Va Rusike , with all due respect musatuke vavakidzani vedu. Zanu pf yakatadza hayo asi kuzotuka hama dzedu dzeku Malawi and Zambia with words like manyasaland, mabwidi is not proper. Tukai Zanu asi musatuke people from Nyasa or Malawi. Pan africanism inokosha... We are one
Zvedi musatuke vavakidzani vedu mukoma we are ONE in our African continent and we need each other sitereki bhudhi mukoma. Kana matsamwa musakanda gumbo kusvika radambuka se whiza kana kuti ndongwe
Keep it up Mudhara Rusike one day is one dey
Mdara wangu Rusike pamberi nenyaya
Va Rusike , with all due respect musatuke vavakidzani vedu. Zanu pf yakatadza hayo asi kuzotuka hama dzedu dzeku Malawi and Zambia with words like manyasaland, mabwidi is not proper. Tukai Zanu asi musatuke people from Nyasa or Malawi. Pan africanism inokosha... We are one
mdhara ndizvo izvo vaudzei
😂😂😂vaRusike komadii matanga mabviswa zino
Rusike Chibaba icho
Ndiko kwakabva COSTITINO Chiwenga ndosakanguva ya Mugabe vaiponda VANHU. Kana Nanhasi
Zvino todiiko nhai VA Rusike tipei pfutika tidzingirire madhunamutuna Aya makuseni chaiwo
Only4
Fambai nebasa baba wanoenda chete maZanu
Zvedi musatuke vavakidzani vedu mukoma we are ONE in our African continent and we need each other sitereki bhudhi mukoma. Kana matsamwa musakanda gumbo kusvika radambuka se whiza kana kuti ndongwe
Masena, machikunda mabwidi ma nyasaland is a very disrespectful to our neighbors.
Ndosaka takanyudzwa nyika yedu too much welcoming
True😏👍