His artistry reminds me of the young Macheso... in terms of raw talent in full connection with his gift. I am very impressed by Tindo, he is gone a level up than his brother Mark who is also super talented , but Tindo vane deep message and great variation ...
Bamunini makanyanya Nyika Ikuziva here kuti ndozvamuri kuita in Zimbabwe is one problem Government yedu haigone kusimudzira vanhu vakadai kuti talent rawo ri inspire vamwewo
Tindo mwana waMai Cecilia une nharo unorova mukoma wako Mark by far. Siyana nekuzotevedza pfambi munzira mako maunofana umu. Stick to your wife unoenda kure I will tell. Shanda zvakanaka uchibhadhara vaunobata navo unoenda kure🎉🎉🎉🎉. Uri chibaba Tindo
I have been playing this album for almost 3 years now thinking it's Mark Ngwazii... Tindo is really talented, I have the whole album and I have been thinking its his bro Mark eishh he surely deserves #1 on RadioZim top 50 (2023) kongrats 🎉
Song inokupfeka slowly but surely, we surely pray to enter Heaven, as we know death is certain weather we pray to stay alive or not, The best part, my enemies pray that I die, first but I wonder who will look after mai Cicilia ( that is his mother) The song is a prayer, a testimony of confidence and thankfulness to parenting and relational What a great song 🎵 👌 👏
I am a prophet but this music is my favorite...this boy has a very unique strong voice...there in no one with such a voice in sungura music
Unoporofita chii
Zvekuti uri prophet ratoriwo drama zvaro terera manzi wakanyarara iwe dako. prophet of Baal
Kana muporofita abvuma kkkkk
His artistry reminds me of the young Macheso... in terms of raw talent in full connection with his gift. I am very impressed by Tindo, he is gone a level up than his brother Mark who is also super talented , but Tindo vane deep message and great variation ...
The future is bright❤
Waya dzakabatwa baba hey mhani ,ngwazii poweeeeeer
Zimbabweans our joy is coming soon 😢😢😢😢😢
By soul I am Zimbabwean,by warm body South African. I don't understand language but that rhythm speaks volumes some more please.
Shasha
Ndakatanga kukanzwa ndichibva madhodhi fombe muCAG ndichienda Ruwangwe kakaita jupinda mumusoro ndirikuhope kunyanya pakanozoti hanamatire kuti ndisafe asi kubatira nzvimbo kudenga waya dzinoteera ipapo ummmm mwoto
Kwete zvekupfira maDandy , aya mangoma haapere 😂
Bamunini makanyanya Nyika Ikuziva here kuti ndozvamuri kuita in Zimbabwe is one problem Government yedu haigone kusimudzira vanhu vakadai kuti talent rawo ri inspire vamwewo
Tindo for president 😭😭😭😭😭😭😭😭🇿🇼🎸🇿🇦😭😭😭
Likhorwesa Heli dukana
Tindo mwana waMai Cecilia une nharo unorova mukoma wako Mark by far. Siyana nekuzotevedza pfambi munzira mako maunofana umu. Stick to your wife unoenda kure I will tell. Shanda zvakanaka uchibhadhara vaunobata navo unoenda kure🎉🎉🎉🎉. Uri chibaba Tindo
Tindo Aa kusaatenda uroyi voice negitare zvinoenderana too creative unoimba zvino mwiss mvura pasungura you number 2 Ndinokuda zvangu sepewaka imba vaimbi nemagitari avo wakaratidza umhizha wedzerwa mazuwa ekurarama
Vaimbi ndeya Mark but uyu Tindo chitofu.
❤ this guy got unique talent
Uya kwaMadhodhi takusuwa
Makanyanya mkoma tindo to the world
This family is talented ende mashoko nemagitare acho kurongeka iweee
I have been playing this album for almost 3 years now thinking it's Mark Ngwazii... Tindo is really talented, I have the whole album and I have been thinking its his bro Mark eishh he surely deserves #1 on RadioZim top 50 (2023) kongrats 🎉
Yaaah ndabvuma pakagonekwa
Mapfupa eSungura azomukira paari mufana uyu , 🙏🙏🙏
Zvokwadi, mapfupa a Macheso achiri mupenyu. I am very impressed as well.
