Ini kana Paine imwe program yandinenge ndichiona kunyange isati yapera ndikangoona notification bell ye Karanganda TV pakangonzi Chigodora chete ndinobva ndatosiya zvese zvandinenge ndiichiita Viva 4 Corner ✊
Even though sabhuku ari kuti haadi noise mubhuku rake, this lady haasi iye akakonzeresa noise but secretary wake. This man doesn’t make a good sabhuku cos of his temperate and bias.
Headman chigodora you're the best..wish zim ine maheadman anenge chigodora.i love the way yavanotonga nyaya dzavo vanotora nguva vachitonga nyaya as compared to others vanongoti ga ga..thumps up to chigodora. Magrazi and gucci❤ ❤
Yeah Ba Taps vanofanirwa kuudza cameraman kuti agadzirise and Team Chigodora musarega vanhu vachidherera Dare please kwa Chief Mutasa aripo akazobatwa batwa munhu ngaatsikwe even ari wehushe kana akabhaiza ngaarohwe
Sabhuku ari kuvhumuka uyu! Saka anozvipa basa rekudzinga maroja, aasinga zivi kuti akauya sei pamba, kana muridzi wepamba asanhi achada muroja wake nhaii? Kupenga chaiko.
HEADMAN CHIGODORA I SALUTE YOU & YOUR CREW ON THIS CASE. ESPECIALLY WHEN THAT SABHUKU SAID WAKAROORWA HERE? VERY DISRESPECTFUL OF A SABHUKU TO SAY SUCH THINGS, VERY DEAMINING, DEGRADING WOMEN AS IF VANOZVIROORA. I LIKED CHINYAMUNZORE 'WOMEN HAVE A RIGHT TO EVEN BE SINGLE' HEADMAN CHIGODORA MUNE WISDOM YAKASIMBA. MAZIVA KUTI THAT LADY ACHANETSWA MUKATI IF THERE IS A PROBLEM, BRING IT TO ME. YOU PROTECT NOT ONLY THAT LADY, ALL WOMEN. MAITA SA BABA CHAIVO CHAIVO. SOMETIMES I CRITICIZE YOUR CREW VASINGAPI MA ACCUSED PERSONS CHANCE TO TALK. APA MAGONA, HEADMAN AS A PERSON MUNE MOYO WAKANAKA STERRKI. NHASI IF I WAS ON THE GROUND AND NDAIZIVA KUTI WHICH PART OF THE COUNTRY THIS IS, NDAIKUPAI MARI YE DRINK SVINU. HATS OFF TO YOU FOR PROTECTING WOMEN!!!!!!🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆
Ba Taps kana muchiunza vanhu vekuita interview, research nezvavo kuti muwane zvekubvunza. Haisi mhosva yenyu and i dont come pa channel yenyu to birrate you asi hamuna kubvunza vaMugabe mibvunzo chaiyo. Video yeve ku australia yakandibata bata. Also, follow ups dzenya dziri sensational eg, mai vemakuva ezvipikiri, vekuramba kuenda kuchivanhu. Dont get me wrong, you are doing a great job
I love contributions by these young Vadare cos they use rational unlike some old madhala vanoshandisa hundinindini. Sabhuku ava vane kahundinindini and misuse of power just cos his secretary was overpowered by this young woman. Hapana imwe nyaya besides that secretary was challenged by this young woman. Othwerwose I don’t see the reason why this woman should be kicked out her residence.
Dare ndorida mhani yoh handichatogona kuswera ndisina kuiwona big up headman Chigodora muri kubata basa mazuva ano vanhu vawedzera kuwanda iri nyaya yekugona kutonga
Sabhuku awa iusseless. Too much pride and shouldn’t have security guard behaviour. We need to learn from you and we trust in you to be a neutral attribute with leadership qualities like our Headman.
