NORTON..... MHEPO YEMUNHU AKAFA MUNA 1992 YOURAYA MUNHU
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 3 ก.พ. 2024
- NORTON SAGA ENDS ON A BAD NOTE................
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica - บันเทิง
Zvakaoma hama dzangu mvura yainaya zuva richipisa all these years hembe kana kubvaruka akaponda hokoyo nengozi dzinza rese richapera kuti tsvai mhondi muchaperam
Haaaaa nyaya iyi kubva paya here veduwee,,,,azofa uyu aitotsvaga rubatsiro achiti haashandi upenyu hwakatoomawo😭😭😭😭
Zvakaoma veduwee ...kureva kut dangwe rababa rakaregerera nhau iyi...baba vanga vabvirira kare kutaura nhau yavo ...pavaivhumuka vakarara apo ndopavaifana ktanga kuita serious nenhau iyi...
Baba vakazotsamwa vakatora mwana😢😢...zvinorwadza
musha hamuna haranga here umooooooo
Akapondwa achìda kundochengeta vana vake apa vana voshaya hanya yokutsvsga baba vakapondwa. From 1992 here.
Valera vayungu muchakwana navo😂😂😂nicesong remiss sahwira yoye ndangendichiuya😮😮😮
Hembe dza1992 yoweee
Ko mai vangu muchamuka riiniko veduwee moyo wangu uri kutambura nekupondwa kwamakaitwa apa makati ziii henyu, chiiko mchembere?
Vanonga vakatsipikwa
Sori dear pota uchibvunzirawo
Very sorry my dear 😢 😞 😔 💔 🙏
Very sorry mudikani 😢
Sorry inguva chete
Yaa zvakaoma
Munhu haarove shuwa ummmm zvakaoma. Munhu wa1992 uyu haaa zvakaoma so sad
Munhu haarovi hama chero zvodii
Nhas rava rimwe zuva ....❤❤
Munhu haarove zvomene
It's so sad guys one of those brothers passed on 😢😢😢rest in peace Rovambira AKA Meki Murindagomo 😢😢😢😢
Pamwe kufa kwemurume uyu inguva yaMwari yanga yakwana. Tisa tungamidze maipe mberi kwake
Chokwadi
Aaah nyaya iyi yanga isati yapera
Eheka hant paye vakashaya munhu
Chemutengure
Yeah zvakaoma
Yeah life is not easy totally
Chii chakanwa doro....moreva kuti inyoka here ndoinoita muhwezva
Aaa veduwe nemqtambudziko 😢
Rip meki Tinotenda kuti makavawana baba venyu
Madii pamedia
Shumba munambo ridza ka song Kaye hausati waiwona nyayacho mhiripiri inovava kachoro
Kkkkkkk.
Aparadzs musha wangu ndianiko. Aparadza musha wangu ndimabhawuwa 🎤🎤🎤
Zvipfeko hazvirovi kana munhu akafa nenzira yakadai
Hero
Since 1992 muri kuti hembe dzemufi dzanga dzichiripo musango, uuum i doubt hembe idzodzo could be for another person akafawo recently. More than 30 years ropa richiri kuoneka pahembe uuuuuum
Zvinoitika kna akafa nenzira iyi hazviori kna kunyangarika .kune imwe nyaya yandakanzwa hanzi murume akafa 25 akawanikwa asina kna kuora achiita kunge afa nhas iye ane 25yrs ashaya saka zvriko izvi
RlP homie shame 😢😢
I was thinking about this family I don't know why
Pakaipa
Rudo
Ko haasiriye munhu ainzi arimumvura here
Eee vataura kuti mvura inosisvika kwaka wanikwa mabhonzo.I think mshakabvu wakazoda kuti aonekwe nokuti mvura yakadzikira saka akazotanga kurotesa mwana wake.
From my understanding pane vanhu two vakafa nenzira yekupondwa
Zvakaoma
Ko mai avo vaitsanangura kuti munhu iyeye tomuziva kare vakadii kunotaura kumupurisa sure kubva 1992 vachitoziva kuti panemunhu akapondwa here
Zvakaoma hazvo
So sad
Pakaipa
Ehe hembe adziori anochengetedza ega munhu
Ini born in 1990 I'm 32 yrs so mukureva kuti hembe dzane 30yrs dzawanikwa neropa ummmmm handisi kupikisa hangu
Eeh Hama Ngozi ndozvainoita
It's 32 munhu afa
Yes ndozvazvinoita coz akafa nekupondwa saka it's evidence yemafiro akaita
Yoh shame ndarwadziwa veduwe mmmmmm seiko zvadai
Zvakaoma havo munhu haharove
Kuona drewmas wotosimba pa data coz vanokuridzira sahwira gara muberere for 10 mins nyaya isati yatanga
😂
Ummm yaa zvakaoma suwa kutofa just like that
Rest in Peace my guy
Vasati vachengeta hazvidi DNA here
Zvakaoma shuwa mweya wemufi haurovi
Apa nyaya iyi zvakambonzii ari mumvura munhu
Song please inonzii pa TH-cam chedza Mai vako tirangane
Kkkkk.
