ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Uyu magetsi kupfuuura nyambo idzo Be Stead and focused Rhythm ndokwavari vese unogonesa ndomuseve uyooo
Mark pa1 Tindo 2Simon mutambi 3 handidi kupikiswa
Uyu anotogona kudarika umwe wacho uya
You are finally puzzle in sungura Tindo and your team ❤
Uyu ndiye wangu❤❤❤❤🎉🎉🎉
Tindo uri shasha iwe❤❤❤❤❤❤
Irwa hondo unyerere uone zvinoita mafans 🎉🎉🎉🎉🎉 welldone
But Tindo unogonha kupfuura Mark
Taura hako.
Zvekutodaro ...uyu akagara achipisa uyu
Makamboterera huzukwende hre imi,haasviki uyu arikuresa uyu
Huzukwende murikuiziva here imi
This guy anoziwa zvaanoita haana papaz sewayawaya keep on conquer Tindo
Stupid
Ndibaba Tindo
Keep the fire burning youngman, kungoti wakaita chi late entry chete musungura but ukutorova kudarika churu chiya chakapinda nyoka hachichina majuru kkkkkkkkkk
Uyu mufana uyu anogona kukunda Mark Ngwazi ari pamberi pamukoma vake
Wire dza Tindo dzakachena baba
Gitare ririkubuda apo Tindo ka unotsemura uuuuum uri dhonza muTop 5 urimo thos year
Chibaba ichoo wakanyanya mwana wamai bhora mberii
Mumwe anotsva haaa magetsi aya 🌹🌹🌹🌹tora maruva ako uchiri mupenyu Tindo👌
Maturity ndiyo iri mauri tindo. Music yako inonzwika zvakanaka
Ndogara ndichitauura Tindo muhombe than mukoma
Uyu anobvarura zvake
Masterpiece
Famba famba tindo uri mberi wangu
Mwana wamai Cecilia ❤❤❤❤ ndatenda hangu
Well done keep going mafana
🔥🔥🎸🎸🎶🎶🔊🔊yaaaa ndazwa
ndo Ngwazi ane chemagitare uyu ndoangada baba shero paground uyu pafair anogona guyz
Aiwa after the bass guitar pakafambwa ngoma
chipo kaichi, keep it up bro
Kungoti yakati tonhorei hayo but arikuyedza chaizvo keep it up
The last 🎸 is very dangerous
Waya waya waya waya
Wapedza bhora Tindo
Famba tindo unogona mhani
Uyu ndamupa sando dzake
Rich n nice sounds there Abdande❤
Pasina zvekutari mumhu,pafair uyu ndiye arikuzvambura music pavafana vese varikusimuka.
apa wakagona shaa number 2 from judgement
This time uyu utoro Nani kudarikawo mark
Tindo uchatishupa
Unogona Tindo ,munezvipo me naMark.
Far better than Mark
Taura hako mark haapindi pana tindo
Mbanje dzokuwandira !!
@@olapenchikoore7686 good yako haisi yangu
Asi unorova mutoriro😢
Mafanzi amacheso musavenganisa vana vemunhu umwe ,,, chokwadi chako chinokushoresa ,,
Good sound ndaifarira sounding good
Mwari dzosai dhewa naDembo mutore mazidofo arikungobharangidza magitare zvisina direction and order zvakadai mmmmmmm no no no
Kkkkkk varikungoita noise ava
Very good Tindo
Thanks for good song
Tindo magetsi aya💕
The one Tondo Gwazi super 🎉
Varikutsvaka mari mukoma nemunin'ina kkkkk ndokt vararame
the last lead guitar is lit..hatina zera naro
Ndatenda Ramba wakadaro
Uyu anotogona manje zvekuenda chaizvo
Wakaroveraa kure
Kuibopa nekumuswe ❤
❤❤❤❤ l like it
Uchi
Zvingoma ngoma ..movhura hombe
Uyu anogadzira Basa manje.
Best of the best
Yeah pakarohwa ngoma
Ndipeiwo song yekt ndafunga zvekuenda
murimukuru mdharaaa
Aya ma 1
Great staff
Aaaah famba mwana wamai sis
Uyu arikuseri
Unechipo
isa imwe uyu anemunyu zvake mwana wamai sisissssssssiria
Masong manganiko pa Album apo ❤❤❤❤❤❤
Wagona Ngoma Tindo tanga tanzwa nekushandiswa navo vakwasha vepadhorobva manje vanoona moto tane size yavo inovakwana kungoridza iyoyi
Well done mzu wakule
Uyu ma one uyu
Remember vazukuru va baba Sharon saka ma1
Kkkkkk adante famba kwete zva mark zvekupenga
Ko iwe zvako zvekusapenga zviripi tseki wako
Ndomuseve kwete zvekukopa zvonoitwa nemukoma wako chigure
Ko iwe yako usiri chigure iripi dako rako imbwapfutseki wako
Antanteeeee
Well done Tindo
❤❤❤❤❤
Tamirira judgement,ndiyo yakarohwa,uchatonzwa umwe akuti dzogona kudarika Mark,huzukwende yakadikitirisa Baba shero cz ma1
Anonymous dzidza from mark so hameno kuti urikutii
Yaa ndoridza uku
Uyu chibaba
Stop comparing artists please
Munhu anonakirwa newaanoda so nothing wrong in comparing
@@gallodykugedera1552makazenge matopedza here PHD in musicology zvekutokodzera kuita imi chiyero chemisambo yevamwe.
Kupleja kubhawa nekuchurch ummmm pakaipa
Uyu mugoni chaiye
Pfee mugarden mevamwe
Ndaaanzwa Mwana wamai bhora mberi usamira
Denga radaira sure ko dzimwe dzikup tikungoona 1
hoyoooooo
Dzava 2
fambaaaa
Chibaba chemangoma
Vakwasha vekudhorobha...!!
Hoyoo 24
❤🎉
Better than Mark unogona mupfanha iwe
Uyu anorova waya zvese hatizomuenzanise nevaya
Haa uyu ma1 haaimbe nyambo
Chibaba ichi
Massage gud but need to be well polished they are some discords
Unoteerereka iwe
dzatokwana hre tikuda dzimwe isu ichi chibaba
Ramba uripedyo namukoma wako mafana uchasvika pavakasvika well done
Haa mnand mnandex
ichi chogwadza mupfana
Sub yakabatwa iyo atina zera nayo
Voice auna Mark ngwazi kumberi
Taura hako,hameno akabvirei kwamukoma mark ngaadzokere anidzidza voice iro
Voice haana hake uyu
Uyu magetsi kupfuuura nyambo idzo
Be Stead and focused Rhythm ndokwavari vese unogonesa ndomuseve uyooo
Mark pa1
Tindo 2
Simon mutambi 3 handidi kupikiswa