Gucci ngaasiyane netsika yake yekucutter vamwe vadare kana vachibvunza/kutaura especially baba vakapfava avo anogara achi vacutter ngaasiyane netsika iyoyo
Headman Chigodora muri mukuru wema sabhuku so panyaya iyi azvayifanira kugadzika umwe sabhuku oachita chevanhu asi mayifanira kumudayidza sabhuku namai avo then mogadzirisa musha wenyu muri mukitchen ....apa maratidza kusakudza mamwe masabhuku ..ndirikutawura pamazivirewo angu my father was the headman so ndine pandozivawo pashoma ...so vaChigodora u a Sabhuku seumwenwenyu wamagarisa apo
Vave kugona basa mazuva ano. Before vaiva nekahudzvanyiriri. Now they are impartial and fair. They are actually very intelligent guys and this shows when they are calm
@@brendonmrehwa6945its no about beans inyaya yepolitics sabhuku nesecretary cake ma opposition party musikana Uyo iruling party so pane karuvengo karipo
.....nhasi regai ndikandewo comment sezvo bn long ndichingoterera and getting knowledge......dare renyu na Chigodora and Karanganda woyeeeeee it worth watching ....God bless
Ahhhhhh, hazi wakaroorwa ere iwe. Ndanyara and ndarwadziwa nazvo. This is sexualizing her. This headman ndi vharazipi chaiye. Ndoopane nyaya ipapo. Ambobvinza futi kuti mukadzi wako here landlord. This shows kuti headman uyu akuda mukadzi uyu. Ane udyire.
Apa ndapasvora headman and his crew muri kurega zabhuku vachitaura vasina kupiwa mvumo as l watching back munhu aitaura asina kupiwa mvumo maimuitira hasha dzekt anyarare uyu Mudhara muri kumusekererei zvechizukuru pasi pls
Kana nemi sabhuku mune noise murukutooneka vanhu vamotungamira vakapfava vanooneswa moto nemi coz munonetsa 😂😂.Buwe rimwe Buwe rimwe Buwe rimwe how many times did I call your name BUWE RIMWE Dzikama dzikama dzikama mdara iwe une dzungu rakawandisa
Zvinoshamisa kwazvo to notice the rate of satanism jealousy and witch craft irikuraramiwa ne vanhu ku Zimbabwe. Zvinotyisa. I have been watching these programs. Asi chii nhai hunhu huripiko. Ko vamwe vatisiri kuwona varikuroyana chinyararise mmmmm munhu otyisa
Thank haedman chigodora. munotonga musina. side Dai madz,ishe a tonga ese achidai nyika yaigadzirisika shuwa thanks Headman and your team makarongeka shuwa
Team ra Headman Chigodora iri ndodada naro ukauya pamatombo apa unobva waswatuka 😂😂 come on guys .Sabhuku muchaita mushe zvamauya pano muchaswatuka zvenyu dzungu ropera iri kkkkkk😂😂
Karanganda you are doing good but and but you need to improve on your equipment. At times when your camera is not focusing on the one speaking the voice is not audible. Improve on this one.
Headman Chigodora am amazed by your knowledge and wisdom.We need more people like you munharaunda.Well done crew here ya headman Chigodora. I watch every episode and .can,t afford to miss any because tirikudzidzawo tsika nemagariro akanaka
Sabhuku ava kutongwa kwavo kwasiyana nekwevamwe vanga vakawandirwa ne freedom of speech dai anga ari umwe munhu atambura nekuripiswa headman batai nyaya zvakafanana mutsikirira kodzero dzamadzimai uye sabhuku avo ngavarega kuti haugari mu village mangu nekuti uri we opposition hazviko izvozvo munhu wese munyi ane kodzero dzekuita zvaanoda
This channel is very addictive, it's a stress reliever. I can't wait to see it daily 😂😂😂😂
Ini kana Paine imwe program yandinenge ndichiona kunyange isati yapera ndikangoona notification bell ye Karanganda TV pakangonzi Chigodora chete ndinobva ndatosiya zvese zvandinenge ndiichiita Viva 4 Corner ✊
Dei yaive cult taperera pano😅
😂😂😂chokwadi@@GladysRumbidzo
A daily treat for me. Yes a real addiction I have 😂😂
Even though sabhuku ari kuti haadi noise mubhuku rake, this lady haasi iye akakonzeresa noise but secretary wake. This man doesn’t make a good sabhuku cos of his temperate and bias.
I love headman's wisdom. Especially the part yanoti , ndirikusima mhodzi yerunyararo
Chigodora haatonge mahara. Anorova bhegi revanhu vemuruzevha.