Ngozi haibudire kuvanhu vakamuuraya here? Ko sei yaitambudza vana
Ngozi yakaoma shuwa masofa panze RIP mkoma
Chivanhu chiriko zveshuwa
R.I.P Meki
Mabhonzo haasi emufi wavarikutsvaga.92 hasvigone kuti mbacha dzioneke dzichineropa
Zvinoitika,ende ndakatombozviona live ,watch yaakafa akasunga ichitoshanda ,hembe dzisina kana kubvaruka
@@VestaCandy-ns1zb hoo nhai . Kusaziva hangu
We need DNA to confirm , kuti those are of human being and is the same person in question
Exactly because since 1992 munhu akafa hembe dzichiri kuwanika, I doubt very much. Could be another person akafa recently
But mweyahaudaro guys,
Zvinoita guys Tina sekuru wedu vakauraiwa muhondo 1976 vakanetsa kusvika vaonekwa vana kuuraya vakabvisa hembe vakaisa muchipfiba musango dzakaonekwa dzakatonaka uye mufi aita senge ane 4month afa bt uuuum zvinotyisa
@@constancemarifiye6658true pane akacherwa kuChivhu kumanyene akanga afa nguva yehondo akatungamira hama dzake kubva kuMount D kusvika chivhu vakarara husiku hwese vachichera vakamuwana anehembe nebhutsu yake 1 newatch ichishanda zvinoitika
Wafunga ndandafunga chaizvo DNA inidiwa apa
Arikuvamba chamutengure
Kasong kenyu kanosemesa
Murikutiii KO imimi zvipfeko nhasi zvainge zviripai?
Ko sei muroora arikutaura caridzi vemufo varipi
Zvakaoma chokwadi
Umm chikaranga chakaoma
Hey chivanhu chiriko hama yangu
Zvekuponda muchazvirega
Ajakada ,anyakurira
😅😅😅😅
Ko mhepo yakamboti mapfupa ari mumvura wani
Chivanhu chiriko chokwadi ,makore ose aya aparara mufi hembe neshangu kurega kuparara
Impahla azilobi loba phansi emhlabathini ezaikababa zatholakala lokhe zinjalo after 38years
Asi vanhu ava vakazenge votsanangura kuti murume uyu vaimuziva uye paakaponderwa achiurairwa mari yake sei vakange vasina kunomhan, ara kumapurisa makore ese aya vanenge vanoziva zvakawanda vakamborohwa pasi petsoka
Pane nyaya ipapo
vanhu tinovaudza kuti zvekuponda vanhunizvi zvisiyei munhu haarove hoyo 1992 zvabuda
Rest in peace Meki 💔
Ndarwadziwa zvisingaite wena 😢😢
Ugoona paye vakabuda achiti varikushaya rubatsiro kuti vawane kutsvaga baba wavo
Yooh ko why not kunouraya vakamuuraya😢
Since 1992🤔 the story is not adding up 😅
Ko doro rakanwiwa neyi
Zvengozi ndakazvionera anopoterwa nayo kana yaripwa anofa
Haaa is that tru 😢
😮😮😮but Mai uya wekwa tete Tilder star fm she didn't die
Ko why asi
Ummmm shem
Um worksuit ya 1992 ingave ichiri intact here ne maweather elements?
Saka vana mbuya vakatadza kukumbirira mkomana or nguva yanga yakwana🤔🤔🤔🤔🤔🤔🤔🤔🤔🤔
Mukomana ndofunga kuti zvanga zvasangana nekusiya mapiritsi
Mukomana inga hanzi aipota achirega mapiritsi ake mheno kuti ndeeyi
Zvemapills ndezvimwe ndaquoter panzi"baba vakange vagumbuka nekuti mwana ainonoka kugadzirisa nhau Yekuti baba varadzikwe murunyararo
Kukumbirira unokumbirira semubatsiri but hausiwe unoita decision yekurarama kwemunhu
😢😢 shame
Apo itayi DNA
So zvipfeko zvanga zvakapfekwa nemunhu akafa muna 1992 ndizvo zvakawanikwa? I'm surprised.
Yes zvakaoma ufunge
Me too chivanhu chiriko ndatenda hangu
Ko zvaimbonzi wani mapfupa ari mumvura wani pakutanga kwenyaya iyi
Ko makaviga munhu asiriye vadii kuita madna
Something is not adding up, 1992 Ropa pahembe until now please explain ipapo, Hembe dza 1992 until now , pakaipa
We will never understand the mystery behind mweya yevafi.
Ndosaka kuchinzi munhu haarove aida kuti hama dzake dzimuwane avigwewo savamwe...chete chivanhu chonetsa asi chiriyo
Kuma 90s kwakune ma overalls chete kusina ma worksuits
Taura hako, and nekuwanda kwemafon, no video evidence for this?
Shame
Aiwa ndiye Munhu Mukhulu Amaida kuti mhepo Ibate yakabata asi sure nyanga dzakatadza kukusimbisai
Zvakaoma
Ehe hembe adziori anochengetedza ega munhu
Murikutiii KO imimi zvipfeko nhasi zvainge zviripai?
Zvinoitika manje. My bamkuru vakapondwa nguva yehondo. Ngozi yakanovhurumutsa mhuri yakauraya in the year 2000. Ikataura kuti ndakaiswa pakati mukasvika munoona watch yangu. Vanhu vakasvika vakaona watch ichishanda😊
Nhai zvako hazvinzwisik zvavarikutaura ava asi zvakazokandwa ipapo kuma 2000 hr
@@wedzaprincess2216watch irinani panehembe dzinoora ka apa paiva padhuze nedam dzaisayeredzw nemvura hr
@GraceMapfumo-ep9tx watch iri nani papi nhai? Watch yainaiwa more than 20 yrs inoramba ichishanda here? Ko iro battery rino laster 20yrs here? Dzimwe nyaya hadzisi dzekunzwisisa nepfungwa dzedu
Inga Ataura wani kuti work ukaibata inogona kutsemuka bcz yaora
Zvakaoma