Aaahhh ❤❤Baba Taps manga matiregerera zveduwe. Pambere ne couples connection ❤❤ pasi ne abuse. Mukadzi ane shamu one yaanoda. Simbi yechiborani chete chete.
No to GBV no she can’t support this nonsense. Violence abused victims justify the actions of the abuser. This man is still abusive. Mukadzi anga aneta and he didn’t take that into consideration. He loves his wife but he shouldn’t abuse her. Mukadzi atotambira abuse as normal. Imagine kusaenda kurufu kuhama dzake
Ndabhoikana sei, kutoti dai ndisina kurohwa pamwe ndisina kuchinja.i have never seen an abused person achitoona kunaka kwazvo .unotoona kukosha kwechikoro pakadai .NO TO GBV .and there is no justification whatsoever
Mukoma taps mwaifane kumbouyawo kuChipinge kwa Goko pa Birchenough Bridge muzwewo yangu nyaya mawanire andakaite mukadzi wangu. Now tava ne 2yrs tri tese nemwana 1
Better program pane dzaHeadman Chigodora or dzeN'angan'anga. Well done for challenging domestic violence Baba Taps. The wife needs to be educated about the damages violence causes and becomes an intergenerational problem. Vana vanodzidza zvinhu zvakaipa. The boys will will become abusers to their future wives. The girls will tolerate abuse and could even end up being killed.
Baba Taps , you are such a professional in what you do. You repeatedly condoned violence mudzimba though amai avo seemed to enjoy the brutality she endured.You disapproved violence at every moment amai avo brought the topic back, l hope other guys in that area will learn from your wise words, otherwise a great show it always makes me and my wife chuckle. watching from UK.
Mai Ngwere is beautiful
Very beautiful
Baba Taps is a national treasure😂😂❤. Ndatenda hangu😊
Mfana aiva nezvivindi uyo. Kubva wabuda pachena kuti bhachi ndakwereta; pedzezvo wosvikira ambuya feya-feya futi haaa; paave nebasa apo kkkkk
Kkkkkkkk kohat yambhuya kkkkkkkk
Thanks ba taps for bringing back this show
We need more episodes Baba Taps... Keep up the good work
Mukadzi uyu arinyatsori right right here upstairs
Mukadzi uyu dzakashota
This is priceless happy people can trade for laughter
She's very pretty ane cheek bone like naija.ladies
Saw a small clip on TikTok😊 I just had to come here and watch the full video ❤
same with me 😅😅😅😊
Baba taps how do you manage to be happy anytime anywhere nhai😊
God bless this couple mune mufaro mumba umu❤️❤️❤️plus vakarongeka havo pamba pavo pakanakisa💃💃
What about the abuse part
Mufaro wei wauri kutaura when this woman is brainwashed to think she deserves kurohwa. Can’t you tell she is scared of her husband
Handingambo nyenamiri kurohwa kanaa
Kutodada nemark yekurohwa. I am speechless.
Apart of GBV..a very healthy show indeed..the laughing is contagious
Aaahhh ❤❤Baba Taps manga matiregerera zveduwe. Pambere ne couples connection ❤❤ pasi ne abuse. Mukadzi ane shamu one yaanoda. Simbi yechiborani chete chete.
Mfana (Ngwere) uyo ane chipo chekutsanangura; maiweee! Ndofunga nekunyepa-nekunyepa kunobuda futi apo - ndosaka Viola akakabira fast-fast
Hahh😂😂😂😂 iyi ingwere yemulonyeni zvesure ahhh 😂😂😂😂😂😂
Baba Tapsie vatoshamiswawo namai vanoda kurohwa. Thank you for emphasizing, No to violence!!
Kkkkk; isu tiri kuti azaya ari kuchema sekuru apa eeeee! Zvenhamo tsveee; vazukuru votoronga michato. Pakaipa.