The way I’m so addicted to this channel dayi ranga riri drug ndakunyanya mapunapuna nekupenga naro…. Mch love baba Taps and chief Chigodora 👏🫶🏻
im addicted toooo
This sabuku is very rude and he is giving himself too much power
Exactly munhu ngaatongwe nemhosva yake kwete ne party yaari true Headman Chigodora ❤
Headman chigodora you're the best..wish zim ine maheadman anenge chigodora.i love the way yavanotonga nyaya dzavo vanotora nguva vachitonga nyaya as compared to others vanongoti ga ga..thumps up to chigodora. Magrazi and gucci❤ ❤
Who is gucci?
Dare ra chief Chigodora harisvikiwe zvedzungu dzungu kkk, very intelligent panel ! 🥳
Haiiti panel iyoyo...unoenda uchiti ndine PhD Maths ugoshaya basa.
Vasvika nedzinhu sabhuku avo😂😂😂😂
Igweeeeee pakapakapakapaka rikiti bvuuuuuuuuuuuuu joni rapindira rapidirapapi Zimbabwe Chigodoraaaaaaaaaaaaaaa
CORRECTION Headman, sabhuku, headman, chief are paid by the Government, not by the President.
Ko Cameraman bhoo here munhu arikuti kusimuka mahara hamuchatiratidze😅
Nhy amana
Yeah Ba Taps vanofanirwa kuudza cameraman kuti agadzirise and Team Chigodora musarega vanhu vachidherera Dare please kwa Chief Mutasa aripo akazobatwa batwa munhu ngaatsikwe even ari wehushe kana akabhaiza ngaarohwe
Justice served, thank you Headman Chigodora and team
The good thing is it was all smiles at the end.
Thanks 🙏👍
Kkkkk ini ndauya ndichimhanya ndikati beans beans 😂😂😂😂 gegegeeeee
Chimbosungai Sabhuku Dzere
I miss her kkkkkkk😂kkkkkkk😂
Last number yedubu
Beans beans kwaChigodora😂😂😂
😂
Kkkkkk sabhuku uyu ini hangu unondinakidza uye ari free sei akangokanganiswa nalandlord weroja haana kusumiwa
Ava ndoleader anonzi akagadzikwa he's got wisdom
Headman Chigodora can handle any situation
Nekusima mhodzi rerunyararo after vagadzirisa
Big up headman chigodora
Sabhuku Buwe havana kana nyadzi nhy ..Vanoda kutsiurwa kwakasimba
😂😂😂😂😂 aiyaaa murikutarisepi hanzi.kuatarisa kunobvunzwa here 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 stress inombopera pano
Head-man Chigodora vanofanirwa kunge vakasimbiswa nemhondoro dzedunhu iri chete, coz dayi vanga vasina kusimbiswa vangadayi vakapfuudzwa kudhara because tumwe tumadhara twandinowona tuchitongwa twakagara pamatombo aya tune nharo zvekuti dhuu, especially tunouya tuchitongwa nyaya dzehurombwa nehuroyi.
I like the way samanyikas say bhinzi especially ari mukadzi
Bhinziy😂😂😂
@@brendonmrehwa6945 ka nziyyy kekupedzisira kanosounda nice
@@josephnyampunga1325😂😂😂😂 haunyare
Ndatoshaya kuti ibeans ipi iri kutaurwa
Ndofunga sabhuku avo vanotonga ngedemo kuvanhu vavo he is very rude
Dzemudanga dzinonhadzvana Chigodora na Sabhuku zvinozivana dene ariumwe atoripiswa
Sabhuku vakanyimwa beans saka a kuda kudzinga tete avo😂😂
Mavoices eteam Headman Chigodora uuuum 😋😋😋😋kunyanya pamagirazi apo😜
Apa ma ghona Headman Chigodora. Hats off❤
Asi ba taps imbondiudzai asi makarombera dare iri here kana tisina kunzwa headman chigodora hatisi kugarisika
Same here 😂
@@TalentJean Kkkkl zvanyanya kani kungovhura TH-cam kungotsvaga ba taps
Well done headman my headman munhu ngatongwe nezvivi zvake kwete nebato repolitics
Sabhuku ari kuvhumuka uyu! Saka anozvipa basa rekudzinga maroja, aasinga zivi kuti akauya sei pamba, kana muridzi wepamba asanhi achada muroja wake nhaii? Kupenga chaiko.
