Handsome iyi kuitambisira mujeri hake aaa zvakaoma. Mukadzi wake akashinga wena or akabvakusisina vanhu because hey vangani vanomirira murume aenda kujeri odzoka asina kanacent
Vakangoitavo munyama vangu kazhinji madhiri embanje anoda vakasimba pamweya coz vaimbi. Celebrities and politicians vanoyoputa mbanje even some prominent people
Havana kunhoerekana watanga zvakafambirw kuti vazopihwe mvumo yekutengesa yacho. Ma license asi anongotengesa kuma streets uko unotosungwa. Kana kwedu vavekuda kuzvitanga zvekupa ma licence ekutorima asi hanzi for now inodhurisa
They do even home office of different countries they tell you names of people vano reporter for someone kuti asapihwe visa vanokuudza kuti ndiyani aja reporter and kutii zvese vanotaura 👏👏
Buda vangu hauna kuuraya hauna kuba wish yu the best vaizama life unobuda chete
George bae uchengete maiguru sha hona vakumirira wena it's not easy
Kurarama kwakaoma hamawe,I can't judge him ,kunze kwacho kuri kupisa ukasadealer mhuri inofa nenzara...wish you all the best my bro
God bless. Thank you team rehabilitation and another chance. Good job!!!
Thanks team tiri kudzidza 🙏🙏🙏....
JUSTICE FOR TAKUDZWA CHIKORE IN DEMAND 😢
True
Ehe shuwa.any update panyaya yake
George had learning within prison, we applaud you George and the Correctional Institution 🙏🏾
George's mother is beautiful
Aizama ,Haana Kuuraya Munhu.... Problem I Government Led By ED ,No Jobs Gor for To The Youth...Saka Kutengesa Hake Mbanje.....Legalise Mbanje ED
George you are handsome hausikuda barika hre nhaGoerge
Aaaaaaaaaaa
He has a strong family support another chance shuwa
Dai mambomupawo nguva naMadam vake pliz ave nengura
Ndafara ndichiona achienda kumba zvino mamupawo nguva yebota here
Kana wadzoka mundibate you are so handsome
Went to school na Addnice Mushonga kuzengeza 8 primary ndabva ndamufunga ❤
Handsome iyi kuitambisira mujeri hake aaa zvakaoma. Mukadzi wake akashinga wena or akabvakusisina vanhu because hey vangani vanomirira murume aenda kujeri odzoka asina kanacent
Kkkk ko mukadzi wake
Shingai henyu Amai inguva
Ndambofunga kuti mkadzi wake ndoBlaz vake vekumusungisa@@Margaret404
George ngaazotende mukoma vakamusungisa aine moyo wekurevesa....
Dai vasivo aizogara ari muchinyangadzo chekuita mhosva yezvinodhaka or even more.
Asi, makanganisa kutaura munhu akatipa police chero ari mkoma wake saka muchinzwa Tete Tilda vachiti mazita please ikozvino chero ukabuda akutokonana zve upenyu hwose namkoma vake saka police dai muchivanza munhu atipa
Vatogona now akyziva anomuda neasingamude
Zvaakwari too keep distance
Ane hutsinye akadii kumutsiura pane kumusungisa
Andibhowa mukoma akamutengesa wakarwadziwa kuti joji kuti akazendemura zimba raje
Thanks another chance ❤
Love is a lovely thing
Credit screen song please.
Good program❤️❤️❤️
Saka vanenge vaine vakadzi ava vanopihwawo mukana wekudya bota here veduwee😢
Havapiwe
Kana uri mujeri u have no conjugal right
Kkkkk ringazonzi ijeri papi kana vakapina mukana wakadaro
😂😂
Kkkk kunotoita hako ngura hiii habvamu
George is black and handsome, tinotenda mkadzi haana kutiza vana kusvika murume adzoke.
