sekuru Rusike ndopa munorasika pakuti Mnangagwa naChiwenga vakarwa kupi??? gore ripi???those two they never been to war wesi Mtsvangwa vaga vasiri musango vaka zongo batika Hondo yapera vanga variku radio kuMozambique so ndirikuti taurira vanhu chokwadi hapana kana pavaka participater kunze kwekuuraya maZimbabweans hondo yapera....
Fambai vaRusike
Ichokwadi ichocho Haana kuhwina iwe iwe ichokwadi ichocho Sekuru Rusike haanakuhwina. Iwe iwe hatikuddi.
Munoziva here kuti wakabvisa ma passport offices mu town masvingo achiisa ku Mwenezi noku Gweru
U stand for the truth
kkkkkk, vanhu vakutya muchetura from these bwidis🤣
Munangagwa hapana unomuda unotora vanhu kumaruzevha ovauiswa ku town vachimhanya vachiti Munangagwa wee
Iyeyu ndiyeakazvara vanhuvezimbambwe anokutanovanasivakehere gatogevanavake isuhatichada murumeuyu kutogerwanyika nombezvaro
Makataura chokwadi vaRusike ED haaite vamugabe vakambotaura kuti munhu uyu wamaisa muchema aye dai matsvaga mumwe vanhu vakaramba kuterera nhasi takuchema naED na chigumba
Takanjamukaa
Zanu pf yese inofanira kubviswa asi inobviswa sei tanzwa vedu wee Rusike unongotaura zvake arikure unoti vachabva sei vanhu vese avo
Penga bab sorobhi 🗣️🗣️
Mdara Rusike pamberi nenyaya
Kkkk mabumbwa manyasarandi wapedzere watiuraira nyika zvimbwa izviiiii
Mabwidi aya atikanganisira nyika
sekuru Rusike ndopa munorasika pakuti Mnangagwa naChiwenga vakarwa kupi??? gore ripi???those two they never been to war wesi Mtsvangwa vaga vasiri musango vaka zongo batika Hondo yapera vanga variku radio kuMozambique so ndirikuti taurira vanhu chokwadi hapana kana pavaka participater kunze kwekuuraya maZimbabweans hondo yapera....
Chisinga peri chinoshura ichava nhorowondo.ngoma ye Zanu pf yanyanya kurira yava padhuze neku tsemuka.
Mnangagwa mbudzi dzekuba hadzifudzike that thrown u sit on belongs to chamisa
Taurai chokwadi, but panyaya yevanhu veMasvingo ne Midlands handitose tinosapota Zanu pf the whole life hatisi tose please 😊
Nhema dzako madara Bumbwa Lusike