vhara maziso unofa meso apo😂😂😂😂

  • @WellingtonMuzvimbiri
    @WellingtonMuzvimbiri 2 หลายเดือนก่อน

    Mudzimu bhoo here 😂😂

  • @Veronica-xk3so
    @Veronica-xk3so 2 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @leooiboh
    @leooiboh 3 หลายเดือนก่อน

    Haa pakaipa zveku Zimbabwe 😅😂😂😂

  • @SophiaMasuma-dp9ym
    @SophiaMasuma-dp9ym 3 หลายเดือนก่อน +1

    Part 2 pliz

  • @OttilliaDhaimani
    @OttilliaDhaimani 2 หลายเดือนก่อน

    Mudzimu chaiwo hauna dzungu ndatenda hangu

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 3 หลายเดือนก่อน

    Mudzimu inobuda zvakasiyana siyana pamwe uripo ndivo vanoziva zvimwe tisazvipe hurombe nekuda mudzimu unorara hupenyu hunorwadza nekuda mudzimu nechiporofita kna wakazvarwa nazvo hazvinetse kuona

  • @TariroNyakabau
    @TariroNyakabau 2 หลายเดือนก่อน

    Denga richati netsei kupinda sure zvinhu zvacho sooka

  • @jones1oo7
    @jones1oo7 3 หลายเดือนก่อน

    Vaendeseyi kumaOlmpics😂😅😂🏃🏿 tunohwinha gymnastics navo ava

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 3 หลายเดือนก่อน

    Team iyi can spin shame ipayi Mukotsanjera basa vatiudze rizere

  • @MaxwellMunyayi
    @MaxwellMunyayi 3 หลายเดือนก่อน +2

    Musasiye vanhu vachiita chamu pidigori padare

  • @margaretkarirangombe
    @margaretkarirangombe หลายเดือนก่อน

    Kkkkkkkkkkkķkkkkk

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 3 หลายเดือนก่อน

    Midzimu, mhepo nengozi zvizhinji zvinobudirwa pazvinonzwika plus pavakadzi kunyanya

  • @adrian.kmagombedze6800
    @adrian.kmagombedze6800 3 หลายเดือนก่อน

    Aya ndoomajokosi aKapfupi aya

  • @Nyararai
    @Nyararai 2 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂 nhamo yenyika yedu inosetsa zvave zviyiko izvo zvopedza simba izvi

  • @ConfidenceMlambo
    @ConfidenceMlambo หลายเดือนก่อน

    Hahahada

  • @businkala2554
    @businkala2554 3 หลายเดือนก่อน

    Ndanyara kwazvo amaiguru vadero marhokwe muchadenga

  • @ForgetJoni-r8y
    @ForgetJoni-r8y 27 วันที่ผ่านมา

    Haaah mabhidhiri aya kkkkk

  • @olicechacha1110
    @olicechacha1110 2 หลายเดือนก่อน

    Mudzimu we munhu kadzi unogara semunhu rume here veduwe 😂😂

    • @frankmhenyu8210
      @frankmhenyu8210 2 หลายเดือนก่อน

      Ehe izvo zviriko manje

  • @praisemakaenganwa7723
    @praisemakaenganwa7723 3 หลายเดือนก่อน

    Mazuvaano vakasanyepa ne hope varikubudirwa haaa vanhu mune drama😅

  • @kurrenkashesha9750
    @kurrenkashesha9750 3 หลายเดือนก่อน

    Mwari nyika yangu

    • @Liyana-tr6qi
      @Liyana-tr6qi 3 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂

  • @nashemashie7301
    @nashemashie7301 3 หลายเดือนก่อน

    Vatouya vakapfeka mibhuruchusu 13:25

  • @VickieAdams-nc5kd
    @VickieAdams-nc5kd 3 หลายเดือนก่อน

    ko nyadzi hadzo vanhu vachisimuka askna 😂😂😂😂

  • @Thandiwe-km7ip
    @Thandiwe-km7ip 3 หลายเดือนก่อน

    Chamupidigori bhoe hre😂😂😂😂😂

  • @angelbeswick2910
    @angelbeswick2910 2 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂 uku kune drama uku

  • @MuparidziNyama
    @MuparidziNyama 3 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkkkkk Kkkkkkkkk kkkkkkkk vanhu varikuda kutinzwaaa kkkkkkkk

  • @molinemutendera9223
    @molinemutendera9223 2 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂 kumusha kurikufaya 😂😂😂

    • @comfortdodzo2777
      @comfortdodzo2777 หลายเดือนก่อน

      Pafeya chaipo.lni ndingasweroteedza hangu matare,good entertainment

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 2 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂kumatare kunakidza ukuuuuu😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @WellingtonChirongedze-pi3fg
    @WellingtonChirongedze-pi3fg 3 หลายเดือนก่อน

    Mazimba mune drama chairo that's y kwese kwese kuchingonzi amusiri right right

  • @babatinogora
    @babatinogora 2 หลายเดือนก่อน

    Chamupidigori(champion gorrila)

  • @chiheramaialexis2510
    @chiheramaialexis2510 3 หลายเดือนก่อน

    Mambo vano gona.But mahure agara ano gona chamupidigori.Ihure iro

  • @TatendaMuchenu
    @TatendaMuchenu 3 หลายเดือนก่อน

    Vakadzi avo vanonyepesa mambo apo vabatwawo kumeso nechamupidigori

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 2 หลายเดือนก่อน

    Zvekwa Mutasa tanga wadya idi mbabvu dzinorwadza nekuseka

  • @Tendaizaveni
    @Tendaizaveni 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂 zim ine drama yoi

  • @KingGivalo
    @KingGivalo 3 หลายเดือนก่อน

    Twamwa mudzepete😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @nashemashie7301
    @nashemashie7301 3 หลายเดือนก่อน +1

    Vatouya vakapfeka mibhuruchusu

  • @jessiebanga7560
    @jessiebanga7560 3 หลายเดือนก่อน

    Zxakaoma muchavhinika musana chamupidigori kkkkk

  • @karenmoremasinda1543
    @karenmoremasinda1543 หลายเดือนก่อน

    Hoyo😅😅😅😅

  • @brightonmatinyadza4187
    @brightonmatinyadza4187 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂 imwe midzimu ma1

  • @BravoDingsMurireMurire
    @BravoDingsMurireMurire 3 หลายเดือนก่อน +1

    Akuna zvakadai vamwa mutoriro avo

  • @elizabethmakaleng267
    @elizabethmakaleng267 2 หลายเดือนก่อน

    What did the poor woman do.

  • @bluevan11
    @bluevan11 3 หลายเดือนก่อน

    Pataurwa zvekuvheta vabva vati zii