Kumamisha kunenge kurikuda survey itsva uko vanhu vawanda nemahouse acho awandawo. Nechitsotsi chawandawo. Zvakuda kurongeka zvinhu zvose zvipinde mumabhuku. Zvimbuyambuya nemamwe mapegs zvakaparara due to lack of maintenance and nekuchinja kwaita landscape and land use pakuda zvinew one.
Uyo mudare uyo ngaabvise scarf iyo he's tarnishing the credibility of Mutasa's court.that scarf means a lot.
Mambo ngavararame mambo vanoziva ndobva ndafunga bbavangu
Chief WY are so intelligent than any other chiefs in handling curses yu don't deserve to be cheif only yu deserve to help the government pls
Mutasa ndiMambo kwete chief
Tinotenda vanotiratidzawo nyaya dzakadai. Tiri kudzidza everyday. I didn’t know kuti vanaMambo vanebasa guru kudai.
Keep it 💯
Chigodora aiwa number 2 zvino paakabvisa odha hakuchisina simba
Kwa Chigodora kurikufamba CEI CEI asi hakuchina zviburwa here......yes waMutasa awa is a Great Man
But machinda haanyatsoziwaba. Anotaura zvisina basa. Ngavataure zvishoma 😂
mukoma t 1/watching from pretoria mamelodi
Chief yekera wanotuka havo....dzidzaiwo kuna chief mutasa
Huku kuchererwa guva aah
Kumamisha kunenge kurikuda survey itsva uko vanhu vawanda nemahouse acho awandawo. Nechitsotsi chawandawo. Zvakuda kurongeka zvinhu zvose zvipinde mumabhuku. Zvimbuyambuya nemamwe mapegs zvakaparara due to lack of maintenance and nekuchinja kwaita landscape and land use pakuda zvinew one.
george akakumbira beans akanyimwa kkkkk
George wakuwara nehosha😂😂😂
Guys ndodawo contact ya chief Mutasa or ma direction kuenda ikoko
Tapinda mudare maswera sei
Sound quality matikuvadza hey
Kufusira huku kwakuisa rata, mai ava vanonyepa. Who does that? Why not let imbwa dzije hadzo? Pane nyaya apa. Ngavataure nyaya yavo…
chimambo mutasa icho chinopikisa vanhu chogona chimwana ichi mambo mutasa ndava kuvada zvekurevesa havana hasha sa nyamaropa uuuum nyamaropa anotukisa chigodora ayimbova bho hake now uuuum paakangobisa order mudare zvakabva zvadhakwa
Someone should be charged with cruelty to animals