Sabhuku avo I think vanomuda mukadzi uyoo😂😂😂😂
Point taken
Zvinhu hazvibve mumba ma chairman. Saka zvinhu gazvipohwe munhu vose
Apana shamhu hre murove arikupindura mambo uyo ngaandodhakwira kumba kwake
Ummm ana MaGirazi dzungu kuwanda
Zvichiri zvebeans here😂😂😂😂
President don't pay masabhuku nemari yake,apo Ishe mapatadza kutaura,
Wakaroorwa here😂😂😝
Kuda kubisa munhu paakagadzikwa how come to you so sabhuku Buwerimwe?
Ndrikuona something momz iyi inenge yakajamuka Mdara Aya vakumukutsanira sabhuku nekamuface Ako aripanze....
HEADMAN CHIGODORA I SALUTE YOU & YOUR CREW ON THIS CASE. ESPECIALLY WHEN THAT SABHUKU SAID WAKAROORWA HERE? VERY DISRESPECTFUL OF A SABHUKU TO SAY SUCH THINGS, VERY DEAMINING, DEGRADING WOMEN AS IF VANOZVIROORA. I LIKED CHINYAMUNZORE 'WOMEN HAVE A RIGHT TO EVEN BE SINGLE'
HEADMAN CHIGODORA MUNE WISDOM YAKASIMBA. MAZIVA KUTI THAT LADY ACHANETSWA MUKATI IF THERE IS A PROBLEM, BRING IT TO ME. YOU PROTECT NOT ONLY THAT LADY, ALL WOMEN. MAITA SA BABA CHAIVO CHAIVO.
SOMETIMES I CRITICIZE YOUR CREW VASINGAPI MA ACCUSED PERSONS CHANCE TO TALK.
APA MAGONA, HEADMAN AS A PERSON MUNE MOYO WAKANAKA STERRKI.
NHASI IF I WAS ON THE GROUND AND NDAIZIVA KUTI WHICH PART OF THE COUNTRY THIS IS, NDAIKUPAI MARI YE DRINK SVINU.
HATS OFF TO YOU FOR PROTECTING WOMEN!!!!!!🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆
Uyu sabhuku haakodzeri kuva sabhuku uyu haana hunhu zvachose haana hunhu makapa bhaku kumukorokoza
But sabhuku ava vanotoratidza kuti vanehudyire usina nebasa rese . I think masabhuku akadaj anofanha kutongobviswa
Headman Chigodora murikubata basa nomazvo well done,,, nezuro ndakaona Mudhara uya wekuita weti padare haaaaa zvakabvondorana naTasvu uko akabatwa 😂😂😂😂😂 zvimadhara zvairamba mudare bt kwaTasvu hakuitwe ma funnys,,, hanzi weti yandakaita padare iya kwaiva kutosunungura mwanasikana uya wekuchema padare imagine
Nhai Mwari ndasvoda kkkkk
So far most entertaining program in Zim after DNA show big up ba taps & intelligent chief chigodora
DNA show the worst
You can say that again
dont compare karanganda nezviro zvisina basa.....dna show chinyi😂😂😂
Ndaitevera ve dna till ndaona video isina kuve ne tsanangudzo yakandigutsa. Yaive yamai veku australia. Kubva ipapo I unsubscribed
Ba Taps kana muchiunza vanhu vekuita interview, research nezvavo kuti muwane zvekubvunza. Haisi mhosva yenyu and i dont come pa channel yenyu to birrate you asi hamuna kubvunza vaMugabe mibvunzo chaiyo. Video yeve ku australia yakandibata bata. Also, follow ups dzenya dziri sensational eg, mai vemakuva ezvipikiri, vekuramba kuenda kuchivanhu. Dont get me wrong, you are doing a great job
Sabhuku vakafumurwa pachitsotsi chawo ndozvanoita vanhu ava vanodzvanyirira vanhu..sabhuku kusaidhira sekiritari
We need to buy gold teeth for Headman.Zvinobva zvanyatso matcher nema Gucci boys😂😂
This cameraman is terrible, mhunu adzigwa wasn't recorded. Why?