No to GBV no she can’t support this nonsense. Violence abused victims justify the actions of the abuser. This man is still abusive. Mukadzi anga aneta and he didn’t take that into consideration. He loves his wife but he shouldn’t abuse her. Mukadzi atotambira abuse as normal. Imagine kusaenda kurufu kuhama dzake
Yes he is very abusive and thinks mukadzi deserves kurohwa as a form of a discipline .And the poor wife is supporting him .😢😢
It’s painful to see her supporting such behaviour. I hope someone enlightens her and she understands that it shouldn’t happen at all
This woman has been brainwashed by her husband's abusive behaviour shame
@@florencechikwanda true. The guy is manipulative
Ndabhoikana sei, kutoti dai ndisina kurohwa pamwe ndisina kuchinja.i have never seen an abused person achitoona kunaka kwazvo .unotoona kukosha kwechikoro pakadai .NO TO GBV .and there is no justification whatsoever
Yanga ichinakidza until panzi vairova mabhebhi. I stopped watching but thank you so much for bringing the show back!!!
Benzi remurume.
Wife beater , he is a very abusive husband kutoseka benzi remurume
Taura hako zvabva zvabhowa
Imagine
Pamwruyuhaachazomurovi ndezveropa
Tnx bab Taps for bringing this show back ❤
Sure had missed it
Waivepo hereeeeeeeee ....kuti chuuuuuuu... baba Taps manga matikanganwa paCouple connection 🤩🤩🤩
Zvinhu zvamunosekerera hazvisekese shuwa nxaa zvandibhowa pakurova apa
Mukoma taps mwaifane kumbouyawo kuChipinge kwa Goko pa Birchenough Bridge muzwewo yangu nyaya mawanire andakaite mukadzi wangu. Now tava ne 2yrs tri tese nemwana 1
Thank you baTaps mandigonera mapapu angu apinda mhepo kkkndange ndisingachazivi PaKaranganda nekuti nyaya dzimwe dzese andidzifariri dzinopa negative energy pakati couple's connection ndopakati positive energy ❤❤❤
Komborerwai imi, wish this happiness
Better program pane dzaHeadman Chigodora or dzeN'angan'anga. Well done for challenging domestic violence Baba Taps. The wife needs to be educated about the damages violence causes and becomes an intergenerational problem. Vana vanodzidza zvinhu zvakaipa. The boys will will become abusers to their future wives. The girls will tolerate abuse and could even end up being killed.
Baba naMai Ngwere dzemlonyeni 😂😂😂
ndanga ndasuwa show iyi baba taps ndaigara kutsva show iyi ndikatomboti pamwe ndine pandakabaya zvakuita Fon isaburitse program iyi
Finally the show is back!!!!!
Ndaseka nhasi yooo 😂😂😂😂 ,love is good
Waiyepo here, mamarova pachirongwa chedu baba taps
🎉🎉🎉love this. I missed this show 😊
This Ngwere guy is a good story teller.
But don't beat your wife.
Mai Praise nababa Praise so lovely ❤❤
I think she was young in those years now she is mature
Ummm paku sekerera kurohwa apa ndakutyai mai mwana ayiwaaa🙌
I like that baTaps munobva matogadzirisa ipapo kuti mhirizhonga kwete
😅😅😅haa ndaseka nhasi ba taps matigonera nechirongwa ko manga maendepi
BaTaps thanks for bringing back chirongwa chavanhu
Thank you Karangandatv nekudzosa couples connections inonakidza ino dzidzisaa zvekaree❤
Thanks baba taps nekudzosa chirongw chinotapira kudai ngazvichiramba zvichienda mberi musamira ❤❤❤
Haaa ini nyama yangu handide. Nayo zvangu ndotenda Mwari vakandipa murume asingarove
Baba Taps , you are such a professional in what you do. You repeatedly condoned violence mudzimba though amai avo seemed to enjoy the brutality she endured.You disapproved violence at every moment amai avo brought the topic back, l hope other guys in that area will learn from your wise words, otherwise a great show it always makes me and my wife chuckle. watching from UK.
Please nyora shona. Your message is not clear.
@@maiyeukai9346 sorry can you write in English your request is not clear!.
But I think they're Happy though
Rohwai mega ini nenyama yangu handidi 😔
Thanks Baba Taps kutikanganwa kwamanga maita nechirongwa ichi yainge itori mhosva
Haha baba taps huchi Madzoka couple’s connection Whoopi munotongonera baba taps waivepo ereeeerr
What an interesting show with lovely couples 💑
She normalised physical abuse. They both need support if they haven’t recovered or resolved the problem.