❤ go ahead mudaala
Haaa unoriva hako zvisina mubvunzo. M your new fun
Yaa this guy is one of the best sungura musician
Ndaona mfana rekumusha kwangu Manyere apoo
Tindo unogona hako..u have my vote
On my video again jerrrr wonderful
Ane chipo mufana uyu, ndechemhuri ichi Chipo
Unogona tindo chimboitaiwo colabo na macheso
This is extremely sweet. Tindo you are talented
Dzinochekwa baba wire
This is music ❤
Huchi hwemashuwa shuwa👌
Zodzo haina zera zvechokwadi Tindo mangoma uri kudambura
My lv song thanks tindoo mwana wamai cecilia
Fadzai vanhu vakomana
Kip it up going up
Tindo anoita kuyimba chaiko and his music is flowing, Mark anoita kutaura so ndopa Tindo Sando
Famba Mwana wamai Cecilia
Former porisi ofisa uyo
Well talented boy, imharidzo iyo guys l like this song
Uuuuuuum mupfanha uyu haana kumira mushe🙆🏾♂️
Well done, keep pushing!!!!
These sons of Mai Cecilia are a raw talent, gifted, actually they are Super Artists. Sungura will never die
Creative keep on going munosvika baba
Keep on doing good job Tindo. I am your best fan. Usadzora tsvimbo
Very nice music,kip up.
Ndinonamatira kubatira nzvimbo kudenga....... Glooooory!
Get well tindo ngwazi
Song inokupfeka slowly but surely, we surely pray to enter Heaven, as we know death is certain weather we pray to stay alive or not,
The best part, my enemies pray that I die, first but I wonder who will look after mai Cicilia ( that is his mother) The song is a prayer, a testimony of confidence and thankfulness to parenting and relational
What a great song 🎵 👌 👏
My best artist zvamanje manje unogona tindo ngwazi
This guy is super talented ndechemhuri sure ...director hasty rocklife midea mopedza graft
Mmmmmm 👐🏾 kwaaakumberi uku. Zvakanaka zvakadero, no further comment !!!
Sungura in safe hands
Kanorova kamufana aka pakachakurira kachatishupa
Guys listen to this song wakanyatsodzikama and get back to me❤❤❤❤
Unogona mfana...
Mangwazi zvaazvinhu. Munobata mashoko akadzika Tindo rambai makadaro
##Ngazviende mberi mukoma Tindo makanyanya
Apa wakagonawo
Uku ndiko kunonzi kupenga chaiko.
Yaah umm pari kubatwa mhanzi apa
Tindo is unique watch the space
Kana ponda kamupfana aka
Panomera mhodzi
Usanyeperwe this is a hit song kunyangwe zvodiii haudi kusimudzirwa nemunhu iwe you have done it already . Keep this up we will be your fans
Better than mark ngwazi
Tindo you are a true wordsmith
Eni gani keni shuti
Manotes ako ari better emukoma wako akarongeka famba nebhora chikomana
Tindo wekwa ngwazi ❤️🔥🔥🔥🔥🔥
The Ngwazi brothers makanyanya haaa Muzik yenyu moto chaiwo🔥🔥. Mwari ngavarambe vachikupai zvekutipakurira
Iweee 2024 tikukatamba
tinako
Tindo wakanyanya
Uyu chibaba
Good voice Tindo keep it up
best music
lyrical content
Good ❤
Nice keep the fire burning
Amazing Endai mberi
Ichoo
Simply the best keep up younger
Great work unosvika chete keep pressing good music
Moto uwu🔥🔥🔥🔥🔥
Tindo chibaba
is he related to mark ngwazi im loving kaArt karipo apo...
Very artistic indeed!
Mature performance. Keep it up Tindo
Ok,my best music of this man
SANDO MFANAMI
Great talent in singing, dancing and sungura guitar.
I like this song guys
👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾 You are gifted
Chibaba ichoo
Welldone Tindo Ngwazi
Munogona chokwadi
Good voice
Famba Tindo 🔥🔥🔥🔥🔥
well done young man
🔥🔥🔥🔥🔥
Khule avo ma1
Hahahaha true vane moto khule avo
Uuu this is nice guys
Vana vamai cicilia vane zvipo
Tindo tindo chiuno wena wauraya kkkk
❤️❤️❤️❤️