We wanted to see that borangoma yeZanu yadzingwa padare
Kkkkkkkk
Kkkkkkkk
✈️I'm currently booking a flight ASAP ndoda kunotongwa na the Popular Headman in Africa Chigodora,🔥🔥
Sure
Ndaida kutobvudza kuti zvoita here kuti ungobva kubhuku nzvimbo yako .uchinotongwa kwaChingodora
@@rumbidzaimamhungo4332
Kwete hazviite unotongwa nachief wedunhu rako
Kana uri wemutiwn ndoopaunokwanisa kuendà kuna chief waunoda
😂😂😂😂😂Mafunga kuenda ku free and fair kaaa uko@@rumbidzaimamhungo4332
Chigodora iguruvha. Kana usina mari anokutsondatsonda. He is corrupt. Anotengeka.
Headman vakatiisa muhari veduwe😅😅😅😅Ndipeiwo mukororo andiroore ndozogarira ikoko ndibve vuno Gweru
kkkkk anonzi mukorore .....musikana anonzi mukunda ....huya huya
Uya ugarire padhuze, tozwa dare live
🤣🤣🤣
Uya
Sabuku lack respect for dare,vanhukadzi and headman Chigodora.
Much love fr this channel u are doing well guys keep it up watching from S.A ❤ 0:53
Akanyimwa bhinziiii uyuu 😂😂😂😂 akudzinga munhu mudunhu 😂😂😂
Shua akanyimwa bhinzi kwete Beans
Akanyimwa bhinsi
Sabhuku akachena here timuendese kwaTasvuu face yake yakashinga😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Yah ndeyechirume face yacho
Kkkkkķ
Tsotsi sobhuku
I'm addicted just like the DNA show yavamugabe😂😂 ndakungofambira ivava vari vaviri payutube
Me too 😂
This village is blessed to have a leader like you Headman .
Asi headman nevanhu vake ayewa munotonga ndichatouyawo mubhuku renyu shuwa
I love contributions by these young Vadare cos they use rational unlike some old madhala vanoshandisa hundinindini. Sabhuku ava vane kahundinindini and misuse of power just cos his secretary was overpowered by this young woman. Hapana imwe nyaya besides that secretary was challenged by this young woman. Othwerwose I don’t see the reason why this woman should be kicked out her residence.
True. Its not about kusazivikanwa.
It's about exposing their corrupt behaviour that she is being hated.
True ipapo
Dare ndorida mhani yoh handichatogona kuswera ndisina kuiwona big up headman Chigodora muri kubata basa mazuva ano vanhu vawedzera kuwanda iri nyaya yekugona kutonga
Panzi beans kwandandaenda kwachoo....mwari ndibatsirei. 😂😂😂😂😂😂😂
Nenio😂😂😂😂😂😂 imiweee
Kkkkkk
Well done young women, vakashinga uye unoziwa kodzero dzako , masabhuku hudyire ndihwo hwanyanya
Hesi iwe
Ndeip ndeip
😂😂😂😂 wakanyimwa binzi ipi yacho 😂😂😂😂
Iweeeeee 😂😂😂dzekudyarazve
😂😂😂😂😂 beans ibeans
Bvunzawo dear
Nhai Pure😂😂😂. Bhinzi iOne ere
@@Olcool 🤣🤣🤣 saka zvandafunga ndizvo
Sabhuku awa iusseless. Too much pride and shouldn’t have security guard behaviour. We need to learn from you and we trust in you to be a neutral attribute with leadership qualities like our Headman.
