ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Tindo chibaba icho siyana naye ane voice oti message , oti kurongeka kwemagitare aaah uri chibaba mwana waMai Cecilia🎉🎉🎉🎉🎉
Excellent Mark pazera rako ukupisa kudarika vamwe vaimbi. Voice mwana waMai Tindo unaro apa message zvayo aaaah unodzidzisa keep the standard up. I always tell this guy ukasiya pride nemjolo unosvika kure
❤Tindo unogona kéep it up
Sungura music is safe, keep it up, itani from South Africa
Takumirira tindo antandeee
Apa tindo ngwazi atotadzaoo 🤞🤞🤞 album aiiina ubuda nenzira kwayo 4 songs chete
Ine 6 songs. Ndoo problem yekunzwira album ku piracy platforms
Tindo huyaaaaa
Love you my brother thank you
Tindo huyaaaaa 5:17 ❤
Love you Tindo famba iwee
Great job
❤❤❤𝗡𝗱𝗮𝘃𝗮𝗽𝗼 𝘂𝗺𝗺𝗺 𝗺𝘄𝗮𝗻𝗮 𝗺𝗮𝗶 𝗰𝗲𝘀𝗶𝗹𝗶𝗮 𝗮𝗽𝗮 𝘄𝗮𝗸𝗮𝗯𝗶𝗸𝗮 🔥🔥🔥🎸🎸🎸🎸🔊😊
Ndarinzwa Denga Radaira
Future Sungura Legend uyu,
KO sei tindo asingabatike pa Spotify
Sungura chaiyo
❤ Hoyoo
Nyanyest
good one
Uyo anopenza Basa
Mfana anogona uyu ramba wakadaro
Nice one
Waya dzakarongedzwa...hapana Ruzhwa..😂
Hoyoo wakura
Tito
❤❤❤𝗡𝗱𝗮𝘃𝗮𝗽𝗼 𝘂𝗺𝗺𝗺 𝗺𝘄𝗮𝗻𝗮 𝗺𝗮𝗶 𝗰𝗲𝘀𝗶𝗹𝗶𝗮 𝗮𝗽𝗮 𝘄𝗮𝗸𝗮𝗯𝗶𝗸𝗮 🔥🔥🔥🎸🎸🎸🎸🔊
Musanyepera munhu
😂😂😂😂 varikunyepa kutii
Uyu ndiye angatoteera mumashure maMacheso uyu, akugona.
😂😂😂😂@@ymadi85
Iwe unopisa iwe beware Mark
Maintain these vocals mafana, aya ma vocals boe
This is embarrassment to sungura music,izvi tazviramba no no no no,matu.........z.v.i
Ko tazoziva here kuti nekusungura kune varakashi, musangokanganwa kuudza vakutumai kuti denga radaira, uye musakanganwe kunwa mapiritsi epfungwa neemusoro.
Musangoda kunzi chero ndakomenda munozvibvisa chimiro baba