Opposite poles attract, mamuona mudzimai aripo zvake haana kutiza
@@melissamegan1587 aaaah nhaiwe😂
George is handsome ❤
Mukoma wako iduzvi ,zimukoma repakona zimuroyi baba rudo musatanyoko wenyu ndiro rimwe rasara kusungwa
Mbanje hairwarise musanyepere vanhu, vabhu varikustika neDombo nemutoriro. Munhu anotoputa Mbanje achishandira mhuri yake zvikanaka asi munhu anoita zveMutoriro eGuka neDombo anoperezeka achistika kana kushanda haashande asi chinoshamisa ndechekuti vanotengesa Mutoriro, Dombo Guka etc havasungwe veMbanje chete ndivo vanosungwa sei? Pawoneiwo ipapo
Mbanje haina kumbonzi yawa legal here zviya payainzi inorapa
Chomusora i see you there❤
Vakangoitavo munyama vangu kazhinji madhiri embanje anoda vakasimba pamweya coz vaimbi. Celebrities and politicians vanoyoputa mbanje even some prominent people
He looks like someone anoshandira mhuri yake Mwari wakukomborere
Vanhu ava avasi vekudzosa mu community
Ndaswera hangu zvakanaka kuri sei ikoko
My teacher pa dendera high
yes my gwagwadze
But zvakaoma kusungiswa nemukhoma
Zvakawoma shuwa
Mapurisa ibasa ravo saka vanhu vachizotya kuvaudza nyaya vanotaura kuti taudzwa nanhingi
Zvakanaka kune vanobatwa nemweya wekuregerera obva wangwara kuziva zino irema
Zvoiyipirazve kune vanotadza kuregerera patova neruvengo kwehupenyu kana kuzopondana
Its the 'pfutseke' ya the aunt for me...😂😂😂😂😂
Hama yakaipa zvachose
Ndai makamupawo nguva kuti vadye bota
Ko porisi yaitaurirei zvemunhu akavatipira, bho here
Vaka puwa mari vanotaura vaya
Yaida kusima ruvengo or waida kumeka shuwa kuti haarambi or waida cut
Unopeka wakabunda kooo ndozviri kurara Misa vanhu muno mu zim.pane vari kutengesa izvozv
Sekuru vangu Chomusora mhofela
Mbanje dzine mari nyambo.
Anonyepa,he once said taidziisa mumacontainer
Hanty itruck here
@@honestmadzore6187 Yeah matsananguriro ati siyaneyi, last time akati vayidziisa mumaTankers anenge abva kunosiya fuel.
container, truck, gonyeti, tanker zvakangofanana matauriro ndoanosiyana futi
Eish apa mukadzi zvaaita varume weee pakaipa
Chokwadii ndimwarii gogo
Nyika dzinosiyana kuSA kune maCanabits shops
Havana kunhoerekana watanga zvakafambirw kuti vazopihwe mvumo yekutengesa yacho. Ma license asi anongotengesa kuma streets uko unotosungwa.
Kana kwedu vavekuda kuzvitanga zvekupa ma licence ekutorima asi hanzi for now inodhurisa
Mukoma vakamutengesa voda kumamiswa
Godo rakamubata zvakasimba
Police maifanira kuchengetedza akakwenyera mapurisa
Kungoti unenge waitawo munyama chete
Pane puru randaona richirohwa nechekwekunotanga kwe video iyi haaaa imbanje chete😅😅😅😅😅
Munashe
Ko sei mapurisa akamuudza kuti vatipirwa nani nyaya yake ndizvo zvinoita vanhu vazotadze kutaura nyaya kana vadziona vanenge vakutyita life yavo
I guess zvakava netsawo kuti why would a brother snitch on a brother hence they asked him kuti unogara sei namkoma wako.Zvakangooma hazvo
Ummmmm sekuru avooo weku rehab ndeve dombo
Police haidaro kutaura munhu ameura😂😂😂
They do even home office of different countries they tell you names of people vano reporter for someone kuti asapihwe visa vanokuudza kuti ndiyani aja reporter and kutii zvese vanotaura 👏👏
16200 haaaa wange une mula
Chero image munhu aibata Mari hombe