Before I listen to this dare I just wanna say Order order order please 😂
😂😂😂😂😂
Ooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooodhah
😂😂😂
@@BolsburyTradingBeitbridge🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
In allen's voice@@BolsburyTradingBeitbridge
😂😂😂😂 bataps munifanha kutipawo breakfast lunch nesupper . Because pano ndipo ndatino mukira neswerera
😂😂😂😂
Odha odha Epiphania oooodhaaa 😂😂😂😂😂
Gucci ngaasiyane netsika yake yekucutter vamwe vadare kana vachibvunza/kutaura especially baba vakapfava avo anogara achi vacutter ngaasiyane netsika iyoyo
Headman Chigodora muri mukuru wema sabhuku so panyaya iyi azvayifanira kugadzika umwe sabhuku oachita chevanhu asi mayifanira kumudayidza sabhuku namai avo then mogadzirisa musha wenyu muri mukitchen ....apa maratidza kusakudza mamwe masabhuku ..ndirikutawura pamazivirewo angu my father was the headman so ndine pandozivawo pashoma ...so vaChigodora u a Sabhuku seumwenwenyu wamagarisa apo
Sabhuku uyo ibenzi chairo,aida mai awo
Sabhuku avo havana hunhu kuita hasha dzakadaro murume mukuru,,munotora nyika kunge dzenyu, mega sei Govai chikafu zvakanaka
Gucci have improved a lot, thumbs up to him
Vave kugona basa mazuva ano. Before vaiva nekahudzvanyiriri. Now they are impartial and fair. They are actually very intelligent guys and this shows when they are calm
Musanyima malike anhuweee pano panobvira kunakidza
zvimwe zviro reketai mumaraini ..beans hadzingasvitsa anhu kudare
😂😂😂
l strongly believes haisi nyaya ye beans there is something hidden panyaya iyi😂🤣🤣
Yasvika ngekuti wakudzinga umwe mubhuku
@@brendonmrehwa6945😂😂😂😂 ....bhinziyyy
@@brendonmrehwa6945its no about beans inyaya yepolitics sabhuku nesecretary cake ma opposition party musikana Uyo iruling party so pane karuvengo karipo
Sabhuku ndamuda❤❤😂,,,INZWAI KULE😂😂😂AAAAH AAAH AAAH USAUDZA HEADMAN KUTI KULE😂😂
Sabhaku vari 100 percent mnhu anofana kuziviswa kwasabhuku ,dare iri rotsikirira mumhangarwi dats bad batai pane nyaya,
Anofanirwa kuzivisa nalandlord,so aifanira kupihwa mhoswa ndilandlord
True. Makazara huori mudare umu
Haiwa imi landlord ndiye aifanira kutor lodger oyenda naro kwasabhuku .
Or kutosuma sabhuku lodger risati rauya . Musangotaura imi .
Landlord nelodger rake kwaSabhuku✅️
chokwadi
.....nhasi regai ndikandewo comment sezvo bn long ndichingoterera and getting knowledge......dare renyu na Chigodora and Karanganda woyeeeeee it worth watching ....God bless
Hademan dai muripedyo ndaku pai drink munogona kutonga munogona kuyananisa vanhu l love this hademan
Isai pamukuru😂
Headman chigodora ngiye chete anotonga zviri fair mumadzishe ese arimu Zimbabwe big up 🤛 Soko
Mutasa hamusati mamuziva here?
@@PKAYSO16 haaa Mutasa idhara riya but I like iye naChigodora. These men kuseri.
Mutasa hausi kumuziva...
Iiii kuna mutasa 😮😂😂 ndomadzishe manyama
Vavachida kusaiza Gucci vanga vachifanha kuendeswa kukasango vaidzoka vanyarara
Ahhhhhh, hazi wakaroorwa ere iwe. Ndanyara and ndarwadziwa nazvo. This is sexualizing her. This headman ndi vharazipi chaiye. Ndoopane nyaya ipapo. Ambobvinza futi kuti mukadzi wako here landlord. This shows kuti headman uyu akuda mukadzi uyu. Ane udyire.
Apa ndapasvora headman and his crew muri kurega zabhuku vachitaura vasina kupiwa mvumo as l watching back munhu aitaura asina kupiwa mvumo maimuitira hasha dzekt anyarare uyu Mudhara muri kumusekererei zvechizukuru pasi pls
Mutoriro wacho here unopa munhu ashaye hunhu pavamwe kudaro
Unotozvishayawo ..chokwadi kungoropodza pavanhu kudaro ...ngavasiye zvinodhaka😅
Sabhuku ava havadi lodger nemhosva yeyi
Dare rinonakidza ndaimborishora nekuona richiitirwa panze,but dare manake.And I like the 2guyz ,kokana head man vapindira haa zvinobva zvazipa
Karanganda ndoinonzi misleading title 😂😂😂😂😂😂 ndikuti kunyimwa beans beans kwete beans😂😂😂😂😂
Me too 😂
Iiiiiii ndambofunga kuti nhasi hakuna dare😂
Excellent headman chigodora chokwadi sabhuku anaiwa nemvura anga achimbopenga😂
Tiripano kkkkk rambai muchi uploader everyday baTaps . Thank you
Headman kunyepa..mari dzinopihwa ma sabhuku hadzibve kuna President..dzinobva kuma tax payers through government.