Mai avo anofara shem wife material chaiyo
No to violence of whatever magnitude. Ini handina kurohwa but ndirimo. Musanyepera vanhu
Am the first to comment...thank you baba Taps for bringing back our show❤
Nice one I like it
Wonderful eposode. Keep it up baba Taps!
❤❤❤what a beautiful couple 💑
Yowee maita basa baba Taps ndosaka ndichikufarirai ❤❤
Rudo rwanga rwuchitsva until pakurohwa. Aiwa rudo rudzii irworwowo?
Good mhamha zvinoitika zviya vanhu knavachangoroorana munenge murivarumudzani chaivo kutodairana kuti newevo ndibvire apo unopenga iwe
Kurova hakuna kunaka and there’s no justification of beating your spouse mai imi. Musakurudzira a bad habit muchiti madzimai mamwe anokodzera kurohwa.
Aiwa mai awa soo ,kuda kurohwa here
There is true love, keep it up
😂😂,gore rakafa Mambo Hosia ndakaona Mwari
Uuuuuum ini ndirimo adi handing kumborohwa kana zuva rimwe haro.
Kurohwa aiwa nyangwe vatadza let's talk, baba avo vanoshusha asi hazvizotauriki hazvo,
Sandi nyole kuti chuuuuu ba taps 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂it was NYC mbuya nasekuru kunzwa love story yenyu .
Thx ba Taps tanga tasuwa program iyi but mai sure munoti kurowa kwakanaka yoo
Mukadzi akajaira kuabuswa anopedzira aona kunge zviri normal
Nice couple though
Shuwa nyaya yekurohwa nechitorobho haina kundifadza, it made me sad kuti varikutoseka nhaimi. Abuse chaiyo
Hanzi ndinotenda marohwero andaita ahhhhhhh
😂😂😂😂😂😂kudzidza kwakanaka veduwee
Violence spoiled otherwise a good story 💔💔💔
Kurohwa nop for me never ever😂😂😂😂
😂😂😂 wakasangana parufu ahoi😂😂😂
Haaaa kurohwa nxooooo chero ukatorohwa nedhuku... Mai ava vakuto kurohwa bhoo
💃💃💃💃💃 thank you baba taps ñekudzosa this program
This shows a violent person doesn’t change, her turn came..anyway beautiful story minus the violence
Mukadzi akapindana nacho uyu shame.baba vazunguza musoro vafumurwa
Mhirizhonga mudzimba yakashata chaizvo
Beautiful couple ❤
Ini handirohwe kana kutukwa ende tinotodanana nemurume wangu,uyu mukadzi iduzununu uyu mbwaaa
Baba praise kkkkkk hiii mandipedza😂😂😂
Great show though pakuzorova chete ndipo pangoshata
Ko manga muripi baba Taps nechirongwa changu ❤❤❤❤❤
Ndiri kuona rupasa/casi ( ndebele), kune kwa achiri kuwanikwa here
My favorite program ❤❤❤❤❤
Keep the fire burn 🔥 l like this
Thanks bba taps nekudzosa chirongwa chedu
This woman is very positive even when talking about the not so positive
Baba Taps maita basa to bring back chirongwa chinodzidzisa nekunakidza zvese😂🎉
Sisi Viola musadaro mukoma Ngoni ❤❤❤❤😂😂😂😂😂
Thank you baTaps l love this program ❤
Iiiiiiii ini handingambogarire kurohwa vakashinga amai ava zvokwadi kurohwa nechiwepu😡(hanzi vaisapfuura Shamu 5😮 ndoswera ndarwusungisa shame I doubt kuti haacharohwi uyu 😢
Ini ndomudhonza zvombo kurova ani hy akajaidzwa achingoti kusviba sepasi pejende ren'anga
Thank you... We need follow up ya Mai na baba Mombe
Aiwa munodanana zvenyu but baba kurova munhu waunoti unoda kwakaipa. Murume haasi Musiki wemukadzi
Vana homie vangu . Nic
Program iyi ndoida manje 🥰🥰 mandigonera
Thank you baba tapus ndaikwira nekudzika ndichitsvaka chirongwa ichi
Manyangwirabonga 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅baTaps idrama
Saka murume wenyu muchamurova here kuti aite munhu kwayo ahhh
Mai Ngwere vakuziva nekunowanikwa Shamhu 😂😂😂
Lovely couple enjoyed the whole vedio😄