Pandahwa kuti beans ndanga ndatomhanya😅
Awus wega hako😂😂😂
Neni 😂😂😂😂😂
Dzakasiyana,idzi iBeans hadzisi bhinzi😂😂😂
@@ltm454 😂😂😂😂
Mune pfungwa dzakaoma aaaaah imiiii 😂😂😂😂😂 beans ibeans kwete beanssy😂
Kikkkkkkkkkkakqkqkakakqkakla hahahhahahaha ndapotsa ndafendq ndeidya.Mukuru Buwerimwe avhunza arikumurambudza kutaura kuti murikuita seiko vadare
Chakaripa kushata inga atochembera zvakanaka ajaira kudya zvemahara sabuku uyu nevanhu vake ivavo dhemeti.....😅😅😅😅😅😅😅
Kana nemi sabhuku mune noise murukutooneka vanhu vamotungamira vakapfava vanooneswa moto nemi coz munonetsa 😂😂.Buwe rimwe Buwe rimwe Buwe rimwe how many times did I call your name BUWE RIMWE Dzikama dzikama dzikama mdara iwe une dzungu rakawandisa
Zvinoshamisa kwazvo to notice the rate of satanism jealousy and witch craft irikuraramiwa ne vanhu ku Zimbabwe. Zvinotyisa. I have been watching these programs. Asi chii nhai hunhu huripiko. Ko vamwe vatisiri kuwona varikuroyana chinyararise mmmmm munhu otyisa
Best Question ever Padalecki ra headman chigodora. Ndaida kuvhunzawo kudaro
Mari dzamunotambira Soko dzinobva muhomwe yenyika kwete ya President. Pasi nechinonzi executive kumaruwa
Thank haedman chigodora. munotonga musina. side Dai madz,ishe a tonga ese achidai nyika yaigadzirisika shuwa thanks Headman and your team makarongeka shuwa
Haaa dare rava chigodora 😂😂😂😂 kunotorimwa here kana vanhu vanoswerako,, ndipeyiwo stand ikoko😂😂😂😂
Team ra Headman Chigodora iri ndodada naro ukauya pamatombo apa unobva waswatuka 😂😂 come on guys .Sabhuku muchaita mushe zvamauya pano muchaswatuka zvenyu dzungu ropera iri kkkkkk😂😂
" mwana ngamhanye pa garden atore cup ye beans"
😂😂😂😂😂😂😂kuti chuuuuuuuu
😂😂😂😂😂
😂😂
😂😂😂😂 zvakaoma
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Buwerimwe : Ndoda kutaura
Gucci : Amutaure
Buwerimwe : Ndoda kutaura manje?
Crowd : Haaaaaaaaa
Gucci : Hamutaure manje
😂😂😂😂😂😂😂😂
Buwerimwe muzukuru weJindwi😅he knows kuti ari pamberi paSekuru ake 😂😂saka kutoita hake zvaanoda, nekupombonoka hake 😝
😂😂😂😂
Wakanyanya kkk
Headman Chigodora Woyeeee...watching from Australia
Padare penyu hatibvi headman.... Sabubhuku avo vane problem chaiyo.heaman ndinofarira chinhu chimwe pamuri.Nyaya ikauya mudare munombopa vadare venyu nguva yekutaura imi makanyarara
Karanganda you are doing good but and but you need to improve on your equipment. At times when your camera is not focusing on the one speaking the voice is not audible. Improve on this one.
My favorite headman Mr Chigodora
Headman Chigodora am amazed by your knowledge and wisdom.We need more people like you munharaunda.Well done crew here ya headman Chigodora.
I watch every episode and .can,t afford to miss any because tirikudzidzawo tsika nemagariro akanaka